Prophet T Madungwe Emotional Interview with Djsparks Musadaro Guys💔 (he Explains abt Messi Worldcup)
Ойын-сауық
#prophetmadungwe #talentmadungwe #zimrealityeyetv #djsparkszimbabwe #prophetmadungweinterviews #prophetmadungwelatestvideos #prophetmadungwevideos
#prophetmadungwe
Prophet T Madungwe Emotional Interview with Djsparks Musadaro Guys💔 (he Explains abt Messi Worldcup)
Пікірлер: 238
This guy is unique, eloquent, confident, knowledgeable, industrious and above all controversial.
Big up CHAMHAMHA - Prophet Madungwe wanomhura MWARI - hatitambi nezita raMWARI TO THAT LAVEL - kuti wakaita braai na MWARI uye ndi heavenly army commander mmmmm chokwadi ngatiziwikanwei nezvikwadi than to make a name nemanyepo -- Seni zvangu Prophet Madungwe ngawatendeuke
This man l love him l love his confidence yandoda
I like the part wheby Madungwe supports himself using the scriptures from the bible .
That madungwe thing is mad upstairs
DJ Sparks apa ndokunonzi kutaura nebenzi. Uyu murwere uyu and murwere anorwara zviri mberi mberi
So much interesting
I hit up ku ZRP i said madungwe ngaasungwe
@shingiraitrevormboto2105
Жыл бұрын
Nemhosva yei?
Prophet vane chokwadi nezvavari kutaura pasina kukakama handei naro shoko mzukuru wangu
Madungwe mushonga weBP ukaona vedio rake une stress inombodzikira
@benietekk5553
Жыл бұрын
haaaaaa trueee 🤣🤣🤣🤣
I have learnt consistency from Madungwe!
@tinashechawatama1981
Жыл бұрын
Wch consistency? During world cup he said God is not interested in soccer hence he didn't give final prediction After world cup he now says God wanted Messi to win so I (Madungwe) intervened! Listen to all his interviews anozvongonyoka se nyoka
@MrBC-san
Жыл бұрын
@@tinashechawatama1981 i have listened to his interviews most of them I come across he doesn't change his position in terms oh his doctrine beliefs..he will tell you that yes he went to heaven over and over,,he can tell you he holds meetings with Jesus over and over...weird but he is consistent
@mirriamdube5162
Жыл бұрын
Even myself
@mirriamdube5162
Жыл бұрын
Wapedzwa power Dj sparks usadheerera mface uyo
@makonidanies7851
Жыл бұрын
yekupenga here
Uuuu uyu Madungwe so Ka ...anoda help yekurwara kwe njere
@shingynavs8235
Жыл бұрын
Munhu waMwari haanzwaro Nyasha😂😂😂😂😂😂
Madungwe musoro wake wakazara bhaibheri hamumbomukundi zvaanotaura izvo
Keep it up bro
Yah pakaipa, I still cant believe kuti i have watched this more than 3 times. What if he is right???Thinking out LOUD
Anditika eehe - anditika eehe - anditika eehe - anditika eehe 😂😂😂😂😂😂😂
@dawnproductionszim6195
Жыл бұрын
Kkkkkkk eheeee
I like your confidence
pakuzviitira tunhu twako uchizvi tsvagira mari , you are 100% right.
I❤ madungwe bcz my stress freee
DJ Sparks uchapedzesera waita kunge Oscar Pambuka🙆
@jethromokwena2948
Жыл бұрын
😂😂😂
Amanaka mwari ndibatsirei ndiende kudenga kwamuri Amen zvakawanda handinei nazvo
@melulekindluvu3548
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@evermabiza8227
Жыл бұрын
Amen
Zim tine mapenzi edu Java Madungwe makandiwa magaya fredy haiwa tine chipo chedzino tacha
@blessmoreconstruction1128
Жыл бұрын
Ko Chiwenga
Madungwe kaaaaaa
Sparks Kaa mwari ave newe, nekutitambisira ma bundles
@shingiraitrevormboto2105
Жыл бұрын
Asi akumanikidzai kuona?
Harare to Heaven -- how many kilometers????
