Face Yechikomba Chakandidya bota handichichazive Asi takawirirana -Chief Bushu

Музыка

Пікірлер: 70

  • @MosesMatotote
    @MosesMatotote9 ай бұрын

    Mambo nzwisisai zvirikutaura murume uyo kwete kudzvinyirira

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa98869 ай бұрын

    Kumwe kuzungaira so heyika vana 7 no support womitiswa wechi 8 nechikomba Chief Bushu munebasa 🙌🙌🙌

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi79509 ай бұрын

    Dare raMambo Bushu rinotigonera zvaro.🙏🙏🙏

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti86939 ай бұрын

    Thank u chief Bushu baba avo vakuhwanda nenyaya yemwana but he led her to all that. Had he been providing for her and the kids she wouldn't have done all that. Ngaachengete vana. $25 inochengeta vana vangani vana vachida fees,clothes,kudya and medication. Saskam remurume. Men like him and my father make me angry.

  • @CHIBABA85

    @CHIBABA85

    9 ай бұрын

    BABA?

  • @TawandaSawi

    @TawandaSawi

    9 ай бұрын

    Yaa pesinari

  • @AndrewMupfeki
    @AndrewMupfeki9 ай бұрын

    Inga vake varikudya zviri kubva kuchikomba wani

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyoАй бұрын

    Uyo wa John ndasachengetwa mambo.. John to take responsible of the child

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu85619 ай бұрын

    Mwana ndewemuningina

  • @cosmasnyamajenjere7587
    @cosmasnyamajenjere75872 ай бұрын

    Mwana ndewe muningina we murume uyu.

  • @user-kx4gw4qz6o
    @user-kx4gw4qz6o9 ай бұрын

    Mambo havac fair, saka zvingaita here kuty mkadzi wopiwa pamuwiri nemunhu wasingazive tongai nyaya dzichipera masides ese

  • @susanmatiza7142

    @susanmatiza7142

    9 ай бұрын

    Ipapo dare riri kupatdza hapasi fair

  • @cosmaschinyanga7675
    @cosmaschinyanga76758 ай бұрын

    Mkadzi uyo anyadzisa mai wake

  • @josephmuchina420
    @josephmuchina4209 ай бұрын

    Mai havazi clear ava, but imi mambo promote and encourage unfortunate children to have birthcertificates . In this time and age children in your jurisdictions still have no birthcertificates or struggling to have birth certicates, its a shame country wise. All chiefs should take this as their work too. Thank you.

  • @dimat5839
    @dimat58394 ай бұрын

    25 bucks here vana 7!!

  • @user-wd9ss6mz4t
    @user-wd9ss6mz4t9 ай бұрын

    Special wafare kkkk

  • @PerpetuaMushonga

    @PerpetuaMushonga

    9 ай бұрын

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Inonziiko zviya chagoziva her

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure9 ай бұрын

    Mwana ndewaJohn.

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog87849 ай бұрын

    Fair judgement though but you allowed the guy to be stubborn in court!

  • @ruthmuchemwa8953
    @ruthmuchemwa89539 ай бұрын

    Bamunini ndovakudya bota ndobaba vemwana

  • @takudzwamusanda7517
    @takudzwamusanda75179 ай бұрын

    Haa zvakaoma

  • @UmarovuMarovu
    @UmarovuMarovu3 ай бұрын

    Kana vakaita mwana naJohn ngavagare pmusha iropa rimwe ...baba avo ngavachengete vana vavo chete..ivovogara nemkadzi wavo ikoko mai avo vogara naJohn...varume imbada tovaziva nxaaaa

