Ko kubva wonohurira kure hako chero munhu usinei naye nhaimi kusiira vana nhamo mweya pamba pemunhu
@fortula.tichwagoramuog8784
Ай бұрын
They were not married because he didn't pay lobola, and he wasn't providing for the wife.Mustanhe dzamusingasvikire vakomana.Violence is a big no whatever the reason.Ingosiya zviende and move on!!!
@@fortula.tichwagoramuog8784 ihure Mai ava chete zvekuti anga asina kuroora hazvina basa akadii kusiya kana anga aneta nemapoto.acho akatsvaka anoroora manje chaakagona chii ipapa akadii kuinda kuchikomba kwacho
@eliazelfaanta5457
Ай бұрын
Saka iye mukadzi aigarirei nemurume akanga asingamu chengete @@fortula.tichwagoramuog8784
@lolo683Ай бұрын
Uyo afa nechekuchera ,akadii kubuda onogara kumba kwa ex wacho zvaariiye aimuchengeta ...kzungaira kudheerera mrume kt aive ben 10
These are effects of kudyisa varume. It always ends in tears
@africanoracle9272
Ай бұрын
As usual maZimba matanga victim shaming .Who said anga akadyisa murume
@joslinemususa5891
Ай бұрын
@@africanoracle9272ndozvavanogona manje izvozvo putting the blame on the victim no one has a right to kill someone ko vana nhaimi we don’t know the back story 23 years Ehe pane age difference but that is a full grown man who knows his right from wrong
@promiseshadaya3886
Ай бұрын
You can say that again 😢
@fortula.tichwagoramuog8784
Ай бұрын
Akadyiswa ndiani apa.Mazviwanepi?
@dorcasmatanha7099
Ай бұрын
This type of love kudyisa murume chete,unenge uchiti ndazvibatira Ben 10 wangu apa haana shamwari zvinorwadza izvi
@Mikelamushamba274Ай бұрын
Munyika mune mhepo vanhu havachinna matyira
@theflowerruva5856
Ай бұрын
Yes because midzimu yeZimbabwe haisikuda hurumende iripo.
@esnathmasvivi9448Ай бұрын
Uuum different ye 17 yrs ..vakadzi tosadaro mufunge kutora mwana wako kuita murume 😢😢
@julietkutsirai2014
Ай бұрын
Mwana wake chaiye
@gladysxaba5863
Ай бұрын
First born yamai Ava ndiyo yaifanira kudanana nemunhu wavaiti murume 😢
@user-pm8cg8ot8p
Ай бұрын
Ndosaka aidherera murume kaa zvino zvaenda nepi
@Rebhara
Ай бұрын
Ivo vafana vanodawo zvinhu, aitsvakei pambuya iyoyo
@JacobDembedza
Ай бұрын
Ndosaka aimudherera
@franciscademberere-6653Ай бұрын
Vakadzi vari kuhura veduwee gutsikanai nemurume 1
@shingiraitrevormboto2105
Ай бұрын
Vaive vekare vamukutaura avo. Vemazuva ano vanotoda 10 chaivo!!
@fortula.tichwagoramuog8784
Ай бұрын
Roorai.Torai vezera renyu.Chengetai vakadzi.Marry we class yako.Ungada kudyisa mu salad mangai nemahewu????😭😭😭😭
Chero munhu asina kuroora usamudzikisira kusvika pakadaro
@blessingkchinyandura1781Ай бұрын
kuita chipfambi chekuronga kubhisa murume pamba shuwa.Sad indeed.@Stella Muusha,u are the best reporter .I love your work .
@everythingzim1
Ай бұрын
chinonzi chihure Pro Max😂😂😂
@rolandmoyo-yy3okАй бұрын
Shuviro yangu ndeyekuti murume uyu ararame so that he can face justice.
@maggieziki140
Ай бұрын
Adiii mukadzi ndopenzu
@GwynnethMutsata
Ай бұрын
His reaction was totally wrong but mukadzi umm kuunza mumwe murume mumba munobhadharwa rent neumwe ,haisi recipe for disaster here
@munya80
Ай бұрын
Ko kana justice yacho iri death sentence, chiregaika naiye ateverewo nhai
@esabeldube112Ай бұрын
Whatever situation. Ko kuuraya hanziiko. Its better to part ways than kukoka Ngozi. Kuchadiwa mombe nemazimari kuti avigwe mukadzi uyu. Wadenhera dzinza rese. Zibenzi remunhu kudai ukararama uite face mazingozi ako wega.
@AdmiringOutdoorGrill-ir7oz
Ай бұрын
Iwe varume ngasunge szisimbe kuuraya better
@AshleighChiseko
Ай бұрын
Macheso akaimba "Chero Wandisiya Ndiri Mupenyu" but people don't listen
So you’re going to blame the victim instead of the murderer who didn’t want divorce smfh
@haroldmurawu1726
Ай бұрын
@@mosimosi630No! You are the people who never blame women no matter what. Mukadzi was wrong and disrespectful. Varume havasi zvikorobho zvekurasa kana chapera basa votora chimwe. Ukasazviziva izvozvo hazviperi. Prevention is better than cure. Why did she leave that ex in the first place? Akakanganisa mukadzi uyu, even the landlady blamed her. Don’t confuse this with condoning what the man did to the woman but her behaviour must be condemned. Only the truth can solve this problem not taking sides.
