Stella is our second aunt in zim best journalist ever 🎉🎉
@jabulanimgomesi79502 ай бұрын
This is top class reporting! Thanks sister Stella Muusha🙏
@hokoyochikwenya76782 ай бұрын
I love my cster z reporting....polished voice,sound and quality, pictures suberb...keep it up
@annabanda61902 ай бұрын
Stella you a diplomatic reporter i love your channel
@Mikelamushamba2742 ай бұрын
Nezvaari Gilbert wacho wotoona kut is a go mad and come back
@Mikelamushamba2742 ай бұрын
Welcome destiny tv manga maroverepiko😂
@MichaelFisher-xl6nh2 ай бұрын
Destiny TV manyama live and direct sister Stella 🎤
@masciemudumo2 ай бұрын
We want details that lead to Gilbert’s arrest bcz pane humbowo here wkuti ndiye ? Akabva nepiko giribheti ane chitupa chinopupura kt zvokwadi ndiye gidza . Kunge anopenga kunge mbavha kunge mhondi mmmmm watch pana gidza apa
@evemudungwe1682 ай бұрын
34 years harawa yakadai soo hapana kukanganiswa mkore herr apa kuti tidai 43 hazvisi kuenderan kuti 53 zvinoenderana
@ashtonchikozho22
2 ай бұрын
😂😂😂 indebvu chete achiri mudiki uyo
@SheStoicForLife772 ай бұрын
Looking at this man he’s not up to date. That’s why simba rekupwanya matomp stones is so extraordinary kuti it was done single-handedly
@lorrainchanda6803Ай бұрын
Tinashe and Gilbert you have done it again as per kamuchacha
@linamadora3402Ай бұрын
Kuti aiita izviega here pamwe vakawanda
@mollensaungweme11882 ай бұрын
Taurai Shona maikuru
@PatienceKasawaya
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 It's it's it's kwaaaaaaaaaa
@user-eq1yp5xx3y2 ай бұрын
Une humboo here hwekuti ndiye akaita izvi
@SheStoicForLife772 ай бұрын
This cemetery needed a security person to guard like some cemeteries I know. I think ma councils are responsible for protecting these areas. 85 is too much to be destroyed overnight.
@user-nr5ck1zk9x2 ай бұрын
Ko vakazvizivasei kuti ndiye vakamubata sei
@Cc-io5xm
2 ай бұрын
Exactly my question too
@Tatenda6842 ай бұрын
Kuwana Security kumakuva hre muchitadza kubvisa marara kumatapi
Munyama wake murume uyu kushaiwa pekugara zvinova zvamuisa mukufungirwa .
@josephined89312 ай бұрын
Aaaaa izvi zvinogwadza izvi haungaiti zvakadai kuvanhu vakazvifira havo
@Tatenda6842 ай бұрын
Uyu munhu Anorwara nepfungwa uyu
@Tatenda6842 ай бұрын
Ko kungoRekereka NgeShona atete
@tsitsimutombo22162 ай бұрын
Zvino kana iyo security yacho inomugona here nesimba raainaro.Kana ariye mweya wacho unomubata zvine simba.Ko icho chinoita agare kuma kuva chiiko
@RoyaleHighness-fi6uz
2 ай бұрын
Haaa Rigiyoni chaiye
@tsitsimutombo2216
2 ай бұрын
@@RoyaleHighness-fi6uz Zvakatooma
@chiheramaialexis25102 ай бұрын
Hari nyare here zirume guru iro??
@bmanjachah91642 ай бұрын
maikuru avo takungonzwa its its its its taurai rurimi rwaamai mhan
@PatriciaGutuza
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂chikati wataurirana nani Kuti unditaure
@nokuthulankomo66572 ай бұрын
😂😂😂😂dead by the words imomo mumarinda amuguidiwi here
@IdahTakwada2 ай бұрын
3rd
@reginamapangah47082 ай бұрын
Ndini ndatanga
@linniahmuchavhaira39542 ай бұрын
Anoratidza semurwere wepfungwa
@britomunjanja37322 ай бұрын
I think vanhu vaimutswa mumakuva uyu, mwana komana, wemunhu asvika
@roderickmushaya82962 ай бұрын
Sisi avo vadirwi kutaura churunglish kuzvinyadzisa kokutaura shona ....
