Nyaya iyi bamukuru vanofunga kuti vakangwara maiguru vakakwana ungarire mu dare kuti ndakadongorerwa ko kuenda kumba kwavo vogara nemurume wake varume vose kupusiswa Nema hure maviri ayo pepukai varume
@jabulanimgomesi7950
Maonero angu: Babamunini vakamira pa window vachiteerera vakanzwa zvaitaurwa 2. Madzimai akaita counter nekuti maiguru vaigeza 3. Saka nyaya yasarira kuna babamunini 4. Apa pakatambwa family politics, "ndirege ndikusvipe, ndisvipe ndikurege!"😂😂
@williammarodza2146
Maiguru avo imharadzi vari kuda kutonga mushe wemunina
@davidchauke8413
Ishe tererayi nyaya iyi zvanzi murume wangu anodongorera wazviwanepi ayi dongorera Ani paanoti murume wangu anodongorera vayitonyeya ava nanhu vava kudakuvhara nekuti ndai geza manzwa musavharwa ne vakadzi ava usapa murume uyu mhosva mhani imi
@TawandaMataranyika-lu1by
Maonero angu madzimai aya majoki varikuzama kuvharidzira chipfambi chavanofurirana
@DrFamba
Bamnini is right vanoita sevakapusa but he knows kuti vanhu ava vanohura. Maiguru avo imharadzi musha watoparara. Zvatichaona manjemanje ndi Bamkuru vachiuya kunomhangara kubata chihure chamaiguru.
@freebornmagodoro2960
MADZISHE APA MATADZE KUTONGA , 1 VAKADZI WANODZUNGA MRUME MUBROOM MAKE WARARE WESE FOR 3 DAYS
@movernkarara1101
Mambo hamugoni kutonga vakadzi Ava mahure maiguru havangauye pamba kuzotaura mapfekero Ake ini ndovadzinga tongai kumba kwenyu zviripachena kuti maiguru varikudzidzisa mupfanha wavo chihure
@EddiDube
Bamukuru vachazomuka havo musi wava bata chokwadi. Vari kupusiswa nevakadzi a a vachivhara chihure chavo
@cherochiro5906
Maiguru avo ipfambi, matauriro Acho ndeekugadzira mhosva, iyi type inoda Mambo aneuchenjeri hwepamusoro kwete izvi
@innocentkunyangura1487
Vamwe vanaMambo havazi vanamambo , apa mudzimai vababa ava vanedaka rekuti havabvumidzwe kupfeka nhumbi dzakatsiga.
@evansrushavashava7311
Mambo sei musina kubvunza maiguru avo kuty akambodongorerwa nabamnini avo ndiani. Hamuoni here kuty paishaikwa munhu apo. Tongai nyaya muchiteerera sense kwete zviri kutaurwa. Nyaya iyi ngaindotongwa kwamambo Mutasa munzwe mabudiro ainoita. Maiguru vari kutotya kugadzirisa nyaya dzemunin'ina wavo nokutya kufumurwawo...
@ShumiraiMayisiri-ox5zl
Maiguru ava vatoputsa imba yamainini plus mambo ava zvekutonga zvonetsa chaiko
Пікірлер: 243
Hakuna mukadzi angaudza munhu auya pamba kuti murume wangu anodogorera ndichigeza imwi muchizorara mese mugumbezi, onayi nyaya iyi zvakanaka varume
svinurai Ishe namuridzi wemukadzi arikuti akadongorerwa, vakadzi ava varikuvhara nyaya yavo yavaitaura pavakasarudza kunorara vese inova yakatererwa nemupurisa uyu muridzi wemusha. Vane dzavo dzavanotamba saka vakati tikasati atidongorera tinonyura. Pepukai!
Nyaya iyi bamukuru vanofunga kuti vakangwara maiguru vakakwana ungarire mu dare kuti ndakadongorerwa ko kuenda kumba kwavo vogara nemurume wake varume vose kupusiswa Nema hure maviri ayo pepukai varume
Maonero angu: Babamunini vakamira pa window vachiteerera vakanzwa zvaitaurwa 2. Madzimai akaita counter nekuti maiguru vaigeza 3. Saka nyaya yasarira kuna babamunini 4. Apa pakatambwa family politics, "ndirege ndikusvipe, ndisvipe ndikurege!"😂😂
Maiguru avo imharadzi vari kuda kutonga mushe wemunina
Ishe tererayi nyaya iyi zvanzi murume wangu anodongorera wazviwanepi ayi dongorera Ani paanoti murume wangu anodongorera vayitonyeya ava nanhu vava kudakuvhara nekuti ndai geza manzwa musavharwa ne vakadzi ava usapa murume uyu mhosva mhani imi
Maonero angu madzimai aya majoki varikuzama kuvharidzira chipfambi chavanofurirana
Bamnini is right vanoita sevakapusa but he knows kuti vanhu ava vanohura. Maiguru avo imharadzi musha watoparara. Zvatichaona manjemanje ndi Bamkuru vachiuya kunomhangara kubata chihure chamaiguru.
MADZISHE APA MATADZE KUTONGA , 1 VAKADZI WANODZUNGA MRUME MUBROOM MAKE WARARE WESE FOR 3 DAYS
Mambo hamugoni kutonga vakadzi Ava mahure maiguru havangauye pamba kuzotaura mapfekero Ake ini ndovadzinga tongai kumba kwenyu zviripachena kuti maiguru varikudzidzisa mupfanha wavo chihure
Bamukuru vachazomuka havo musi wava bata chokwadi. Vari kupusiswa nevakadzi a a vachivhara chihure chavo
Maiguru avo ipfambi, matauriro Acho ndeekugadzira mhosva, iyi type inoda Mambo aneuchenjeri hwepamusoro kwete izvi
Vamwe vanaMambo havazi vanamambo , apa mudzimai vababa ava vanedaka rekuti havabvumidzwe kupfeka nhumbi dzakatsiga.
Mambo sei musina kubvunza maiguru avo kuty akambodongorerwa nabamnini avo ndiani. Hamuoni here kuty paishaikwa munhu apo. Tongai nyaya muchiteerera sense kwete zviri kutaurwa. Nyaya iyi ngaindotongwa kwamambo Mutasa munzwe mabudiro ainoita. Maiguru vari kutotya kugadzirisa nyaya dzemunin'ina wavo nokutya kufumurwawo...
Maiguru ava vatoputsa imba yamainini plus mambo ava zvekutonga zvonetsa chaiko
Ndini ndamubata ane mweya wezanu uyo zvavakadzidziswa husvatu ndoozvaari kuita
Vakadzi kana maroorwa yedzai kuvakiridza hukama nemurume wenyu. Kana mukadzi achiziva weakness yemurume wake yekudongorera sei achizoudza munhu wese.
Vana mambo ava havagoni kuongorora nyaya. Uyu murume avekutoripiswa nemuenzi pamba pake. Asi nekuda kwekuti murume uyu haana mapoints atoendesa mombe mahara. Ini mombe iyoyo haiende mahara tinoonana pamweya.
Abolish the churches that are encouraging misbehaving.Zimbabwe belong to all citizens!We are all equal before law!
Dai yaiva hanzwadzi yangu chokwadi, chokwadi, aisviko rongedza aende namaiguru vochinogara vese, this is maximum mhani