No video
GOKWE.......OSHANDISA RUKAWO KUBATA CHIKOMBA
MUKADZI OTSIKA MADZIRO KUTI HAAZVIZIVE
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Пікірлер: 62
Mushauri ne crew yako tsikisayi nziyodzenyu
Madhuku machena arikutora chimuti😅 mjolo uyanyisa
@sdshippers9332
4 ай бұрын
Tiri ipapo ngatibva tabvumirana kuti munhu wese anogona kuita mjolo😂😂😂😂 chero dhuku chena chero mini Skweeeeya
Ko dhuku jena nderei pamunhu akadai positori yafumuka chokwadi
@sophiatamayi8728
4 ай бұрын
Dhuku arinei ne postori hama,,, madhuku e white arikungopihwa vnhu parufu pajira refuko aya
I chokwadi mambo mai ava ihure saka murume akavaisa runyoka mai ava imbwa ya mai
Good work drewmas ,,,muburitsewo mushauri pliz baba vanogona avo,,,,batsirei va tsikise albulm,,,mukombe ndewavo
madhuku machena siyai kani chii chakadaro so
Amai vanoda kurohwa Kuda kuuraisa munhu zvavo ivo vachiziva
MuZimbabwe munongotngwa nyaya dzechihure chete vamwe vachitongerwa kuba mazimari nemota. zvinonyadzisa
Talent anogenesa uyu drewmas media taking us to amother level
Gokwe yapindira zvakare
Hamusati maiona nyaya yacho🎧🎹🎶 back ground sound 👌
Nharo nekunyepa kunetuvakadzi twema dhuku machena nechihure 😂
Ngavaendeswe kuCid vamborohwa,kahure mupengo
Mapostori ava kuhura number 1
Vaneshamba 👏👏👏👏murikumusha kwancu thnx drewmas
Rukawoooo bhooo manje
Hamusati maiwona nyaya yacho Mhiripiriiiiiiiii.....ndikutoda mkombe wemvura ..... Hesi Tale .. Nhasi muri kumusha kwangu
Well done chief 👏 👍
Reporter manyama🔨🔨🔨🔨
@advancematoweadttocksmatto9213
4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@mandlas.4305
4 ай бұрын
Chimboita steady…he’s new.
@amandafish3022
4 ай бұрын
Kkk Gokwe nembudzi😂👐
@advancematoweadttocksmatto9213
4 ай бұрын
@@amandafish3022 🤣🤣🤣🤣🤣
Yebo Talent 🙏🙏
Chimai chedhuku Chena,face inenge yemuroi
Well done baba 👏
Drewmas media taking us to another level around the country of 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Hapana kana rukahwo isiki iyo, dzakangoitawo lucky kt chikomba chakarwara chete
Amai ava ihure vane utsinye ngavataure Chokwadi vachaurayisa vanhu vakawanda
Zverukawo izvi azvina kunaka munhu ngangowimbika kuumwe wako ko murume akafa asina kundiudza kuti ndakaisa rukawo ndozodii which mean bota ndinenge ndisisadye her
@restonemtandavari5348
4 ай бұрын
Hongu hahudye chenheta vana wakapikira juti ndichava newe kusvika murufu.😅
Drewmas Media taking you to another level
Kune mombe dzakanaka
Haa Drewmas itai serious,musaite kunge muri kumanikidzwa akomana.Quality yakadhakwa zvayo but mupiro wenyaya yacho kungo gura gura haina kana order apa inyaya chaiyo inonakidza.
Mbuya iyo nekadhuku kachena muroyi chaiye chihure nehuroyi matwins nekusviba kunyangara zvese nemoyo nxaaa handifunge vanonaka varume mongowirawo pamabhonzo futi nxaaa
Yah kunzima 😮
Drewmas media taking us to Gokwe
Imagery vhudzi ukuita sebhinya
Moda shamhu mai vedhuku avo
Kkkkk magirazi ezuva ..ismart here
@georgemabvita3559
4 ай бұрын
Dhikazi ramambo C number kkk
Rukawo umm haruna kunaka
Kkkkkk kwai namambo murihure
Uyoooo ndoudawoooo type ye Runyoka urwooo
Drewmas media muri mhata dzevanhu mapedza data rangu mahara mobudisa video richiita sekuty ndereku editor muchikona kungobudisa zvose zvakaitika ndarwadziwa nedata rangu mhani
Gokwe yazviita ft
Mashangwe hauenzere madzi mai.avomuchakaka zvenyu nechigororo😂
Nhasi murikwedu
Cameraman and video editor both need schooling.
Vanhu varikuhura kunze uku😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndapakutenda😅😅
Why don’t you have subtitles in English?
Aiwa munhu ngaamborapwe opora ozoripisa zvake munhu wake
@tapiwamuchetu6083
4 ай бұрын
Ko akapora akasabhadhara
What's the name of the song guys please
Umm kamai kanoda kurohwa ako kuramba zviripachena kudaro Kutonzwira muridzi wemukadzi Anorwara tsitsi varume sooo
Ko blaz avo ma glass 👓 ezuva mudare 😂😂😂😂
@tapiwamuchetu6083
4 ай бұрын
😂😂😂 i smart paruzevha
Gokwe nerukawo ma1, gokwe kmatongo, makamanya, cheza, mchorauri, mapu chemowa, chigori, mri sei sei
Poor picture quality
Commentator raise the Drewmas media bar, your reporting is too weak