@OttilliaDhaimani2 ай бұрын
Kana arimurwere wepfungwa sei akazviita husiku
@matiemudoti92712 ай бұрын
Ngozi yacho achaiona hake
@madelinechimuka9875
2 ай бұрын
Kkkk inopfuura yaarikutamba here iyo
@rojamillerover2 ай бұрын
Ngaasungwe. Kuda kunyebedzera kudzungaira
@user-hg1qy1td2i2 ай бұрын
Muri sei pano
@neverkabuku30152 ай бұрын
Ko Gilbert sei ari kunenedzerwa mhosva iyi? Sei akazosvika pakusungwa?
@TatendaManatsa-bj6jx2 ай бұрын
Dirty grave yard handingamboda kuti hama yangu ivigwe kuHarare Provincial Heroes Acre wakomboona here kuNationa kune green lawn inochekwa masolider maguard kwakarongeka musarasirira Hama dzenyu
@faithfaithmashavira53872 ай бұрын
Ndi Rigion
@magmat3363
2 ай бұрын
😂😂😂😂
@richardmuswavinda17412 ай бұрын
Nhai Giribheti wanga wapindwa nei?
@jaspernambala2 ай бұрын
Mai moana huyai
@NotJuliaHerbert2 ай бұрын
Guva raamai vambuya mukadzi vehanzwadzi yamai vangu rakapwanywa too she saw it on social media and she is in UK and how painful it is from far away from home like that
@Nunec
2 ай бұрын
III ndazama ku understander hukama wawanyora musoro wangu kubva watenderera😂
@magmat3363
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@gloriamarvellousmutindivar5349
2 ай бұрын
😂😂😂 ini ndatozozvitora ini mwana wangu, my bro and wife namai vemukadzi ndokutozoibata
@brianzambezi2 ай бұрын
Uyu ndi Rigiyoni aingozvigadzirira Mumba make hake
Пікірлер: 84
Stella is our second aunt in zim best journalist ever 🎉🎉
This is top class reporting! Thanks sister Stella Muusha🙏
I love my cster z reporting....polished voice,sound and quality, pictures suberb...keep it up
Stella you a diplomatic reporter i love your channel
Nezvaari Gilbert wacho wotoona kut is a go mad and come back
Welcome destiny tv manga maroverepiko😂
Destiny TV manyama live and direct sister Stella 🎤
We want details that lead to Gilbert’s arrest bcz pane humbowo here wkuti ndiye ? Akabva nepiko giribheti ane chitupa chinopupura kt zvokwadi ndiye gidza . Kunge anopenga kunge mbavha kunge mhondi mmmmm watch pana gidza apa
34 years harawa yakadai soo hapana kukanganiswa mkore herr apa kuti tidai 43 hazvisi kuenderan kuti 53 zvinoenderana
@ashtonchikozho22
2 ай бұрын
😂😂😂 indebvu chete achiri mudiki uyo
Looking at this man he’s not up to date. That’s why simba rekupwanya matomp stones is so extraordinary kuti it was done single-handedly
Tinashe and Gilbert you have done it again as per kamuchacha
Kuti aiita izviega here pamwe vakawanda
Taurai Shona maikuru
@PatienceKasawaya
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 It's it's it's kwaaaaaaaaaa
Une humboo here hwekuti ndiye akaita izvi
This cemetery needed a security person to guard like some cemeteries I know. I think ma councils are responsible for protecting these areas. 85 is too much to be destroyed overnight.
Ko vakazvizivasei kuti ndiye vakamubata sei
@Cc-io5xm
2 ай бұрын
Exactly my question too
Kuwana Security kumakuva hre muchitadza kubvisa marara kumatapi
@tsitsimutombo2216
2 ай бұрын
Kkkkk
@namatiraisithole6158
2 ай бұрын
Nhyi imi kuvafi korindwa ko magoritoto ofamba sei
@Loraine887
2 ай бұрын
@@namatiraisithole6158 nhai magoritoto ofambirepi😂😂😂
Zimbabwe ma one akabatwaa
Heya atoriko zvakeeee😱😱😱😳😳
First
Gilbert uyu makamuona here achipwanya
@nokuthulankomo6657
2 ай бұрын
Ndobasa remapurisa aiwa vanodzifambira chida emuno zvawo muzim ada hawo hmmmmm chobatwq chibasa
Munyama wake murume uyu kushaiwa pekugara zvinova zvamuisa mukufungirwa .
