Tazoenda ku Mvuma kunotsvaga bofu rakandibatsira 2019

Комедия

Пікірлер: 303

  • @JudithMutangadura
    @JudithMutangadura5 ай бұрын

    Tytie keep it up mwana komana une rudo rwunochisa and Kiki thanks for supporting your husband stay blessed unopa and uchapihwawo God will continue to bless you

  • @user-kt6tq5zr1s
    @user-kt6tq5zr1s5 ай бұрын

    Cheers to us vanoisa like vasati vadzwa nyaya yacho

  • @timothychikwekwete9157
    @timothychikwekwete91575 ай бұрын

    Big up kunesu vano commenta tisati tanzwa nyanya , love you guys munondiitira bhoo uye munondidzidzisa though muri pwere asi ndikudzidza zvakawanda

  • @tytiezw

    @tytiezw

    5 ай бұрын

    Awww 🥰 ❤

  • @memoriegomana5850

    @memoriegomana5850

    5 ай бұрын

    ❤❤​@@tytiezw

  • @emelykapita4181

    @emelykapita4181

    5 ай бұрын

    @@tytiezwyou are breakfast , lunch and dinner love you vanangu keep the fire burning kuchivhu ndiko kumusha wangu now based in USA

  • @user-kp1hz1qt3z

    @user-kp1hz1qt3z

    5 ай бұрын

    Woow 😢😢 u guys mune Moyo wakanaka

  • @philemontinoota

    @philemontinoota

    5 ай бұрын

    God bless you guys ❤️❤❤

  • @IgnatiusMaphosa-gb2yx
    @IgnatiusMaphosa-gb2yx5 ай бұрын

    Ulenhliziyo enhle Tytie lonkosikaziwakho( okuhle kodwa empilweni yenu 🙏

  • @user-en7gt4oe8b
    @user-en7gt4oe8b5 ай бұрын

    God continue to bless tytie and her Wife kurangarirana kwakanaka zvinodiwa naMwari

  • @user-de2np2te2q
    @user-de2np2te2q5 ай бұрын

    Thank you my favorite couple I'm the one who ask Kuti makazonotsvaga bofu riye hre I'm happy mandifadza Kuku naKiki❤❤❤❤ akawanda kwamuri

  • @user-xf9ot8ve9t
    @user-xf9ot8ve9t5 ай бұрын

    tytie and your wife you are so kind. God bless you

  • @user-de2np2te2q
    @user-de2np2te2q5 ай бұрын

    God bless you mukomana nemuroora I'm praying for you more and more blessings

  • @user-to6uj2hb5c
    @user-to6uj2hb5c5 ай бұрын

    May God continue to Bless you Tyte and Kiki

  • @chidzashamuyarira7761
    @chidzashamuyarira77615 ай бұрын

    Woow thts lovely thnx tiyite Une rudo

  • @TariroMoyo-fh8by
    @TariroMoyo-fh8by5 ай бұрын

    U are so kind Makoti and Tytie God 🙏 bless you...... mvuma is my hometown ...... safe journey mwana waBaba

  • @user-ue8nw3dz6h
    @user-ue8nw3dz6h5 ай бұрын

    Makanyanya guys welldone ❤❤ndakuhwa kunyatsokudai

  • @user-nd8pu5bt4b
    @user-nd8pu5bt4b4 ай бұрын

    Well done tytie n kiki...makaenda kumusha kwangu... Chirumanzu woyeeee...🎉

  • @mavismutemasango5838
    @mavismutemasango58385 ай бұрын

    Ohhh God bless u my brother and sista

  • @user-qm9xv1wu3c
    @user-qm9xv1wu3c5 ай бұрын

    God bless you Tytie. Next time when calling a blind person unoti munhu anorarama nehurema, a person living with disability.

