@@lenainock3982Vese ishasha Bushu naMutasa is the best forever
@ngonimed7773
27 күн бұрын
Paya pakatongwa nyaya wangu coz musoja akamhanya haana kumirira nyaya ipere and chihure chinoitwa nevanhu two mukadzi nemurume and vese vakabatwa nemhosva
@jabulanimgomesi7950Ай бұрын
Dzese nyaya dzaunzwa na Stella Muusha unototi udzitevere chete nekuti tsanangudzo yacho inokukwezva chete🙏🙏. Great reporting!!!!
@sandraedward7454Ай бұрын
Thank you cc Stella you are starving is nyaya dzachief seke todzidawo sei make an effort to give us more please may the lord bless you more to chief seke I salute you hamuna kupaparila you are so wise
@HyfroneАй бұрын
Thank you once again Stella,l wish to see more of this dare ramambo seke.atleast 2 episode per week 🙏🙏🏻
@GeorginaMajawiАй бұрын
Zvinhu zvenhaka zvinonetsa
@paulinegwati8782Ай бұрын
My favourite chief❤
@petermadende6253Ай бұрын
Chief is excellent. Top tier!!
@tinashetinzimudyanadzo8045Ай бұрын
parikunzi kutengesa ndiwo ma sabhuku deals ka aya kkkkkk apa mumwe akatotenga stand
Adhara ava ava Vacharoya chete.munin'ina ano respecter mukoma zvekuti
@it3788Ай бұрын
Pole pole yeshava manyama 😂😂🎉😢😮 hadzikwidze inzwi 😂😂😂
@RayJay2024Ай бұрын
I personally wish I would sponsor the coverage of this court. Chief Seke has different approach and an informed perspective on life in general. He scrutinize facts until the truth comes out. Him and Mutasa are the most sober minded Chiefs.
@MrBC-san
Ай бұрын
hapana sober...dzinomakisa Shava idzi Seke
@RayJay2024
Ай бұрын
@@MrBC-san hoo ok
@tigermaps9909
Ай бұрын
Uuum musafananidze Mutasa nezvinhu zvisina basa uyu Seke hapana chinozikanwa uyu busy kubvunza tumibvunzo nhando zvoita kunga mhosva kumhan'ara nyaya mudare make haaa uyu bodo even Makoni is better
@rupiyaamosАй бұрын
Chief don't be narrow perspective ktonga nyaya donzvo ngarive rokuyananisa nokugadzrisa nyaya mumhan'ari akatura nyaya yake take time to hear accused's response not advocating the accused, yakunge mhosva kuman'ara mudare mako Makunge spokesperson werimwe divi kkk
Пікірлер: 66
Stella I love dare ra Mambo Seke zvekurevesa ❤❤
Haaa chief anobvunxa, mibvunza iri unnecessary
Werocome back chief Seke nd Auntie Stella
Young bro ane hudyire ..mambo awa kutonga chayiko dololo
The young brother is taking advantage of his elder brother because he is soft and has family at heart
Mambo duzviiii
This was unfair! The young brother ane udyire and the chief didn’t consider all the situation
Seke anobhowa kusagona kutonga nyaya imboko vakadzvanyirira musoja anyengerwa mukadzi anotongera favour hakuna mambo akadero ngaadzidze kubva kunaBushu the best forevermore
@lenainock3982
Ай бұрын
Bushu wako anotokundwa naMutasa kuseri uyo
@dianaishemunyoro2582
Ай бұрын
@@lenainock3982Taurai zvenyu Mutasa kuseri chaiko
@SimbarasheHanyani-dn1uo
Ай бұрын
@@lenainock3982Vese ishasha Bushu naMutasa is the best forever
@ngonimed7773
27 күн бұрын
Paya pakatongwa nyaya wangu coz musoja akamhanya haana kumirira nyaya ipere and chihure chinoitwa nevanhu two mukadzi nemurume and vese vakabatwa nemhosva
Dzese nyaya dzaunzwa na Stella Muusha unototi udzitevere chete nekuti tsanangudzo yacho inokukwezva chete🙏🙏. Great reporting!!!!
