Rusape "Takafonerwa kunzi arikurodza banga mai vakabaiwa mwana akatarisa, Muroora obaya tete nebanga

Ойын-сауық

Rusape "Takafonerwa kunzi arikurodza banga mai vakabaiwa mwana akatarisa, Muroora obaya tete nebanga

Пікірлер: 374

  • @nyaradzomarozva5715
    @nyaradzomarozva5715Ай бұрын

    Stella watii todiii nevolume hapan chatirikunzwa isu

  • @gilliangondo275

    @gilliangondo275

    Ай бұрын

    Try to use earphones

  • @nyaradzomarozva5715

    @nyaradzomarozva5715

    Ай бұрын

    @@gilliangondo275 ok thanks

  • @maxwelltigere9565

    @maxwelltigere9565

    Ай бұрын

    No sound even with earphones

  • @user-bv1eo4wd9k

    @user-bv1eo4wd9k

    Ай бұрын

    Yangu yaita nema earphones now​@@maxwelltigere9565

  • @alicemushonga4558

    @alicemushonga4558

    Ай бұрын

    Ndatombofunga kuti i Phone yangu ine problem

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223Ай бұрын

    Ko Stella watifungirei nhasi hapana volume

  • @user-qj8bt1jp7t

    @user-qj8bt1jp7t

    Ай бұрын

    I can hear everything

  • @melodyseklin4734

    @melodyseklin4734

    Ай бұрын

    I can't hear anything as well

  • @charitymatewa-ym3jd
    @charitymatewa-ym3jdАй бұрын

    Muraini medu chaimo kwa rusape ndomuziwa mukadzi akabaiwa she was so quiet ndakarwadziwa hamadzangu

  • @cynthiaf.ndunduma9353

    @cynthiaf.ndunduma9353

    Ай бұрын

    Nematambudziko hama zvinorwadza izvi

  • @NTKwaJesu
    @NTKwaJesuАй бұрын

    The best Shona reporter in Zimbabwe.

  • @nyarie_m
    @nyarie_mАй бұрын

    Stella Muusha u deserve an award👏👏💐 Your journalism is out of this world u leave no question unanswered, very thorough 💯👌

  • @RosemaryFombe
    @RosemaryFombeАй бұрын

    Mapurisa haasi kuita bsa ravo dai vakauyawo in time zvisina kusvika pakadai😢😢

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364Ай бұрын

    Murume uyu anourayisa sei achiti hazvina kupera mutemo wemazuvano hapana anoti imba ndeyake yakasiyiwa nevabereki baba ava ndivo vakafurira mukadzi uyu kuuraya Tete

  • @rufarosharonborerwe3689
    @rufarosharonborerwe3689Ай бұрын

    Only if the police had took action this would have been avoided .the ZRP failed this lady

  • @veronicamarowa6584
    @veronicamarowa6584Ай бұрын

    Mudhara,apedzesera kutauro zidzoro rake mwanasikana ane total right yekugara pamba pevabereki same nemwanakomana

  • @franciscademberere-6653

    @franciscademberere-6653

    Ай бұрын

    Vanhu vanoti isuvana sikana tine nhomo chaiyo

  • @gloriamarvellousmutindivar5349

    @gloriamarvellousmutindivar5349

    Ай бұрын

    Akadzungaira mudhara uyo anenge wemutoriro

  • @ElinahNhandara-cb7gx
    @ElinahNhandara-cb7gxАй бұрын

    The calmest presenter ever. Keep up the good work my sister

  • @PriscaRazerera-tb9tt
    @PriscaRazerera-tb9ttАй бұрын

    Murume uyu muroi we Chirume adanana nemuroora uyu zimuroi Dai zvikakuwana

  • @memorychamahwinya
    @memorychamahwinyaАй бұрын

    Zvakaoma mhuri yeZimbabwe tirikurwadziwa tarasikirwa naamai ,mufunge ambuya vaigara vachitaura mashoko ekuti" if anyone temper with me in this house l'm going to slaughter her " chinondirwadza sekuru vanotorine vanga ravakambobaiya nebanga naivo ambuya vachiri kugara vese kuSouth zvichida ndiro banga rimwechete rabaya amai nekuti banga iri ambuya vaigara naro ,handina hangu zvakawanda zvekutaura asi ndinoda kuti pasi pano pane vanhu kudenga kuna mwari ndivo vanotonga ,mweya wenyu ngauzorore murugare amai vangu

