Achandida nekuti aida ndizvare mwanakona,kuramba bonde,kushungurudza

Achandida nekuti aida ndizvare mwanakona,kuramba bonde,kushungurudza

Пікірлер: 54

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba14368 күн бұрын

    Turume twegogwe kushusha nxaaaaa mhani

  • @fortula.tichwagoramuog8784

    @fortula.tichwagoramuog8784

    6 күн бұрын

    Not everyone from Gokwe is the same just like everywhere in the world! Stereotyping is for the weak minds!!!

  • @romeodzangare9905
    @romeodzangare990511 күн бұрын

    Kutomira mudare uchitaura kuti ndakatenga nhumbi dze $20 are you serious. Unoshoresa varume iwewe

  • @betherbellmoyo548

    @betherbellmoyo548

    11 күн бұрын

    Imagine 😂ndatozvishayawo

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri192810 күн бұрын

    Murume uyu hapana, mwanasikana ngaaite zvake arikuzvipedzera nguva Life is too short!

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp10 күн бұрын

    Baba vanogwara zvavo ava

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d11 күн бұрын

    Karume kanoshusha aka

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet470710 күн бұрын

    Uuuuuum izvi ngazvigare hazvo Musikana enda kumba kwenyu iwe Barika mahwani

  • @user-rs1ju6eq8w
    @user-rs1ju6eq8w11 күн бұрын

    I mhosva here kumbo nyengwa kana kumboroorwa chero asina kuhura,

  • @Chidhuwa
    @Chidhuwa6 күн бұрын

    Zvimwe hazvidi kumanikidza.Women please siyanai nanambwa ava. Apa parikunzi pana maiguru.Mari yacho irikunzi ndomupa 15 ,20 yuesi😂😂😂 i surrender

  • @sifesifelani9827
    @sifesifelani98279 күн бұрын

    Karume aka kadafi chaiko

  • @Tari2378
    @Tari237811 күн бұрын

    Ahhh munyama unoita munhu ano shusha muzvere🙌🏾 pfubvu yachoka

  • @TanakaSaungweme-yw5zj
    @TanakaSaungweme-yw5zj11 күн бұрын

    Manje mukadzi akakukurira mobva maita mwana musikana

  • @taniamunenge2784
    @taniamunenge278411 күн бұрын

    Uuum.karume aka mukadzi uyo ngadzokere kumba kwàvo

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni542911 күн бұрын

    Mukadzi azvitaura kare😢 Ati haachandide murume uyu kani… kubudirana pachena kwakanaka

  • @user-et5zk4tj3p
    @user-et5zk4tj3p11 күн бұрын

    mmmm mwanasikana ngaafambe fambe hake 20 us ne 15us zvinotengei zvaanoramba achingodzokorodza murume wepi anoisa revenge kumukadzi 🙄hanzi rudo rwacho rwakava rwemasoja tinorarama

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc11 күн бұрын

    Baba ava vanoshusha ..mkadzi uyu ngaasiyane nebenzi iri 🙄🙄🙄

  • @tafirenyikashylet4707
    @tafirenyikashylet470710 күн бұрын

    Ko Chumela maienda pachipiri sei

  • @delaidemlambo
    @delaidemlambo11 күн бұрын

    Hapana rudo apa mkadzi ndadzokere kumba kwavo

  • @ChenaiChipeture
    @ChenaiChipeture11 күн бұрын

    Guvhu haripiwe munhu usanyeperwe

  • @ROGUE406
    @ROGUE40611 күн бұрын

    Unless the wife is underage, what is the reason for blurring her face. You can blur the baby alone

  • @romeodzangare9905

    @romeodzangare9905

    11 күн бұрын

    Anenge akabata mwana mukadzi wacho. Don’t know they allowed her to sit at the front nemwana

  • @manasschibanda

    @manasschibanda

    11 күн бұрын

    Thanks for watching

  • @tracylyson1371

    @tracylyson1371

    11 күн бұрын

    So sad marriage idzi

  • @prosperplumbers5098

    @prosperplumbers5098

    Күн бұрын

    Varikuitira mwana akabatwa namai

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati973710 күн бұрын

    Izvozvi inenge iri hembe yakanzi Abidas ikungonzi ndakamutengera hembe

  • @user-ho3so3jb9w

    @user-ho3so3jb9w

    9 күн бұрын

    Kkkkkkk

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika1515 күн бұрын

    Chirume chine pride icho dhemeti

  • @ShingaTadivana
    @ShingaTadivana5 күн бұрын

    Hapana rudo apa, rova pasi mwanasikana

  • @agnestafa9579
    @agnestafa95797 күн бұрын

    Turume tweGokwe pane karinkuno kanoitawo humalaicha same style kanongonyenga nyenga. Mukadzi ngaasiye

