Norton Tragedy : Mwana akatsikwa nemota yechingwa achibva afira ipapo

Ойын-сауық

Norton Tragedy : Mwana akatsikwa nemota yechingwa achibva afira ipapo

Пікірлер: 182

  • @The_chosen_one915
    @The_chosen_one915Ай бұрын

    The driver did nothing wrong even assistant wacho, it’s high time we educate vana as well kuti mota inotsika. Kumaraini uku we see vana vachimhanyira muroad. We shouldn’t put all the blame on drivers too, and drivers shouldn’t speed in a residential area

  • @user-uw9to2yy9q
    @user-uw9to2yy9qАй бұрын

    Shame so sad nematambudziko kufamily iyo ndarwadziwa neniwo ndakazviitirwa asi vangu akazonoponera kuchipatara asi ndakabatwa maoko zvichinz mwana ashaya asi ndinoramba ndichitenda Mwari nekut wangu akazomukira kuHre Hospital asi pain ndinayo nanhas

  • @chipomundava8735
    @chipomundava8735Ай бұрын

    Sei muchida kutsvagira munhu nyaya dai akaona mwana angadai akamubisa chii chaanowana pakutsikwa kwemwana ndosaka ichinzi accident

  • @kekemangora238
    @kekemangora238Ай бұрын

    Stela une ka kudzikama kandoda ❤

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583Ай бұрын

    Makore gumi anoberekwa here Tete Stella 😊

  • @jenniferkimpiobi8905

    @jenniferkimpiobi8905

    Ай бұрын

    Maybe she wanted to say 10 months

  • @rosemaryjieman9302

    @rosemaryjieman9302

    Ай бұрын

    Hanzi 1 yr 5months

  • @alicybakeki9803

    @alicybakeki9803

    Ай бұрын

    Zvatondishamisawo hanzi makore gumi

  • @user-um6tv3rl1z

    @user-um6tv3rl1z

    Ай бұрын

    Ndopanga paine mubvunzo wangu kt 10yrs dzinoberekwa here

  • @it3788

    @it3788

    Ай бұрын

    May the lord give them peace amen 🙏 pamwe ndo mafiroake 10years anoberekwa chirudzii10 years😮😮😮

  • @leonmpala7520
    @leonmpala7520Ай бұрын

    Assistant aigotsika mwana achimuona sei nhayi amai. Pllease aba mai chengetedzayi vana

  • @IvyTongogara

    @IvyTongogara

    Ай бұрын

    Chokwadi Assistant haaimboti handei iye awona kuti panemwana pakangofambawo Satan, so sad 😢😢😢

  • @Lina_Simiti
    @Lina_SimitiАй бұрын

    You can see the pain in this man’s eyes It’s such a sad pain to go through veduwe kuviga mwana wako here 💔

  • @sipiweKhumalo-nf8je
    @sipiweKhumalo-nf8jeАй бұрын

    No it's mistake they wanted to say 15 months mwedzi gumi neshanu

  • @user-bv1eo4wd9k
    @user-bv1eo4wd9kАй бұрын

    Ummm so sad ha zvakaoma shuwa. Same age with my baby and i will never allow even sister yake iri grade 7 kuenda naye kuroad ndisipo zvangu. 1year 5mnths is still young and kutaura haasati akutogona zvakawanda but kuda ku experiencer zvakawanda sekamwana kadiki so ndichitarisa wangu neuyo ka anogona akatofunga kuti kutamba achitoenda pasi pemota and the other 1 aiva nemwana atoriwo mudiki futi maimuberekesa henyu but zvaida angori pamba muchivaona vese

  • @user-nb8fs6fo9u
    @user-nb8fs6fo9uАй бұрын

    Veduwee rufu harutizike ,tingataure kuti dai dai but honestly hapana anoziva paanofira,ndinoti nyaradzwai nezita raJesu,Mwari ndivo munyaradzi

