Welcoming Tapiwa Mazonde's wife

The Mazonde family is welcoming a new muroora in their rural home in Gutu

Пікірлер: 125

  • @SarudzaiMushunje-et2td
    @SarudzaiMushunje-et2tdАй бұрын

    Thank You Catholics. Rumbidza Tenzi iwe mweya wangu❤

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784Ай бұрын

    This marriage is more likely to last because it has the blessing of the whole family,huroora uhwu hwasvitswa nenzira yechivanhu kwete zvimichato zvenyu zvekwana papa varikuparadza kubatana kwedzimhuri! Well done and wishing you all the best in life!

  • @mdzimbabwe734
    @mdzimbabwe7345 жыл бұрын

    This is extraordinary and Marvelous to see such activity still taking place in our country we need more of this. Our culture is what makes us who we are and cz of our culture we know who we are and where we come from.

  • @giftchaikira5666
    @giftchaikira56664 жыл бұрын

    This is wonderful. Congratulations. Chinongorwadza ndechekuti paungauno nechiitiko chakanaka kudai hapashayi muroyi asikutofara ipapa. Let the Lord bless this marriage

  • @constancekabasa8713
    @constancekabasa87137 жыл бұрын

    muroora zvawapinda musha woiziva kuti ndivo vanhu vacho haikona kuzopumha vanhu uroyi well done madzima nokumugashira kwakanaka

  • @alertatsikira3553
    @alertatsikira35535 жыл бұрын

    Kugamuchirwa kwakaropafadzwa uku uuuh ndazvidawo

  • @melanieinhobson3595
    @melanieinhobson35957 жыл бұрын

    Beautiful culture showing respect. Lovely community. Vanokudza Mwari. May God bless them.I enjoyed watching this very much.

  • @vimbaipreston6762
    @vimbaipreston67625 жыл бұрын

    Absolutely beautiful. Thank you for sharing this privaye moment with us.

  • @valeriemashoko808
    @valeriemashoko8086 жыл бұрын

    Enjoyed watching this chero hangu I don't know these people

  • @nuhlov4441
    @nuhlov44416 жыл бұрын

    Oyeeeee sweetness mey God bless them that's wat l want to do with my husband next year

  • @user-bj9vx9dc5u
    @user-bj9vx9dc5uАй бұрын

    I ❤ this marriage wanano yakaropafadzwa iyi mirai navo Tenzi vapinde musvitsa tsvene

  • @AvyletStudios
    @AvyletStudios4 жыл бұрын

    Back then paiperekwa mukadzi nekugamuchira muroora paiimbwa zvinyadzi , kunemera etc i admire this family varikukudza Jehova munziyo

  • @carolmakaza9625

    @carolmakaza9625

    Жыл бұрын

    Kkkkkk chokwadi … ini ndaisongoredza ndiri mujira

  • @fortula.tichwagoramuog8784

    @fortula.tichwagoramuog8784

    Ай бұрын

    Problem is our culture never encouraged zvinyadzi in the wrong places or situations.Christianity is colonisation of the mind because people have always talked to God in their own different ways and when someone has to tell you how to talk to God then it's no longer valid because belief should be by choice not coercion.Anyway you are still entitled to your opinion which has been manipulated.Unonzwa zvichinzi handinamate vakafa mweya mutsvene wacho hauzi weakafa here?God is blessing varungu nekuti murikukumbira kubirikidza nemurungu kwete vekwenyu.Africans are pathetic because they are hateful of seves,live in self-denial and suffer from an identity crisis!None but ourselves can emancipate ourselves from mental slavery!!!!

