Interview with Prophet M Tiki he explains why vakaenda kumakuva kunomutsa munhu and why ivhu re moza

Ойын-сауық

#prophetemmanuelmakandiwa #prophettfreddy #prophetpassionjava

Пікірлер: 21

  • @willardduri770
    @willardduri770Ай бұрын

    The best prophet in town....Vane nharo dzichapera tichiti akabata bata ngaabatwe batwe nezvaakabata bata💪💪💪👏👏👏

  • @bryanmakowa5447
    @bryanmakowa5447Ай бұрын

    Prophet ava vanonyepa ava 1st vid paibuda zvinhu paya vaita se atori pamweya bt now akuti ndakaudziwa ne vana kuti pane zvechivanhu zvakapihwa baba pa zvinhu zvavatete ne pakaenda kumakuva akuita se ayisairira mhepo ku munhu asipo same time iyoyo achiti akubvisa mhepo Pana baba nezvavakabata bata.this z my 1st time hangu kushora munhu anozviti wa mwari muface uyo akaramba akadaro achafa ne shamhu

  • @DadairaiMamwoyo

    @DadairaiMamwoyo

    Ай бұрын

    Regai ndibve pano I believe Kuti Denga ndorinomutsa vanhu kwete pachedu idrama handidi kupedza data nezvisina basa

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071Ай бұрын

    Ko zvaaka fanana na joze kee umm pakaipa Young prophet aya mabhidhiri

  • @SibongileSithole-lr9qj
    @SibongileSithole-lr9qjАй бұрын

    Havana respect nemunhu mukuru cy ndizvo zvinobhuya bhaibheri hre,

  • @Blessing-n5i
    @Blessing-n5iАй бұрын

    Amen and amen akabata bata ngaabatwe batwe nezvaakabata bata🙏

  • @KAYS-GREEN-WORLD-FARM
    @KAYS-GREEN-WORLD-FARMАй бұрын

    Basa ngariende mberi

  • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
    @ChiedzaMudzingwa-vg1ngАй бұрын

    Haa vambunyokidza sekuru Vaya kuti vabvume zvavasi kuziya ...

  • @ninja95.6
    @ninja95.6Ай бұрын

    To anyone reading this may your wishes be fulfilled ❤

  • @phillthedrill
    @phillthedrillАй бұрын

    The claimed profits, should help makore family towanana musoro wemwana and we start from there

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xzАй бұрын

    Huh murikudzifambira suwa good job first to comment

  • @AshleyjuniourMapondera-m5k
    @AshleyjuniourMapondera-m5kАй бұрын

    The best prophet ever

  • @bryanmakowa5447
    @bryanmakowa5447Ай бұрын

    Asi chiporofita kana chava pamunhu chinobvisa respect

  • @SelbyMandebvu-j5e
    @SelbyMandebvu-j5eАй бұрын

    Chibaba ichi

  • @SimbloAgain
    @SimbloAgainАй бұрын

    Vanorema prophet

  • @MorrineNengom
    @MorrineNengomАй бұрын

    Thts my father haaaa all l cn say is vane nharo dzichapera .ava ibhobhojani sipanera simbi inodya dzimwe simbe zvinorema zvikarema vanoratidza kuti vanorema pazvinorema Akabata bata ngaabatwe batwe nezvaaka batabata

  • @tsquaredmrfarmer4427
    @tsquaredmrfarmer4427Ай бұрын

  • @KAYS-GREEN-WORLD-FARM
    @KAYS-GREEN-WORLD-FARMАй бұрын

    Batwa batwa nezvawqkabata bata kkkkk

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364Ай бұрын

    Ndarangarira vayimanikadza sekuru

  • @josephbungeni8537
    @josephbungeni8537Ай бұрын

    Baba vakabata mishonga welucky kuti vaponese vana vavo. Hava kuziva kuti uchapanuka so why sacrificing mudhara uyu pane kungomuchenura?

  • @MosesMazungunye
    @MosesMazungunyeАй бұрын

    Zvodzwisisika izvii wanhu wanongoshora chiii

Келесі