Ngati tsvagei mwari kurambwa nemurume haisi licence yekuhura, Kana usina kudzidza , ita zvechi maid , than kupinda mubhawa bcz ukuuraya life yako spiritual and physical, bcz tinga dziwirira chirwere nema protector but haukwanise kudziwirira ma spirits bcz every person waucharara naye you exchange spirits, demons, destiny, glory ,sexual covenants, , only bcz of $2, God have something better than that.
@lucynapwaro5725
Bhuti va ne blue ava ummm marwadzo munyika yedu , munhu kumukira kunwa kutj ukanganwe nhamo , God remember Zimbabwe and it’s people 🙏
@munya80
Haa sisi munondigonera hangu basa rema interview iri, respect tete Muwusha 🤝
@patpfumbata7212
Varume chengetai vana plizz honai vakadzi vakupinda mutsaona kut vashandire vana venyu
@NataliePetersen-yo2ex
To those judging , may the Lord give you wisdom
@lorrainemazhawidza6790
Zvakaomawo shuwa....kungofonegwa kuty huyai mutore mwana ashaya shuwa here.....nothing beats a mother s love ❤️......mhuri yafigwa ngainyaradzwe naShe
@solomonmachokoto1274
Hama dzangu tisadye uroyi nekunyara. Kana mabasa muma town anetsa ngatidzokere kumamisha,tochengeta huku nekurima ma garden. Zvekurarama nechihure kuti mungonzi muri tonazi hazvina kwazvino kusvitsai. Kurara mumabhawa muchidyirwa bota ma $2 asi chabuda hapana. I feel sorry these women's kids. Imagine urikuchikoro video ramai robuda vachiti tiri mahure ndobasa redu. Mwana anonyarira payi achinzi mwana wehure? Driver pakuzotsika machipisi nenzara iriko iyi andigumbura fani.
Пікірлер: 366

Ngatitende mwari munhamo nemumatambudziko kana usina kumbofunga kupinda muchegotsi industry. Tenda mwari. Honai zvaitika izvo tineurombo pamwe mabasa ake amuurayisa nenyinyuto dzevakadzi vevanhu. Unogadzirwa pachokwadi.but zvandibata
I quote James 8 vs 7….let the pure cast the first stone 🙏🏿❤️
Anotiza hake asi ngozi inomuteera kwese kwaanoenda
😮Shamu zvorwadza, asi izvezvi vakapona ava havatombozvirega
Nhamo yemunhukadzi yakaoma. Sis rest in eternal peace 😢
Vanhu kugona kuparidza hr, imi tsaona haina kut hure or mutsvene ndofiro yakewo iwayo. Chero dai aiva hse gero aingofa. Mkomana iyeye Atoriwo nemhepo,dzakaita mhepo dzakasangana. And kana wakudhakwa chienda kumba coz haungadrive iwe waparara nedoro
Chandakadzidza muupenyu don't judge
Kuhura hakuna pundutso huyai kuno ku Musina mushande mumapurazi basi ijahwi pane zvamunoita izvo muri kunyadzisa vana vamuri kuzvara
Find God my sisters if you have God you have everything, bcz everything is in him everything is for him everything made by him
Problem in Zimbabwe regarding this issue people nolonger drive but can move cars…
Why munhu we bhawa kushandisa munhu anorwara kugeza ropa wemunhu afa zvisina tsarukano naye muurayi ane utsinye zvekuti ngozi ka iyi ndarwadziwa
Mune basa sis stella kkkk
Mafiro acho onorwadza uuuu ndarwadziwa