Destiny Media Group (DMG) (incorporating NewZimbabwe.com) is a diversified information and events management business involved in the creation and distribution of world class and multi-genre content across all platforms from news and current affairs, to entertainment and sport.
We pride ourselves in giving our audiences autonomy and ensuring that they can can engage with our content wherever they are in the world, at any time of their choosing and using platforms and gadgets of their choice.
For Zimbabwe News You Trust visit our website www.NewZimbabwe.com
Like our page on Facebook | New Zimbabwe.com
Follow us on Twitter and Instagram | @NewZimbabwecom
Пікірлер
mukadzi uyu ihure chairo remakoko
Haaaaa zvakangooma hazvo
Jidho makatisiya ne ronda
Zim is now a comedy.
😊😊
Unongona Stella we enjoy watching ,unlike vamwe vatisingataure nemazita
VaVhera 😮😮😮
I am loving her confidence. Anoda chikafu chake mwana uyu.
This chief is biased. Hapana munhu pachigaro
Mai avo vanenge sis vaStella facially asi😅😅😅😅😂but vanonyeba havo ah
You are right mami, endai kucivil court. Mwana apinzwa kuzopa evidence is under age. Imhosva iyoyo.
Muzukuru watete manyama, wagona kutaura semunhu mukuru . Mashoko makukutu kubva kumuzukuru, huyai timuchirire maoko🙏🙏👏👏.
Munondiseka futi here ndipei number dze mukadzi uyo
Cy destiny tv ichirambirwa kupinda mudare tiri kudawo mavidio e destiny
MaChief why achitonga ari side revarume kunyange pasina humboo
Pane twumwe twuvana twakavengedzera , baba avo vaonesera mwana wavo havo
Zvakaoma
Chang chuuu🙌🙌
Chief ava vanotorwara chaiko vakabhadharwa tsek
Yahweee mimimimi nhai abiyangu meitirei kudaro zvenyadzisa izvi😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😅
Ko mai wanodairei wasati wapihwa mukana
She is pretty
Stand haitongwe kwaChief but kuMagstrate court
Kkkk 5yrs
Kingoti mari haiwankwi my clients vamwe vanobviswa chibereko vamwewo vanobaisa DEPO. Voenda kuperiod 3 or 4 times a year
Stella try and put number dzvanhu vauriku interviewer. I am halfway watching. No number as yet
Mwari ndikomborereiwo ndivane basa i would like to sponsor him eye glasses
Mwari ndikomborereiwo ndivane basa i would like to sponsor him eye glasses
Ukaona urimai anoda imba yake rega kutamba nemasingle mother ,,cz varume vashoma vanozvifarira
My told me about her coworker aiseka mu Albino and her first child came out with albanism
Hokoyo unobhamuhwa hure
Kore Kore language da kukubamura😂😂😂😂
Murume uyu haana future shame....ungarambidze mukadzi kushanda shuwa shame on you murume ..ndiyo inonzi abuse iyi
Saka varwadziwa nei mai vacho after 13 years wodzoka uchiti ngatigovanei pfuma, ipi yacho yawakasiya 13 years ago, kuda kudestroyer life yemumwe munhu uko
Neck chain kkkk
😂😂😂😂😂😂
Na Stella ❤❤❤
13 years hmmmm plus kurohwa ..aewa murume ngaaenderere mberi nelife yake mukadz kwake ........ngavagovane property chete .
😂😂😂😂😂😂 cup iyi mamuchida kuimwira tea hr kkkkk haaa Stella kaa
😂😂😂😂😂😂
Zvakaoma nyika yaipa
Sabhuku manyama
Ndinovaziva vanhu ava ichokwadi ichi
Ndipei number dze mukadzi uyo
Famba Stella
❤❤❤
Ngaadzikame
❤❤❤
Ahh destiny TV yambidzirwei kupinda muditsai ZIGO mudare mabushu isai Muusha..
😂😂😂 mabiyangu🎉