UZUMBA: Mugabe Ounzwa Kudare Mushure Mekumitisa Mwana Ari Pachikoro
By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Пікірлер: 282
Baba ava vakumbira kubatsirwa asi vavakutongesewa haaaa benzi chief
@MemorySamanga
24 күн бұрын
Chief awo imbwa kukura kwese uko haazivi chinonzi damage
@didzahmushuta3697
16 күн бұрын
Chief benzi iro
@noelbanga7072
16 күн бұрын
Chief chief makaneta chief kkkkk
@AbishelKuhudzai
11 күн бұрын
Taura hako idofo rinehuwori aaaa handisati ndambonzwa zvakadai. Varikutopikisa munhakari shame on you chief neteam rako
Dzimwe nyaya musaendese kwamambo dzipedzei mega kana zvaramba zvaramba life goes on
Hapana zvinozikanwa apa , ndi Mambo here avo ,,,,, haagoni kururamisa nekugadzirisa chief uyu ,,,, zvinoda vana chief Mutasa ,, Bushu ,Nyamaropa izvi vanoziva hunhu nechivanhu
Hakuna Chief akadai
Uncle Chief ava ngavabviswe pachigaro vakudya mari mahara
Chief kumbirai wisdom kunamwari hamuna zvamoziva
Baba vekumitisirwa mwana vanogona akutaura. Uye zve vakumbira kuda kubatsirwa nedare ra Mambo vakazvirereka. Havasi kupengereka ba.
Chief hapana zvinozivikanwa ngavatore ma notes kuna chief nyamaropa, bushu ,mutasa,chinhamhora,
@user-mp1hk1ui7y
25 күн бұрын
Well summarized 🎉
Chief siyayi basa
@isabelmakwangwala1955
21 күн бұрын
Chokwadi…
Chef ava ndovakundavo votongesa munhu akamitisirwa mwana ibenzi
Nganodzidziswa kwaChief Mutasa ndobenzi rekupedzisira
Aah Chief hamusati makunyatsogona kutonga,ndanyara
Ndovanzwira tsitsi mdara wangu ngavatore mwana wavo vasiyane namambo benzi
Mambo Kana musaita matonga Nyaya bvunzai wo vamwe Mukwasha uyo atorerutsirwa regai Baba vataure pfuma yavo anoda kuti tezvara abvunze kuti wakasingirweyi iye Arova mwana wavo TONGAI MUSHE ITSOTSI IRO KURAMBANA KANA KUSARAMBANA TEZVARA NGAVAPIWE PFUMA YAVO MOZOONA ZVEMBERI TSOTSI IRO CHANGAMIRE TARIRAI KUTI MUNHU ANE CHOKWADI HERE ASI PFUMA YAVO NGAVAPIWE
Mbuya avo ngavanyarare vakabarawo
It's the headline for me its Eye catching 😂😂😂
Baba ava is right musikana mudiki kuti azive zvekuita ko murikutongeserei vatezvara. Vedare matengwa ava aah.
Chief munofanira kuona vamwe vachitonga vanhu kana vauya kudare vachida rubatsiro batsirai vanhu nemazvo. Musatore divi. Gatsirisai list iro dai ariwenyu anzarwo mainzwa sei. Please help that man.
@ethelsawadye4023
25 күн бұрын
Aca vanonetseka kutonga ava nyaya dzavo dzese dzavanotonga vanokundikana
Imi bviswai pakutonga mune huwori huripachena murimambo hr muskana mambobvunza hr kt ataure kuda mwana uyo akabvirakare achirohwa katsotsi kanamukomana aka
Mambo muri mboko 🇿🇦
@StanleyTsingano-gl1gz
20 күн бұрын
Iduzvi ramambo
Itayi mushe kwanayi chief, munhu akumbira kwamuri kubva pekutanga , saka mave kumutongesa
@HanaPhiri
24 күн бұрын
Nhaynhy dayivamibatsirawo sure kkkkkkk
Haaa Mambo ava havagoni kutonga ndakanguva ndavaona
Tipeyi number dza chief ava tivadzidzise kutonga
Zimbuya iro iduzvi harazive chero kutonga nyaya ,it seems vari kuvhunduka zita rekuti Mugabe thats why vari kuramba vari divi remukomana
Matongero acho akaneta zvawo. Matare anofanira kuziva kana munhu achiti pfuma zvinorevei
Akuña mambo akadai imi makamborodza nemazig zidzoro
Mambo avo madhaka chaiwo.Tezvara vakutoitwa benzi asi variiwo varimugwara.Muchiteererawo matongero anoita Ana mambo Mutasa,Nyamakope na Makoni .Apo murikutongera pachizivano chenyu.
