Shocking🥵Mnangagwa dishes Zanu-PF youth league cars after vahvunditsa Chivhayo & SADC protest💔🤯

Ойын-сауық

Пікірлер: 18

  • @user-pf4nr3nh6t
    @user-pf4nr3nh6t19 күн бұрын

    Kufarira huku inoita 5$ vana Chivhayo vachidya ma millions ... something wrong with these people.

  • @user-jq3eu2vh3m

    @user-jq3eu2vh3m

    19 күн бұрын

    @@user-pf4nr3nh6t wangu hukwana haisati yave huku 50/$44= $1.14 saka kufarira $1.14 nt $5 vanhu ava madofo chaiwo.

  • @user-jq3eu2vh3m
    @user-jq3eu2vh3m19 күн бұрын

    14k huku masvingo ine vanhu vangani, Saka umwe ane huku ngani?? Dofo.

  • @timbazchivakanenyama5380
    @timbazchivakanenyama538019 күн бұрын

    Hapana kwatiri kuenda seNyika. Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya 🇿🇼

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda19 күн бұрын

    Kupa ma youth mota Kuda kuurayisa vanhu ,by the way Zanu pf kana ichiziva kuti ichirikudiwa why Kuda kutenga vanhu nemota

  • @lovemoremuvhaki1508
    @lovemoremuvhaki150819 күн бұрын

    Ndoopaunoona rudhende rwese rwuchiomberera munhu one apiwa mota ko zanu inemayouth mangani 400000 zvireva kuti umwe neumwe uchawana huku imwe

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9e19 күн бұрын

    Stupidity to its highest level kufarira huku really

  • @user-jq3eu2vh3m
    @user-jq3eu2vh3m19 күн бұрын

    Iwe uri kupiwa huku kuti protest isaitike tirambe tichitsva nemoto weupenyu? Huku shuwa. Muri vangani vezanu muzimbabwe pachokwadi. Ungatomisa vezanu not macitizens.

  • @user-pf4nr3nh6t
    @user-pf4nr3nh6t19 күн бұрын

    Havana kupihwa vabatiswa kuti vadzivirire humbavha...unopihwa MOTA usina mari yekutenga fuel....achaita matendere ehuku.

  • @jujun6465
    @jujun646519 күн бұрын

    Accidents kkkk, watch this space

  • @wazhanaimaphosa-qt5kf
    @wazhanaimaphosa-qt5kf19 күн бұрын

    Masvingo hospital irikushanda here

  • @user-jq3eu2vh3m
    @user-jq3eu2vh3m19 күн бұрын

    Maybe chirungu chechinomunetsa read about Kenya muyouth. Akati pari kuitwa violent protest ndiani. 😂😂😂😂

  • @user-wh3zu7ze1k

    @user-wh3zu7ze1k

    19 күн бұрын

    Murikutengwa ,

  • @user-jq3eu2vh3m

    @user-jq3eu2vh3m

    19 күн бұрын

    @@user-wh3zu7ze1k vanaani 😁😁😁

  • @gainndebele7459
    @gainndebele745917 күн бұрын

    14k 😅 chicken 😅 nonsense

  • @user-jq3eu2vh3m
    @user-jq3eu2vh3m19 күн бұрын

    65yrs wonzi uri muyouth 🙆🙆🙆

  • @faithndlovu5164
    @faithndlovu516419 күн бұрын

    Kusanyara kutaura kuti mapiwa huku! How stupid can Zanu youth be! They are even ullulating!

Келесі