  • @user-cc4xb9rz7c
    @user-cc4xb9rz7c5 ай бұрын

    Yoooh you that's great job kubva pendakaona muchitaura nyanya yebofo I am happy KT waenda koritsvaka

  • @giftndawana
    @giftndawana5 ай бұрын

    2019 ndakabva Gweru ndikaenda pa Mvuma ndipowo pandakakwirira bus ndichiuya kuno saka takauya same year

  • @freemanchenaimoyolesly1186
    @freemanchenaimoyolesly11865 ай бұрын

    Tite and wife God bless you guys I the way you do your things blessed is the hand that given

  • @Clifford-ms7ix
    @Clifford-ms7ix5 ай бұрын

    Yaar mwari vanewe xaar ndoappreciater zvakadaro ramba wakadaro, i love u💕🥰

  • @tonderaimapetere6546
    @tonderaimapetere65465 ай бұрын

    Well done guys God blessed you

  • @TariroMoyo-fh8by
    @TariroMoyo-fh8by5 ай бұрын

    Thank you Tytie namakoti nerudo rwenyu........... musarega kudzoka

  • @sibongiletafa1507
    @sibongiletafa15075 ай бұрын

    Wow that's nice dea ❤❤❤❤ waita bass

  • @user-ky6jk4vu6q
    @user-ky6jk4vu6q5 ай бұрын

    Kuku ,,kiki God bless u

  • @melodiedzingirai9407
    @melodiedzingirai94075 ай бұрын

    U are the best guys keep it up

  • @nzotakilango9578
    @nzotakilango95785 ай бұрын

    God bless you 🙏 Kiki and kuku mwari akukomborera

  • @doreendzongai3583
    @doreendzongai35835 ай бұрын

    May God bless you Tyte & Kiki ❤

  • @Taytee77
    @Taytee775 ай бұрын

    kutokunda Sir ......... God bless you guys

  • @Gogoncube1421
    @Gogoncube14215 ай бұрын

    God Bless you vanangu

  • @MiriamKaula
    @MiriamKaula5 ай бұрын

    Waaaaaw be blessed ukaita chakqnaka wazviitira ukqita chakaipa wazviitira

  • @user-jp3ux9ki7x
    @user-jp3ux9ki7x5 ай бұрын

    God bless you kiki and kuku🎉

  • @florahgovha7378
    @florahgovha73785 ай бұрын

    God bless you vanangu

  • @giftndawana
    @giftndawana5 ай бұрын

    Haaa pamiti iyo ndipo pandaive ndakagara ndakamirira bus thanx Tytie ne video iyi ndabva ndafunga Zim

  • @moreblessinggangira1479
    @moreblessinggangira14795 ай бұрын

    May God continue to bless

  • @CarenMedah
    @CarenMedah5 ай бұрын

    May the good Lord keep u Tytie ne muroora wedu❤

  • @user-pk7gd3uf5s
    @user-pk7gd3uf5s5 ай бұрын

    May God grant your wishes hanzvadzi ❤❤❤

  • @constancebriella-me6lk
    @constancebriella-me6lk5 ай бұрын

    Haaa tytie you are my little bro Mwari ndavakukonborere ,vashoma tinodzokera kunotenda kune vakati batsira

  • @manyarashylet1486
    @manyarashylet14865 ай бұрын

    Ummmm Mwari vakuitireyi zvidhafu❤❤❤❤❤❤🎉🎉

  • @lisamwamba7381
    @lisamwamba73815 ай бұрын

    Ndachema hangu God bless you

  • @florencekugara82
    @florencekugara825 ай бұрын

    Amen God bless you guys ❤

  • @patiencekwirirai6320
    @patiencekwirirai63205 ай бұрын

    Vanhu imi Mwari vakuitirei zvidhafu dhafu chaizvo .My home town 😊❤

  • @DoreenTheBeautician
    @DoreenTheBeautician5 ай бұрын

    GOD bless you Tytie ❤🎉

  • @chipomutatiri8950
    @chipomutatiri89505 ай бұрын

    God bless you wezhira wezheve namakoti

  • @uncle_trust_gwishiri
    @uncle_trust_gwishiri5 ай бұрын

    Tytie and Kikie you are jewel besides some other issues I do not agree with you. Be blessed beyond measure my guys. Always live your simple life and don't ever put unneccary pressure on yourself 😊 I have a lot to say since I first visited your channel but all I know God will sail you through 🙏