@eagledice2008
Ай бұрын
@@haroldmurawu1726 good thing the courts don't listen to your bullshit they follow the law he's going to suffer in prison walk away kana warambwa end of story we are all going to die at some point but life yemujeri anomama chete mukadzi azorora akumama ndiani manje he will with he was dead 😊
@DzidzaiMazichina
Ай бұрын
Mukadzi ndiye benzi waiisachikomba mumba sei
@RosemaryFombe
Ай бұрын
@@eagledice2008 afa anaka hndika 😀 mukadzi ari wrong hatina bsa Kuti court inoti chii.izvi tinozvitaurira kune vmwe vapenyu vanoita gumbo mumba gumbo kunze ..kna usadi murume buda mumba make kna akaramba kurambwa buda uende kure kwaasingazivi than kumuhurira..yes afa azorora but zvinongorwdza mafiro acho
@jabulanimgomesi7950Ай бұрын
Nyaya inorwadza! Stella Muusha chokwadi mune combination yekudzidzira basa uye nekuve nechipo nekuti mhando ye journalism iyi ineunyanzvi hwepamusorosoro🙏
@mosimosi630Ай бұрын
Zvekuti mukadzi ndewegore ripi hazvina basa mhondi yauraya munhu anofanira kufira mujeri kana warambwa dzidza kuita walk away God has better things for you kuuraya munhu doesn’t change anything you ruin your life and your whole family ngozi mumba muchapera kupenga mhuri yese it’s not worth it
@africanoracle9272
Ай бұрын
Taura hako iwe ,mhondi imhondi anhuweeeee .Zvemakore hazvina basa izvo .
@everythingzim1
Ай бұрын
kuita walk away from your house?? asi unopenga here iwe
@mosimosi630
Ай бұрын
@@everythingzim1 manje achamama mujeri
@africanoracle9272
Ай бұрын
@@everythingzim1 house ipiko vanhu vanga vari kuroja aingotsvaga kumwe kwekuroja simple
@tafadzwatashaya6602
Ай бұрын
@@everythingzim1iyo 1room iyoyo😅😅😅😅
@user-uq2pj9jp6iАй бұрын
Age haina basa iyo ,, kupinza chikomba mumba ndiwo ma1 naiye Muurayi dzidzawo kudzora hasha Now ngozi pahouse
I've great respects nevarume vanouraya vakadzi vakadai, Angokanganisa kuzozvibayavo nebanga. Mazvionaka varume? Hakuna chinonzi EX-Boyfriend/Husband. Kana afunga achatora mukadzi wake uyo wawakachengeta nhasi mumba mako.
@MelissaJays
Ай бұрын
Hayewawo iwe havasi vakadzi vese vane hunhu hwakasunama kudaro kunyangwe ukaroora mhandara yacho kana asingatyi Mwari anongo hura fut marriage ndeyekunamatira kuti munzvengeswe kumiyedzo
Chimburu chakaipa veduwe 😢😢😢 apa 84 na 2001 hameno
@gladysxaba5863
Ай бұрын
Zvakaoma 😢
@SharonMoyana
Ай бұрын
Ummmm zvakaoma chokwadi
@africanoracle9272Ай бұрын
Aewa maZimba mune chiPatrichial mind chakadhakwa .Murume uyo akatadxa hauurayi munhu . Hapana chinoshamisira abiut age apo ,kune varume vakakurira vakadzi wawo ne30 years asi hamuzvitauri . Nekuti mukadzi apa ndiye ahura zvashata asi varume vari kungohura everyday vachisiya mhuri nevana asi hamutauri chinhu.Dai ari mukadzi akauraya murume mungadai muri kuti mukadzi akashata akadii kubuda mumarriage macho . Musanunure mhondi imimi .
@flemingmeendee6917
Ай бұрын
@africaoracle9272 varume vakasiyana nevakadzi not vis versa ndosaka mugabe akaroora at 76 ,vakadzi munoenda kumenopause at 40 but nowadays kwavakuma 30s,the reason why varume vachiroora vakadzi vadiki is because of the biology,varume at 70 vanagenge vachida zvebonde but vakadzi zero,munenge maguma,so dont argue with nature,varume havagumi but vakadzi munoguma,
Pakaipa mai Grace ndokwanga kurikuparadzan nagrace her zvisinei ndimi makakonzeresa vanha vanherera vakakura vasingakuziwei
@thomaschiwomba3752Ай бұрын
Aaaaa paden paDhehwa mfana wangu uyo
@jerithachimhamhiwa5182Ай бұрын
Stella keep it up
@user-wi5ho6kh7wАй бұрын
Agara ne mwana wake mukadzi uyu anga ari muhombe shuwa
@kimjongun1777Ай бұрын
to all the young stars marry a younger woman or someone at least 5 years younger than u. dating an experienced woman is a no go area. unorohwa chikapa chengwena ukaita waya nechembere idzi. first marriage never marry a divorcee as well.