  • @AngelineNemukuyu-dv4sc
    @AngelineNemukuyu-dv4sc6 күн бұрын

    Amen pachiRoma true marriage lovely ❤❤❤

  • @chiheramukonde9713
    @chiheramukonde97137 жыл бұрын

    I like it vakatambira muroora wavo zvakanaka

  • @talentmasembura4072
    @talentmasembura40726 жыл бұрын

    Very nice ndazvifarira kugamuchirwa kwakadai kunodadisa ,makorokoto muroora,uzovawo Mwana anetsika

  • @ednakucherera5779

    @ednakucherera5779

    5 жыл бұрын

    Amen

  • @ltsikis9161

    @ltsikis9161

    Жыл бұрын

    Shuwa asarwisanisa

  • @beaulamazonde878
    @beaulamazonde8788 жыл бұрын

    congrats sekuru......happy 2 have maiguru Natasha in our family

  • @rebeccabissent5820

    @rebeccabissent5820

    4 жыл бұрын

    Hy kwa Gutu here ... kwana Admire here

  • @angelagwizo2872
    @angelagwizo28724 жыл бұрын

    Wow am so happy for you Tapiwa..We thank you Daddy Mazonde nekutungamira Tapiwa👏👏👏

  • @theomarutsi6457
    @theomarutsi64576 жыл бұрын

    This is beautiful I remember last year muna April ndaperekudza little sister yangu ichipururudzwa l love my culture

  • @fortula.tichwagoramuog8784

    @fortula.tichwagoramuog8784

    Ай бұрын

    This is a more acceptable mix of our culture and christianity not kutuka chivanhu chedu nekuti wasarudza kuita zvesvondo.

  • @morgizamhofunyashanu9839
    @morgizamhofunyashanu98396 жыл бұрын

    really a good thing guys,,ko mroora akatouya nemwana kudhara ere apa papachiimbwa song yeroma kut rumbidza tenzi (jokes) proud of my church roman catholic even those ladies in white dhuku vakuimbawo roman catholic kkkkkkk thump up culture

  • @eltonjanhi5299
    @eltonjanhi52996 жыл бұрын

    i lyk it that's our culture

  • @muchanetarwafa5231
    @muchanetarwafa52316 жыл бұрын

    paMazonde kwaherenzi I miss home

  • @mpokelengtlou1683
    @mpokelengtlou16834 жыл бұрын

    This is so lit though it's not my culture but I wish it could also happen to me woooooh ....I don't know these people but all I can say is that congratulations

  • @ericnoble3613
    @ericnoble36133 жыл бұрын

    Zvakanaka zviri kuitwa izvi dai mwari vapindira mupenyu hwavo wese After waroora paitwa mabiko akadai kuno gamuchirwa kwemurume woita izvi zvakare pedzezvo onzi urimbwa vabereki vako vanoroya ndichiri kuda mukomana wangu wandaidana naye veduweka mwari vatiitire Nyasha pawanano

  • @agnesmagaya9201
    @agnesmagaya92016 жыл бұрын

    wooow murora anodiwa uyu

  • @fungaieunicemunda6957
    @fungaieunicemunda6957 Жыл бұрын

    Beautiful uzozivai hama dzemurume dzose idzo na baba avo .

  • @beautymafukidze9804
    @beautymafukidze98046 жыл бұрын

    Woow , tsika dzedu

  • @meghanjim4088
    @meghanjim40883 жыл бұрын

    Muroyi chete asingazvifarire izvi. Congratulations.

  • @monicamusasa5019
    @monicamusasa50197 жыл бұрын

    I miss home when see people doing is!

  • @nancychoi1086

    @nancychoi1086

    7 жыл бұрын

    Monica Musasa;uko country gani wewe,pia mimi namiss home sana

  • @ndinindiniwacho1322

    @ndinindiniwacho1322

    6 жыл бұрын

    l miss home too

  • @franciscamurimba5195
    @franciscamurimba51955 жыл бұрын

    Thank u bro ndazvida izvi

  • @masizibahove8939
    @masizibahove89397 жыл бұрын

    just came across this I absolutely enjoyed it. Sadly this culture is slowly eroding.

  • @makariojopekavoa7008
    @makariojopekavoa70087 жыл бұрын

    should maitain your culture.glorious and very beautiful.keep it.