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa63339 ай бұрын

    Kutopfeka mask ikoko. Kurikutotaura zvakawanda mentally

  • @GraceMapfumo-ep9tx

    @GraceMapfumo-ep9tx

    9 ай бұрын

    Covid ichiriko kuda kkkk

  • @PerpetuaMushonga

    @PerpetuaMushonga

    9 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @margarettakundwa6333

    @margarettakundwa6333

    9 ай бұрын

    Kkkk yakapera kkkk one mnhu pavanhu vese avo

  • @sheltonselassie4767
    @sheltonselassie47679 ай бұрын

    Woyoooo ko musk hanziiko

  • @shumzaali714

    @shumzaali714

    9 ай бұрын

    😅😅😅😅 veduwee vanenge mrwere

  • @user-vr2gs2jw3v

    @user-vr2gs2jw3v

    9 ай бұрын

    Vane maronda muromo wese

  • @PerpetuaMushonga

    @PerpetuaMushonga

    9 ай бұрын

    😄😄😄😄😄maybe vakakoporwa nechimwe chikomba

  • @acmfirst5481
    @acmfirst54819 ай бұрын

    Kana iwe uchihura uchinotora mukadzi wechipiri newechitatu, rega mukadzi kana upi zvake ari wako, atorewo chikomba aite zvaanoda nacho. Chihure munowanza mese.

  • @GudoChikomo-vs8ix
    @GudoChikomo-vs8ix9 ай бұрын

    Mai avo vanoita kudzungaira asi chokwadi vanochiziva

  • @AshleyMasamba
    @AshleyMasamba9 ай бұрын

    Mwana wabamnini John

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th9 ай бұрын

    Inga zvakaoma

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira9 ай бұрын

    Tarisai mativi ese murume uyo ndiye honzeri yekuti mukadzi aiye chikomba vana 7 asingachengeti aiti mukadzi aite sei? She is not economically empowered she had to use her body unfortunately unprotected sex she risked her life in order to put food on the table for her children. Let her remain on her homestead to take care of her minor children with that irresponsible man.

  • @varaidzomurerwa2971
    @varaidzomurerwa2971Ай бұрын

    Mahure echirume haadi kuhurirwa

  • @ephraitmwitha9999
    @ephraitmwitha99999 ай бұрын

    Dare rana mazvimbakupa

  • @alowismusodza
    @alowismusodza9 ай бұрын

    Don't mess with Bushu...

  • @VicentMunyaka
    @VicentMunyakaАй бұрын

    Makadi sabhuku mukadzi ngaripe chiure chake

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu85619 ай бұрын

    Mambo Bushu munogona kutonga DNA inodiwa

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa86199 ай бұрын

    DNA ngaiitwe na babamunini John. 😅😅

  • @PerpetuaMushonga
    @PerpetuaMushonga9 ай бұрын

    Mambo karafu rafu ndekei fti Plus vati muroora wavo Unotoshay kuziva kut zvofamba sei Pakutiii

  • @user-wd9ss6mz4t
    @user-wd9ss6mz4t9 ай бұрын

    Panoda DNA apa mwana akatoreswa birth na john

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom87759 ай бұрын

    Tinashe Mugabe hero basa

  • @user-nn2le6yz8u
    @user-nn2le6yz8u9 ай бұрын

    John John please

  • @user-eu6pu8oy5s
    @user-eu6pu8oy5s9 ай бұрын

    Regai wahure Mai avo inhamo 25 pavana 3 ere nhai vanhu woyee.

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson589 ай бұрын

    Mohura mune dhuku reku church nhai

  • @user-cq3tm2gs4c
    @user-cq3tm2gs4c9 ай бұрын

    Zvebirth zvinogona kugadziriswa nokuti zvinorwadza kuti mwana aiswe muzita remumwe ivo baba vake varipo

  • @kayceedate4527
    @kayceedate45279 ай бұрын

    Njere dzamai dzinoda kuongororwa

  • @user-gs3ey7uk4u
    @user-gs3ey7uk4u9 ай бұрын

    Miromo yaamai avo boe here

  • @user-on8cm3ts9i
    @user-on8cm3ts9i9 ай бұрын

    Apa mambo humuna kutonga nyaya zvakanaka chikomba hanti ndibaba vemwana here saka maakuti murume uyo achengete mwana ana baba vapenyu varipo uye mai ava vakahura mwana vachigara nababa ava mambo why muchinzvanyirira imi no no no no no no matadza kutonga

