No video
MUTOKO......VAVAKIDZANI VANOTI MUFI AKAFA ACHIRWADZIWA MUMOYO
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Пікірлер: 72
But kusaremekedza hedu imbwa asi inofumura. Guyz fungai imbwa ngani dzakafukunura or kutakura vanhu vanenge vafira kusango or kuurayira kwakavandika
Thank you so much ,kusvika kumusha kwangu ,Haaaa ndahadziwa idihwi pachitoko . Village 91 kwaiwai kamu ewo .Kwaita kutodiniko wokwaNehoreka.Nyadzonya chimuti 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Mazuva ava ekupedzisira panyika pano...chihure..uroi....urombwa...utsinye zvapinda muvanhu woye..Hei.Tinzwirei tsitsi Jesu
@Moniquechiqous8052
2 ай бұрын
Wasiirira chimina futi vabereki kurara nevana
Nhasi rava rimwe zuva # Neshamba
Village 91 My neighbour am from village 90
Happy belated mothers day to that dog mama
@faithtom953
2 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
Village head is my classmate 😅😅😅
@rhodah4466
2 ай бұрын
Hesi kani
Drewmas media manyama
Pamangoburitsa t shirts ye zanupf ndabva ndasviba moyo
Wanhu wokwaMutoko wakunyadzisa makunahuna akuitika idihwi manyadzo chaiwo kuno iwawa wanun'unawa wakatodiko mukoma ko mukadziyo agochinjanisiwayo aripiko
Imbwa yagara ikadya munhu inonofa even pasina poison .Kana kune mapere maybe akadyiwa nebere adokerehwa kubhawa.But mubvunzowangu uri pakuti kana akafirapo nedistance dziri kutaurwa why kusina kunzwika hwema.Mapere acho akadya achipedzeredza husiku one .Ngavambodzifambira.
@daisychirambwi8758
2 ай бұрын
Ini ndrikuona kunge akauraiwa akazonoiswa ipapo cz dai akafirapo ko kunhuhwa hako, ko vanhu vaidii kumuona cz don't think kuti paive pasango chaiko ko mafone ese kuwanikwa umm something is fish
Haaaa nyaya iyi ykataurwa na,Bhozhongora nayi😢😢😢 vedue murume uyu akarwadziwa apo ada kuroora onzi ihama usaroore asi ma brothers ake paairara nmukdzi wake why vnhu vemumusha uyu vsna ktaura kti ihama 😢
@user-fh5ld8eg2q
2 ай бұрын
Akaitaura day ripi ndinotarisawo
@evernicegondo429
2 ай бұрын
@@user-fh5ld8eg2q hndchazive bt mwedzi uno kna ndsingakanganise
@user-eu6kb7xi8h
2 ай бұрын
Sure ndakainzwa
@qbeebee5886
2 ай бұрын
True ndakainzwawo kwa Bhozho
@user-fw6xf2ci8y
2 ай бұрын
Eeeh nhai kwabhozho
I think akanwa poison zvanga zvamunyanyira hapana ayiva kuside kwake
Grace Mudzengerere pamusha penyu apooo
@rhodah4466
2 ай бұрын
Ehe ndipo zvakaoma kani tiri kurwadziwa
Ayee maita kutodiniko matoko biyangu. Zvakuitika zvisvinuba
Tonderai dzoka nehari
Drewmas media taking us to another level
Yes mabonzo emunhu anorema
Murume uyu akarwadziwa also akashaya guidance but mai ava ndavatya
Vanhu vaiwirirana shuwa ava thats why akaita kuti musoro wake uende kumba kwa sahwira wake
Mai rokadhiya
So painfull
Kumusha kwedu
Akashikwa zvemazuva manganiko munhu uyu zvekuty hembe fon bhutsu zvanga zvichiri zvipenyu asi akadyiwa zvekuonekwa mabhonzo asina kukwana umm dzifambirei nyaya dzacho
Haana kuurawa nembwa here. Imbwa dzinouraya futi and kana anga akadhakwa worse
Neighbors nekwamai vangu village 92
Ummm shame painful story
Drewmas team hoyee
So sad zvinorwadza
Zvakaoma shuwa 😢😢
Munhi uyu akapondwa zviripachena ,asi akataimirwa akadhakwa
