PaUrimbo Tv

PaUrimbo Tv

PaUrimbo Tv is a sticky substance channel spread on to surfaces to trap small birds by Passing news happening in zimbabwe 🇿🇼

Пікірлер

  • @joycekhanye7685
    @joycekhanye768534 минут бұрын

    No one voted u to be in power u rigged elections we want u out

  • @johnmakoni6642
    @johnmakoni66426 сағат бұрын

    Muno shamisa ma Zimbabweans sure nguwa ino hamusi kuona kuoma kuri kuita nyika mabasa hamuna , unemployment rate hamuoni shame

  • @TakaNdiripo
    @TakaNdiripo9 сағат бұрын

    Hapana nyaya apa

  • @TheVoiceOfSeniors
    @TheVoiceOfSeniors13 сағат бұрын

    Kudherera ma citizens uko 😮

  • @Jele-mk9ip
    @Jele-mk9ip15 сағат бұрын

    Madness

  • @user-jf1if4gi9y
    @user-jf1if4gi9y18 сағат бұрын

    Ngavasataure zvisina brain avo

  • @user-jf1if4gi9y
    @user-jf1if4gi9y18 сағат бұрын

    Kna muchida zvkt dzimba dzigadziriswe ipai vanhu maribyachonyekuhadzirisa musangotaure kuitwa sezvinonzi mari yacho inonhongwa manzwaka,hatiite izvozvo cos hatina mari yacho okey

  • @TendaiTendai-zz2we
    @TendaiTendai-zz2we22 сағат бұрын

    Ndoo kutopererwa chaiko uku end of the road chaiyo ngaa fambe mnangagwa kuenda kuGehena chaiko

  • @ishmaelmundeta6442
    @ishmaelmundeta6442Күн бұрын

    SADC is coming to confirm to us Zimbabweans that it's part of the problem.

  • @AlletaChamisa-qy3fr
    @AlletaChamisa-qy3frКүн бұрын

    Kwana Mnangagwa usati udzire zvekuita hausi president wenyika

  • @amosnhauro6433
    @amosnhauro6433Күн бұрын

    Mazidofo evanhu

  • @susanbamhare7520
    @susanbamhare7520Күн бұрын

    Hezvo huwiii

  • @ellisnyamombe2169
    @ellisnyamombe2169Күн бұрын

    Kusafunga

  • @user-pz3mg1rh2e
    @user-pz3mg1rh2eКүн бұрын

    Iwe weurimbo ndiwe imbwa

  • @tatendamudawarima5022
    @tatendamudawarima5022Күн бұрын

    Muchasvunura henyu

  • @tatendamudawarima5022
    @tatendamudawarima5022Күн бұрын

    Muchiri kushamisika nezvakapusa izvo

  • @websterusayi9990
    @websterusayi9990Күн бұрын

    Hondo Haina kurwiwa nezanu yega, hakuna hondo inorwiwa pasina macitizens, Maputo ese emunyika akarwa hondo, kana vatadza ngavasahwanda nenhau yehondo, vanhu vkapera nehondo mumisha viuraiwa nevamwe vavo futi, vavakuzviti ndovakarwa hondo hazvina kutanga nhasi izvi

  • @tsankara2705
    @tsankara2705Күн бұрын

    zanu youths ma saskam

  • @user-yz4ym3ns7q
    @user-yz4ym3ns7qКүн бұрын

    Go go now we dont even care you failed us

  • @hombarumeforget8318
    @hombarumeforget8318Күн бұрын

    Zvirikunzi mukada kubvisa ED munowurayiwa musavhiringwa nemutawuro

  • @thecitizen492
    @thecitizen492Күн бұрын

    MaSlogan ndochii? Mukai mhani vupenyu hwenyu huru kuvurawa neharahwa idzi.

