Uyu mambo akadhakwa uyu batsirai mwana uyo , kwete kuti unoda kuti tikubatsire sei haa idare ripiko iri.
@user-vo6wr3zn9f14 сағат бұрын
Mambo avo havana chavanoziva kana kutaura hagone kutonga zero
@GetrudMayi14 сағат бұрын
Vachigona chii ungati bakadyiswa
@washecommunications14 сағат бұрын
Ndimambo wekupiko uyu?
@GetrudMayi14 сағат бұрын
Nhymi mambo ndevepiko ndiyendeko kunotonga zvangu mambo hapana hapana
@DocaEstevao14 сағат бұрын
Mambo imbwa mombe mbiri munhu akarara mumba Dai ATI 3
@user-xg3rc2df7e14 сағат бұрын
Kunge vane nzara mambo avo kutadza nekuudza mkadzi uyo kuti agutsikane nemurume wake
@blessingpongwa429814 сағат бұрын
Mambo uyo haagone kutonga ngaaonewo panotonga vamwe
@722wacho14 сағат бұрын
Mambo atadza kutonga nyaya apa
@fadzaimacharaga9814 сағат бұрын
Ko dhuku chena ndeyei
@FanazDema15 сағат бұрын
Iri asi idare remugidhi kai
@BrianChikoka15 сағат бұрын
Mambo hapana hapana
@lesleysamu712015 сағат бұрын
Achibanda mukotsanjera vanowanika kupi
@SheunesuFrancis15 сағат бұрын
HEY YOU CAN SEE THE WOMAN IS A DAMMY.SHE SLEPT WITH THE OTHER GUY WHO LOOKS VERY UNTIDY,YET THE HUBBY LOOKS SMART. WOMEN ARE FILTHY TO LEAVE A NICE HUBBY AND GO AND SLEEP WITH THAT RASCAL. WOMEN STOP THE NONSENSE.
@TakawiraChikaponya15 сағат бұрын
Mambo imboonai kutonga kwa Chief Nyamaropa mudzidzewo kutonga
@user-jm2si5rp5n15 сағат бұрын
Mambo awo vanofanira kundodzidziswa kutonga nyaya kwa chief mutasa hapana zvunozivikanwa apo
@TakawiraChikaponya15 сағат бұрын
Paingoda Chief Nyamaropa apa
@ChoviPanashe15 сағат бұрын
Mambo ndopasina zvapo
@simbarasheGwande16 сағат бұрын
Mambo murimambo asi dzidzai kune vamwe madzi king mombe kana 5 or 4 anokodzera kudziwana
@shingirainyadore239716 сағат бұрын
What's the story about the Muranganwa family it's always on every murder case
Пікірлер
Kumuhurira kokumurovaaaaa ishoma mombe idzo
Mombe mbiri ishoma
Haaaa zvakaoma munozogarika here mumba macho asikana aiwaaaaaaa mashatiro echikomba haaaa vakadzi tineushingi idi
Yeah Gokwe futi ma1 , Chiremba tikuuyawo nenhau dzedu mutibatsirewo shuwa
Dr mukotsanjera munofara here
pakugadxira nzinza tsoka ndi bba vedu ngazviende mberi sekuru taisa zvanza👏👏👏👏👏👏👏
👊👊👊👊👊👊👊Batai basa tsoka ngazviende mberi
Mahumbwe awe kuitwa nevana vanhasi.sure otodzora mukadzi mumba haaaya ummmm
Kahure 😂
Batai vanhu Tsoka
Mambo avo isaga kkkk
Siyanai nekutonga kana musingagoni
Uyu mambo akadhakwa uyu batsirai mwana uyo , kwete kuti unoda kuti tikubatsire sei haa idare ripiko iri.
Mambo avo havana chavanoziva kana kutaura hagone kutonga zero
Vachigona chii ungati bakadyiswa
Ndimambo wekupiko uyu?
Nhymi mambo ndevepiko ndiyendeko kunotonga zvangu mambo hapana hapana
Mambo imbwa mombe mbiri munhu akarara mumba Dai ATI 3
Kunge vane nzara mambo avo kutadza nekuudza mkadzi uyo kuti agutsikane nemurume wake
Mambo uyo haagone kutonga ngaaonewo panotonga vamwe
Mambo atadza kutonga nyaya apa
Ko dhuku chena ndeyei
Iri asi idare remugidhi kai
Mambo hapana hapana
Achibanda mukotsanjera vanowanika kupi
HEY YOU CAN SEE THE WOMAN IS A DAMMY.SHE SLEPT WITH THE OTHER GUY WHO LOOKS VERY UNTIDY,YET THE HUBBY LOOKS SMART. WOMEN ARE FILTHY TO LEAVE A NICE HUBBY AND GO AND SLEEP WITH THAT RASCAL. WOMEN STOP THE NONSENSE.
Mambo imboonai kutonga kwa Chief Nyamaropa mudzidzewo kutonga
Mambo awo vanofanira kundodzidziswa kutonga nyaya kwa chief mutasa hapana zvunozivikanwa apo
Paingoda Chief Nyamaropa apa
Mambo ndopasina zvapo
Mambo murimambo asi dzidzai kune vamwe madzi king mombe kana 5 or 4 anokodzera kudziwana
What's the story about the Muranganwa family it's always on every murder case
Isamkadzi wako runyoka nekuti haasi kuzomira kurara naye nekuti anokudherera
Ko kuzviiti mumba make
Kurara nemkadzi wemunhu imombe 3
Anomudherera zve handiti akamurarira mkadzi wake Mumbai make here plus kuzomurova achivimba me Simba
😢mambo vakadhakwa ava
Dai ariwenyu mkadxi mambo maiitonga sezvizvi here
Kamambo kapi aka Chibanda? Uye ndekepi? Ukutadza basa manje. Ita uchitinyorera otherwise kamboko hako kamkuru kacho.
Iyi nyaya yakarongwa mukadzi nemurume kuti va Pfidzise mkomana uyo kuti akarohwa chete
Mambo hamugoni kutonga dzidzai kune vamwe
Mambo mombe 2ishoma madzvanyirira murume
Mitemo hamuiziwe imi, Musangoti hawagone, 0771 257 515 ndikubatsirei
Chigaro chehwumambo chipihwa munhu akaita sei 😊😂
😂😂😂😂😂
Haa mambo ava vakadhakwa big time
Ko midzimu yangu ndiroteseiwoka chiremba tangwena vambondishanyirawo
Tsoka bae❤
Taapo
Mukotsanjera to the world
Mambo nditenderei kukudzai kuti munorwara nepfungwa. Kubva maita kunge muboora kudai.
Madzibaba ndivo muridzi wenyoka.Kutambudza vanhu shuwa