  • @jabulanimgomesi7950

    @jabulanimgomesi7950

    9 ай бұрын

    Ndaona semusina kunyatsobata nyaya iyi. Mambo vati murume achengete vana vake nekuti ndiyo nyaya yapinda mudare. Iyo yemwana wechikomba ndiye achaiyendesa ega kudare. Hapana pambonzi nedare ayende kunochengeta mwana wechikomba. I think this is a fairest judgement any chief could arrive at.🙏

  • @mathewmadondo4558

    @mathewmadondo4558

    9 ай бұрын

    Mambo vatonga nyaya yauya & varikuyedza kuonesa mrume uyo kuti ndiye muridzi wemusha & has to take responsibility,kusada mkadzi,kusada mwana wechikomba zvese zviri mumaoko ake,kwete kuita zvekuhwandirana.

  • @josiahmukoroko7580
    @josiahmukoroko75809 ай бұрын

    Tongai kwazvo imi kakadzi kari wrong ako😊

  • @susanmatiza7142
    @susanmatiza71429 ай бұрын

    This mambo is not fare

  • @MosesMatotote
    @MosesMatotote9 ай бұрын

    varume kana mavekuroora please tangai mawona njere dzemudzimai wamunoda kuwana motisvodesa kungokumba chero ummm

  • @user-go9hd9nq5y

    @user-go9hd9nq5y

    9 ай бұрын

    Kkkkk haiso stress here or depression ,ndaseka

  • @PerpetuaMushonga

    @PerpetuaMushonga

    9 ай бұрын

    😄😄😄😄 dzinouya

  • @ngorimasithole7032
    @ngorimasithole70329 ай бұрын

    Amai ava vanoimbira hosana kumasowe havafemi umm

  • @user-ls5wt9cr3r

    @user-ls5wt9cr3r

    9 ай бұрын

    😂😂😂😂 nhasi mandinakidza

  • @user-ch1pb1ns8n
    @user-ch1pb1ns8n9 ай бұрын

    Ngaachengete vana dhemeti werume

  • @PerpetuaMushonga

    @PerpetuaMushonga

    9 ай бұрын

    Murm hana mhosva uyooo

  • @crispenchifokoyo
    @crispenchifokoyoАй бұрын

    Hure rinorwadza kupa mari chief..

  • @schumieelf3232
    @schumieelf32328 ай бұрын

    Good judgement ngaachengete😂vana vake, Iye akahura mukadzi akasara achihurawo . Ngaawedzere mari kuzvarisa vana kudaro

  • @nondochirau9664
    @nondochirau96649 ай бұрын

    Mental illness iriko mai ngavaongororwe ava.Inyere rudzii.Mwana akaitwa nemunhu wekuziva.

  • @JamesMhute-ib7jy

    @JamesMhute-ib7jy

    8 ай бұрын

    Iwe mdhara usapusa tora mkadzi uende naye kune abereki vake. Kna ukamurega aripo imhosva yako😊😊😊

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota26929 ай бұрын

    DNA 🧬 test inodiwa apo amai ava vakabvira kare kuHURA

  • @NaumeZefanias
    @NaumeZefanias9 ай бұрын

    Mambo hazvisi nyore Kuti baba avo vachengete mwana asiri vavo uye Mari yaachabvisa ichadyiwa nechikomba ichocho

  • @shumzaali714
    @shumzaali7149 ай бұрын

    Murume musvinhu svinhu but mother avo not balancing

  • @KendraLipsy
    @KendraLipsy8 ай бұрын

    Hure ne mbavha zvinoonekwa nekupeka face mask covid yakapera kare kare

Келесі