@haroldmurawu1726
Ай бұрын
There’s no formula to solve this problem like you want to portray .
@Shamiso-bw5zo
Ай бұрын
@@haroldmurawu1726taura hako
@melndoxie8458Ай бұрын
Haaaa mbuya iyi Dai yakarega kudyisa mwana
@Fungisaiwenhamo-mx7skАй бұрын
Munodyisireiko vana vevanhu kna muchizovaramba movatsvakira vamwe varume muchivapinza mumba chionai pazvinozokusvitsai rufu vana votambura
@plaxedesgariyano3304
Ай бұрын
Nhaimi nhaimi anoendepi iwe wakamudyisa aingofanira kurutsisa ozomuramba
@user-zs9ii7ej7zАй бұрын
Weduwe nyika yapindwa nei chihure nekuuraya zvanyanya ko kungorambana zvinei
@pearcekanyoka2453
Ай бұрын
Zvakaoma
@valeriemashoko808Ай бұрын
Uhmm what a sad story 😢… but age difference iyo eish 1984 and 2001
@PricillaChidhanguroАй бұрын
In a relationship l will never cheat l will walk away peacefully haa zvekuurayana izvika ma1 Ngozi tindindi
Kutamba nebanga better pane kutora X woisa mumba mune umwe murume...thats murder at its highest level. She got what she deserved..no mercy upon a fool.
@ChipoChigandiwaАй бұрын
Painful story 😢
@user-gh4vy4xx1fАй бұрын
Asi kudadana nevana vadiki munhu unenge washaya vezera rako here
@sarudzainyandoro4910Ай бұрын
Mai vagaigara nemwana wawo Kwete nemurume yooo
@stellamapope
Ай бұрын
Yaa
@violamavhatu6434
Ай бұрын
Age it's just a number vhunza ama2k vana vasina matyira kusarairwa@@stellamapope
@orliatahchisvo2792Ай бұрын
😢saka vanhu vakadanana mkomana ane makore mangani kana vane mwana ari grade 1
Musadaro, chaazogainer chii manje, sometimes you just need to walk away pane kuwedzera problem pamusoro peumwe
@fifitakapisa
Ай бұрын
Your statement shows kuti hauna hungwaru. Hezvo auraya munhu and now going to jail. A smarter man would have walked away wotsvaga mumwe mukadzi ane hunhu.
@user-ez5xl1pi6jАй бұрын
Stella une chipo chako unogona basa. Kudyisa varume ndiwo ma results acho apa 17yrs different
Rest in peace yei munhu afa nechihure hapana peace apa
@kudzimunetsi6508Ай бұрын
Vanodii kuzviitira kumba kwavo not mumba me munhu this is wrong
@claytonmukwezalamba1313Ай бұрын
Who will blame murume pakadai the level of disrespect was on another level shuwa unounza boyfriend muimba yemumwe murume and you expect kuti murume akusekerere. Zvamuwana uyo the world will be a better place without this kind of woman
Ndo pfungwa dzechidofo idzodzo. As much as I don't agree with age gap yavo nekuunza ex mumba, kuuraya should never have happened. Hezvo atove mhondi akuenda kujeri, was it worth it?
Пікірлер: 411
Amai muridzi wemba munhu ane moyo wakanaka ❤may God bless you mother
Stella your reporting is top class not zvimwe zvatinoona pa youtube. Keep up the good work for bringing out these issues happening in the society
@isaacpinielo
Ай бұрын
She's the best
Stella Muusha l love your reporting ....you are a classical
@jeoffrey40jm
Ай бұрын
She is brilliant, Stella Muusha😊
@africanoracle9272
Ай бұрын
Stella Muusha
@alvinachimedza2964
Ай бұрын
Kkkkk
Hie sister ,you are the master of jounalism
Muchazvirega zvekudyisa varume ava. Hezvo munhu anenge akuramba kusiiwa. 1984 and 2001 chii chakadaro...
@tanakazinyama1159
Ай бұрын
Taura hwako PaulineMercy Chikowore vanhu kudyisa vana vadiki kunyanya Makore Kore mushonga vanoida kudyisa vanhu ummmmmm
@winnetzembe-ow1vz
Ай бұрын
Imagine I ws born in 1984 ndikapedza form 4 in 2001 yhooooo
@Ruthmbewe-sp9xz
Ай бұрын
Just imagine huh zvakatooma suwa
@tatendawaltermarume3133
Ай бұрын
Hazviko izvi kubatirira mwana kwaaiita
@Actorshito
Ай бұрын
Kkk kuti idi hre aa
Mutori wenhau zvemandorokwati mururimi reshona munyika yeZimbabwe. I love the way you do your work. Keep it up my sister.
