Chief Bushu: "Mukadzi anoda ku 'marinatwa' kwete kumusiya 13 years wodzoka uchiti uchiri kumuda"

Ойын-сауық

Chief Bushu: "Mukadzi anoda ku 'marinatwa' kwete kumusiya 13 years wodzoka uchiti uchiri kumuda"

Пікірлер: 12

  • @chipo6031
    @chipo6031Ай бұрын

    Muzukuru watete manyama, wagona kutaura semunhu mukuru . Mashoko makukutu kubva kumuzukuru, huyai timuchirire maoko🙏🙏👏👏.

  • @alphonse4449
    @alphonse444928 күн бұрын

    Thank you Stella haa muzukuru apindira

  • @St-G2
    @St-G2Ай бұрын

    Tsano is clever. I like him already

  • @IsaacGatiyaMatambo
    @IsaacGatiyaMatamboАй бұрын

    Destiny tv❤❤❤

  • @bennhildachidzikwe4751
    @bennhildachidzikwe4751Ай бұрын

    Hanzvadzi manyama keep it up Baba

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cmАй бұрын

    ❤❤❤

  • @user-so6zh9ig2s
    @user-so6zh9ig2sАй бұрын

    Na Stella ❤❤❤

  • @user-so6zh9ig2s
    @user-so6zh9ig2sАй бұрын

    13 years hmmmm plus kurohwa ..aewa murume ngaaenderere mberi nelife yake mukadz kwake ........ngavagovane property chete .

  • @victormugari2815
    @victormugari2815Ай бұрын

    Famba Stella

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886Ай бұрын

    Makagonesa kuendesa hanzvadzi yenyu kuxul izvozvi vangadai vave nezvingaka neman'a nerombe iro 5 wives 13yrs no bonde no atevera Baba avo ngavagare nehudofo hwavo iko kuzonyepa kt ndakamuendesa kuxul apa abuse nonsense who does that

  • @memoryzulu6949
    @memoryzulu6949Ай бұрын

    Murume uyu haana future shame....ungarambidze mukadzi kushanda shuwa shame on you murume ..ndiyo inonzi abuse iyi

  • @simbarashemanjemanje1521

    @simbarashemanjemanje1521

    Ай бұрын

    Saka varwadziwa nei mai vacho after 13 years wodzoka uchiti ngatigovanei pfuma, ipi yacho yawakasiya 13 years ago, kuda kudestroyer life yemumwe munhu uko

Келесі