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe5 күн бұрын

    Murume uyo itsotsi

  • @mucherorichard4670
    @mucherorichard46704 күн бұрын

    Ndaisimboshora vanhu vanoti gokwe yakadhakwa its true mkomana akadhakwa uyu

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog87846 күн бұрын

    Manje mongozvarisa muchingosiya.Uchaona z ako moto iwe mboko!

  • @DorcasTambu
    @DorcasTambu7 күн бұрын

    Baba ava havasi kuda mukadzi vakuda maiguru chete

  • @GloriaMpofu-jd1kn
    @GloriaMpofu-jd1kn8 күн бұрын

    Baba avo ndimalaicha ndovaziva munonyadzisa hamusvodi

  • @user-lo4pg8og4w
    @user-lo4pg8og4w11 күн бұрын

    Murume uyo ngaende kuDNA panoda Tinashe Mugabe. Vaimhanya avo. Shasha DNA

  • @agnestafa9579
    @agnestafa95797 күн бұрын

    Mambo hamuoni kuti murume haachada

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri192810 күн бұрын

    Ko kuenda kuna va Mugabe 😮

  • @user-kw9hd8bm1i
    @user-kw9hd8bm1i5 күн бұрын

    Mambo musatenderedzwe musoro mambo hapana rudo apo mambo

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo726711 күн бұрын

    This guy is excluded as real man in this world.

  • @ssam1430
    @ssam143011 күн бұрын

    Paangoti Hemeni ndanva ndati zvadhakwa, hezvo iyi ifourth marriage, but kablaz kanonyepa zvisingaite zvekuSA zvichiri qsi muchfzoka henyu mave neperm isingapeee manje manje 😢

  • @user-ho3so3jb9w
    @user-ho3so3jb9w9 күн бұрын

    $20 yehembe aah imbwaa iyika

  • @user-vu9do7rf6o
    @user-vu9do7rf6o11 күн бұрын

    Kamukono ketsambarafuta. Nemiwo amai itai zvinhu kwazvo.

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h4 күн бұрын

    Murume uyu abva akafidwa mashoko nema gweta ake , dare ngarichirega kuterera zvaari kutaura nokuti nhema ndidzo dzakamuwandira. Uyu munhu haachadi mukadzi pachokwadi. DNA dai yaitwa mwana agone kuchengetwa neanekodzero yokumuchengeta .kuita kwenyu kwakaipa zvikuru baba zvokupusisa vana vanhu .

  • @AngelMuzondiwa-ln2uc
    @AngelMuzondiwa-ln2uc11 күн бұрын

    Murume ibenzi rombe datya chairo

  • @SPM-tm1ti
    @SPM-tm1ti11 күн бұрын

    Use correct grammar when making titles not zvi slang zvema ama2K “achandida”. Your title doesn’t make sense and unprofessional.

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc11 күн бұрын

    Manass unonyora zvisinga verengeke ..unomboverengawo here caption usati waposta🤔

  • @manasschibanda

    @manasschibanda

    11 күн бұрын

    Zvowerengeka wani

  • @mnn440

    @mnn440

    11 күн бұрын

    Sure asi.Dzokorodzai kuverenga...proof read please basa riende mberi.I channel yedu iyi.

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika1515 күн бұрын

    Ko itaika dna nhai,plus gender yemwana haineyi nemukadzi hatigadzire vana isu. Guvhu remwana waida kuriita chikaranga chipi iwe. $15&20 zvaurikungodzokorora hazvitenge chinhu mhani. Newewo mukadzi ukwane svinurawo dzokera kumba kwenyu mhani ungade murume ndururani iyoyo uchasuffer big time uchafa nekurohwa.

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri192810 күн бұрын

    Aaaah 15usd chokwadi nemwana wausina kumboona what's 15usd

  • @manasschibanda

    @manasschibanda

    10 күн бұрын

    Thanks for watching