Madzibaba Ishmael votadza kuuya kudare vaenda kuChipatara uko kwavano rambidza vekwavo kuti vasaenda

Ойын-сауық

Madzibaba Ishmael votadza kuuya kudare vaenda kuChipatara uko kwavano rambidza vatenderi vekwavo kuti vasaenda

Пікірлер: 39

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950Ай бұрын

    Stella Muusha, taking Zimbabwe to another level!🙏

  • @maidonnel
    @maidonnelАй бұрын

    Keep on pressing Stella well done

  • @MozboyPrody
    @MozboyPrody2 ай бұрын

    Justice for professor Muhwati pliz vanhu avo ngava fire mujeri

  • @ntombizodwancube3365
    @ntombizodwancube33652 ай бұрын

    Auntie Stella endayi munovatsvaga kuchipatara ikoko

  • @LoveOfSouthernAfrica
    @LoveOfSouthernAfrica2 ай бұрын

    Stella Muusha 🙌🏿🙌🏿👏🏿👏🏿👏🏿great job sis keep it up

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora2 ай бұрын

    Hie Mrs Stella Muwusha keep going good work 👏

  • @user-ik9wd8uu5o
    @user-ik9wd8uu5o2 ай бұрын

    kovana madzibaba vaya vekutsigira kusaenda kuchipatara varipi nhas

  • @sarahchitiki6084

    @sarahchitiki6084

    2 ай бұрын

    Ngavasungwe vese varume vaye there is a lot behind that church. Iyezvino vese vaibuda vachitaura vochiti kudii manje. Uye macharges Ishmael ekuitisa Vana 5 vadiki pamuviri achivaita vakadzi vake ASI vaiti hatirodze Vana vadiki. Nyaya dzacho dzinoitisa hasha.

  • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc

    @FelistasMhuriyengwe-dp8vc

    2 ай бұрын

    ​@@sarahchitiki6084avashayi zvekutaura mapenz aya.ukagara padhuze navo awuvagoni vanotokukunda mapoints

  • @masciemudumo

    @masciemudumo

    2 ай бұрын

    Mwari vanoenda kuchipatara Ko mweya wadii kurapa munhu

  • @Mikelamushamba274
    @Mikelamushamba2742 ай бұрын

    Tete muusha boo hr pa destiny tv

  • @AnnahMandhlo-ft6cq
    @AnnahMandhlo-ft6cq2 ай бұрын

    Good job aunt

  • @prachie937
    @prachie9372 ай бұрын

    Ko kuchipatara vaenda sei ivo vasingaendi kuzvipatara 😂😂😂

  • @Washie_DukeOfGokwe
    @Washie_DukeOfGokwe2 ай бұрын

    NAMATAYI MWARI KWETE MUNHU

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh2 ай бұрын

    Stella muusha live and direct 🎤 destiny TV manyama

  • @user-wz9mo1xt8e
    @user-wz9mo1xt8e2 ай бұрын

    Inga job ayiwuya kucourt achirwara iwo wakoshei ngavauye vari muwirucheya

  • @user-lj5mo3oz9y
    @user-lj5mo3oz9y2 ай бұрын

    Great job Mrs Stella

  • @peendube4656
    @peendube46562 ай бұрын

    They will still defend him saying akamanikidzwa

  • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc

    @FelistasMhuriyengwe-dp8vc

    2 ай бұрын

    Taurahako

  • @tinashekamhapa4803
    @tinashekamhapa48032 ай бұрын

    Mhamha stella muri huchi tuvaroyi uto vanhu ngwarai nevakuru vama church ava

  • @sarahchitiki6084
    @sarahchitiki60842 ай бұрын

    I think inyaya yekuti gweta ravo range risati radzoka rainzi haripo.

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora2 ай бұрын

    Mhondi inotombo rwarawo nhai inga pasi mupindu rinopinduka 😊

  • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc

    @FelistasMhuriyengwe-dp8vc

    2 ай бұрын

    Vakafenda paya pavatambira shoko redzimwe mhosva dzevanasikana vaya vavakaita vakadzi kkk ndozvakuvarwarisa

  • @conmukombero8627
    @conmukombero86272 ай бұрын

    Anonyepa ahasi kurwara kuda kupusha tym kuti asapinde mu jail @ list vamwe vari kucanane vaona kuti vari kuvharwa na Ishmael iyi anoenda kuclinic iwo vachinzi musaende

  • @nyaradzomarozva5715

    @nyaradzomarozva5715

    2 ай бұрын

    Exactly taura hako iscam iyo hapan kurwara apa

  • @vongaifini

    @vongaifini

    2 ай бұрын

    Vavaona kuchipatara kwacho ndiani zvichireva kt ivo vaigara vaitoti vakarwara vaienda kuchipatara asi vame voudzwa kt atibvumidzi chipatara itori mhovha iyoyo ft yavaiitira vamwe

  • @sarahchitiki6084

    @sarahchitiki6084

    2 ай бұрын

    Ndokunge vaziviswazve nemachengeterwo anoitwa secret pamwe ruzhinji harutomboudzwe.

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta2 ай бұрын

    KO mhondi inoenda kuchipata 😂😂 Sandi kutinyepera hre pakadai vanowanika vane shura matongo

  • @NyaraiMadzima
    @NyaraiMadzima2 ай бұрын

    Vakuru venyika ngavagadzire chaizvo mutemo waishmail inoita kuti tifare senyika

  • @dmroruu
    @dmroruu2 ай бұрын

    Varikutsvagei kuchipatara..hanty havaite zvezvipatara here😂😂

  • @tianntiann5801
    @tianntiann58012 ай бұрын

    Imbovatorai video vari muchipatara😂😂😂😂😂

  • @patriciagunzo6171
    @patriciagunzo61712 ай бұрын

    Zvakaoma azoona kukosha kwehupenyu hwake kwete vamwe vose yaa dai mwari asvinudza ruzhinji rwuri kupurazi kwake

  • @sithole73
    @sithole732 ай бұрын

    Maths dzevanhu hamudzizivi. Pane avaona kuchipatara🤣🤣🤣🤣🤣 musazvinetsa imi veruzhinji

  • @kushinganyasha1200

    @kushinganyasha1200

    2 ай бұрын

    😂😂😂

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera2 ай бұрын

    Mapostori ngachangamuke arege kupisa mukuru wavo arikuchipatara ivo havayende

  • @lilianmhamba
    @lilianmhamba2 ай бұрын

    Ko vakuchipatara chechikurubi sei havana kunzi vapihwa bell re$1000 here

  • @FelistasMhuriyengwe-dp8vc

    @FelistasMhuriyengwe-dp8vc

    2 ай бұрын

    Azvina kuzobudirira.pavanga vakutobuda ndopakasvika dzimwe mhosva dzevanasikana vavakaita vakadz varipasi pe18 ndopaakabva afenda

  • @lilianmhamba

    @lilianmhamba

    2 ай бұрын

    Better kana ivo vaida kumupa bell vaipenga here

Келесі