  • @masciemudumo

    @masciemudumo

    Ай бұрын

    Sorry dear zvakaoma ndozvinoita vanhu vanenge vakundikana nehupenyu

  • @memorychamahwinya

    @memorychamahwinya

    Ай бұрын

    Zvakaoma mufunge imagine ambuya she's 24 years kuuraya amai vane 42 years

  • @bertaraunde4832

    @bertaraunde4832

    Ай бұрын

    Nematambudziko ssta memory

  • @bertaraunde4832

    @bertaraunde4832

    Ай бұрын

    😢😢😢😢

  • @memorychamahwinya

    @memorychamahwinya

    Ай бұрын

    Aonekwa zvakaoma mufunge imagine akaita kuwandira mhamha kuseri kwedoor kwakuvadzipa apa achitoduditsa banga apedza kubaya kwakuti wanzwa butter

  • @learnergutsire152
    @learnergutsire152Ай бұрын

    Baba vane red varikushaya… everyone has the right to a family house. Mwana mkomana chii chacho mwana mwana

  • @pamelamadi1493
    @pamelamadi1493Ай бұрын

    Baba veJezz reRrd avo vanopenga akakuudzai Kuti imba yevabereki ndeyavakomana ndiyani imba ndeye munhu wese ndosaka muchioma pawill vabereki vachinyora Vana vavo

  • @user-ph9wj1qt7b

    @user-ph9wj1qt7b

    Ай бұрын

    vanoda kurohwa avo

  • @mzee5533

    @mzee5533

    Ай бұрын

    Imba yevabereki ndeyavo nevana vari under 18yrs chete. Kana wangova an adult your parents has a full right to kick you out of the house permanently and even get a peace order for you to come to the house.

  • @talentjoseph9267
    @talentjoseph9267Ай бұрын

    Varikuti volume shandisai ma earphones please

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960Ай бұрын

    My favorite channel ❤❤

  • @nnnsandra
    @nnnsandraАй бұрын

    Ko ini volume iripo yese wani

  • @cathrinemavindidze5409
    @cathrinemavindidze5409Ай бұрын

    Hey Nikki happy to see you again, trust Tata is doing well now

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664Ай бұрын

    Hadzvadzi dzedu ngadzidzidze weduwee ma South African hawaite dai akazviita kuno 1 month anotobuda

  • @eppahsinzamala6541
    @eppahsinzamala6541Ай бұрын

    Baba imi hamuna kukwana akakuudzay kuty imba ndeye mwanakomana ndiyan,ndimi mainotara mari yacho

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nhАй бұрын

    Stella muusha 🎤 the village density TV live and direct 🎤 there's no volume

  • @sarahmutingwende2078

    @sarahmutingwende2078

    Ай бұрын

    Use earphone zvonzwika

  • @gilliangondo275

    @gilliangondo275

    Ай бұрын

    Use earphones

  • @gloriamarvellousmutindivar5349

    @gloriamarvellousmutindivar5349

    Ай бұрын

    Thanks wena zvatoita nhai 🙏

  • @IsaacGatiyaMatambo
    @IsaacGatiyaMatamboАй бұрын

    Good job Aunt

  • @TryphineMuchezana
    @TryphineMuchezanaАй бұрын

    Haa hapana zvatanzwa isu😮

  • @LehwazfilmProduction114

    @LehwazfilmProduction114

    Ай бұрын

    Hazvisi kunzwika wani

  • @gloriamarvellousmutindivar5349

    @gloriamarvellousmutindivar5349

    Ай бұрын

    Use 🎧

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327Ай бұрын

    Kazhinji murder muzimba iri kutokonzerwa nemspurisa ari ignorant vakanzj huyai havauye usazorore murugare Dorothy mukira munhu chero ari kujeri ikoko mushungurudze

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664Ай бұрын

    Aaaaaah mukunzwa pfungwa dzababa awa ndo pfungwa dzine murume wamakoti .....murume ndiye akatuma mukadzi wake

