Norton: "Mutumbi wake waive wakachekwa chekwa dzimwe nhengo dzemuviri dzisipo, Tiri kunzwa kutya"

Ойын-сауық

Norton: Vakafumo ona Mutumbi wainge wakachekwa chekwa dzimwe nhengo dzemuviri dzisipo wakaradzikwa parutivi penjanji

Пікірлер: 68

  • @queenbae5883
    @queenbae58834 ай бұрын

    Munhu iye anogona asina kuurayiwa ipapo pamwe akazoiswa ipapo. Mwari pindirai nyika yedu yave pakaoma south africa yatove nani.

  • @gabrielmasandudzi4795
    @gabrielmasandudzi47954 ай бұрын

    Stella unonyatsobvunza nyaya zvakanaka well done❤

  • @lawrencechiwanga3500
    @lawrencechiwanga35004 ай бұрын

    Stella you're a genius

  • @user-ch9kw6er5s
    @user-ch9kw6er5s4 ай бұрын

    Norton yakutyisa ndakatombodzingiriswa nemhondi idzi ndikapona neburi retsono handizvikanganwe

  • @stellamapope

    @stellamapope

    4 ай бұрын

    Awu

  • @catherinesolomon6464
    @catherinesolomon64644 ай бұрын

    KuNorton ndokwandobva 😢😢😢 weduwe kwaisaitwa zvose izvo makorokoza aya hakuna vamwe

  • @galiecharidza9592
    @galiecharidza95924 ай бұрын

    Makorokoza apedza vanhu

  • @user-qm4ut2fe6q
    @user-qm4ut2fe6q4 ай бұрын

    Well done sis stella ❤

  • @christinechihota2608
    @christinechihota26084 ай бұрын

    Umm shame inga akafa arwadziswa. Zvakangooma hazvo

  • @davidmajor2097
    @davidmajor20974 ай бұрын

    I agree

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j4 ай бұрын

    Kana akatsikwa netrain koakazovharwa nani nemashizha.

  • @fungaimurasiki4989
    @fungaimurasiki49894 ай бұрын

    Waiting

  • @alicemadya4999
    @alicemadya49994 ай бұрын

    You have my subscription 🎉

  • @princessmamthe
    @princessmamthe4 ай бұрын

    Sawubona auntie Stella ❤

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nh4 ай бұрын

    Destiny TV it's very hard and difficult so sad news 😭😭😭

  • @user-eq9vk9mm5t
    @user-eq9vk9mm5t4 ай бұрын

    Uuummm 😢😢

  • @StellaPaul-do4ii
    @StellaPaul-do4ii4 ай бұрын

    Yhooo

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h4 ай бұрын

    Varidzi vemushakabvu ngavafambe vaite go back to centre vakauraya hama yavo vashungurudzwevo me mweya wemufi kusvika hama dzacho dzaripa .

  • @faraipedzisa2985

    @faraipedzisa2985

    4 ай бұрын

    Sender..

  • @chipochapeya3415
    @chipochapeya34154 ай бұрын

    Haa Norton yaipa iyi my brother akarohwa akatorerwa Mota haa vakamukuvadza i think ndo team racho iroro rakaponda

  • @user-un2pv1pk9k
    @user-un2pv1pk9k4 ай бұрын

    eish zvakaoma hazvo 😢😢

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l4 ай бұрын

    Haaa Norton kubvira tichikura yaingotyisa vanhu vachipodwa😢😢😢 shem nematambudziko

  • @afronews7034
    @afronews70344 ай бұрын

    Madzimai asi a I ve mateacher they love engris the thinkis pemuriiplot here😮😮

  • @mercyzvitsatsuzvitsatsu
    @mercyzvitsatsuzvitsatsu4 ай бұрын

    So sad😢

  • @galiecharidza9592
    @galiecharidza95924 ай бұрын

    Norton neChegutu zvanyanya veduwee

  • @maviskaseni
    @maviskaseni4 ай бұрын

    Vanhu varikuda kungoroyiwa mhan musajaidze vanhu

  • @saysomething8351
    @saysomething83514 ай бұрын

    Zvinorwadza izvi

  • @user-wc7kj5hh7o
    @user-wc7kj5hh7o4 ай бұрын

    Why vanhu vekumaraini kwangu maakuurayana kunge huku kudaro ,vanhu ityai Mwari ndapota

