Chabvondokaa🥵muZanu-PF Mnangagwa's son David his house gutted by fire last night & reignited morning

Ойын-сауық

Пікірлер: 21

  • @markmujaji4266
    @markmujaji426624 күн бұрын

    Kunyepa ikoko vanoda kuti vati pane vavengi vari kyzviita. Cio ndiyo inoita saizvozvo kuti vaone kudisappears vanhu nenyaya yekuprotester

  • @user-xw5ez7fz7j
    @user-xw5ez7fz7j24 күн бұрын

    ku mhayira kino investigator imba yatsva asi vanemakore vachitadza ku investigator vana Dzamara,Pastor Masaya, gukura hundi and all those people vavari kuwuraya chinoshamisa imba inokunda vanhu vavari kuwuraya here how many years Dzamara afa ?

  • @TendaiTendai-zz2we
    @TendaiTendai-zz2we24 күн бұрын

    Zvikwambo zvawo zvawa kuda zvinhu zvazvo zvidzoke

  • @MonicaGande
    @MonicaGande24 күн бұрын

    Ayasi

  • @user-xz9ip5vy5i
    @user-xz9ip5vy5i24 күн бұрын

    Good ngazviitike Kuna big baba

  • @newtonmavondo8400
    @newtonmavondo840024 күн бұрын

    Ma-gosti, bho.. o, Ma-gosti ngawabatsire, nyika isungirwe.

  • @KupakwasheKumbula-jb4dv
    @KupakwasheKumbula-jb4dv24 күн бұрын

    Zvipoko kkk

  • @nompumelelosiziba7960
    @nompumelelosiziba796022 күн бұрын

    Ngazviende mberi ,Dai vakatsviramo

  • @user-ng8or5mb5y
    @user-ng8or5mb5y24 күн бұрын

    Yeyeyeee Yasuka yahlala

  • @arnoldnkomo-jm9yu
    @arnoldnkomo-jm9yu23 күн бұрын

    problem ndirikurwadziwa koo imba yakatsva iyemwana wa ed akasarasei ndaitodaafe kanandiri,seni

  • @julietchirova185
    @julietchirova18524 күн бұрын

    Chocho ngazviende mberi

  • @julietchirova185
    @julietchirova18524 күн бұрын

    Cos vanhu vari ku torchewa vari kuuraiwa vari kuti avana basa

  • @user-vh1sy5zs8g
    @user-vh1sy5zs8g24 күн бұрын

    Mishonga yavo

  • @julietchirova185
    @julietchirova18524 күн бұрын

    Vanhu vaye vegukura hundi vomuka

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda24 күн бұрын

    Vakuziva zvavarikuita

  • @lpmahlaba7577
    @lpmahlaba757724 күн бұрын

    Ghost can work know

  • @TinasheChiromo-xw4zz
    @TinasheChiromo-xw4zz23 күн бұрын

    Fake kunyepa kuda kutinzwa

Келесі