@PoliteMuzenda-de8lv
Ай бұрын
Parizvino chitanda china Stella Muzha kana Tilda anokurirwa kutaura na Stella
@clotildachamhuna1448
Ай бұрын
Haaaa Tilda asara zveshuwa rough nekucutter cutter vanhu
Vakadzi ngatisiyei chihure pliiz,kana usisade munhu better kungobuda wakanyarara
@helennyamutsamba2977
Ай бұрын
Chihure kuita seiko iwe, better kunzwisisa nyaya iri paground, avoid being judgemental
@CharityMhizha
Ай бұрын
Asi ka akahura mkadzi uyu. Aifanirwa kutanga vapedzerana nemurume@@helennyamutsamba2977
Stella Muusha you practice your profession very well!!!
Why kuunza chikomba pamusha wemumwe murume nhai chihure chakapusa
@Dadirai-xg3no
Ай бұрын
Ko kubva wonohurira kure hako chero munhu usinei naye nhaimi kusiira vana nhamo mweya pamba pemunhu
@fortula.tichwagoramuog8784
Ай бұрын
They were not married because he didn't pay lobola, and he wasn't providing for the wife.Mustanhe dzamusingasvikire vakomana.Violence is a big no whatever the reason.Ingosiya zviende and move on!!!
@fortula.tichwagoramuog8784
Ай бұрын
Musangotora michero yemusango muchiisa pamusha uyewo roorai vans vevanhu kwete kuita mapoto kusvika mwana apedza Form 4.Hazviko izvo.Respect our culture, values and traditions!
@Dadirai-xg3no
Ай бұрын
@@fortula.tichwagoramuog8784 ihure Mai ava chete zvekuti anga asina kuroora hazvina basa akadii kusiya kana anga aneta nemapoto.acho akatsvaka anoroora manje chaakagona chii ipapa akadii kuinda kuchikomba kwacho
@eliazelfaanta5457
Ай бұрын
Saka iye mukadzi aigarirei nemurume akanga asingamu chengete @@fortula.tichwagoramuog8784
Uyo afa nechekuchera ,akadii kubuda onogara kumba kwa ex wacho zvaariiye aimuchengeta ...kzungaira kudheerera mrume kt aive ben 10
Gogo sorry neimba yenyu veduwee inonetsa kuwana munhu shame
Stella keep up the good work unogona hako God bless you
Tinogara tichiudza vafanha ava kuti roorai, zvinobatsira. Kana usingazive hama dzemukadzi, mukadzi anogona kungoita zvikomba achikunyebera kuti ndivana sekuru or hanzvadzi coz unenge usingavazive plus uchitya kusangana navo nekuti unenge usina chawakabvisa.
@user-zo5ct2zq7r
Ай бұрын
😆😆😆chokwadi vanhu ngavadzidze kuroora besides kunyeberwa mukadzi anodzikama or kuita achitya ane respect ,shuwa kubikisa mwana wevanhu mapoto
These are effects of kudyisa varume. It always ends in tears
@africanoracle9272
Ай бұрын
As usual maZimba matanga victim shaming .Who said anga akadyisa murume
@joslinemususa5891
Ай бұрын
@@africanoracle9272ndozvavanogona manje izvozvo putting the blame on the victim no one has a right to kill someone ko vana nhaimi we don’t know the back story 23 years Ehe pane age difference but that is a full grown man who knows his right from wrong
@promiseshadaya3886
Ай бұрын
You can say that again 😢
@fortula.tichwagoramuog8784
Ай бұрын
Akadyiswa ndiani apa.Mazviwanepi?
@dorcasmatanha7099
Ай бұрын
This type of love kudyisa murume chete,unenge uchiti ndazvibatira Ben 10 wangu apa haana shamwari zvinorwadza izvi
Munyika mune mhepo vanhu havachinna matyira
@theflowerruva5856
Ай бұрын
Yes because midzimu yeZimbabwe haisikuda hurumende iripo.
Uuum different ye 17 yrs ..vakadzi tosadaro mufunge kutora mwana wako kuita murume 😢😢
@julietkutsirai2014
Ай бұрын
Mwana wake chaiye
@gladysxaba5863
Ай бұрын
First born yamai Ava ndiyo yaifanira kudanana nemunhu wavaiti murume 😢
@user-pm8cg8ot8p
Ай бұрын
Ndosaka aidherera murume kaa zvino zvaenda nepi
@Rebhara
Ай бұрын
Ivo vafana vanodawo zvinhu, aitsvakei pambuya iyoyo
@JacobDembedza
Ай бұрын
Ndosaka aimudherera
Vakadzi vari kuhura veduwee gutsikanai nemurume 1
@shingiraitrevormboto2105
Ай бұрын
Vaive vekare vamukutaura avo. Vemazuva ano vanotoda 10 chaivo!!