  • @firstclass-cr1qn
    @firstclass-cr1qnАй бұрын

    avo baba avo vari kurarama nyika ipiko? musha wevabereki musha wemunhu wese anetseka kwaari anouya kuzopotera. zviya zvekunzi mwana mukomana ndiye muridzi wemba handizvoba. hongu ari panzvimbo yababa uye hakuna baba anorasa mwana whether mukadzi or murume uye kunzi dzipakate hauna kunzi dziridze. vese had a right kugara pamba apa and iye nemhondi yake vaichengetwa na tete ava vashaya. iye hanzvadzi komana uyu ndiye atove nezi burden because aiona situation akairera akatadza kuita action saka ane mhosva. iyo mhondi iyo aiwa tinoti heyo ngozi kumusha kwake chichatochaya. iyo hanzvadzi iyo yemukadzi mhondi akasapenga hamheno coz pfungwa dzichamutsitsirira

  • @veronicamarowa6584
    @veronicamarowa6584Ай бұрын

    Thank you sisi Stella

  • @LoiceKamutasa
    @LoiceKamutasaАй бұрын

    MaZimba siyai nyaya yekutora maSasko enyu mouya nawo kuZim garai navo kuJoni kwenyu ikoko nxaaaa

  • @user-ln6xq3cz5t
    @user-ln6xq3cz5tАй бұрын

    Dhakwas the village atisi tese tinema earphones

  • @LoiceKamutasa
    @LoiceKamutasaАй бұрын

    Baba ava havana kukwana ava asi vaidanana nemuzulu uyu here

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782Ай бұрын

    Ini ndikuinzwa wani

  • @LeniaNyanekwe

    @LeniaNyanekwe

    Ай бұрын

    Ndazotoshandisa ma earphones pasina izvozvo hayisi kunzwika

  • @getrudechantel6067
    @getrudechantel6067Ай бұрын

    so painful🥺😓

  • @Her_Self..
    @Her_Self..Ай бұрын

    Hmmmmmm heartbroken😢😢😢😢

  • @user-ph9wj1qt7b
    @user-ph9wj1qt7bАй бұрын

    duzvi rababa iro nxaaaa pfutseki iwe kumbunyikidzwa chii dai akabaya iwe ukutaura zvekumama vakadhakwa nemutoriro

  • @rairaijazidzveta9460

    @rairaijazidzveta9460

    Ай бұрын

    Imagine ndoovarikufutira murume uyo kuti hapana nyaya. Imba yevabereki ndoibganzi ndeyake nyope dzevanhu

  • @manjolothokozani5545
    @manjolothokozani5545Ай бұрын

    😢😭 May her soul rest in peace

  • @user-zn3on6jf5v
    @user-zn3on6jf5vАй бұрын

    Imba ndeyevana vese pfutseke akadii kutenga yake kuuraya ndokunei

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434Ай бұрын

    Auntie stellar ko nhasi volume hanziiko chanzikwa hapana

  • @user-yn6wv1yh2y
    @user-yn6wv1yh2yАй бұрын

    Zvikada makano torerwa zvigundura zvekuJoza zvajaira kuuraya mongonzi ndauya nemuSouth African...

  • @veronicamarowa6584

    @veronicamarowa6584

    Ай бұрын

    True

  • @user-vl2vx3dv9f
    @user-vl2vx3dv9fАй бұрын

    Hazvisina volume sis

  • @gilliangondo275

    @gilliangondo275

    Ай бұрын

    Try to use earphones

  • @dumisanichiota6048
    @dumisanichiota6048Ай бұрын

    Did you analyze this video before you uploaded it...😢😮there is no sound 🤔

  • @Wachidopaidamoyo
    @WachidopaidamoyoАй бұрын

    Vanhu ngatishandire zvedu kwete kurwira zvevabereki

  • @lorrainemakwarimba7995
    @lorrainemakwarimba7995Ай бұрын

    Agara aine ngozi muroora dzevanhu vakaurayiwa nehanzvadzi dzake . Nxaah . Dirai peturu mupfekedze ma tyre zvavanotiitawo

  • @SharonDAbvu-hu9wd
    @SharonDAbvu-hu9wdАй бұрын

    Hapana volume sis stella

  • @kudzaimware9711
    @kudzaimware9711Ай бұрын

    Baba avoka

  • @evelynkaumbo6103
    @evelynkaumbo6103Ай бұрын

    VORUMU PARIBE

  • @AnesuJacob
    @AnesuJacobАй бұрын

    😭💔

  • @nyaraimafi3361
    @nyaraimafi3361Ай бұрын

    Zim jere ne SA jere zvinhu 2 zvakasiyana jere re Zim ma1

  • @brenastausi4718
    @brenastausi4718Ай бұрын

    Ko volume yaka crusher

  • @sukaimasvingise2051
    @sukaimasvingise2051Ай бұрын

    Saka murume wemukadzi uyu ndiye aurayisa sis vak muroora anga asingadi vanhu akaudzwa kut pava pangu