Chief ava idofo chiro ngavambodzidza chivanhu chedu. Damage ndiro rinotopihwa vatezvara pekutangamushure mana vhura muromo, matekenya ndebvu mafukidza dumbu netumwe turehwa rehwa. Chief tongai neungwaru, baba ava vari kuzvidupikisa. Chief nyaya ine mawitness hamuna kana kuvapa chance yekuonesa nyaya iripo. Uyo mukadzi haachada ari kuhwanda nemunwe. Baba endai kune rimwe dare. Apa pane case yegender based violence. Mukadzi happened uyo kunomhan'ara arohwa nekatambo. Mukoma wemurume, mudzimai wake nemukoma wemukadzi nevabereki vemurume vane humbowo hweabuse iri kuitwa nemurume uyo. Baba vemukadzi vaitwa kunge vasina kukwana mudare zvichaita kuti mukwasha avadheyerere. Mwnasikana akaenda nemurume uyo muchazotonga zvakanaka nyayaiyi yava yekuuraya mukadzi, Chief kwanayi. Taona nyaya dzemachief dzakawanda anodadisa nekuziva mitemo yeZimbabwe asi Chief imi ndimi vandatanga kuona kushaya zivo kwenyu. Big up madzimambo Mutasa, Bushu ,Makope, Masembura,Makoni, Marange, Zimunya naHeadman Chigodora.
Hakunawo here kunonodzidziswa madzimambo kutonga, this one needs to lean one or two things. Chief chimboonaiwo matongero anoitwa nevamwe muzvigadzirise.
Chief gadzirisai nyaya sa mambo mambo tswagai huchenjeri wokugadzirisa nyaya kwete kutonga nyaya
Chief benzi ngaribviswe pachigaro iro
Chief uyo imhata akutadza kugadzirisa nyaya dzakawanda especially chikoto village
Good morning General Tapfumanei 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mambo imi ndodzokorora futi dzikamai hamugone kutonga siyayi basa musada kubatira baba ava murimboko mambo
Hamugone kutonga baba vemukadzi ndovakutoita kunge ndivo vane mhosva haa ibvai apo
Mambo atadza apo haana kuita tsika nemagariro, kuitisa mwana wemunhu pamuviri usina kubvisa pfuma imhosva inobhadharwa first then tozopinda paroora
Hapana zvinozivikanwa na chief😮
Magoo amambo aya,kana vasina kupihwa mari vane hukama naMugabe uyo.,Ndasvotwa mhani.
Pls tongai dare nemazvo chief mirai semutongi mukomana uyu akaramba mukadzi kare
Saka mwana oramba achinogara nebinya here hamuonewo kuti hutsotsi here uhu
Chief vakadhakwa
Mambo imi musada kunyebera kudzungaira baba ava vataura Wani kuti mwanawangu akarambwa Wani pakitanga misaita kunge musina kubanzwa
@HazelKupakuwana
19 күн бұрын
Mambo idhongi chairo. Mbudzi kubarira panevanhu kuda kudzingirwa imbwa .
Chief uyu haagone kutonga nyaya
That man should be advised to appeal that judgment from zibenzi iro rinozviti chief. He can go to a different chief, Im sure its allowed.
@HazelKupakuwana
19 күн бұрын
Sure. Mambo ava he's one of the worst. Headman chigodora is better.
Mambo uyu iduzvi,l think ane hukama nemukomana uyo
Baba ava ndavatsvage kumwe kunotongwa mhosva hapana zvaitwa apa. Vakatengwa chief ava. Baba vemusikana tsvagai kumwe kokuenda hapana zvaChief apa. Vhief Mutasa nomber 1.
Dare renyu Mambo nderekumbunyikidza.Sei muchimanikidzira munhu zvisizvo
Mambo ava zidofo.. hapana choziikanwa. Baba endai kumwe nemwana
Handisati ndamboona benzi ramambo rakadai,haagoni kutonga, kuchenera musoro mahara,humambo hwekuchancer,endesa kwachief Makoni, kunotorwa dzevabereki
Chief ava ibenzi vabhadharwa nemurume
Mambo, Baba vauya vakati kutanga kuuya mudare, vanoda kubatsirwa. Hongu vakanyora list yavo asi dare rinofanirwa kuchivabatsira mayererano ekuwanana pachivanhu pedu. Mukomana abvuma mukadzi nekuti ari pamberi pedare asi chokwadi haadi mukadzi. Akaunganidza vanhu muna January akasauya. Baba vanga vachida dhemeji yavo saka ini maonero angu, list ingadai yachodzomwa murume muna December ochiuya kuzoroora nekuti azoti anoda mukadzi. Haaa Baba vabatirirwa naMambo.
Haa mamwe ma chief sooka
Mwana aizotaurasei Iwo baba ndowakarepoter nyaya.