@fortula.tichwagoramuog8784
Ай бұрын
Roorai.Torai vezera renyu.Chengetai vakadzi.Marry we class yako.Ungada kudyisa mu salad mangai nemahewu????😭😭😭😭
@Mugove-zf3eq
Ай бұрын
Muchangoramba muchiurawa
@user-zo5ct2zq7r
Ай бұрын
murume nechikomba zvakasiyana wangu ,kana Uchida kuita murume wemunhu roora kunobvisa mari chero tsvakiraikuno chete
@everythingzim1
Ай бұрын
😂😂😂 ungavagona here iwe
Thank you for the volume today💗
Looking good mrs muusha
Chero munhu asina kuroora usamudzikisira kusvika pakadaro
kuita chipfambi chekuronga kubhisa murume pamba shuwa.Sad indeed.@Stella Muusha,u are the best reporter .I love your work .
@everythingzim1
Ай бұрын
chinonzi chihure Pro Max😂😂😂
Shuviro yangu ndeyekuti murume uyu ararame so that he can face justice.
@maggieziki140
Ай бұрын
Adiii mukadzi ndopenzu
@GwynnethMutsata
Ай бұрын
His reaction was totally wrong but mukadzi umm kuunza mumwe murume mumba munobhadharwa rent neumwe ,haisi recipe for disaster here
@munya80
Ай бұрын
Ko kana justice yacho iri death sentence, chiregaika naiye ateverewo nhai
Whatever situation. Ko kuuraya hanziiko. Its better to part ways than kukoka Ngozi. Kuchadiwa mombe nemazimari kuti avigwe mukadzi uyu. Wadenhera dzinza rese. Zibenzi remunhu kudai ukararama uite face mazingozi ako wega.
@AdmiringOutdoorGrill-ir7oz
Ай бұрын
Iwe varume ngasunge szisimbe kuuraya better
@AshleighChiseko
Ай бұрын
Macheso akaimba "Chero Wandisiya Ndiri Mupenyu" but people don't listen
Zvakaoma vakadzi dzikamai chokwadi mudzimba umu mopera chokwadi
@africanoracle9272
Ай бұрын
Varume vanongohurawo wani
@craig9687
Ай бұрын
@@africanoracle9272 heya Itai makwikwi ekuhura nevarume, tiwone kuti zvinopera mushe here
@HanaPhiri
Ай бұрын
Kupera plus kutapidzika kkkkkkk
Stella u are the best
Mukadzi sei ayiganza nechihure, kuda kusevenzesa vana vavamwe kuchengetwa , iye achiziva kuti haadi murume achida zvikomba.
@shingiraitrevormboto2105
Ай бұрын
Ivo vakadzi nekuda kuchengetwaa...!! Kunge vasina maoko chaiko.
@TheresaMaps
Ай бұрын
Nhaimi
@plaxedesgariyano3304
Ай бұрын
Kutodherera nekut murume mwana mudiki
@SharonMoyana
Ай бұрын
Taurai zvenyu imi akaona kuti mwana shuwa nekuti kudai aiva ari murume muhombe kwaari haaizombomuudza zvakadaro
@BridgetChikata
Ай бұрын
Wakabdheerera nekuti murume waziva mwana mudiki uye asina kuroora kwacho haaa zvakaoma
Saka X urikunzwa sei?????ipapa kushinga kupinda mumba memumwe murume zvakaoma 😢😢😢
@shingiraitrevormboto2105
Ай бұрын
Akapinda ega here?
@mosimosi630
Ай бұрын
Nothing he will move on with his happy life while the stupid husband goes to jail nxaaa
@GladysRumbidzo
Ай бұрын
Iboys dzemutoriro idzo hadzikendenge
@chiherachashe8208
Ай бұрын
Ex mhosva yake ndeyei? Hure ndoorava kumortuary iro
@haroldmurawu1726
Ай бұрын
Bvunza hure remukadzi iri iwe!
Ummm vakadzi tisadero weduwee 😢tinosiya vna dzirinherera.. varume kuuraya mukadzi hkuna kunaka munofira mujeri vna vachitambura
@mosimosi630
Ай бұрын
So you’re going to blame the victim instead of the murderer who didn’t want divorce smfh
@haroldmurawu1726
Ай бұрын
@@mosimosi630No! You are the people who never blame women no matter what. Mukadzi was wrong and disrespectful. Varume havasi zvikorobho zvekurasa kana chapera basa votora chimwe. Ukasazviziva izvozvo hazviperi. Prevention is better than cure. Why did she leave that ex in the first place? Akakanganisa mukadzi uyu, even the landlady blamed her. Don’t confuse this with condoning what the man did to the woman but her behaviour must be condemned. Only the truth can solve this problem not taking sides.