  • @wendytarusenga8694
    @wendytarusenga86945 ай бұрын

    Mwari akuitire zvidhafu mufana wangu pamwe nemmudzimai wako

  • @BiaBianca-qn5tx
    @BiaBianca-qn5tx5 ай бұрын

    Good bless you Tytie ❤

  • @arnoldchakauya6072
    @arnoldchakauya60725 ай бұрын

    I know the guy handina hangu kubatsirwa naye nemari but aingotaura nyaya nemunhu wese ari free zvekuti very good munhu ndaikirira quantum yaibva Harare to SA from 10 : 00 yakazosvika kuma4 asi taingonakidzwa nenyaya ❤❤❤❤❤

  • @lyndamangadza8533

    @lyndamangadza8533

    5 ай бұрын

    But i think it was wiser kubvuma kupuwa number yaChirumhanzi

  • @MEMORunner1
    @MEMORunner15 ай бұрын

    Gara zviya ndiwe wakataura nyaya yebofu iyaaa thank you so much 💓

  • @esnathmagangara8217
    @esnathmagangara82175 ай бұрын

    Keep it up the good job sweet couple

  • @user-vr6wi4bd2g
    @user-vr6wi4bd2g5 ай бұрын

    Gud gud mwana wamai❤

  • @talenthillarychikwanha9270
    @talenthillarychikwanha92705 ай бұрын

    Wabata moto wangu I salute your heart

  • @user-vr9bd2rm9s
    @user-vr9bd2rm9s5 ай бұрын

    Komborerwai naMwari mufunge ❤❤❤❤❤❤Ndiri kungonamata kuti muonane nababa ivavo

  • @sibongileshoko6066
    @sibongileshoko60665 ай бұрын

    God bless you vanangu❤

  • @vengaimuchero
    @vengaimuchero5 ай бұрын

    You have a big heart bro

  • @zulusondhliwayo127
    @zulusondhliwayo1274 ай бұрын

    Thank you so much bro.....hanzi chivi chikuru ihanganwa

  • @user-cx8yl6ju9o
    @user-cx8yl6ju9o5 ай бұрын

    I'm happy kuti mataura mese pa fon ❤

  • @TawedzegwaNgwenya
    @TawedzegwaNgwenya5 ай бұрын

    Wow god bless you guys

  • @goatededitz567
    @goatededitz5675 ай бұрын

    God bless you Tytie

  • @NorahMoyo-ef1qu
    @NorahMoyo-ef1qu5 ай бұрын

    hhhhaaaa may GID BLESS BOFU IRI IN SPIRIT OF GOD HARISI BOFU HAAA NDASHAMISW NDIKATENDA

  • @user-pc4vo9bx5d
    @user-pc4vo9bx5d5 ай бұрын

    Mwari vakuitirei zvakanaka kupfuura zvamuri gys rambai mune Moyo wekurangarira

  • @rumbidzaikawome483
    @rumbidzaikawome4835 ай бұрын

    Mwari wakuwanirei nyasha panguva dzese🙏🌹

  • @BonganiSibanda-mz4im
    @BonganiSibanda-mz4im5 ай бұрын

    My brother zwawaita izwi chidzidziso Kuna vakavanda keep it up mwari ngava pindire mu life yako