Maybe he's right....we shouldn't judge guyz...🤔
Ita serious wangu
It’s the spuwiit for me😂😂😂
@mwishmatsvai
Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk kkk ndaseikazvangu
Paridzai Jesu Kristu wenazareta kwete nyambo idzi .tendekukai ibvai pazvakaipa hamusi prophet musanyepera Vanhu imi .haunga tanhi maonde pa minzwa uye mazambiringa pa rukato
He is a man of God for real
Imi munosangana nako madungwe ikaka kukarova muneiko nhai
Uuuuuuu mabungwe
Denga remapenzi ririnyore sei nhai babamudiki Madungwe kkkk kumbirai mota nedzimba zvakanaka
Yaaaaaaaaa Mhepo chaiyo ..........
Dj sprks imboita intervie naMupengo roby
@amandahrutendo
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
Look for a book called Conversation with God. Once you read this book you may review your opinion of Madungwe
@fortula.tichwagoramuog8784
Жыл бұрын
Anyway we can't judge anyone!But the book you refer to is just someone 's opinions or experience.Panoti netsei!!!!
@kelvindube5908
Жыл бұрын
Review like how is it to start believing him or to totally think he is real
@vongairosemarymutebuka9423
Жыл бұрын
Pakuzoti wisai dzimba to book a place in heaven hmmmm
@challengegwini
Жыл бұрын
Why not the Bible 🤔
Sparks uyo madungwe mupengo ,arikutanda bonzo chte
Koo munomboteererawo here shoko rehupenyu from Apostle CHIWENGA
Ngawangozviti Madungwe & ngawabvise Zita rekuti Prophet
@shingiraitrevormboto2105
Жыл бұрын
Rine basa rei zita rekuti prophet?
Madungwe need a clap on his face
JESU omene haana kumboita 1 on 1 -- Koo IYEMI 1 on 1 makaiudzwa nani
Kune munhu here anonzwisisa zvinotaurwa na prophet
@mashwellmlambo5372
Жыл бұрын
ummmm hakuna
Ha ndachema zvanku
Haa Dj Sparks makashainga , ndirini ndaipedza interview ndichibvaruka .............mkuudzwa nyaya yema rims , malow profile tyres chii chii kkkkkkk🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@gabrielmoyo6978
Жыл бұрын
Zvakaoma
Madungwe anorova mutoriro, ngoma,guka. Musamupa mota, imba nemastands ndaende kudenga agareko avakuda kubira vanhu mari. Musamupa kana dhora chairo kkkkk
@shingiraitrevormboto2105
Жыл бұрын
Amboti anoda mari here?
@nyikayaramba7460
Жыл бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 ehe saka iwe hausi kana kuterera zviri kutaurwa naMadungwe
@shingiraitrevormboto2105
Жыл бұрын
@@nyikayaramba7460 ndoteerera. Why not!?
Because you always give him a platform to speak tsvina dzake idzodzi , he will continue to think he right in his mind
Zvorewa kuti wanhu wasingagari ku low density surbab hawaendi kudenga here
Sei Mwari vachitendera munhu uyu kufema
Ko kana achitotaura chokwadi🤣🤣🤣
Sparks udza madungwe kt mutoriro ngaite achirega
@kurrieoriginale3613
Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣😍
Mmmmmmmh ichokwadi here
Siyanai namadungweguys
Iwe madungwe ndiwe dzakutsaku guru nxaaaaa
Ino vaMadungwe vakatanga ktaura ndiinavo ndngatobvaruka
This type of weed is not good.
Baba Madungwe wakaberekwipi - uye wakaenda kuchikoro kupi kusvika pawawe Iko zvino
He is a comedian...
mbanje dzrikuwanda apa
@shingiraitrevormboto2105
Жыл бұрын
Kana akagadzira ndege akambonzi imbanje
Haaaa sparks wadii kumumamisa mdara uyu
chero sparks arikutoshamisaka woo
🤣🤣🤣 Dj maiita kustika kuratidza kupererwa boe here
Ndageza maoko it's between you and GOD
Ichokwadi here ichi
Mental health is very real
The world president
@kurrieoriginale3613
Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
I cant argue with this man because maybe he is telling the truth Ari nani kune vakadyisa vamwe kusport betting
Hey dj sparks
Kkkkkk Sparks wapera power Ka
@mirriamdube5162
Жыл бұрын
Kkkkkkkkk azvidenhera mago nhasi anozvinzwira
Ariku nhepa apana mundu anoziva mwari never
Shanda Madungwe kwete kuda zvemahara.