  • @dorlymafusire8064
    @dorlymafusire80645 жыл бұрын

    Maroma hoyeee pangoshota hosho ne hymn book kuitira madetembo lol......enjoyed the video

  • @evermandoka8142
    @evermandoka81427 жыл бұрын

    uite tsika uremekedze hama dzemurume

  • @morgizamhofunyashanu9839
    @morgizamhofunyashanu98396 жыл бұрын

    kkkkk ndotyper ndakagara ere kana ndakamira so funny that guy

  • @monicaarmando118
    @monicaarmando1184 жыл бұрын

    I want this, I hope and pray for a fellow zim guy

  • @beautysibanda9777
    @beautysibanda97775 жыл бұрын

    Zvinofadza mhani izvi💃💃💃💃💃💃💃💃

  • @varaidzochimhashu7296
    @varaidzochimhashu72964 жыл бұрын

    woooowww

  • @beallahphiribeallahphiri5262
    @beallahphiribeallahphiri52625 жыл бұрын

    aaaaaaaaaa hoooo muroora anopembererwa masikati ini handitozivi mutemo wekumusha kwandakaroorwa apo handisati ndakuenda kkkkkkkkk ingazvakaoma

  • @PrudeChirigo
    @PrudeChirigo2 ай бұрын

    Zvinofadza ndonzira yandakafambirawo but sadly they were many people having jelousy with my marriage but thank God ,lm with my hubby till today and until death

  • @annitajoshua7043
    @annitajoshua70437 жыл бұрын

    wagashirwa mumusha wakakura chaizvo uyo hunhu ikoko nekubata karomo kako mwana vazhinji vaizvidawo vakazvishaya

  • @joycesapabwe6249
    @joycesapabwe62496 жыл бұрын

    munhu wese nditete muroora saka musapote muchiti usazovenga anatete

  • @sekayindungulo3503
    @sekayindungulo35035 жыл бұрын

    Zvakanakisa izvi ndazvifarira hangu👏

  • @christinamatematema6829

    @christinamatematema6829

    5 жыл бұрын

    Ungozoviitawo

  • @MorepeaceMpofu
    @MorepeaceMpofu4 ай бұрын

    🎉

  • @sarahshamiso363
    @sarahshamiso3635 жыл бұрын

    Nice

  • @LillianMhandu
    @LillianMhandu4 жыл бұрын

    this is me next year cant wait

  • @mwanawapauro2944

    @mwanawapauro2944

    4 жыл бұрын

    My dear...marriage has destroyed my whole being and soul. I wish i could go back and be a nun.....masingle mothers ari kunzee uko anotoda varume vakaroora saka varume vanotita kurwirwa.....varume varikudyiswa memahure kumabhawa uko.....pain yacho..unongonzwa..you will never be the same. Chimbofamba kumasowe before waroorwa my sister...

  • @progresssunamisai6064
    @progresssunamisai60646 жыл бұрын

    waaaa

  • @ruramaichingwende8404
    @ruramaichingwende84046 жыл бұрын

    I wish

  • @tawandakavengere9472
    @tawandakavengere94726 жыл бұрын

    Kumusha kwedu kwa Gutu kwa Mpandawana

  • @esthermurerwa9709

    @esthermurerwa9709

    3 жыл бұрын

    PaGutu papi pacho dea kkm

  • @bornfreem
    @bornfreem7 жыл бұрын

    Hahaha shld have been invited apa, Kule ka

  • @lindahwelly6593

    @lindahwelly6593

    5 жыл бұрын

    Bornfree ndyp

  • @user-uo7ff3pl5u
    @user-uo7ff3pl5u5 жыл бұрын

    Mhmm I love Africa

  • @priscilarmavhura2311
    @priscilarmavhura23115 жыл бұрын

    Kkkkkkkkk pakaipa muroora dzimba kuwandisa unogona her kutsvaira dzose nairwo ruvanze

