Madungwe uya atanga

Пікірлер: 34

  • @kundaiveronica
    @kundaiveronica11 ай бұрын

    Mmm baba ava handione sevakakwana hngu... maonero angu dzakadambuka sure

  • @keniasshenjere8786
    @keniasshenjere878611 ай бұрын

    Varume ava ma1 dai wabvunza nezve uya wekuti I'm more gifted than God 😮

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara197411 ай бұрын

    Idzi dzinotora madrugs chete

  • @sampremi2014
    @sampremi201411 ай бұрын

    Madungwe mupengo kana maisaziva henyu

  • @ArnoldMpofu-rg3fz
    @ArnoldMpofu-rg3fz11 ай бұрын

    Unoramba uchimubvunza munhu akadaro uchimuona kuti dzakashota sei?

  • @paulmadimu5586
    @paulmadimu55869 ай бұрын

    Ko ZNA yadii kungomupa basa ane shungu dzekuita musoja

  • @niddahblakofi5531
    @niddahblakofi553111 ай бұрын

    Ndicommedian avo.Kudakungo sekesa vanhu uko.

  • @pearsonsiwela
    @pearsonsiwela11 ай бұрын

    This guy really needs help,I wonder what type of pple go to his chrch

  • @leroyg2312
    @leroyg23126 ай бұрын

    He who exalts himself shall be humbled.

  • @user-hm7fg9vs1i
    @user-hm7fg9vs1i4 ай бұрын

    Tokumbirawo mumbo muburitsa aripa church pake achiporofita vanhu

  • @user-oe3kh9iu8g
    @user-oe3kh9iu8g2 ай бұрын

    Mwana wani murume wani

  • @ronaldpfumbidzai7479
    @ronaldpfumbidzai747911 ай бұрын

    Mentally disturbed 😅

  • @abideinjesuschristapostoli6158
    @abideinjesuschristapostoli615811 ай бұрын

    Demon himself anoda kutendeutswa uyu ,kuzvikudza chaiko

  • @tripodxxx1

    @tripodxxx1

    11 ай бұрын

    How do you know that he is a demon? Anyway, the bible: Matthew 7: Do not judge, or you too will be judged. For in the same way you judge others, you will be judged, and with the measure you use, it will be measured to you.

  • @talentmachisa

    @talentmachisa

    5 ай бұрын

    True

  • @user-ro3fg2gl3w
    @user-ro3fg2gl3w11 ай бұрын

    This man he's totally 100% mentally ill he needs help

  • @JosephChaguma-rw4dy
    @JosephChaguma-rw4dy11 ай бұрын

    Iri ndiro Dako remunhu madumgwe 😮😮😮😮

  • @user-or9kj2cy6q
    @user-or9kj2cy6q11 ай бұрын

    Haaaa 😂😂😂😂

  • @DonSiziba-rn8eg
    @DonSiziba-rn8eg10 ай бұрын

    Basa rake nderekugera mfana uyu anonyepa,ndaigara nasisi vake 😳😳

  • @tonderaienerstdobiwa7775
    @tonderaienerstdobiwa777511 ай бұрын

    Madungwe tiregererewo 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @elizabethbongers1124
    @elizabethbongers112411 ай бұрын

    No- sense😅😅😅

  • @nesterncube7490
    @nesterncube749011 ай бұрын

    Zuva rakapinda mumakore not kuti rakamira

  • @chingombedaries
    @chingombedaries11 ай бұрын

    I can't argue naye coz arikutaura zvaarikuti akaita not zvaakanzwa

  • @BIGPEOPLE693
    @BIGPEOPLE6939 ай бұрын

    If there is a God why does he bring this much confusion?

  • @philofilms94
    @philofilms9411 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂

  • @ssam1430
    @ssam143011 ай бұрын

    At least qrikutqura ch okwqdi kuti iji ndinodya mari dzenyu, hunzai ndidye ndiite dhumbu

  • @undersongwati5504
    @undersongwati550411 ай бұрын

    Kurwara uko musapedzerwe nguva nevanorwara hamuonewo kuti hadzimo

  • @keithchakarisa5482
    @keithchakarisa548211 ай бұрын

    Gava iro😂😂

  • @solomonchirombe5305
    @solomonchirombe530511 ай бұрын

    Kkkkkkkkkkkk

  • @Pessiamystic05
    @Pessiamystic0511 ай бұрын

    Nhasi ndazo spakwa zvangu😂😂😂 hanzi Bill Gates mutete pa bhegi zvese spiritually nepa nyama yaa. But at least he confirmed kuti heavenly entries are his source of income 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. HEAVENLY ARMY COMMANDER ngavamboenda kuma hospitals in front of the cameras and tombowona vachiporesa vanhu as we saw recently when prophet Joze healed a woman brought to his church ku City sports centre and she stood up and started running around after spending months not being able to walk tozo tangira ipapo not all this self praise with no evidence

  • @user-mx8ri7ri7f
    @user-mx8ri7ri7f11 ай бұрын

    Dzirikutambidzana moto hre mumusoro umo

  • @ssam1430
    @ssam143011 ай бұрын

    Mandiconfuza you were in the heavenly army from 4 years old yet you say you recieved your calling from God when you were a grown man,

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella107811 ай бұрын

    Mudungwe mudhara wako wakazoita FIND here? Porofita umuwane