Zvinondinetsa
Музыка
zvinondinetsa mumoyo is aMadhuve sasha 'latest offering taken from her just released Album Mutsindo as of 5th August 2022
composed by Miriam Lishomwa (amadhuve sasha)
#mbira
#folk
#folksong
#zimbabwe
#zimbabweanmusic
#zimbabweanyoutubers
#traditional
#zimnews
Пікірлер: 77
Vanhu vatema vese panyika nzira munoiziva yokutevera, namatayi kuvadzimu venyu namusikavanhu. Great message
Chokwadi kwatabvira kure kure nenhamho mhuri yezimbabwe nhasi tati mwararira nenyika machembere mateteguru 😭😭😭😭😭😭😭well done makuma mchembere
Shumba Nyamuzihwa woyee totambura muriko here chikara chesango
Zvinondinetsa mumoyo mangu mhuri yopera makatarisa muchiona
The song breaks my heart i can repeat it the whol day
U take me back ...thank u
Kana usina kuchema uchinzwa song iyi kaaa iiiiiiih it's so deep
Munamato mukuru chaiwo tinzweiwo matateguru edzimbahwe,ndiro ndiro amadhuve❤❤❤
Iccchhhhhoooooo👏👏
Muriko henyu vana Chirandu 😢
Hekani waroooo mchembere wangu 👏👏👏
Masterpiece👌🏼
VanaShumba ndachema chema wee
Tateguru wee kwatabvira kure kure nenhamo😢
Ndipoooooooo Mhuri yopera makatarisa muchiona
👏👏👏👏ngariende mberi machembere👏👏👏
Kwatabvira Kure nenhamo 😢😢😢
Zviri mumoyo wangu 😢
My daily bread l love this song ❤
Finally am here😊😊😊 ndaiishaya song iyi ❤❤❤❤
@ruemasawi8681
3 ай бұрын
Me too just found it last night
Totenda muchembere Madhuve,ngazviende mberi
Machembere
Manake machembere ndiwo atinoda
Ndipoo ndipooo amaduve
I cried whilst listening to this song 💔
@levyfoya2292
8 ай бұрын
Vaudze zvinokunetsa
@carolinehunzvi3538
7 ай бұрын
😅😂❤🎉🎉😅😂😅😂😅😂😅😂😅😅😂😅😂
@WengiMazimbo-zt7et
Ай бұрын
Taneta nayo,tiudzirewo vari kumhepo
Keep up the high quality standards
Manjenjenje special 🔥🔥🔥
Ndiye muzukuru wambuya Madhuve here guys that was young those days
❤❤❤kwatabvira kure nenhamo machembere woye ,zvinondinetsa mumoyo mangu mhuri yopera makatarisa
Hekani muchembere
Hekani waro muchembere
Welcome chizukuru. Ridza goma
Luv dat song
Kwatabvira kure kure nenhamo makatarisa muchiona❤
😢zvinondinetsa mumoyo mangu
Kwatabavira kure kure nenhamo mhuri yopera makatarisa muchiona!!!
Inondichemedza song iyi
Zvorwadza i cant loose a child kudzanai ... my father and my husbund once vadzimuwee where are you Im calling you noow
ichoooooooo 💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥❤❤❤❤ ma one awo
Ndiko muchembere
mhuri yopera makatarira seiko nhai
Muchiona henyu anasoko ndichingochema😭😭
Madhuve mondigonera ngazviende mberi
Touching song.
Kana neni zvinondinetsa muchembere😭
Kwatabvira Kure Kure ne nhamo here😢 machembere
Tasvika mudare ❤
🔥🔥🔥🔥🎶🎹
Totally love this...
@KudziChihowa-sl4dc
5 ай бұрын
I ovum k k 1-/02
Kwatabvira Kure kure nenhamo tivhurirei machembere 😢😢😢😢
vadzimu vangu ndinzweiwo
Ndipo👏👏
Amen
I love thissssssss
Nice one!
Song inondibata iyi
Hekani ❤️❤️
Masterpiece
💥💥great song
Vana humba makatarira henyu here
@demonkingbeats
6 ай бұрын
Machembere kwatabvira ndokure tizarurireuwo nzira
machembere awa
🔥🔥🔥🔥👏👏👏
❤❤❤
👏👏👏
👏👏👏👏
88777
Kwatabvira kure kure nenhamo here, zvirimo mumoyo mangu😢
Luv it 🔥🔥🔥
Ndipo
Zviri mumoyo wangu 😢
Zviri mumoyo wangu 😢