  • @aishlings6201

    @aishlings6201

    3 жыл бұрын

    Ummmm pakaipa ápa

  • @pisfa13
    @pisfa135 жыл бұрын

    where’s the wife? I’m confused

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguroАй бұрын

    Mhuru yakura

  • @posterchivenge6583
    @posterchivenge65834 жыл бұрын

    Pasichigare zvaiitwa manheru

  • @maryrodrick2911

    @maryrodrick2911

    Жыл бұрын

    True but mazuvano chirungu,mazuva andaive kasikana zvaiitwa manheru

  • @forgetdick8991
    @forgetdick89914 жыл бұрын

    Ndozvidawo izviii

  • @privilledgewurayayi7739
    @privilledgewurayayi77395 жыл бұрын

    nice

  • @hamdalaharuna5011
    @hamdalaharuna50115 жыл бұрын

    Haa vatambirwa ava

  • @brendadzingai4595
    @brendadzingai45955 жыл бұрын

    ndafara zvodadisa my next door wangi

  • @tafaliciuosmazy9260
    @tafaliciuosmazy92605 жыл бұрын

    Zvakanaka izvi..Mwari ngavakudzwe,,,munhu aitora vedio pliz munotorawo musingabvundise maoko vedio ngainyatsobudawo pasina kushekasheka

  • @melodysbanda2036
    @melodysbanda20367 жыл бұрын

    ulululululu

  • @innocent3849
    @innocent3849 Жыл бұрын

    Kkkkkk eyi that man with white cap

  • @flowerhappy8439
    @flowerhappy84395 жыл бұрын

    vipi dada unapoteya sana habariza Watson?

  • @sarahzhou2045
    @sarahzhou2045 Жыл бұрын

    Zvodadisa chose

  • @gladysncube4279
    @gladysncube42795 жыл бұрын

    the kind of unity inevanhu variku musha ndinoida zvangu.they cooperate well well

  • @tawanachauke1092
    @tawanachauke10924 жыл бұрын

    Ndafara kuona mhemberero yemwenga zvirikuendeka

  • @annachimera8909
    @annachimera8909 Жыл бұрын

    Catholic n proud

  • @madzibabaprevious6900
    @madzibabaprevious69004 жыл бұрын

    Ndokupemberera uku

  • @kudzaichawira2003
    @kudzaichawira2003 Жыл бұрын

    Iiiiii zvokudzwa izviii

  • @misscoolmuchchindavata2200
    @misscoolmuchchindavata2200 Жыл бұрын

    Zvinodadisa izvi

  • @nyashagwaze1454
    @nyashagwaze14547 жыл бұрын

    where's the wedding part guess it was nice

  • @ednakucherera5779

    @ednakucherera5779

    5 жыл бұрын

    Sure

  • @alhagiejobe5391
    @alhagiejobe53916 жыл бұрын

    wapinda machena taps

  • @judithmachemedzejudithmach1227
    @judithmachemedzejudithmach12276 жыл бұрын

    ihama yangu ka munhu aroorwa uyo

  • @chntymnemo3964

    @chntymnemo3964

    4 жыл бұрын

    Kkkkkkk wandisetsa ndokuroorwa kwacho here dear

  • @mutsawashe1369
    @mutsawashe13697 жыл бұрын

    munanoita hunhu ikoko.after kufarirwa kudai munhu ozonhonga hama dzemurume idzodzi huroyi.

  • @annitajoshua7043

    @annitajoshua7043

    7 жыл бұрын

    nekuvenga anatete uchiti mareturn soldiers

  • @patiechauke1231

    @patiechauke1231

    6 жыл бұрын

    kkkk taura hako

  • @gibsonntsongora7083
    @gibsonntsongora70837 жыл бұрын

    paul mazonde ndakuona its so nice uniting as a family its lovely though i miss u my friend i need your contact numbers