  • @decee-vk6ed
    @decee-vk6edАй бұрын

    Angaona mwana pasi pemota obva atsika here imi mother

  • @user-fp3mm6sx7e

    @user-fp3mm6sx7e

    Ай бұрын

    Nhai zvenyu

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nhАй бұрын

    Sister Stella muusha 🎤

  • @MelodyNhende
    @MelodyNhendeАй бұрын

    Zvinorwadza.Nyaradxwayi namwari.Mwari ndiye anoziva pane zvese zvatinosangana nazvo.Mwari vakunyaradzeyi.Its so sad ndarwadziwa this can happen to anyone une uchingoti padhuze nothing can happen.Asi zvinoitika kwatiri mwari ndiye anoziva.Zorora murugare Kimberly.Its a sad story

  • @p.ndlovu
    @p.ndlovuАй бұрын

    eish mwana akaenda nenzira inorwadza shame Rufu kana rwasvika runotisheedza nenzira dzimwe dzatisingafungire

  • @rumbimasekesa1593
    @rumbimasekesa1593Ай бұрын

    Makutopomhera vatyairi 😢😢itsaona iyi imi vanamai chengetedzai vana

  • @liniagumbo9339
    @liniagumbo9339Ай бұрын

    Mai vemwana vati 1yr 5 months....munyori maita confusion here Hongu zvakanaka kutanga vanhu vachecker vasati vasimudza mota but kana nguva yakwana zvinongoitika,rufu harwutizwe,harwungwarirwe....inguva inenge yakwana

  • @nicerechab2396
    @nicerechab2396Ай бұрын

    Sorry rest in peace kibley wave kurudya ra ishe muzukuru kusina zvipomero

  • @mukombe15
    @mukombe15Ай бұрын

    Kumhuri yakarasikirwa nemwana ndinoti, "nematambudziko baba naamai". Kune mutyairi ndinoti usa rase moyo, itsaona. Kumhuri yemwana akashaya namutyairi fambai muone kuti vende rauya sei uye hari dzoke zvakare neimwe nzira.

  • @leonmpala7520

    @leonmpala7520

    Ай бұрын

    Sure Mwari ngaapindire

  • @user-kt9wm2kc1p
    @user-kt9wm2kc1pАй бұрын

    Nyaradzwai nashe, zvinorwadza izvi

  • @JulianaMkuhlani
    @JulianaMkuhlaniАй бұрын

    Zvakaoma izvi

  • @user-pf3wo2kc2j
    @user-pf3wo2kc2jАй бұрын

    Zorora murigugare Kimberly, Driver haana mhosva, hapana driver paachadzika pese paanomira kuti atsvage kuti pasi hapana mwana here. Hazviko chero ku Europe, Asia, America kana Australia. Vabereki chengetedzai vana not kupa mwana kumwana mudiki.

  • @YvonneFungai-go6nl
    @YvonneFungai-go6nlАй бұрын

    Maihweeeeee zvangu,ummmmm zvakawoma izvi

  • @chituraahmedmelody6318
    @chituraahmedmelody631821 күн бұрын

    Shem Nyaradzwai Nashe

  • @PeggyPanyangara
    @PeggyPanyangaraАй бұрын

    Mimwe mibvunzo so vatori venhau it's too early kummunhu arasikirwa please chimbozvibvunzai kuti dai murimi munowana simba here Bvunzai vamwe vanhu vazviona mupe mukana varikuchema

  • @user-nb8fs6fo9u
    @user-nb8fs6fo9uАй бұрын

    Mhuri yakasangana netsaona ndinoti Mwari vakuitirei nyasha,Moyo yenyu yakareruka ndoosaka basa remwana rakareruka sekutaura kwavo,hazvaiva nyore kugamuchira asi ndaona kuti muri mhuri ine ruunyararo.ndinoti zvakare Mwari vakunyaradzei,asi ndarwadziwa misodzi yangu iri kungobuda ndarwadziwa haisi nyore veduweee

  • @user-ip7wd2bn1w
    @user-ip7wd2bn1wАй бұрын

    Zvakaoma 😭😭😭 Nematambudziko may her soul rest in peace 🕊️. Kufirwa nemwana kwakaoma veduwe ummm.... I've been there....hazvijairike