  • @user-br8mv8xi1s
    @user-br8mv8xi1sАй бұрын

    Isu tirikunzwa wani volume bhoo

  • @florencemagumuya6671
    @florencemagumuya6671Ай бұрын

    Summerize

  • @user-by5vo3mj3j
    @user-by5vo3mj3jАй бұрын

    Iiiih haa ma one sorry Hama dzangu please nema tambudziko Hama dzangu sorry

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk11 күн бұрын

    Mapurisa haacha ite basa rawo vedu mwari pindirai

  • @gracehavazvidi7962
    @gracehavazvidi7962Ай бұрын

    Imba ndeyavo vese mwana wese.unekodzero yekugara pamba pavabereki vake

  • @user-zn3on6jf5v

    @user-zn3on6jf5v

    Ай бұрын

    Amen

  • @user-en6pv2ts1k
    @user-en6pv2ts1kАй бұрын

    Volume hapana sisi Stella

  • @DiasporaInsurance

    @DiasporaInsurance

    Ай бұрын

    Sorry use earphones

  • @gilliangondo275

    @gilliangondo275

    Ай бұрын

    Use earphones

  • @jerithachimhamhiwa5182
    @jerithachimhamhiwa5182Ай бұрын

    Hezvo

  • @user-lj5qm7hm6o
    @user-lj5qm7hm6oАй бұрын

    Kana volume

  • @annymaru5295
    @annymaru5295Ай бұрын

    Hezvoooo

  • @user-xz5re1no8o
    @user-xz5re1no8oАй бұрын

    Haaaa zviriko here izvi

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468Ай бұрын

    Ko volume ke,,🤷🏻‍♀️

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zhАй бұрын

    Haaaa ndekupi kusingabayiwe vanhu nemapanga ,muroora anenge akatokura mazviri coz kuno mapanga vanomashandisa zvakanyanya huye atori mhondi muroora vogoti mishonga maxosa sekuru vakadyiswa saka varikungoti heee nzara mukadzi iye atora upenyu hwemunhu aiwa hunhu hwake ainge akatozvironga

  • @tapiwazidya4006
    @tapiwazidya4006Ай бұрын

    I was tell my friend too yesterday(Stella Muusha u deserve an award),One day you will get stella.Mwari ngavakukomborere pabasa

  • @mobaysparta7476
    @mobaysparta747613 күн бұрын

    Jecha rangu masports

  • @conniemurefu8272
    @conniemurefu8272Ай бұрын

    Hi Stella there is no sound at all please adjust

  • @user-bm5cf8ov9m
    @user-bm5cf8ov9mАй бұрын

    RIP Mom

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk11 күн бұрын

    Baba vapedzisira Havana nyanya avo

  • @lukemarwa5959
    @lukemarwa5959Ай бұрын

    😂Zvirikumbofamba sy vamwe hatisikunzwa zvirikutaurwa.volume

  • @hlonipanikatayi5995
    @hlonipanikatayi5995Ай бұрын

    Use earphone for volume

  • @lloydmpofulodzapower8739
    @lloydmpofulodzapower8739Ай бұрын

    No sound

  • @user-br8mv8xi1s
    @user-br8mv8xi1sАй бұрын

    Pakaita madelays akawanda kuti police haina zvayakaitawo,hospital should have transfered patient to specialist on time that was a chest injury could have been treated as an emergency and transfered to cardiothoracics in time

  • @rufarosharonborerwe3689
    @rufarosharonborerwe3689Ай бұрын

    Varikuti volume try using earphones

  • @leahnjewa1608

    @leahnjewa1608

    Ай бұрын

    Hapana chirikunzwika

  • @TylonceMtomben
    @TylonceMtombenАй бұрын

    Volume please azvinzwiki😢😢

  • @sarahmutingwende2078

    @sarahmutingwende2078

    Ай бұрын

    Use earphone zvonzwika

  • @tanechimusa6581
    @tanechimusa6581Ай бұрын

    Volume weee

  • @ndakazivhagwara
    @ndakazivhagwaraАй бұрын

    Volume pliz

  • @melodymacheke7530
    @melodymacheke7530Ай бұрын

    Baba avo i sichupeti, hawatonyari kurotomoka zirume ziguru.