Thank you cc Stella you are starving is nyaya dzachief seke todzidawo sei make an effort to give us more please may the lord bless you more to chief seke I salute you hamuna kupaparila you are so wise
Thank you once again Stella,l wish to see more of this dare ramambo seke.atleast 2 episode per week 🙏🙏🏻
Zvinhu zvenhaka zvinonetsa
My favourite chief❤
Chief is excellent. Top tier!!
parikunzi kutengesa ndiwo ma sabhuku deals ka aya kkkkkk apa mumwe akatotenga stand
Murikutidzidzisa kupfuurikidza nematare echivanhu❤
Ummm thanks stella ndookumusha kwedu chief seke sekuru vangu
Destiny TV manyama live and direct 🎤 Stella muusha
Your quality is top . Could you please bring more and maintain the quality
Makadii zvenyu Mrs Musha and your team work 👏 well done and good work
Sei mambo vachiita sekuti vanonoka kunzwisisa nyaya aaaah
Thnk yu Stella motipa nyaya dzirikuitika
Thank you so much Stella ...hapana nyaya yako yandosiya ...asi kazhinji ndoterera ndiribasa hangu ...waita hako wadzokera kwemukwasha wangu ...chief Seke
Chief seke avagone kutonga. Ndavamboona Chief Mutasa
Mambo ava vanozonyanya kuita kunge varikutaura nmwana mudiki Nyarara yavaita mudhara uyo haaaaa ndirini handichatopindure zvimwe zvese😂😂
Nhaka yeminda inonetsa nekuti kana ukaita Mari still unowana Munda haunganotenga Ku next village
Chief seke mhofu smart kumushandoozvo manje
Mambo pamberi nemi
Mambo ava havagone Kutonga
Ko nhai Stella nyaya yeMsoja naMkadzi yakazoperasei ikoko kwaSeke
Mambo anofanira kuita samambo not kudzvinyirira zvimonyadzisa kudaro plus arikutonga ega.......hupenzi ihoho
Mambo vanekatutaura kanobhowa
Ndinobva ndaana kuti mhamha vangu vakanga vazviona kuti ukaita hunyope uchiri muzera mudiki unopedzisira warwira zvisiiwa zvevabereki. Kudai varume ava vakashanda zvavo sezvakaitwa nababa vavo kudai vasipo pavakagara apa nhasi.
Nxaa mambo akadhakwa
I learned a lot from chief
Siyai zvinhu zvenhaka shandai zvenyu
Coolness yaMambo seke inondiuraya 😂😂😂😂
Adhara ava ava Vacharoya chete.munin'ina ano respecter mukoma zvekuti
Pole pole yeshava manyama 😂😂🎉😢😮 hadzikwidze inzwi 😂😂😂
I personally wish I would sponsor the coverage of this court. Chief Seke has different approach and an informed perspective on life in general. He scrutinize facts until the truth comes out. Him and Mutasa are the most sober minded Chiefs.
@MrBC-san
Ай бұрын
hapana sober...dzinomakisa Shava idzi Seke
@RayJay2024
Ай бұрын
@@MrBC-san hoo ok
@tigermaps9909
Ай бұрын
Uuum musafananidze Mutasa nezvinhu zvisina basa uyu Seke hapana chinozikanwa uyu busy kubvunza tumibvunzo nhando zvoita kunga mhosva kumhan'ara nyaya mudare make haaa uyu bodo even Makoni is better
Chief don't be narrow perspective ktonga nyaya donzvo ngarive rokuyananisa nokugadzrisa nyaya mumhan'ari akatura nyaya yake take time to hear accused's response not advocating the accused, yakunge mhosva kuman'ara mudare mako Makunge spokesperson werimwe divi kkk
Mkoma wavona kuti mupfanha avakuita musoro nenzvimbo 😂project manyama😅😅
Inga ndiri kutaura wani
Varume vakuru kunetsanirana zvinhu zvemufi kusanyara
Chief vanogona kutonga ava
@SimbarasheHanyani-dn1uo
Ай бұрын
Havagone kutonga nyaya ava mambo Seke vanobhaiza full time manje
@tigermaps9909
Ай бұрын
Hapana zvinozikanwa apa mxm
@user-ho3so3jb9w
29 күн бұрын
Haagone mambo uyu
Madhara kwanai makura musarwira nhaka yababa
The worst chief ever 😢
This Chief is not normal.Akasiya fodya yemudhombo zvinogona kubatsira.Nyaya zhinji anodzichinjurudza
Uyu Chief hapana zvinozikanwa anodzvanyirira fty busy kubvunza useless questions Makoni part 2🚮
Aaaagh mambo is so annoying veduwe
Murume uyu atanga kutaura muroyi kutonga mukoma
Haaaa kutonga hamugoni
Young brother is very conniving Big brother had a stroke let’s not forget that. Young brother is very very GREEDY 😳😳😳
he is teh worst, akapiwa humambo seiko uyu! So stupid
Mambo muno gadzirisa pachokwadi munotora nguva yenyu muchitaura henyu zvinyoro nyoro
I hate this chief…. Fake accent what what