  • @shinelikestars2759

    @shinelikestars2759

    Ай бұрын

    Neniwo

  • @nichole.s.ditima2978
    @nichole.s.ditima2978Ай бұрын

    I am so sorry for your lose...Mwari vakunyaradzei zvinorwadza zvisingaite hmmm

  • @user-zs9ii7ej7z
    @user-zs9ii7ej7zАй бұрын

    Zvinorwadza nematambudziko hama nyaradzwai nedenga

  • @NTKwaJesu
    @NTKwaJesuАй бұрын

    Zvinorwadza izvi. Nematambudziko. Mwari vakunyaradzai

  • @MelusiTimoti
    @MelusiTimotiАй бұрын

    Haana kukwana munhu ane 10years anoberekwa zvagara mashoko amayiava haana nyaradzo pakuti vanyaradze vanhu vanowedzera ivovarikunzwa kuti mwana angaayenda nevamwe amsikwanai dzidzai mashoko enyu

  • @Peeshava
    @PeeshavaАй бұрын

    Mmmmm yea ndarwadziwa ndirikungochemawo RIP Kimberley

  • @AdmiringLion-cu4qs
    @AdmiringLion-cu4qsАй бұрын

    Ane makore gumi nemwedzi mishanu here tete,hamusi mapotsa here

  • @user-nk9gq9xg6f
    @user-nk9gq9xg6fАй бұрын

    So sad kumhuri zvinorwadza izvi. Nyaradzwayi na Mwari woga.

  • @modistamaraidza1346
    @modistamaraidza1346Ай бұрын

    Avo Mai vanedzoro vakapfeka ma lace must stop blaming the driver. Uye mwana akachema haafi, musarege Vana vachienda kwese kwavachemera kuenda

  • @sibongilemunyoro2315

    @sibongilemunyoro2315

    Ай бұрын

    Chokwadi hapana driver paiziya kuti pasi pemota panemwana ngavasada kusungirira munhu nxaaaa

  • @lincolnchangata-motsi2738
    @lincolnchangata-motsi2738Ай бұрын

    this is very sad and may the family be comforted.it is not easy losing someone let alone mwana,but as a country we need to be responsible and change our attitude regarding road laws,,,,zvese as drivers and pedestrians,

  • @Mikelamushamba274
    @Mikelamushamba274Ай бұрын

    So sad😢😢😢😢😢

  • @marthamugagami4966
    @marthamugagami4966Ай бұрын

    Shem zvorwadza shuwa nyaradzwai hama zvorwadza

  • @LilianMack-my3wc
    @LilianMack-my3wcАй бұрын

    So sad

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715Ай бұрын

    Shame very sory mai Kupa Mwari ngaakunyaradze hazvisi nyore kufirwa nemwana ndakasanganawo nazvo ronda racho haripere

  • @mandlovie
    @mandlovieАй бұрын

    so sad.asi according to events assistant akangoburuka to ask nekudzokera mumota.driver haana kuburuka.dai assistant aine chaakaona obvious akabvisa mwana.i dont think it takes a minute kuti mwana apinde pasi pemota its seconds.that cld have happened assistant achitopinda mumota.and never cld have noticed.mwana ranga ragara ririzuva rake.at that age hafanire kutowanika kuroad nevamwe asi akaenda . tuckshop yekutanga vakashaya chingwa zvakavatuma kuenda kwepiri zvaitomudanawo.madzimai negligence kumarokesheni uku iriko zvayo zera iro haringaende kutukshop nevamwe vana nekutu vana vacho kungotumao chijairira asi hazvifanire kunge zvichitika. Sorry driver i know you going thru a lot. varasikirwa itsaona iyi totenda nekunzwisisana kwenyu nemutyairi

  • @AndreWilliams-iz5jq
    @AndreWilliams-iz5jqАй бұрын

    So sorry 😢

  • @user-ee1in8gm7m
    @user-ee1in8gm7mАй бұрын

    So sad 😭

  • @user-dg2ly5yu4s
    @user-dg2ly5yu4sАй бұрын

    Very painful 💔 sorry kumhuri ine mwana akatsikwa uyu!