@eagledice2008
Ай бұрын
@@haroldmurawu1726 good thing the courts don't listen to your bullshit they follow the law he's going to suffer in prison walk away kana warambwa end of story we are all going to die at some point but life yemujeri anomama chete mukadzi azorora akumama ndiani manje he will with he was dead 😊
@DzidzaiMazichina
Ай бұрын
Mukadzi ndiye benzi waiisachikomba mumba sei
@RosemaryFombe
Ай бұрын
@@eagledice2008 afa anaka hndika 😀 mukadzi ari wrong hatina bsa Kuti court inoti chii.izvi tinozvitaurira kune vmwe vapenyu vanoita gumbo mumba gumbo kunze ..kna usadi murume buda mumba make kna akaramba kurambwa buda uende kure kwaasingazivi than kumuhurira..yes afa azorora but zvinongorwdza mafiro acho
Nyaya inorwadza! Stella Muusha chokwadi mune combination yekudzidzira basa uye nekuve nechipo nekuti mhando ye journalism iyi ineunyanzvi hwepamusorosoro🙏
Zvekuti mukadzi ndewegore ripi hazvina basa mhondi yauraya munhu anofanira kufira mujeri kana warambwa dzidza kuita walk away God has better things for you kuuraya munhu doesn’t change anything you ruin your life and your whole family ngozi mumba muchapera kupenga mhuri yese it’s not worth it
@africanoracle9272
Ай бұрын
Taura hako iwe ,mhondi imhondi anhuweeeee .Zvemakore hazvina basa izvo .
@everythingzim1
Ай бұрын
kuita walk away from your house?? asi unopenga here iwe
@mosimosi630
Ай бұрын
@@everythingzim1 manje achamama mujeri
@africanoracle9272
Ай бұрын
@@everythingzim1 house ipiko vanhu vanga vari kuroja aingotsvaga kumwe kwekuroja simple
@tafadzwatashaya6602
Ай бұрын
@@everythingzim1iyo 1room iyoyo😅😅😅😅
Age haina basa iyo ,, kupinza chikomba mumba ndiwo ma1 naiye Muurayi dzidzawo kudzora hasha Now ngozi pahouse
Mazuvano chifambi chawandisa veduwee
@user-ph9wj1qt7b
Ай бұрын
Asi unofa wena.varikuuraya varume big time
@user-jj6le6xq7o
Ай бұрын
Apa vakusiua nhozi mumusha kubhowa kwazvo
Masugar mom musiyane netsika yenyu yekudyisa vana vadiki uye mutsvagewo varume vezera renyu.
Stella my number 1 ❤
I've great respects nevarume vanouraya vakadzi vakadai, Angokanganisa kuzozvibayavo nebanga. Mazvionaka varume? Hakuna chinonzi EX-Boyfriend/Husband. Kana afunga achatora mukadzi wake uyo wawakachengeta nhasi mumba mako.
@MelissaJays
Ай бұрын
Hayewawo iwe havasi vakadzi vese vane hunhu hwakasunama kudaro kunyangwe ukaroora mhandara yacho kana asingatyi Mwari anongo hura fut marriage ndeyekunamatira kuti munzvengeswe kumiyedzo
Kuurayana kwanyanya munyika medu 😭😭. Icho chipfambi chapfumbira kunge nzira yekutsime 👐👐
Chimburu chakaipa veduwe 😢😢😢 apa 84 na 2001 hameno
@gladysxaba5863
Ай бұрын
Zvakaoma 😢
@SharonMoyana
Ай бұрын
Ummmm zvakaoma chokwadi
Aewa maZimba mune chiPatrichial mind chakadhakwa .Murume uyo akatadxa hauurayi munhu . Hapana chinoshamisira abiut age apo ,kune varume vakakurira vakadzi wawo ne30 years asi hamuzvitauri . Nekuti mukadzi apa ndiye ahura zvashata asi varume vari kungohura everyday vachisiya mhuri nevana asi hamutauri chinhu.Dai ari mukadzi akauraya murume mungadai muri kuti mukadzi akashata akadii kubuda mumarriage macho . Musanunure mhondi imimi .
@flemingmeendee6917
Ай бұрын
@africaoracle9272 varume vakasiyana nevakadzi not vis versa ndosaka mugabe akaroora at 76 ,vakadzi munoenda kumenopause at 40 but nowadays kwavakuma 30s,the reason why varume vachiroora vakadzi vadiki is because of the biology,varume at 70 vanagenge vachida zvebonde but vakadzi zero,munenge maguma,so dont argue with nature,varume havagumi but vakadzi munoguma,
@fadzaitaderera3929
Ай бұрын
age ine basa kwese.
@africanoracle9272
Ай бұрын
@@flemingmeendee6917 clearly uyo anga asati aguma .Musade kuiita justify nonsense mhani .NdochiPatriachal mind chakadhakwa ichocho.