  • @MariaMaria-cw6yd

    @MariaMaria-cw6yd

    7 жыл бұрын

    Gibsonn Tsongora u

  • @MariaMaria-cw6yd

    @MariaMaria-cw6yd

    7 жыл бұрын

    Gibsonn Tsongora the best

  • @abigailchoga7772

    @abigailchoga7772

    7 жыл бұрын

    Maria Maria murora uzvibate

  • @kellytanyakaranda11
    @kellytanyakaranda115 жыл бұрын

    Pamberi neculture gedu

  • @felixchinonzura4997
    @felixchinonzura49977 жыл бұрын

    kwa Gutu

  • @leocardiadavid4491

    @leocardiadavid4491

    5 жыл бұрын

    I love this ndabva ndafunga pandakagamuchirwa kwangu

  • @delightmutanda8121
    @delightmutanda81216 жыл бұрын

    chitova to the fullest

  • @sandra-jj8gr

    @sandra-jj8gr

    5 жыл бұрын

    deddlight

  • @patiencetempcell1214

    @patiencetempcell1214

    5 жыл бұрын

    Hiii chivanze achachipedza kutsvaira kwese uko pakaipakaipa,

  • @patiencetempcell1214

    @patiencetempcell1214

    5 жыл бұрын

    Musazoti isimbe chakakurisa chivanze

  • @bonganindlovu4741
    @bonganindlovu47417 жыл бұрын

    ugoita zvikomba zvauriwe tsitsi

  • @llions5633

    @llions5633

    6 жыл бұрын

    Bongani Ndlovu kkkkkk asi chii nhai

  • @nomazuludube8449

    @nomazuludube8449

    5 жыл бұрын

    Bongani Ndlovu iiiiiiiii

  • @kudzainyashakudzai8357
    @kudzainyashakudzai83574 жыл бұрын

    Catholics woooow...

  • @shirleytee909
    @shirleytee9097 жыл бұрын

    Tete nemuroora part 6 plz

  • @pinkypink9756

    @pinkypink9756

    7 жыл бұрын

    Shirley Tee iripo wani

  • @homevandermerwe9035

    @homevandermerwe9035

    7 жыл бұрын

    pinky Pink but 3 haipo wena

  • @nandechumasidumane7942

    @nandechumasidumane7942

    6 жыл бұрын

    Wow, mfana Taps just bumbed on this unexpectedly, I'm so proud of you and the whole family at large, the unity and culture is great zvatyisa mwanangu, may God bless your family

  • @fm2776

    @fm2776

    3 жыл бұрын

    Waaal usazonyadzisa shaa ndokunonzi kupinda mumusha uku tinotenda may god bless your family

  • @charitytafira8834
    @charitytafira88345 жыл бұрын

    Zvongofadza izvi

  • @samsonmlambo9116
    @samsonmlambo91165 жыл бұрын

    akagamuchirwa zvakanaka uyu akaita zvake zviya imhosva yake zviya ngaasiye zvachese kkkk

  • @esnathmuradzi6623
    @esnathmuradzi66235 жыл бұрын

    Tumatumba twakanyanya

  • @victorianyamandwe5780

    @victorianyamandwe5780

    5 жыл бұрын

    Muroora uyu achaigirwa mumwe pnenge pamusha pebarika apo tumatumba hobho kudaro

  • @glamourbouychitsike7232

    @glamourbouychitsike7232

    5 жыл бұрын

    😁😁😁😁umm ko iro ziyard racho panenge pakawandwa apa

  • @priscilarmavhura2311

    @priscilarmavhura2311

    5 жыл бұрын

    Kkkkkk zvinofadza uchipinda BT waamo its not easy an way may the good lord keep u and yr family happy always

  • @edwinkomayi9766

    @edwinkomayi9766

    4 жыл бұрын

    Kkkk

  • @lorentenadhuvai5172
    @lorentenadhuvai51725 жыл бұрын

    Panenge pamusha pane barika hutumba too much

  • @alertatsikira3553

    @alertatsikira3553

    5 жыл бұрын

    Kikikiki pakaipa

  • @tambudzaiboka4777

    @tambudzaiboka4777

    5 жыл бұрын

    kkkkk ndatozvionawo

  • @ajsiphi9267

    @ajsiphi9267

    5 жыл бұрын

    Manext door vamwe

  • @mavismanamike1333

    @mavismanamike1333

    2 ай бұрын

    Zvino tadzisa kufarira zvait🎉wa here kana kugadzirisa patadzwa.. barika rapinda papi??? papi .imika

  • @derekgomba8543
    @derekgomba85435 жыл бұрын

    Nice

  • @ericnoble3613
    @ericnoble36133 жыл бұрын

    Zvakanaka zviri kuitwa izvi dai mwari vapindira mupenyu hwavo wese After waroora paitwa mabiko akadai kuno gamuchirwa kwemurume woita izvi zvakare pedzezvo onzi urimbwa vabereki vako vanoroya ndichiri kuda mukomana wangu wandaidana naye veduweka mwari vatiitire Nyasha pawanano