pane Zvinoshamisa Zvakaitika Mudunhu Dare Ra Chief Mutasa

Пікірлер: 30

  • @NomakhosiMasekesa
    @NomakhosiMasekesa19 күн бұрын

    👏👏👏

  • @andrewmandidewa5749
    @andrewmandidewa57492 ай бұрын

    Mambo Mutasa raramai nekusingaperi. Kutinga kwenyu kune Uchenjeri.

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna94343 ай бұрын

    Amen kumunamato

  • @Exodus1075
    @Exodus10753 ай бұрын

    T_one tsvaga basa wangu don't keep on bringing old content people will run away fast

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora3 ай бұрын

    Ko anenge ochema ndiyani nhai panoiswa mawoko kunamambo ndini ndoga here ndazvinzwa😊

  • @user-mi3ly7fb6u

    @user-mi3ly7fb6u

    3 ай бұрын

    Ingozi yakabuda

  • @user-hw5fg4dl2e
    @user-hw5fg4dl2e3 ай бұрын

    Tikachi TV amuchazive zvaamakuita makutibhowa

  • @cosmassamanga
    @cosmassamanga3 ай бұрын

    Dzokororo yanyanya

  • @WellingtonBudzi
    @WellingtonBudzi3 ай бұрын

    Saka Mambo haauchiriwosu?

  • @PeterMutanga-og6wn
    @PeterMutanga-og6wn3 ай бұрын

    Inga takazviona Wani ,kutotiza basa tichiti dzimwe dzakubuda haaa musadaro akuchina ndaaa ere munharaunda.

  • @sueeland5675

    @sueeland5675

    3 ай бұрын

    🤣🤣🤣🤣 disappointed ayyy

  • @valeriemashoko808

    @valeriemashoko808

    3 ай бұрын

    Kkkk

  • @casianmasakure6239
    @casianmasakure62392 ай бұрын

    aaa

  • @peterson1990
    @peterson19903 ай бұрын

    Old video, and look for your own content

  • @reginadzapasi9668

    @reginadzapasi9668

    3 ай бұрын

    Xaa zvinotobhowa

  • @joshualunga1113
    @joshualunga11133 ай бұрын

    Picture quality very bad you must improve it sir

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo72673 ай бұрын

    Murumbwana ndicho chii

  • @glowmoremagandu4863

    @glowmoremagandu4863

    3 ай бұрын

    Mwana mukomana

  • @frankmoyo7267

    @frankmoyo7267

    3 ай бұрын

    @@glowmoremagandu4863 Ok thanks.

  • @brendamutasa
    @brendamutasa3 ай бұрын

    Picture quality is very poor .. Sirai Karangada izvi ..kutionesa vanh sekut trikuvarota kudai

  • @barbramazarire1054

    @barbramazarire1054

    3 ай бұрын

    😅😅😅😅

  • @claitosverengera117

    @claitosverengera117

    Ай бұрын

    😂😂😂 haa🤦

  • @SyenaMagaya-iy3nf
    @SyenaMagaya-iy3nf3 ай бұрын

    Monoramba muchidzokorora Zvatakaona kareseiko kuda ma comemments takakomanter kare

  • @amosnhauro6433
    @amosnhauro64332 ай бұрын

    Zvine basa rei zvokuudza mambo ndokujairira vanhu ikoko

  • @rudodzvore4011

    @rudodzvore4011

    2 ай бұрын

    Garai kwenyu kwamusingajairirwi tione

  • @PoliteMuzenda-de8lv
    @PoliteMuzenda-de8lv2 ай бұрын

    This is poor quality picture

  • @shyleenmatode2544
    @shyleenmatode25443 ай бұрын

    Madata anodhura kana musina zvitsva don’t post mhaniwe shit yemunhu

  • @liniencelazarus812
    @liniencelazarus8123 ай бұрын

    Your picture quality is bad very bad

  • @alexrathete8483
    @alexrathete84832 ай бұрын

    Munhu uyu ngangoti anoroya simple,shuwa kutoda lu lokha mwana wevaridzi sei usangamusiyi kana akushungurudza