Tatiza nemwana wa Bee Wezhira

Комедия

Пікірлер: 103

  • @rumbidzaichinoriwa7757
    @rumbidzaichinoriwa77574 ай бұрын

    Nema vengerwa anoitwa ne vanhu akauya asina passport anosungiswa

  • @user-ne2dd3ew1i
    @user-ne2dd3ew1i4 ай бұрын

    Makafitwa nemwana guz chiitai wenyu

  • @redemptormtandadzi9943
    @redemptormtandadzi994319 күн бұрын

    Aaa maba mwana muchaendeswa kumapurisa

  • @sandrachombe9238
    @sandrachombe92384 ай бұрын

    Kkkkkkk mazodii guyz mazowana road here yekudzokera kumba

  • @petronelamusiyiwa2960
    @petronelamusiyiwa29604 ай бұрын

    Couple manyama love you guys ❤❤❤

  • @ClodianeshMubvongi
    @ClodianeshMubvongi4 ай бұрын

    Love you guys

  • @sandrazembe4268
    @sandrazembe42684 ай бұрын

    😂😂😂😂so mazodii imika madii kufonera bee wacho

  • @AngelbertBitoni
    @AngelbertBitoni4 ай бұрын

    Much love guys ❤

  • @RosemaryRashai-rd7yf
    @RosemaryRashai-rd7yf4 ай бұрын

    Luv you guys ❤❤❤❤❤❤

  • @emmachimatira1625
    @emmachimatira16254 ай бұрын

    Love you guys passport inoita chete

  • @EstherShumba-kg4ts
    @EstherShumba-kg4ts4 ай бұрын

    Yaaa makafitwa zvenyu Shumba chiitai kenyu

  • @user-cc8iq5rv6y
    @user-cc8iq5rv6y4 ай бұрын

    Aaah guy's mazodiii mabatsirwa here kuwana road 😂😂😂😂 mandinakidze ko kumufonera

  • @user-il4eq2mu7b
    @user-il4eq2mu7b4 ай бұрын

    I'm happy for you guys, BT pakuzoba mwana manje😂😂😂 DAI mangoti turuu kenyu

  • @user-pg5bf8cr1z
    @user-pg5bf8cr1z4 ай бұрын

    Happy birthday kiki

  • @user-jj2xs3mt2s
    @user-jj2xs3mt2s4 ай бұрын

    Mungati Kiki aita mudiki iye ane mwana kare mukutiiko imi mai vakuda kutodzokera rwepiri

  • @linettnhira5274
    @linettnhira52744 ай бұрын

    Kkkkkkk hayaas inotambika yeku Rasika pawabva

  • @norahngwaru7762
    @norahngwaru77624 ай бұрын

    Beautiful ❤

  • @MemoryMemorydausi-re1vq

    @MemoryMemorydausi-re1vq

    4 ай бұрын

    😮

  • @user-gg3bl5xc6j
    @user-gg3bl5xc6j4 ай бұрын

    Makati birthday neVale kugwru makawana nice place

  • @ExcitedCroquet-ps3yc
    @ExcitedCroquet-ps3yc4 ай бұрын

    Chingitorai🥰🥰

  • @LindaKareku-py9ep
    @LindaKareku-py9ep4 ай бұрын

    😂😂😂😂mazonyanyavo kuenda kure imika

  • @marymutamba102
    @marymutamba1024 ай бұрын

    i just got traum atized watching you muchishaya road. was praying kuti dai mwana akasaridza mhere and dai Bee akasapanicka 🤣🤣

  • @user-kw2wt2tf4z
    @user-kw2wt2tf4z4 ай бұрын

    Zvamaku Harare inotobuda chete .makatogona makaenda Harare

  • @mollybabe
    @mollybabe4 ай бұрын

    Fonerai senzeni akurakidzei zhira

  • @nomsancube-iw7lf
    @nomsancube-iw7lf4 ай бұрын

    Mukuenda hr Ku birthday kwakikie mangwana kunzvimbo kuye

  • @EnerestGarande-kc8op
    @EnerestGarande-kc8op4 ай бұрын

    Najesu zvinoita

  • @Luckmorejongwe
    @Luckmorejongwe4 ай бұрын

    Nice couple

  • @Gabriella_Edwards
    @Gabriella_Edwards4 ай бұрын

    Kkkkkk guys ka mwana akakufitai.Chiitai kenyu lol

  • @manyarashylet1486
    @manyarashylet14864 ай бұрын

    Miss you guyz

  • @tadiwamagumise
    @tadiwamagumise4 ай бұрын

    🔥🔥

  • @FlorenceHerzel-fg4rj
    @FlorenceHerzel-fg4rj4 ай бұрын

    Nyc couple

  • @rumbidzaichinoriwa7757
    @rumbidzaichinoriwa77574 ай бұрын

    Shuwa guys munovegwa musauya Kiki asina mapepa guys .