  • @concilliasibanda5380
    @concilliasibanda53805 ай бұрын

    God bless tyte and kiki

  • @tendayimusvibe8343
    @tendayimusvibe83435 ай бұрын

    This is great move but hakuna munhu anonzi bofu.Zvinonzi munhu anorarama nehupofu.Ukati bofu next word is ri... But ukati munhu anorarama nehupofu , it shows kuti watanga kuona kuti there is a person before you see the challenge ine munhu. Ukati bofu watanga nekuona challenge usati waona humunhu huri pamunhu.##Humanity still exists##

  • @carolinezambuko5055
    @carolinezambuko50555 ай бұрын

    Nooo kumusha kwemurume vangu.God bless you guys

  • @christophermangiroza4866
    @christophermangiroza48665 ай бұрын

    Blaaz, hazvinzwaro Bofu...........munhu a singaone is a better way of describing it's a disability but you can't call him by his disability otherwise the concept of giving back a favour is great

  • @PeterJiriEskay

    @PeterJiriEskay

    4 ай бұрын

    Chokwadi and kubatsira munhu handione zvakanaka kutaurira ruzhinji

  • @patiencetopodzi3536
    @patiencetopodzi35365 ай бұрын

    Thank you for your kindness may God bless you

  • @user-eg2ge8le2g
    @user-eg2ge8le2g5 ай бұрын

    Mwari akuitirei zvakanaka mufunge muvedzerwe Zvizhinji

  • @user-ux2ko6ng8h
    @user-ux2ko6ng8h5 ай бұрын

    Rega ndi comment ndisati ndanzwa nyaya yacho.Kuku mwari akuitirei zvakanaka muri vana but mafungiro enyu anondishamisa kana vamwe vanhu vakuru havadaro.Mwari akuitirei zvakanaka arambe achikupai huçhenjeri guys❤❤

  • @tytiezw

    @tytiezw

    5 ай бұрын

    Tgank you 🙏🙏

  • @SavinahMadare-sf1bb

    @SavinahMadare-sf1bb

    5 ай бұрын

    Mwari. Akuitire zvodhafu kuku wel don

  • @user-ud5pj8sk8o

    @user-ud5pj8sk8o

    5 ай бұрын

    Maybe takatokwira tese coz ndakauyawo 5 September 2019 nesprings sezvawataura apo isu tkazosimuka muMasvingo kuma12 husiku ndipo pakasvika chimin bus chacho​@@tytiezw

  • @user-uu6sd1yh6m
    @user-uu6sd1yh6m5 ай бұрын

    Thank u my lil brother with your big heart u appreciate a lot Mwari achakukwidziridza kos u very humble

  • @HanaPhiri

    @HanaPhiri

    5 ай бұрын

    Am so happy cz you know your roll to play thanks God bless you abundantly my dear son 🙏

  • @bonadodo6121
    @bonadodo61215 ай бұрын

    God bless you sonny and makhoti

  • @alfordkoza14
    @alfordkoza144 ай бұрын

    May God continue bless this couples

  • @BegayNyoni
    @BegayNyoni3 ай бұрын

    God bless u mkoma

  • @user-fx1du8wk9s
    @user-fx1du8wk9s5 ай бұрын

    Thank you so much brother namakoti wedu

  • @memorygoche2574
    @memorygoche25745 ай бұрын

    Makagonesa mufunge murambe makadaro❤❤❤

  • @zakaroyalty62
    @zakaroyalty625 ай бұрын

    Fascinating episode…it’s awesome to view realtime videos from back in Zwe🇿🇼! Last time I flew into O.R. Tambo Intl Apt -JNB 🇿🇦 fro London Heathrow Intl Airport 🇬🇧 , I travelled by road with Greyhound Coach, ndakapotswa ndaita mahwekwe nechimwe chimoko ipapo paMvuma who’d spotted that my hand baggage had an airline flight tag when coach stopped for a break at Mvuma & all the way thru the tedious journey thru Beitbridge border post …can somebody help me find her 😜❤️!