@munya80
Ай бұрын
Ugare waziva kuti ukaita izvozvo unofa, hapana zvekuti patriarch paya, ihasha ka idzo
Haa Stella #1 anogona munonyatsonzwa nyaya zvakakwana
I love you cc Stella 💗😘
Stella I ❤u so much ❤️
Eeee sugar mom vakadyisa mwana😢😢
Vakadzi vane Varume ndivo vanohura shuwa kkk
Ko x angaakudei futi nhaiwe Stella u are the best
Pakaipa mai Grace ndokwanga kurikuparadzan nagrace her zvisinei ndimi makakonzeresa vanha vanherera vakakura vasingakuziwei
Aaaaa paden paDhehwa mfana wangu uyo
Stella keep it up
Agara ne mwana wake mukadzi uyu anga ari muhombe shuwa
to all the young stars marry a younger woman or someone at least 5 years younger than u. dating an experienced woman is a no go area. unorohwa chikapa chengwena ukaita waya nechembere idzi. first marriage never marry a divorcee as well.
@haroldmurawu1726
Ай бұрын
There’s no formula to solve this problem like you want to portray .
@Shamiso-bw5zo
Ай бұрын
@@haroldmurawu1726taura hako
Haaaa mbuya iyi Dai yakarega kudyisa mwana
Munodyisireiko vana vevanhu kna muchizovaramba movatsvakira vamwe varume muchivapinza mumba chionai pazvinozokusvitsai rufu vana votambura
@plaxedesgariyano3304
Ай бұрын
Nhaimi nhaimi anoendepi iwe wakamudyisa aingofanira kurutsisa ozomuramba
Weduwe nyika yapindwa nei chihure nekuuraya zvanyanya ko kungorambana zvinei
@pearcekanyoka2453
Ай бұрын
Zvakaoma
Uhmm what a sad story 😢… but age difference iyo eish 1984 and 2001
In a relationship l will never cheat l will walk away peacefully haa zvekuurayana izvika ma1 Ngozi tindindi
@BridgetChikata
Ай бұрын
True even me I will never cheat no matter what
Zvakaoma hazvo vakadzi vakadzi zvimwe zvacho tirikuzvinyanya
Chero hazvo zvichinzi Age is just a number bt age difference yavanhu ava yanga isingaiti😢😢😢
Enge gogo makaparirwa shuwa..kugara nemhondi musingazive
Idliso liyingozi Woman was older took advantage of young man
Stella muusha 🎤 live and direct 🎤 so sad 😭 the village density TV
Love dzenyu dzekupenga idzo
Kudos to @davemunos Ma ambulance arikushanda
Ex hevo mabasa uripi
@MissP-by2su
Ай бұрын
Zvivindi zvake kunopinda mumba meumwe murume manje arikunzwa sei akonzeresa makuva
@shingiraikambarami1274
Ай бұрын
Atotakurawo mhepo izvezvi achazotoripa ngozi zvake kutiza hakubatsire
@haroldmurawu1726
Ай бұрын
@@MissP-by2suMukadzi ndiye hure, don’t blame the men. Regedzai chihure imi!
@MissP-by2su
Ай бұрын
@@haroldmurawu1726 yaa mukadzi ihure yes asi murume aifanira kunyarawo kupinda mumba memumwe murume , chero inini mukadzi ndikanzi huya mumba mandoziva kuti mumba memumwe mukadzi handipindemo toonana kumwe kwete mumba memumwe munhu
@plaxedesgariyano3304
Ай бұрын
@@MissP-by2supamwe mukadzi akurira murume pakurwa kubva murume azoshandisa weapon sekutaurwa kwazviri kuitwa kuti akabaiwa baiwa kureva kuti vairwa
Bhishu kubatirira mwana mudiki 1984 ne 2001
@Manondo34
Ай бұрын
Nhaimi 20years difference mwana wake waairara naye
@promiseshadaya3886
Ай бұрын
Zvakafanana nekurara nemwana wako kaa. Anezvaakanga amuita
@nyashabuwerimwe-sw6qu
Ай бұрын
Iye mwana wacho zvizoregwa aidei pachembereyo
@HanaPhiri
Ай бұрын
Vanavacho ndivovanotodzida chembere dzacho
Uuuum zvakaoma amai vafa awo vanga vane zvindi zvazosvika pakuvauraisa shame zvemujolo ana mai ngatisiyane nazvo zvokwadi vana vasara voga
Aaa 2001 V 1984 ummmm mukadzi aitora advantage yekuroorwa nemwana mudiki
Stella hama yangu.. Muusha woye
Kutamba nebanga better pane kutora X woisa mumba mune umwe murume...thats murder at its highest level. She got what she deserved..no mercy upon a fool.
Painful story 😢
Asi kudadana nevana vadiki munhu unenge washaya vezera rako here
Mai vagaigara nemwana wawo Kwete nemurume yooo
@stellamapope
Ай бұрын
Yaa
@violamavhatu6434
Ай бұрын
Age it's just a number vhunza ama2k vana vasina matyira kusarairwa@@stellamapope
😢saka vanhu vakadanana mkomana ane makore mangani kana vane mwana ari grade 1
@yvonnepakura954
Ай бұрын
Pamwe haasi wake ....maths dzaramba
Stella unotsetsenura nyaya dzako zvakanaka. Unoshandisa rurimi rwamai nemazvo zvinehuremu hunoyenderana nezvaitika.