Mmm Mambo ava vakaoma hameno kuti kutadza kutonga here kana kuti ihutsinye
Chief ava hapana chinozikanwa zvachose
Nonsense dzega dzirikutaurwa na chief avo. What an unfair judgement. Chief avo imboko yemunhu. That man should just go back home with his daughter. Nxaaa
Hakuna chivanhu chakadaro kuti mwanasikana akwire matare.Vatezvara vaaku victimazwa avo.tinosimbonzwa mamwe matare ana chief iri dare harisi kutonga zvakanaka
Vakatengwa vanhu ava
Mambo hapana zvinozivikanwa zero chairo damage haridi court itai mushe
Chif hamugone kutonga nyaya
Mambo uyu akura pamhumhu chete but pfungwa dzake anofana akazvarwa 2023 chete
Chief muri imbwa zidofo dhongi stupid mune hudzvanyiriri ndarwadziwa mhani
Through comments l cant finish this.ndatonzwa kare kuti yakadhakwa mucomment section 😂😂
Mambo vakaita Seiko vasingaoni tsotsi remukwasha asi vaneukama naye here
Mambo hapana hapana.
Iye mkwasha wacho anozongoda mkadzi kana akuendeswa kumatare edzimhosva sei kudiwa pavanhu chaiko vave 2 oshungurudzwa
Ndambenge ndapfuura, ndazorova U-turn pandawona pakanzi Mugabe.
Panoti damage apo chief. Damage yagara inozikanwa
Munoramba muchibvunza zvinhu zvatsanangurwa
Mrng gud pple
Chief imboko yenzanisai nyaya kwete kutya zita rekut mugabe maratidza kupusa
Matunhu anogona kusiyana asi kwedu mwana sikana akaita zvekutizira kumukomana amitiswa mukuwasha pakuroora anotanga abhadhara damage yataurwa natezvara avo. Zvitoripo pachivanhu chedu izvozvo. Mambo is misinterpreting the word damage it seems havatozivi chivanhu chacho
Chief avasi understander baba ava baba ava vauya ne list iri coz mkwasha anga asachada mwana wavo ..plus atina kunzwa mkadzi achiti achikuda mkadzi
Chimambo chenhema ichi hachina kana zano rekutonga mhosva
saka anoda mukadzi asina kuroora hr mbudzi dzevanhu
Vamwe hushe uhwu vakahuwana seyko vasingagoni kuona pane nyaya nxaaa,sorry baba
Aaaagh chief ava😅vasadaro veduwe inga tezvara varikuda kubatsirwa
MaziChief for Zanu pf aya. Its clear kuti anenge atengwa nemukomana uyo. All the interrogation is directed to the father. Really sad. Vati varikuda kubatsirwa🤦🏽♂️
Mambo hapana. Uzumba inhamo.
Mudhara uri rabishi saka akakuudza kuti macosts ako echikoro ndoamawe kutora seroora here,musadaro baba kuroorerana ukama,siyai mwana aroorwe
Mambo vakadhakwa
Kunge chief seke
Mkomana uyu kuda kungwara nhema.madimambo vakomsna ava vaparadza nyika kutambisa vana vevanhu
Ndi Chief here avo kana ibhuzawo rangonzi rimirire chief
Uyu mambo haana chaanoziva 😢
Huori chief ngahuite hushoma kutonga nhema
Chief ichi chivanhu vazhinji vanorasika imi dare chidzidzisai zvinoda kuitwa inga ataura kuti hapana zvandino ziva ndino gona kurasika ndimi mave kutenderedza munhu
Chief awa muroyi.
They have to disagree to agree kwete kuratidza vanhu kuti ndiwe mambo
Mambo isa nyaya kudare umbonzwewo vamwe
Ichi chidare chenhema Ichi.Mazidhara ese ariapa zvimadhutururu.This issue is very simple and straight forward but chimambo nemazidhara Ake madofo vese hapana chinozikanwaba
Mambo muri matuzvi embwa stupid damage hamurizive ere imi
Media.please endesai nyaya iyi kuna chief kwete avo vakahuhwana nezera or back door nxaaa chii ichocho
Ma charges its normal roora iri Mambo
Mbambo marasika Mari u can change Mari yawanoda then mkwasha ochiona kuti anokwanisa zvipi home ndeyake mombe $350 yakanaka kana Awana ye $200 ngatege aendese mhenyu
Chief ava vanorasa vanhu baba vari kuda pfuma yavo chete damage kubviswa humhandara
Chief ve Uzumba izungairwa, akanya kanya nyaya futi. Kave kechi 3 manje
Chief idzimati
humambo inhaka dzimwe nguva chikorowo hapana, tongaiwo nemakurukota anokubatsirai kumatare uku
Mambo ummmmm murume uyu ati handina zvandinoziva ndibatsireiwo ndokubatsira kwacho here , mwari achakurangai