  • @ClodianeshMubvongi
    @ClodianeshMubvongi4 ай бұрын

    Anojamba border

  • @user-qx1ul7tm4o
    @user-qx1ul7tm4o4 ай бұрын

    Kkkkkkkkkk inonzi Harare

  • @EstherShumba-kg4ts
    @EstherShumba-kg4ts4 ай бұрын

    18 years makoti wangu yaaaaa chiitai kamwe

  • @user-rb4lm4mg5l
    @user-rb4lm4mg5l4 ай бұрын

    Hello ndokumbirawo kubvunza, ko Tytie munoyenda kubasa here besides zvepanapa,

  • @kevinmccharles5029

    @kevinmccharles5029

    4 ай бұрын

    Content creation ritori basa

  • @tektekchihera8466

    @tektekchihera8466

    4 ай бұрын

    Basa ravanoita iriri rino bhadhara kupfuura arikushanda

  • @profqda3464

    @profqda3464

    4 ай бұрын

    ​@@tektekchihera8466musanyeperane nevanhu imi. They are not yet at the level to live off this hassle maybe later

  • @elijahmukokota7293
    @elijahmukokota72934 ай бұрын

    saka Zimbabwe ichine nzwimbo dzichiri clean, i am surprised is that Harare?

  • @MaslinViolet-fz3hw
    @MaslinViolet-fz3hw4 ай бұрын

    Ummm Kiki haana passport 😊😊😅

  • @chiposhoko8563
    @chiposhoko85634 ай бұрын

    Kiki zvauri mwana mudiki

  • @magobapardon2348
    @magobapardon23484 ай бұрын

    Ummmm muku enjoyer guys 😂

  • @user-eb4bb6gp9j
    @user-eb4bb6gp9j4 ай бұрын

    Maratidza kuzara ruzevha chaiko😂

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke44534 ай бұрын

    ❤❤

  • @patriciakhupe3950
    @patriciakhupe39504 ай бұрын

    Enjoy guys 🥰

  • @user-sb6cy3mm1h
    @user-sb6cy3mm1h4 ай бұрын

    Zipramer rakakurisa iro

  • @Emmy905
    @Emmy9054 ай бұрын

    ❤❤❤❤

  • @user-sx6er4qm1p
    @user-sx6er4qm1p4 ай бұрын

    Tionei mwana uyo

  • @pamelamhlanga4546
    @pamelamhlanga45464 ай бұрын

    ❤❤❤❤❤

  • @PreciousChambwa
    @PreciousChambwa4 ай бұрын

    Where you using a drone

  • @AnnaJerera
    @AnnaJerera4 ай бұрын

  • @virginagarangara7584
    @virginagarangara75844 ай бұрын

    🥰🌹😘

  • @sharonchihumbe9132
    @sharonchihumbe91324 ай бұрын

    Manga muchienda kupiko kwamusingazive😂😂😂😂😂

  • @chipomachona8419
    @chipomachona84194 ай бұрын

    Kkkkkkkk matorasika zvesure

  • @NetsaiManongwa-ro2us
    @NetsaiManongwa-ro2us4 ай бұрын

    Makafitwa sure guys

  • @vengaimuchero
    @vengaimuchero4 ай бұрын

    Nhasi imi matorasika zvekudaro uuuuuuu ndakunyarirai uuuuu

  • @waynetyrexchapisa2200
    @waynetyrexchapisa22004 ай бұрын

    Ika maiteu murikuenda kuvle kugweru

  • @rumbidzaichinoriwa7757
    @rumbidzaichinoriwa77574 ай бұрын

    Kunoita que sei zvave kuitwa online .

  • @manyarashylet1486
    @manyarashylet14864 ай бұрын

    Makafitwa shemu handei naye SA

  • @rumbidzaichinoriwa7757
    @rumbidzaichinoriwa77574 ай бұрын

    Inga wakaita advert ye uya murume pa border uchiti tiitise ma passports naye.Why can't you go to that guy .

  • @yemurai657

    @yemurai657

    4 ай бұрын

    That guy anoita kana uriku SA

  • @winniematema5913

    @winniematema5913

    4 ай бұрын

    Birth raKiki was kuZim zvese nechitupa

  • @rumbidzaichinoriwa7757

    @rumbidzaichinoriwa7757

    4 ай бұрын

    @@winniematema5913 okay dear.