@mashwellmlambo5372
Жыл бұрын
unorevesa ipapo
@MrBC-san
Жыл бұрын
bt he said he works
Dj sparks apo unotendeutswa chete endesa imba
Uuuummm kumhura Mwari kuri pahighest level
Hahaha 🤣🤣🤣 nandisina kuiona Ka interview iyi he is just too much, yeah ahapererwe nezvekutaura mnje mm
Madungwe ukaona mwari unofa uchiita madoti iwe
Kkkkk prophet Madungwe unozonyanya yoyoyo uwone pameso kuita munhu kwaye
Mkuru uyu uùuu anoda diliverance plz
Peter Moyo please huya unzwe kwavana baba Tongai Moyo
Dj sparks astika kkkkkkk
T madungwe T chiwenga T Freddy
@witneyruvarashe3082
Жыл бұрын
Nice analysis 🤣🤣🤣🤣🤣
@georgemeque6140
Жыл бұрын
Haaaa ma T ma1
@henslow2marketing105
Жыл бұрын
Iri team iri mahwani,chinongonakidza pachavo havatodi kusangana vachitaura zvaMwari vari pamwe
Kkkk vakuramba kuty vakarova bry naMwarii prophet 😂😂😂aaahh hanzii vakawanirwa nyasha vakendeswa kuheaven
Hmmmm take that man for brain 🧠 test's
Uyu munzwirei tsits anorwadziwa nepfungwa
madungwe iwe itya Mwari zvako. Please usatihedhusa
IYEMI Baba Madungwe automatic authority to munoipa kune wanhu chirudziii kkkkk ndaseka zvangu slteza - 2 ltr motor all that muku sutswa nemweya waani chaizvo
Prophet muzodzwa wamwari ngatiremekedze vazodziwa vake mwari
Dj Sparks makaipa
Madungwe madungwe madungwe ndakudana kangani uchiita se usiri kundinzwa
Dj sparks that guy u re talking to him is insane he's talking heresy madness of its kind yaa zimbabwe for u
Yah kutenga denga here nhai iwe aha ndapera strong. Saka mota topa iwe bhotso ndoriziva zvangu
Murikupi izvozvo namadungwe dakumumamisa
@robmoyana
Жыл бұрын
Kkkkk dj sparks masports munopedza
Jeso ndimwari
@ennifernyarugwe18
Жыл бұрын
Hamenii
Hayaaah l surrender
Madungwe mupengo akaenda denga repi 🤭🤭🤭🤭😏😏
Yeah inguva yacho
Uyu anopenga chete haaah
Ndokumbirawo munana 1 zvawo kubva kuna Prophet as proof yekuonesa kuti vakatumwa naMwari then totangira ipapo because labha labha yacho iwaya waya taakuda mabasa anoonekwa sezvakaita Jesus Christ pahove nechingwa or kufamba pamusoro pemvura it was a demonstration of power, vataura nemuromo tazvinzwa taakuda demo of power or otherwise zvichatinetsa kubeliever murume uyu even madzibaba Bond we kutaura zvake uya akaita zvaakaita tikazviona Muporofita Mwazha akamisa mvura kunaya paMbare ndiripo pane rimwe gore nevamwe vazhinji vaiita zvinhu zvakaonekwa uyu murume uyu kana 1 zvacho kungotaura nemuromo taakudawo mabasa tibvume zvaanotaura pasina izvozvo I remain unsatisfied with his mere words haasati amboenda kana paMozambique zvapo nyaya dzake ndedze mujecha muno ende ndiye 1 chete anoti anoenda kudenga pasi rese mmmmm I surender. .tiitireiwo serious vaMadungwe otherwise 1 day Mwari vachabuditsa chokwadi chemabasa enyu tikasazokunzwai futi..
😂😂😂😂no comment
Dungwe for sure
Madungwe Mwari ngaave newe kkkkkk
How many kilometers is it from Harare to Heaven - Koo madzakutsaku abvakupi futi
@petrostavengwa6279
Жыл бұрын
Guys pamwe tichasekerera benzi richikurura hembe