Aaaaa izvi zvinogwadza izvi haungaiti zvakadai kuvanhu vakazvifira havo
Uyu munhu Anorwara nepfungwa uyu
Ko kungoRekereka NgeShona atete
Zvino kana iyo security yacho inomugona here nesimba raainaro.Kana ariye mweya wacho unomubata zvine simba.Ko icho chinoita agare kuma kuva chiiko
@RoyaleHighness-fi6uz
2 ай бұрын
Haaa Rigiyoni chaiye
@tsitsimutombo2216
2 ай бұрын
@@RoyaleHighness-fi6uz Zvakatooma
Hari nyare here zirume guru iro??
maikuru avo takungonzwa its its its its taurai rurimi rwaamai mhan
@PatriciaGutuza
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂chikati wataurirana nani Kuti unditaure
😂😂😂😂dead by the words imomo mumarinda amuguidiwi here
3rd
Ndini ndatanga
Anoratidza semurwere wepfungwa
I think vanhu vaimutswa mumakuva uyu, mwana komana, wemunhu asvika
Sisi avo vadirwi kutaura churunglish kuzvinyadzisa kokutaura shona ....
Kana arimurwere wepfungwa sei akazviita husiku
Ngozi yacho achaiona hake
@madelinechimuka9875
2 ай бұрын
Kkkk inopfuura yaarikutamba here iyo
Ngaasungwe. Kuda kunyebedzera kudzungaira
Muri sei pano
Ko Gilbert sei ari kunenedzerwa mhosva iyi? Sei akazosvika pakusungwa?
Dirty grave yard handingamboda kuti hama yangu ivigwe kuHarare Provincial Heroes Acre wakomboona here kuNationa kune green lawn inochekwa masolider maguard kwakarongeka musarasirira Hama dzenyu
Ndi Rigion
@magmat3363
2 ай бұрын
😂😂😂😂
Nhai Giribheti wanga wapindwa nei?
Mai moana huyai
Guva raamai vambuya mukadzi vehanzwadzi yamai vangu rakapwanywa too she saw it on social media and she is in UK and how painful it is from far away from home like that
@Nunec
2 ай бұрын
III ndazama ku understander hukama wawanyora musoro wangu kubva watenderera😂
@magmat3363
2 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@gloriamarvellousmutindivar5349
2 ай бұрын
😂😂😂 ini ndatozozvitora ini mwana wangu, my bro and wife namai vemukadzi ndokutozoibata
Uyu ndi Rigiyoni aingozvigadzirira Mumba make hake
Pamwe pane munhu waakauraya ave kumumukira ndofunga aimutevera achitiza 🤔 yaa pakaipa
Umm zvakawoma
Panogona paine team re matombo vakatora advantage yekurwara kwake vakamupa something kuti aite izvi
Ndiye hake aiita zvinotyisa kudaro mweya yii nhai
Murwere wapfungwa chaiye
Murwere wepfungwa or mbavha
Tipeiwo nyaya yeku canaan irikudare nhasi
@maviskaseni
2 ай бұрын
Aaaaa avana kutongwa nhasi hanzi musiwa 23 May ....amheno zvikunzwi varimu chipatara vakapihwa poison mheno nani
@maviskaseni
2 ай бұрын
Saka vari kurwara
@Loraine887
2 ай бұрын
@@maviskaseniehe ,kugwara zvavo nhema ,vachapora havo takavamirira
@maviskaseni
2 ай бұрын
@@Loraine887 kkkk idi
Kuri kutakurana nemweya yevafi
Kudzokeredza kwacho kwanyanya aaaaa
Hapana chandafunga ndangofunga kuti ….
Imi ndiani angada kuita guard wemakuva? Ah....
@miyonsesakala5548
2 ай бұрын
Kana kune vanotogezesa akafa ko kuzoti kurinda hako nhai kazeni
@user-eu9sb9zr7y
2 ай бұрын
@@miyonsesakala5548 different setting. Makuva ane nevaroyi mwachewe...
Aah cey tichirasika, handiti kune vanoita zvenganga ngavavaenend kunana sekuru vogadzira munhu ongowuya ega.
Apana chandafunga bt ndangofunga kuti
Ndakamuonz hangu Gilbert uyu atori murwere wepfungwa
Asi zvave ne prize hr if you're first to comment
@ShamisoMburayi-hm3ew
2 ай бұрын
Hapana prize
@user-qs1bu3jd5x
2 ай бұрын
😂😂
@Mikelamushamba274
2 ай бұрын
@@ShamisoMburayi-hm3ew kkkkkk ko ko kutoti ndini ndatabga