Vabereke wachasungirwa kubhadhara roora kana mwana wacho asina kubhadhara

Vabereke wachasungirwa kubhadhara roora kana mwana wacho asina kubhadhara

Пікірлер: 20

  • @manasschibanda
    @manasschibandaАй бұрын

    Thanks for watching-Remember to like, comment & share

  • @ElvisMawele
    @ElvisMaweleАй бұрын

    Iyi nyaya yakatadzikwa vabereki vaparadza imba yemwana wavo.Panga pasina need yekuenda kwamambo sezvinonzi vakonana.Vaifanira kutuma munyayi wavo sechivanhu.Kwamambo kunoendwa nemhuri dzisiri kuwirirana.Vabereki fungirai dzimba dzevana venyu kana muchiita zvinhu

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349Ай бұрын

    Magonesesa mambo since 2007 uine mwana wevanhu .. apa dhuze vana 4 plus. 👏👏 Well done Nyati

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158Ай бұрын

    Hezvo since 2007 kana kumboona mukwasha 😮😮😮😮 imboko chete mukwasha iyeye

  • @saunyamathegreat8914
    @saunyamathegreat8914Ай бұрын

    imba yacho inozomira here kwavari if these parents are greedy like this ?

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464Ай бұрын

    Ukaitirwa munyai na Makoni unotoibvisa mombe yemunyai ipapo😂

  • @St-G2
    @St-G2Ай бұрын

    Saka Yugoslavia aina mari since 2007 unoshaya $5800. Dzoka kumba mwana wamai

  • @Shirimanhenga
    @ShirimanhengaАй бұрын

    Mambo uya wekutonga nedemo

  • @St-G2
    @St-G2Ай бұрын

    "Imi iyo" ucharoiwa

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418Ай бұрын

    Vanhu vanotaura zvekuvenga chete.fungai kuti 2007 havazivani uye asingabvisi roora pls taurai zvisina kuvenga mambo Saka kana mwana wako atorwa kunogara 16 years pasina roora or kutoziwana.hapana kudhurisa apa vanhu ava varicheap. Bvisai roora uye vonekwai munonzwirana Tsitsi

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784Ай бұрын

    The in law is greedy and doesn't love his daughter.Roora harizi business.Mambo fonera muridzi wemhosva wonzwa kuti anotii ndobasa rako!!!Im wa dzevanhu saka vana vasingagare mushe!!!Build relationships not such greed!

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784Ай бұрын

    Why is that dark guy always the one speaking in court? Just greedy and cruel like Makoni.

  • @St-G2

    @St-G2

    Ай бұрын

    Saka haude abvise pfuma. Unoda akwire munhu mahara for 10 yrs vamwe vachibvisa pfuma. Kwana!!!

  • @esierayner533
    @esierayner533Ай бұрын

    Saka amai vanotorerwa zvinhu pamwana komana ari over 18. Dare rekumamisha ndere kupenga.

  • @kimjongun1777

    @kimjongun1777

    Ай бұрын

    Mboro yemwana wako inokupedzera pfuma

  • @manasschibanda

    @manasschibanda

    Ай бұрын

    Traditional

  • @tmaktmak1464

    @tmaktmak1464

    Ай бұрын

    @@kimjongun1777Mboro dzevanakomana chipfukuto chehupfumi

  • @St-G2

    @St-G2

    Ай бұрын

    ​@@kimjongun1777nekuti ndiwe ndakaibereka 😂😂😂

  • @user-fz9ww9vm8c

    @user-fz9ww9vm8c

    Ай бұрын

    😂😂😂😂

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784Ай бұрын

    Makoni idofo ramambo hanzi ane mapounds chavekutorota mari chofunga izere inongonhongwa.Saka nyika ingabudirira ichitungamirwa nemboko dzakadai?Ndahwa kumunyarira ko kungoti taurai ne mwana wenyu abvise roora.Why should another adult be held responsible for other adults???These traditional courts are actually breaking the law.A review of such abuses is urgent and paramount.Despots running the country without any accountability!