Kutora mutemo kuisa mumaoko kwekudii kani? Ndozvoda mahure izvi. Job well done man!!
@gloriamarvellousmutindivar5349
Ай бұрын
Musadaro, chaazogainer chii manje, sometimes you just need to walk away pane kuwedzera problem pamusoro peumwe
@fifitakapisa
Ай бұрын
Your statement shows kuti hauna hungwaru. Hezvo auraya munhu and now going to jail. A smarter man would have walked away wotsvaga mumwe mukadzi ane hunhu.
Stella une chipo chako unogona basa. Kudyisa varume ndiwo ma results acho apa 17yrs different
Mubairo wezvivi rufu. Chihure itira kumusha kwako kwete kwemurume..regai afore zvivi zvake.akaguta zvikomba ngaafe mukadzi.uyo.murume ngaararame hapachina justice ipo siyai ayende ukahurigwa apa wakadyiswa ndozvaunoita musiyei...
Ndarwadziwa 😭anywhere rest in peace
@lolo683
Ай бұрын
Rest in peace yei munhu afa nechihure hapana peace apa
Vanodii kuzviitira kumba kwavo not mumba me munhu this is wrong
Who will blame murume pakadai the level of disrespect was on another level shuwa unounza boyfriend muimba yemumwe murume and you expect kuti murume akusekerere. Zvamuwana uyo the world will be a better place without this kind of woman
@TheresaMaps
Ай бұрын
Apa orasa muromo futi
Ngaabaiwe 84 kubvisira mwana wa2001 bhurugwa kudii ikoko
@fifitakapisa
Ай бұрын
Ndo pfungwa dzechidofo idzodzo. As much as I don't agree with age gap yavo nekuunza ex mumba, kuuraya should never have happened. Hezvo atove mhondi akuenda kujeri, was it worth it?
@ChristinaSerewa-xn6qg
Ай бұрын
@@fifitakapisa iwewe usiri dofo chienda unomumutsa kumortuary kwaari sezvo uchiziva sterek, wozodzoka uchindiudza futi
Yah vakadzi musadaro soo last year ndakapotsa ndauraya mnhu nekutadza kuzvi controller kubva ippo hndidi kuona chinonz mkadzi kumberi kwangu
@PaulaNdaba-gt5vt
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂Siyanai nemijolo chete muone life ahinetse
84ne 2001 guys pakaipa mukadzi aitoona murume arimwana wake ndosaka aisatombomutya
@enchiladapatati379
Ай бұрын
Chinenge chaingova chimarriage chenhema nhema ichi. Aaaah 84 na2001 chii chakadaro
@mesiMutepfa
Ай бұрын
Anotomuzvara
@Manondo34
Ай бұрын
Raitova zera ramai vake
Nhai journalist tell me the relevance of asking kumusha kwe victim na perpetrator in this context 🤔
Ko vanhu chiiiko kuurayana
Mashura aiva mwana wake chaiye aaaaa munhu akazvarwa gore ratapedza form isu ma 84
Hurirai kudzimba kwenyu, kwete kuhurira pamba pemurume
Makore i think ndeekunyepa coz vaane makore mangani varoorana zvekut vangaite mwana ava grade one dat is 7yrs uuummm its tricky
@Runia-hx5fx
Ай бұрын
I think vana ndeve mukadzi vahombe avo
Icho chihure rudziiko nhy vakadzi imi
@MaDubeChishongo
Ай бұрын
Zvakaoma maduu hama yangu
@ChishongoMadhuve
Ай бұрын
@@MaDubeChishongo taura hako mwana wekumba kwedu
@gloriamarvellousmutindivar5349
Ай бұрын
Drama rekwadube mariona here kuDNA vanatetez vemwana wangu
Zvakaoma.chaizvo
Ma2k arikushooter yhooo😢😮
Uuuuuuuuuuummmmmmm kupererwa kusvika pakuurayana here guys
@PaulineNoah-dw7er
Ай бұрын
Imajeni....ko kusiyana nhai
Munhu wa 2001 angaita m2ana akanyora form 4 here imi
Kuleee😂😂😂
Ummm zvinorwadza izvi....soo murume uyu akaroora ari kuma17
Ndekupi uku nhai
Maigire kwamuri ikko makamama nyangwe mamabonzo musuri wenyu mune chihure chakadhakwa imi
Ndoo mbadharo yechihure shuwa ugere nomurume mumba wounza chikomba mumba maugere nomurume aa guys ladies musa jairira zvakadaro
Age difference was too much
Age ye mukadzi wacho nemukomana haiite
chihure chagara chinouraisa mufunge zvirinani kuti vakadzi kana musisade varume venyu dzokerai kumba kwenyu .ukahura unofa
Age difference yaka nyanya iyo hmm.