Moto mumashop matatu aparadzwa kuDowntown "zviri kunzi ndimai vanga vachida kubika tea vakonzeresa"

Ойын-сауық

Moto mumashop matatu aparadzwa kuDowntown "zviri kunzi ndimai vanga vachida kubika tea vakonzeresa"

Пікірлер: 26

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa2960Ай бұрын

    My favorite. Chanel never disappoint me

  • @preciousnhau2866
    @preciousnhau2866Ай бұрын

    Iiii veduweka zvakaoma mufunge😢😢😢 apa ndiyo stock yese yaunenge unayo iiiii

  • @MichaelFisher-xl6nh
    @MichaelFisher-xl6nhАй бұрын

    Hello Stella muusha destiny TV live and direct 🎤

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048Ай бұрын

    cc Stella looking very cute wena apa muchigona basa zvepamusoro soro

  • @mimiemkwz8246

    @mimiemkwz8246

    Ай бұрын

    Chokwadi

  • @charitychitaukire2097
    @charitychitaukire2097Ай бұрын

    Very sorry.. vanhu varikuromba futi.

  • @N.Monicahkambeu
    @N.MonicahkambeuАй бұрын

    Mishonga iyo masandawana

  • @dasilva8081
    @dasilva8081Ай бұрын

    Ngaasungwe

  • @Mikelamushamba274
    @Mikelamushamba274Ай бұрын

    Ko nyika zvoyoparra nhai

  • @evasnyamhere4066
    @evasnyamhere4066Ай бұрын

    Zvinorwadza veduwe apa ndopaunenge wakatotarisirawo muhupenyu hwese,😭

  • @Veronica-xk3so
    @Veronica-xk3soАй бұрын

    apa hapana firebrigde shame kuwoma kwakaita nyika unotangira papi munhu veduwee

  • @user-ry5zn1sy3h
    @user-ry5zn1sy3hАй бұрын

    Zvakaoma hazvo apa ndopanenge Paine stock yese zvotsva futi

  • @EniahMahwengwaE
    @EniahMahwengwaEАй бұрын

    Vanhu vanobikira mukati meguta ngavabve vese

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905Ай бұрын

    Nekuoma kwelife ikoku veduwe

  • @MavisNyavira
    @MavisNyaviraАй бұрын

    Has Stella uno Bata dzese

  • @LovemoreMutinhiri
    @LovemoreMutinhiriАй бұрын

    Ko ndekup kwatsva kwacho, Harare or Byo kana kut kumwewo hako

  • @nyarie_m
    @nyarie_mАй бұрын

    Sad😢 unenge uchitoti stock yangu ndipo panenge pari pese

  • @mekong7529

    @mekong7529

    Ай бұрын

    Isnt it insured?

  • @nyarie_m

    @nyarie_m

    Ай бұрын

    @@mekong7529 zveku Zim here wangu pakaipa. Hameno wena

  • @user-gd8wx2ke3h
    @user-gd8wx2ke3hАй бұрын

    Hurombwa uhwo

  • @it3788
    @it3788Ай бұрын

    Zvimagas gas izvoeish😮😮😮😮

  • @mekong7529

    @mekong7529

    Ай бұрын

    Inga hanzi "electrical fault". Gas rapinda papi?

  • @g.karodza
    @g.karodzaАй бұрын

    Stellar unowanika kupi dakuti uzotora nhau kunoku

  • @mimiemkwz8246

    @mimiemkwz8246

    Ай бұрын

    Taurai naye panumber dzinobuda pascreen

  • @g.karodza

    @g.karodza

    Ай бұрын

    Ok thanks

  • @SibonokuhleNcube-yb3vu
    @SibonokuhleNcube-yb3vuАй бұрын

    Sisikhona

Келесі