  • @rudomusami6508
    @rudomusami6508Ай бұрын

    Mapurisa ngaaite bsa ravo nemazvo veduwee honai manje zvaitika,zororai murugare Vakoma

  • @IsaacGatiyaMatambo
    @IsaacGatiyaMatamboАй бұрын

    Volume

  • @DiasporaInsurance

    @DiasporaInsurance

    Ай бұрын

    Use earphones

  • @gilliangondo275

    @gilliangondo275

    Ай бұрын

    use earphones

  • @samuelngirazi9636

    @samuelngirazi9636

    Ай бұрын

    Earphones still no change

  • @tendaichari5762
    @tendaichari5762Ай бұрын

    No volume please

  • @DiasporaInsurance

    @DiasporaInsurance

    Ай бұрын

    Use earphones

  • @ChenaiRundodza
    @ChenaiRundodzaАй бұрын

    Volume please

  • @ChidoGwede
    @ChidoGwedeАй бұрын

    Ndini ndega ndisiri kunyatsonzwa here😢

  • @user-bv1eo4wd9k

    @user-bv1eo4wd9k

    Ай бұрын

    Use earphones

  • @portiachifamba2560
    @portiachifamba2560Ай бұрын

    Ko volume how far

  • @user-yi7ml3lt1m
    @user-yi7ml3lt1mАй бұрын

    Volume plz

  • @user-cl5hv1ep5v
    @user-cl5hv1ep5vАй бұрын

    Volume hapana

  • @gilliangondo275

    @gilliangondo275

    Ай бұрын

    use earphones

  • @elizabethaaron1120
    @elizabethaaron1120Ай бұрын

    Ngafireo kujeri nxaa

  • @AnesuJacob
    @AnesuJacobАй бұрын

    Ummmm zvakaoma Rip mama

  • @user-gx4jy1pc6p
    @user-gx4jy1pc6pАй бұрын

    Yoo

  • @chiposhoko8563
    @chiposhoko8563Ай бұрын

    Mapurisa haasi kuita zvakanaka

  • @user-rw1xu7sc6x
    @user-rw1xu7sc6xАй бұрын

    Volume dear

  • @user-wz5ut2qj9t
    @user-wz5ut2qj9tАй бұрын

    Volume 😢😢

  • @PriscillaMukapi-dc5rh
    @PriscillaMukapi-dc5rhАй бұрын

    Haah volume hapana Tete Stella muigadzirise kana zvichikwanisika

  • @user-xo3fw3ux4e

    @user-xo3fw3ux4e

    Ай бұрын

    Try using ear phones

  • @user-xo3fw3ux4e

    @user-xo3fw3ux4e

    Ай бұрын

    Use earphones

  • @user-ef6xw6wg8u
    @user-ef6xw6wg8uАй бұрын

    No volume

  • @DiasporaInsurance

    @DiasporaInsurance

    Ай бұрын

    Try using earphones

  • @deliwendlovu6954
    @deliwendlovu6954Ай бұрын

    Repeat no volume please

  • @sarahmutingwende2078

    @sarahmutingwende2078

    Ай бұрын

    Use earphone zvonzwika

  • @clemencetavashure5749
    @clemencetavashure5749Ай бұрын

    Kana chimwe chinonzwikwa volume ma 1

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3yАй бұрын

    Yonzwa sei pasina volume

  • @user-jv5ur9jq2h
    @user-jv5ur9jq2hАй бұрын

    Nhaimi hpn kana chatanzwa nhai veduweee

  • @talentmabika9047
    @talentmabika9047Ай бұрын

    Why are you putting something like this no volume poorer videos

  • @NobertChando-fq9np
    @NobertChando-fq9npАй бұрын

    Volume boe hre

  • @violetcharry8478
    @violetcharry8478Ай бұрын

    Ane mamhepo munhu uyu kuno ku South ndofunga akasiya atouraya munhu aive muZimbabwean here

  • @ZvikoMorebChidau

    @ZvikoMorebChidau

    Ай бұрын

    Musouthafrican

  • @gloriamarvellousmutindivar5349

    @gloriamarvellousmutindivar5349

    Ай бұрын

    Musasko

  • @user-fx1du8wk9s
    @user-fx1du8wk9sАй бұрын

    Volume boe hre kungonzwa maungira.

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764Ай бұрын

    Police has failed this family. I wonder what they are paid for.

Келесі