Shocking🥵inzwai Zanu-PF youth Masvingo zvayakuronga kuMnangagwa after road rehabilitation💔🤯

Ойын-сауық

Пікірлер: 26

  • @augustinemakoto2941
    @augustinemakoto294122 күн бұрын

    Mukateerera chaizvo munonzwa kuti munhu arikuchema nenhamo iyeye zvepambudzi izvi aakungoti pamwe anonzwika boot liking

  • @unityguvheya8903
    @unityguvheya890322 күн бұрын

    ZANU PF people vari kugadzira for SADC not knowing kuti President Nelson Chamisa is going to be Zimbabwe 🇿🇼 President. SADC is going to put President Nelson Chamisa mu Zimbabwe 🇿🇼 state house 🏡 God is in it President Nelson Chamisa

  • @MemoryMudare
    @MemoryMudare23 күн бұрын

    Mugwere uyo

  • @user-ln7vz2ld9w
    @user-ln7vz2ld9w23 күн бұрын

    Hamufungi banhu vezanu tarirai zvinoitwa kune dzimwe nyika kungosunga vanhu vanhu vadina mhosva muchisiya vanoba mari yenyika xaaa nezuro haazi nhasi nerimwe gore kana Mwari vachida zvichaguma

  • @EltonZvikonyo
    @EltonZvikonyo23 күн бұрын

    Vanopenga baba ava unodya mugwagwa here nxlaaa ,ngaape vanhu chikafu

  • @dorothymate3755
    @dorothymate375523 күн бұрын

    Munorwara.tibvirepo.dxungu.chairo mudya mugwagwa musakurud z irezvisipo.muri kupuhwa.mari kuguta kumba kwenyu

  • @user-mh6fo3pf2i
    @user-mh6fo3pf2i23 күн бұрын

    pasi namnanagwa

  • @timothiusmusonza3424
    @timothiusmusonza342423 күн бұрын

    Kupusa kweRegion iyo it's beyond comprehension 😢

  • @kennyrukovo8243
    @kennyrukovo824323 күн бұрын

    Panonzi pa Mbudzi, hazvisiri kuchinja!

  • @irenemushambadope980
    @irenemushambadope98023 күн бұрын

    Kusanyara chii nhayi.atorimurwerewo zvake

  • @user-ti8nx1gk1j
    @user-ti8nx1gk1j22 күн бұрын

    Haaa mapenzi akawanda pasi pano.iri ndorimwe Racho iri

  • @winnetkumire9707
    @winnetkumire970722 күн бұрын

    Unopenga iriimbwa kupusa kushandiswa kwamurikuitwa

  • @sithulisiwendlovu1088
    @sithulisiwendlovu108822 күн бұрын

    Hapana zvozikamwa nebenzi iri

  • @thomasmurandu4182
    @thomasmurandu418223 күн бұрын

    Batai murove

  • @BrianNdlela-mq5bi
    @BrianNdlela-mq5bi23 күн бұрын

    Tseki

  • @user-pi8og7ye1x
    @user-pi8og7ye1x23 күн бұрын

    Havana kuudza mapurisa kuti vane musangano

  • @BennieDhlayana
    @BennieDhlayana22 күн бұрын

    Kurwara chaiko uku

  • @fortunemugero3658
    @fortunemugero365822 күн бұрын

    Ko zvokuba zvaarikuita nanaChivhayo iye ED wauzvizivi? Uri zibenzi remurume. Kumbira mari zvakanaka! Dont mislead others plz!

  • @lastbasvi1859
    @lastbasvi185923 күн бұрын

    Dako iwe nyarara.

  • @catherinechiwome3674
    @catherinechiwome367423 күн бұрын

    You are not even health your self

  • @TendaiTendai-zz2we
    @TendaiTendai-zz2we23 күн бұрын

    Kumasvimgo kune vanhu wakapata muri kutorota zvenyu kusafzidza kwaka fanana mekufa

  • @MalvernMlambo

    @MalvernMlambo

    22 күн бұрын

    Chamisa waunoda anobvepi unoti masvingo kupusa uridununu

  • @AssaNgara
    @AssaNgara23 күн бұрын

    Iwe mudhara wakaitwa brainwash nembavha dzembudzi idzi.Hauna chaunacho usashandisa nemacriminals aya

  • @TawandaManga
    @TawandaManga23 күн бұрын

    Pusi jy

Келесі