  • @LizJames-qp7vh
    @LizJames-qp7vhАй бұрын

    So sad condolences to the family 😢

  • @AliceMirazi
    @AliceMiraziАй бұрын

    Zvakaoma ndarwadziwa

  • @josephinechapfimvira1930
    @josephinechapfimvira1930Ай бұрын

    Ummm veduwee zvakaoma . Nematambudziko. Mwari ngaakunyaradzei

  • @MaatsweleThobejane
    @MaatsweleThobejaneАй бұрын

    Zvinorwadza chose😢 nematambudziko

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfaАй бұрын

    So sorry fam for the lose😢😢

  • @kevinrudolph5676
    @kevinrudolph5676Ай бұрын

    so sorry my brother and all family

  • @ShamisoPhiri-wh3xk
    @ShamisoPhiri-wh3xkАй бұрын

    My condolences to the family zvinorwadza

  • @priscilladawa9505
    @priscilladawa9505Ай бұрын

    Ko aifamba ega here kusvika atsikwa mwana uyu, nyarwadzwai hama, kufa hakutizike kana zuva rasvika

  • @auramami3584
    @auramami3584Ай бұрын

    Very sorry hama

  • @user-it9gp8zc9e
    @user-it9gp8zc9eАй бұрын

    Very sorry may her Saul rest in peace

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2hАй бұрын

    RIP mwana itsaona yakangoitika .driver munhu akafunda mafambiro aanoita ne mota (.check blind spots when traveling) assistant haasiye ari panyanga .

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6quАй бұрын

    Hey 😢😢😢

  • @it3788
    @it3788Ай бұрын

    Ah shame bambo😮😮

  • @judymakau2219
    @judymakau2219Ай бұрын

    💔

  • @ZodwaMarifandi
    @ZodwaMarifandiАй бұрын

    Zvakaoma shuwa nyaradzwai na ishe

  • @ceciliachitongo
    @ceciliachitongoАй бұрын

    Ndarwadziwa veduwe RIP Kim

  • @dasilva8081
    @dasilva8081Ай бұрын

    10yr 5months.urikutiiko stella .tsanangura zvizere .nyaya iyi inovhundusa nekurwadxa chose .sorry for a big loss family...

  • @tatendachimwendo6442

    @tatendachimwendo6442

    Ай бұрын

    The doddlet was 1 year and 5 months old

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5vАй бұрын

    Plz Stella volume kuvanhu waunenge uchitaura nawo gavaedze kutaura

  • @CynthiaMbengo
    @CynthiaMbengoАй бұрын

    Nematambudziko hama

  • @TemptationMagomero-it6us
    @TemptationMagomero-it6usАй бұрын

    Mwari akunyaradzei zvinorwadza izvi😢

  • @user-zs4gm8em5s
    @user-zs4gm8em5sАй бұрын

    So sad may her soul rest in peace

  • @OttilliaDhaimani
    @OttilliaDhaimaniАй бұрын

    So sad nyaradzwai naMwari

  • @MelissaJays
    @MelissaJaysАй бұрын

    Please musape assistant mhosva ndapota

  • @auxilliahmaramidzi9016

    @auxilliahmaramidzi9016

    Ай бұрын

    Sure itsaona

  • @rosemaryjieman9302

    @rosemaryjieman9302

    Ай бұрын

    True blame game Haina kunaka...

  • @queenofsheba3978

    @queenofsheba3978

    Ай бұрын

    exactly even the driver haanamhosva please i blame the parent why send vana vadiki like this. this was pure neglect.

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790Ай бұрын

    Kana rufu rwadana ahhhh hapana zvekuita

  • @LilianMack-my3wc
    @LilianMack-my3wcАй бұрын

    Nyaradzwai na mwari sure

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5vАй бұрын

    Shame zvinorwadzwa zorora murugare

  • @jerrymaramba
    @jerrymarambaАй бұрын

    Very sorry nechiitiko ichi..but mai vakaresva kutuma mwana mudiki akabereka mwana. Pure reckless of mother...aparisa driver ngozi

  • @rosemarymedi
    @rosemarymediАй бұрын

    Uuuu zvakaoma

  • @tsimaso
    @tsimasoАй бұрын

    Zvakaoma, nematambudziko 😢

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725Ай бұрын

    So sorry zvorwadza ,Mwari akunyaradzei.

