Sekuru Mukombe Funeral Vigil
Музыка
SEKURU MUKOMBE VIGIL
This is a brief summary of a portion of Sekuru John Mukombe's funeral vigil that took place in Uzumba last night into this morning.Since they were ministering before we came, artists like Saba Magacha were not captured.However, It was a beautiful celebration of his life.
I told JP that he should be grateful to God because his father passes away having seen and enjoyed his son's success. Many people who are successful always wish their parents could have witnessed their achievements.
#monomukundu #worldmusic #zimbabweanmusic #jahprayzah
Пікірлер: 38
So sorry, JP for the loss. May baba Mukombe fly highest with the angels. Thanks so so much Mono and all the band members.
Jah wakagona kuzvivaraidza inguva inorwadza kufirwa nearipamoyo kutamba kuda kuedza kuvaraidza pfungwa thanx thanx jah wakagona zvorwadza asi nguva ndeya mwari.
@brianmuchemwa3467
6 ай бұрын
Aiwa ungati baba vako kana amai vako vafa iwe uchibatwa maoko otanga kuridza magitate hakuna zvakadero iwe ndiwe unenge uchibatwa maoko Saka anobatwa maoko ndiani
monolicious
Chokwadi mukomana aperekerekedza baba vake kani
Mono never disappoint
Mono zviri zvema gatare hapana anoziva gitare kumudarika weldone mukoma Mono
Mono the best
Mono he's very talented 🎸
Clive mono huchi
Zororai murugare Mwendamberi ndoti nyaradzwai Mukudzei na gogo zviri kurwadza mufunge 😭😭😭😭
Makaita henyu ana mkoma Mono , nhxaka, makanotibatira basa uye kunonyaradza umwe wenyu
❤
Rip
Rest in piece sekuru.
Zororai murugare sekuru
Kumusha kwangu
Rest in peace sekuru mkombe
Snr ft jnr Jah prayzah
Rest in peace sekuru mukombe
kana urimunhu akateerera jah prayza song yekuti emerina iyo umm Nini ndofunga kuri
rest easy sekuru💔
Zvinofadza izvi
Rest in peace
R I P
Nematambudziko 😢😢
Sorry neOff topic. Pane song yachimbetu ine malyrics nekuti "yuhwi nhai mhai ndanzwa izwi kuchema Mhiri kwaLimpopo vana vari kuchema. Inonzii?
@Monomukundu
6 ай бұрын
Sorry handiizive
@moyowity
6 ай бұрын
Ndinomutora sei
Well done Mukudzei Junior ❤❤❤❤
Nematambudziko
What is the name yemunhu uyo akaimba before jnr Mukudzei
@musakwafrank9191
5 ай бұрын
My question too.... and the title of the song?
Dereck man of the moment😂
Why muchiimba dzemubhawa parufu rwe respected man sekuru Mukombe kuimba kti unonaka iwe hamunyari kti unonaka iwe ma stupid
Rest in peace
Rip
Nematambudziko