  • @user-rh2vj9zs9x
    @user-rh2vj9zs9x4 ай бұрын

    Makafitwa nemwana guys

  • @carolinesibanda7673
    @carolinesibanda76734 ай бұрын

    Saka

  • @EnerestGarande-kc8op
    @EnerestGarande-kc8op4 ай бұрын

    KO kuhotera ye Gweru mazodii

  • @user-ue8nw3dz6h

    @user-ue8nw3dz6h

    4 ай бұрын

    Ndatomboda kubvunzawo😂

  • @user-gg3bl5xc6j

    @user-gg3bl5xc6j

    4 ай бұрын

    Vanonyepa

  • @sharonsangare7531
    @sharonsangare75314 ай бұрын

    Am first to comment

  • @JulietMundawa-gq7xb
    @JulietMundawa-gq7xb4 ай бұрын

    Inga muroora ane mwana , makadii Kudzidzira pamwena wa kiki😂😂😂😂😂

  • @user-nk1wy4ww3n
    @user-nk1wy4ww3n4 ай бұрын

    Tamirira wako now mwana tytie

  • @Fayaman2
    @Fayaman24 ай бұрын

    Ko kiki wakapfeka hembe cy

  • @wedzaprincess2216
    @wedzaprincess22164 ай бұрын

    Manga marasika zvemashuwa here imi?

  • @user-wr4ge6xf7y
    @user-wr4ge6xf7y4 ай бұрын

    Kuku na kiki

  • @kudzie-t3f
    @kudzie-t3f4 ай бұрын

    Hi guys

  • @AnnoyedFountainPen-mx7hr
    @AnnoyedFountainPen-mx7hr4 ай бұрын

    Muroora naDirections akoo ayaa munhu anorasika bas

  • @marthak9555
    @marthak95554 ай бұрын

    Road makazoiwana here guys?😂

  • @memorymawire-pv6qd
    @memorymawire-pv6qd4 ай бұрын

    Mazodii guys mazopawana here plz update us😢

  • @user-ui9fv3ij3z

    @user-ui9fv3ij3z

    4 ай бұрын

    Taura hako xaa

  • @user-ch1hs9rr1e
    @user-ch1hs9rr1e4 ай бұрын

    ❤❤❤❤🎉🎉🎉 move ❤❤❤🎉😢🎉🎉🎉❤❤😂

  • @tasneemmweneziko9047
    @tasneemmweneziko90474 ай бұрын

    U gained following from.me

  • @douglasmolai2980
    @douglasmolai29804 ай бұрын

    Ko munofamba musingatarise kwamuri kubva nekwa uri kuenda here nhai

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope15324 ай бұрын

    Hello guys

  • @stonefiremusicentertainmen5178
    @stonefiremusicentertainmen51784 ай бұрын

    Bro tytie hamusi kubatika ku SA app wani ndine zvakanaka zvandiri kuda kwamuri

  • @edwinbhimha9191
    @edwinbhimha91914 ай бұрын

    Mospka guys

  • @pkchims8565
    @pkchims85654 ай бұрын

    Road yakadyirwa mari iyo

  • @winniematema5913

    @winniematema5913

    4 ай бұрын

    Hapana kurasika kwakadai iri ndiro skit because they should have called Bee apa havasi kuziva Zita reroad vambouya sei kkkkkk

  • @lerossybae
    @lerossybae4 ай бұрын

    Amuna kufitwa newa Bee itai wenyu tione kt makafitwa hre 😂😂😂

  • @maiginahbondera
    @maiginahbondera4 ай бұрын

    Chiitai wenyu

  • @user-gv4ud3qc6f
    @user-gv4ud3qc6f4 ай бұрын

    Mwana mungamuda henyu asi Kiki aitamudiki kwazxiri shem

  • @NELSONMUSHSOHO
    @NELSONMUSHSOHO4 ай бұрын

    Makhoti pfeka mushe top yako

  • @user-hr8wf4yu2g

    @user-hr8wf4yu2g

    4 ай бұрын

    Fashion cuz

  • @user-ue8nw3dz6h
    @user-ue8nw3dz6h4 ай бұрын

    Tytie unonyepera vnhu iwe passport ikunetsei haana chitupa ere or birth mapassport haasi kunetsa mar yko chete

  • @clivekasambira1181
    @clivekasambira11814 ай бұрын

    Prema yacho inofamba neside sei

  • @EsterMakwiyana-kx3ce
    @EsterMakwiyana-kx3ce4 ай бұрын

    Kiki mwna mudiki asi zverudo ndozvake anozvigona

  • @ObertMukundiwa
    @ObertMukundiwa4 ай бұрын

    R in 😢😢😢😢😮😅

  • @rumbidzaigwaze2613
    @rumbidzaigwaze26134 ай бұрын

    Drama

  • @user-ts2mp1yx9f
    @user-ts2mp1yx9f4 ай бұрын

    ❤❤❤❤

  • @virginiamaposa6579
    @virginiamaposa65794 ай бұрын

    ❤❤❤❤❤

  • @PatriciaSavanhu-tx5gq
    @PatriciaSavanhu-tx5gq4 ай бұрын

  • @PriscaMachimbimbidzofa
    @PriscaMachimbimbidzofa4 ай бұрын

    Vanhu ava vnondinakidza ende havatombogaye futy kkkkk, nhsi munorohwa nabee chte

Келесі