  • @user-yz4ym3ns7q
    @user-yz4ym3ns7qКүн бұрын

    Mapendzi

  • @NyundoJuma
    @NyundoJumaКүн бұрын

    Imi.maito trusta Mnangagwa here😂😂😂😂😂

  • @catherinenyamvura8870
    @catherinenyamvura8870Күн бұрын

    Councilor munopenga magumbeze haana kupihwa imimi apihwa vanhu veZimbabwe kana apihwa kumba kwenyu rambai asi kana ari epaclinic regai vanhu vashandise clinic haisi yekumba kwenyu

  • @mikemakandireki4021
    @mikemakandireki4021Күн бұрын

    Chohwa chohwa. Kuchorwa chorwa

  • @AndrewChipiro
    @AndrewChipiroКүн бұрын

    Kutyorwa-tyorwa,ndozvazviri kureva,kuchohwa-chohwa chikorekore ichi

  • @gainndebele7459
    @gainndebele7459Күн бұрын

    Don't trust SHONA people ngamasela ababulali

  • @luckyvane2289
    @luckyvane2289Күн бұрын

    He killed innocent soul

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755Күн бұрын

    Zvakaoma.chokwadi

  • @samkadonzvo604
    @samkadonzvo604Күн бұрын

    Imbwa no brain

  • @it3788
    @it3788Күн бұрын

    Chonetsa macomrades passed saka the children ndovoteeramakwaraaanababa nezvimagen zzvavo

  • @it3788
    @it3788Күн бұрын

    Kuchowachowa kumhemhaira kkkk

  • @it3788
    @it3788Күн бұрын

    Vanobenefita they are all fat kuccc ndokunevakaonda ava vachaisa mwana wavo 😂

  • @user-vq3ol2uq2p
    @user-vq3ol2uq2pКүн бұрын

    But why is Zanu aloud to gather while other party are not aloud

  • @AlfredMufuka-nb6nw
    @AlfredMufuka-nb6nwКүн бұрын

    Allowed

  • @MegaShava2003
    @MegaShava2003Күн бұрын

    Trust ED at your own peril

  • @Shirimanhenga
    @ShirimanhengaКүн бұрын

    Kuchohwa chohwa Chishangwe zvinoreva kuti "unovhuniwa vhuniwa" translate to " You will be broken broken "

  • @Shirimanhenga
    @ShirimanhengaКүн бұрын

    Vanhu ivava ndozvavanongoita vaidaro futi Pana Mugabe heeeee achatonga kusvika afa heeeee akaiswa namwari

  • @GillmoreChimanikire
    @GillmoreChimanikireКүн бұрын

    😊

  • @user-pf4nr3nh6t
    @user-pf4nr3nh6tКүн бұрын

    I think that councilor need to go for mentally check up...he is probably mad...

  • @wilsonmahachi2318
    @wilsonmahachi2318Күн бұрын

    That zanu pf councilor, must buy blankets for the clinic ,imhondi ngasungwe, muroyi,Satan

  • @MoreKaines-br9cd
    @MoreKaines-br9cdКүн бұрын

    Hutsinye chaihwo

  • @user-jq5nu7tw6u
    @user-jq5nu7tw6uКүн бұрын

    Varakashi ndokukuudzai chokwadi chemahara nhasi.uyo mwana wemutungamiri wenyu Mnangagwa wakapa rank yeuMajor haana chaanoziva panezve kubata pfuti or hondo. Sean is not a real and fully trained soldier. MaAwards aakapiwa nemaChinese ayo kupiwa nemhaka yekuti maChinese ari kuba mhuka uye Chinese are looting our minerals resources

  • @user-jq5nu7tw6u
    @user-jq5nu7tw6uКүн бұрын

    Zambia Military is now more powerful than Zimbabwe Military. Zimbabwe Military doesn't have weapons and advanced weapons. So varakashi musati Zambia 🇿🇲 moidhashura.

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9eКүн бұрын

    Kusakwana kwaro hutsinye satenzi waro chii chakaipa apa ndo madonations manyama not zvimotikari and mablankets acho haashandiswe nema ccc chete even zvimbwa sungata zvezanu zvinofugawo

  • @hannockbanda3698
    @hannockbanda3698Күн бұрын

    Mazimba mwakupepuka kuhope manje😂😂😂😂

  • @jujun6465
    @jujun64652 күн бұрын

    That’s too much, please leave like yesterday

  • @AssaNgara
    @AssaNgara2 күн бұрын

    You are welcome Charamba to retire from Politics.You are a cancer in Zim politics

  • @MemoryMudare
    @MemoryMudare2 күн бұрын

    Zvakatoomesa

  • @TendaiTendai-zz2we
    @TendaiTendai-zz2we2 күн бұрын

    Iye Mnangagwa haati rongeri zvaMunhu Mutapa nekuti muforeigner ngawa dzokere kunyika dzawo maAriens ndiwo akapamba ivhu redu ndiwo malandloads they must go