  • @user-gh1ee8yx7o
    @user-gh1ee8yx7o4 ай бұрын

    Zvinorwadza izvi.....MHSRIP

  • @user-nd4kh6qg1b
    @user-nd4kh6qg1b4 ай бұрын

    Matikuvadza nzeve gadzirusai sound

  • @MollifyTaonana-mb9iy
    @MollifyTaonana-mb9iy4 ай бұрын

    😢😢😢😢

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru4 ай бұрын

    Zvakaoma vanhu vakungouraya vanhu kunge huku

  • @nolinendebvu5743
    @nolinendebvu57434 ай бұрын

    Akafa firo inorwadza

  • @primrosesalika398
    @primrosesalika3984 ай бұрын

    Zvakaoma 💔💔

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa29604 ай бұрын

    Ndatogara pano

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet47074 ай бұрын

    Noise yemhepo

  • @abigailfoya7570
    @abigailfoya75704 ай бұрын

    Ingaa zvakaoma weduwe ndokwedu

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi38644 ай бұрын

    Kunoda mutemo wekutanga vanhu vakadai vatochwa kuitira kuvarwadzisawo serious then later on vobva vaitwa hanged.

  • @user-rh9mu1iv8y
    @user-rh9mu1iv8y4 ай бұрын

    Magweja apedzana

  • @mbiziDube-tn9sl
    @mbiziDube-tn9sl4 ай бұрын

    Job creation irikutodiwa youth yeZanu yakubira vanhu nekunyara.

  • @user-bb5xx7md4l
    @user-bb5xx7md4l4 ай бұрын

    Makorokoza akadzingwa anondoshandepi pane kuti mudzinge zanu pf mata mata nevamakorokoza ari kutambura

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k4 ай бұрын

    Taura hako

  • @dorothymate3755
    @dorothymate37554 ай бұрын

    Nyika.yaipa.mbava.dzawanda nemhondi mufunge asi ingozi yemumusha mako haiende kune.akutuma munopera.mose pamusha wenyu

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera83854 ай бұрын

    Hapana mhuka ichatýisa semunhu Mwari tibatsirei chokwadi

  • @user-mi3bg3sd6o
    @user-mi3bg3sd6o4 ай бұрын

    Vakaponda vachapedzerana nengozi.munhu haarovi

  • @user-mt7gj9qf3l
    @user-mt7gj9qf3l4 ай бұрын

    Vanobatwa chete mufi muka upengese vanhu kana kurotomoka vega

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi38644 ай бұрын

    Urombwa uhwu

  • @selinalembani9816
    @selinalembani98164 ай бұрын

    Ikozvinezvi can't do that, zvinopisa tsitsi

  • @caltonsigauke2970

    @caltonsigauke2970

    4 ай бұрын

    Imbomira izvozvo😂😂😂

  • @anniekurewa878

    @anniekurewa878

    4 ай бұрын

    Nhy nhy

  • @sekayinyamukapa
    @sekayinyamukapa4 ай бұрын

    ndatove pano

  • @user-bm7xi4xd6n
    @user-bm7xi4xd6n4 ай бұрын

    Ndi madzibaba Ishmael

  • @user-he4yo1cs1p

    @user-he4yo1cs1p

    4 ай бұрын

    Donty talk like that veduwe

  • @user-zz8iw3zr6j

    @user-zz8iw3zr6j

    4 ай бұрын

    Kkkkk iweka

  • @user-vv6zx9pv2j
    @user-vv6zx9pv2j4 ай бұрын

    Basa iro mapurisa sungai vanhu vakaita izvii kwete kuswera kunetsa mapositori vasina kuponda munhu ngwarirai izvii

  • @chingombedaries

    @chingombedaries

    4 ай бұрын

    Kasi uriweku Cannan

  • @Netsaimoyo-dg3cb

    @Netsaimoyo-dg3cb

    4 ай бұрын

    Mapositori atori mabhinya ngasungwe uri wecanaan kayi

  • @apoloniamachona7055

    @apoloniamachona7055

    4 ай бұрын

    😅😅😅😅hauna nyadzi kutaura zvakadai mapositori iwawa akutouraya future yevana bt nekupusa hauzvione

  • @taagono

    @taagono

    4 ай бұрын

    anenge mu canan

  • @user-bb5xx7md4l

    @user-bb5xx7md4l

    4 ай бұрын

    Yes ikozvino mapurisa ose ari biz nemapositori arikuita zvekuzvisimudzira zvakakonekwa nezanu

  • @user-un2pv1pk9k
    @user-un2pv1pk9k4 ай бұрын

    waiting

Келесі