  • @annamabheura7030
    @annamabheura703028 күн бұрын

    Sorry sure, vana amai ngatichengetedzei vana

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nhАй бұрын

    Aah nenhamo, but inini I'm saying wacho anga anemwana ayita seyi kuti asiye mwana kusvika apinda pasi pemota, hamuwonikuti ndiye angaasiri responsible.

  • @sarudzainyandoro4910
    @sarudzainyandoro4910Ай бұрын

    Rest in peace mwana fira yako inorwadzwa

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590Ай бұрын

    Zvinorwadza izvi

  • @mercymashawawe116
    @mercymashawawe116Ай бұрын

    😭😭😭😭💔

  • @rolandmoyo-yy3ok
    @rolandmoyo-yy3okАй бұрын

    MHSRIP, but please don't blame the driver and his assistant, hakuna munhu anotsika munhu achimuwona. This was just a mistake, nguva ndoyanga yakwana, Mwari ndivo vakayita sekuda kwavo, hatingavatongere.

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766Ай бұрын

    Mwana mudiki akadaro anoitirwa Nyaradzo shame kufa kunorwadza

  • @EnitahZangure-zi3gz
    @EnitahZangure-zi3gzАй бұрын

    Mwarii nggakunyaradzeyi

  • @galegombarago9016
    @galegombarago9016Ай бұрын

    Very sorry

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803Ай бұрын

    Nematambudziko vadikani 😢😢

  • @gogoguveya8642
    @gogoguveya8642Ай бұрын

    Nyaradzwai na Mwari zvenyu

  • @user-nf4pl4hn8h
    @user-nf4pl4hn8hАй бұрын

    Nematambudziko uuuu moyo wangu watsemuka

  • @FungayiChitavala-dr7wm
    @FungayiChitavala-dr7wmАй бұрын

    Nematambudziko sure veduwee zvinorwadza veduwee

  • @AdionaMangwiro
    @AdionaMangwiroАй бұрын

    Uuuu shame ndarwadzihwa .nematambudziko

  • @richardcruickshank5631
    @richardcruickshank5631Ай бұрын

    Shame very sad 😭

  • @emmagaba9798
    @emmagaba9798Ай бұрын

    Ma drivers havana mhosva hey tsaona i tsaona . Vana ngavadzidze kuziva kut mota yotsika vangwarire . Hapana pauno ona munhu apinda pasi pemota apa ari mwana . Ungaburuka wopfugama uchidongorera pasi pemota here

  • @leonarddzvongo3575
    @leonarddzvongo3575Ай бұрын

    10 years yoberekwa here imi vanhu

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954Ай бұрын

    So sad sorry henyu nematambudziko hama

  • @maryrushavashava6776
    @maryrushavashava6776Ай бұрын

    Musaomesere driver haana kuita achida saka ngozi iyo itomubatsirawo futi

  • @netsaitrishchikukwa1964
    @netsaitrishchikukwa1964Ай бұрын

    Mhepo kana dzasimuka zvinesimba, dzituma kana mwana mudiki kuita zvaasingasomboiti

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mkАй бұрын

    Mdinoti nematambudziko kuneavo vashaikirwa nemwana zvakaom

  • @chiedzamatongoOfficial
    @chiedzamatongoOfficialАй бұрын

    Uuumm zvinorwadza uumm

  • @kudzanaipedzisa4170
    @kudzanaipedzisa4170Ай бұрын

    Pachokwadi mother vakaita careless mwana mudiki pakuenda kumashops neumwe mwana mudiki. Toti chemai netariro

  • @user-lj5mo3oz9y
    @user-lj5mo3oz9yАй бұрын

    Shame so sorry kuhama

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790Ай бұрын

    Nematambudziko veduwee 😢

  • @lolo683
    @lolo683Ай бұрын

    Icho chakachemedza mwana kuti aburuke kumusana ndicho chakadariso...zvinorwadza izvi yowee

  • @carolinemutasa1003
    @carolinemutasa1003Ай бұрын

    Zvakaoma veduwe

Келесі