Very painful
Mukadzi uyo imbwa
This is painful
Mari yemombe yaanga atengesa ndiyoyaakafira
@MemoriesMadoda-tl7uq
2 ай бұрын
Mari shoma iyoyo here ndarwadziwa kunge ndaimuziva
@rhodah4466
2 ай бұрын
Aiwa haana kufira Mari yemombe Vanhu vane Mari dzawo dzefodya.Munhu uyu akashaya counseling yakwana
@RuvarasheTumba-dg2wp
2 ай бұрын
Kuti haana kumwiswa poison pabhodoro redoro
@MemoriesMadoda-tl7uq
2 ай бұрын
@@RuvarasheTumba-dg2wp vakamuuraya uya Ivo vanin'ina vake
Makunahuna idihwi ,saka nyasi uno tiriMuchinje kani tasiya kwaGodzeko aiwa zvakaita kunyangara idihwi
Kurema kwr Box or Coffin zvinoreva kuti muri ane chirevo chaakaedza kuonesana nehama dzake .Hama dzake dzikazvifambira vanozviwana?😢😢😢😢😮😮😮😢😢
Kupedza nguva kutsvaga muroi kuvatorwa
so sad zvakaoma
Tonderai dzoka nehari ndoda kubika doro
😂😂😂😂 imbwa yakashinga kunwiwa hr uko
Ummm maiguru ava idambidziko chairo
@innocenthapazari8699
2 ай бұрын
Idambudziko bedzi here; or ranga rava hure zvaro? Truth is: vakadzi vevarume vediaspora vanototsvakavo service inodiwa nemunhu wose. Asi kana mari dzisingapindi futi from diaspora kwacho then chihure chaicho chinotopinda - anenge ongora totsvaka zvose service nemari mari futi.
Makadini pano
Haa, pahukama hwataugwa apo nemuchinda uyo hapana zvapo hukama hunorambidza kuroorana patsika dzeChishona, at least kumatunhu akawanda muZimbabwe. Munoti zvainzi rooranayi vematongo here; even way back then when the population was very even very small; mutorwa wausina kaLink naye waizomuwana kupi chaizvo munharaunda? Hakuna total mutorwa wawaigona kuwana. Vanhu voda kungowanza kuziva chishona vachinyepa, nekungoda kuripisa vachiti CHIMINA what, what zvisipo.
@maiyeukai9346
2 ай бұрын
Zvakanyorwa mubhaibheri kuti musaroorane vehama.....zvine makuva uye makuna kuna..kuroorana vematongo hazvirevi muri hama. Vaitove hama nemukadzi waaidanana naye. Haungaroore mwana wemukoma wako zve ndaa mwana wacho ndewemukadzi wwmukoma...yuwii chii ichocho chinenge ngozi
@innocenthapazari8699
2 ай бұрын
@@maiyeukai9346 Mubhaibheri imomo Jacob akatoudzwa kuti asiyane nevasikana vose vakamukomberedza. Aende kunoroora mwana waLabani , who was his mother's bother. So he was instructed kuroora manini vake (mwana wehanzwadzi yamai vake). He even went further and married two of them not one. How is that?
Shame 😢😢😢
Munhu uyu akashaikwa kwemazuva mangani
@maiyeukai9346
2 ай бұрын
3 weeks
Dzoda kuuraya imbwa idzi
DNA
Vanhu moti munhu angafira 50dollars here kuri kunzi mombe yakabhadharwa 50dollars kuda akamwa poison
@user-wi9wk7fy8t
Ай бұрын
Unofa bhururu hausikuziva mhondi idzi
Thank you so much ,kusvika kumusha kwangu ,Haaaa ndahadziwa idihwi pachitoko . Village 91 kwaiwai kamu ewo .Kwaita kutodiniko wokwaNehoreka.Nyadzonya chimuti 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Makunahuna idihwi ,saka nyasi uno tiriMuchinje kani tasiya kwaGodzeko aiwa zvakaita kunyangara idihwi
@MirriamKanoda
Ай бұрын
Abeeeee Inga zvakatooma nai wanhu chihure chaita kutodiniko nai wanyaiweee haaaa ndanyadzisiwa nomabuja ohoko nai
@user-tc9pb7gl4e
Ай бұрын
@@MirriamKanoda pakanyangara mukweguru idi kwaakorapiwa Aids ibodzi ?????