Gokwe yauya-Anoti ndinodana nemukadzi wake, ikozvino ndamurwara-Chief Chireya's traditional court
Muridzi wemukadzi dai akangoti kumukadzi wake handei tinoona kwawaitirasvina
Inga chihure chirinyika yese,kubva ndichitanga kuona chief Chireya ndirikungoona nyaya dzemjolo kunge kuMash central
Mupurisa uyo anondiiita bhoo manhe 😂😂😂😂😂😂😂😂 ne Neclace
Bad boys style
Murume musvinu akadaro kutadza kuvaka chimbuzi.Mai vanogeza Masiiwa haangaregi zvake.Pamwe wake haagezi!!!
Aah kuita chipfambi vanhu vakura kudai 🤢 🤮
Пікірлер: 6

@tauraikaunda5531
Ай бұрын