  • @Mabiza_wacho

    @Mabiza_wacho

    5 ай бұрын

    Send money I'll help you 😂😂😂😂😂😂

  • @sharonbuzuzi223
    @sharonbuzuzi2235 ай бұрын

    Ishe wakukomborere Kuku and Kiki

  • @billymapindu9424
    @billymapindu94244 ай бұрын

    Wakati uchazodzokera saka how far wave papi wangu usarege tinoda kuona kuti bofu richaitawo sei nekurifungawo

  • @riohildahbvunzawabaya9323
    @riohildahbvunzawabaya93235 ай бұрын

    God bless you tytie and kiki

  • @SimbisoGutusa-cu5mt
    @SimbisoGutusa-cu5mt5 ай бұрын

    Mwari akuitirei nyasha nekusingaperi

  • @sandratepanyoni5076
    @sandratepanyoni50764 ай бұрын

    So makazovawona here 😢❤

  • @MoreblessingeNyengera-dv7sc
    @MoreblessingeNyengera-dv7sc4 ай бұрын

    Makazomuwana here Nyengera (churumanzu)

  • @user-cz1qc6jt1f
    @user-cz1qc6jt1f5 ай бұрын

    Mwari ngarambe achikupai ujenjeri ❤

  • @tytiezw

    @tytiezw

    5 ай бұрын

    Thank you

  • @andrewtmurape8353
    @andrewtmurape83534 ай бұрын

    Murikugona vafana.well done.ko VaChirumhanzi makazovaona here? Well done ✅

  • @JoyNyasha-do7de
    @JoyNyasha-do7de5 ай бұрын

    Wooow thank u so much

  • @user-gi3cd3bb2e
    @user-gi3cd3bb2e5 ай бұрын

    God bless you😊

  • @aishamasibanda8061
    @aishamasibanda80615 ай бұрын

    Mwana uyu Tyt aka mature mu brain zvaanoita hazvisi zve age yake❤

  • @preciousMangena-lp1vi
    @preciousMangena-lp1vi5 ай бұрын

    ❤❤❤❤ keep it up

  • @saymoreseanpadiwa3579
    @saymoreseanpadiwa35795 ай бұрын

    Sha you guys are the best

  • @evelynmubaira1757
    @evelynmubaira17575 ай бұрын

    May God bless you guys

  • @Netsaimoyo-dg3cb
    @Netsaimoyo-dg3cb5 ай бұрын

    God bless you ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @user-yf7ou9bz4y
    @user-yf7ou9bz4y4 ай бұрын

    Churumhanzu mwari wakuitire zvakanaka..ndokuri Mhazi

  • @farayichishongo9561
    @farayichishongo95615 ай бұрын

    Thanks so much tytie

  • @user-ud3lx2qx2v
    @user-ud3lx2qx2v5 ай бұрын

    Komborerwai naIshe brother, namakhoti wedu.

  • @nicolemilazi5405
    @nicolemilazi54055 ай бұрын

    God bless u guys

  • @NomatterKachaipa
    @NomatterKachaipa5 ай бұрын

    May God fulfill all your wishes guys love you❤❤

  • @SharonChinokora

    @SharonChinokora

    5 ай бұрын

    Mmmm vanhu imi rudo rwenyu ndoridawo rambai ndakadaro chokwadi may God bless you guys I love you so much 💕💖💕😘 😘 chidzokai kucappa

  • @scholasticmubika2892
    @scholasticmubika2892Ай бұрын

    God will bless you

  • @angelinemaguramhende
    @angelinemaguramhende5 ай бұрын

    God bless you guys

  • @user-bs5mw6lz6g
    @user-bs5mw6lz6g5 ай бұрын

    Ndokudai kuku na kiki❤❤❤

  • @jerinahmukaratigwa6553
    @jerinahmukaratigwa65535 ай бұрын

    Mhoresa wo sister yangu ipapo

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k5 ай бұрын

    God bless you family

Келесі