Kkkk kuita sebhinya ririkunamatirwa. Headman the great man ❤
@rosez347 Жыл бұрын
Headman ndofunga vane purazi rembudzi . Power is sweet unobaya mbudzi daily 😂😂😂😂
@nicolemercy
Жыл бұрын
Vatone purazi nema kwai zvese😂😂
@chikukwachinowawa
Жыл бұрын
Dzekuripisa vanhu kudare hadzichengetwiba,dzinotengeswa kana kutouraya kwakudye nyama
@sindy308 Жыл бұрын
This leaders sometimes they think they are God , they must know kuti vanhu ava varume vakuru nevakadzi vakuru. They must address them with respect also
@jacobmoore1438
Жыл бұрын
Vanotopenga Havana kukwana machinda aya
@shumbahurushumbahuru4894
Жыл бұрын
Ndo dare. Enda ku high court uko. Siya zvevatema
@pellagiamukora426
Жыл бұрын
Sure kuvaita twuvana chaitwo
@tariromelodysahondo743
Жыл бұрын
I will give any example yekuchechi mufundisi akava Mwana mudiki sekuru vako vanotii Baba kuna mufundisi. Same applies here
@perseverance9096
Жыл бұрын
Mambo ndi Mambo chero munhu aka chena musoro ano fanira kungo respect a Mambo
@SibusisiweZhou-ik3xq5 ай бұрын
Ndizviziiba😂😂
@simontumbare9240 Жыл бұрын
chaiita kt Mai saranje afonere mainini awa chii ?? nyaya yedoro ndiyo yakapedza nyaya!! kana baba serenje aisiimbonwawo doro ipapo ndopakabva love yevaviri ava !!
@Olcool Жыл бұрын
ndoosaka mapurisa achizobvunza mbavha one by one ku side.
@sabinahmapeta8655 Жыл бұрын
Kutonga kusina maturo
@tinashebwawa3796 Жыл бұрын
Magona baba Taps, rambai muchiita follow up on stories dzamunenge matanga. Tirikuda yamai wekuiswa runyoka waye
@dorcasmushango4713
Жыл бұрын
Iwe l heard kuti she is now late l don't know how true it is
Kana iwe uchigona tsvaga wako wekutonga ukutadza kutonga mhuri yako wozoona kutadza kutonga dare kwana
@peacerunnerleesher4065
Жыл бұрын
@@lawrencewilson7994 hagone hagonezve kutonga atorine maadvicer atori better than him
@nnyarry Жыл бұрын
no one is talking about the Headman's gloves
@crayzyb
Жыл бұрын
Gloves in that heat😂😂😂
@tafirenyikashylet4707
Жыл бұрын
Kkkkkkkk
@muchachitiki207
Жыл бұрын
Kkkk headman habvise magloves wena
@mwanawemuporofita5610
Жыл бұрын
He is a Michael Jackson fan 🤣🤣🤣
@ndumiyanakudakwashe6469
Жыл бұрын
Ndakamaonaw neembanda kkk
@judahsanhanga8042 Жыл бұрын
Kkkkk bhinya ririkunamatirwa rinomboita cy🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@liberty.tmukumba6141 Жыл бұрын
Life yekumusha is not fair sure ,so munhu akapisirwa imba anoripa mbudzi yei 😮😮😮 iye achitodawo help
@judithkwenda2841
9 ай бұрын
You can say that again vanhu vachapera kupisirana dzimba kufikisana wapisirwa woripiswa futi mmmm zvakaoma
@leonmutukwa9783 Жыл бұрын
Tongai nyaya musatonga vanhu..
@florancechirara797 Жыл бұрын
Headman always feeling cold 😂😂😂😂
@chishongo1 Жыл бұрын
Hakusi kutonga kwakanaka. Hamubvunzi muchinyepera vanhu. Iwe mukoma wemunhu kwana. Tsiura mwana w amai vako . .....
@peacerunnerleesher4065 Жыл бұрын
Uyu mambo zvese kuripisa aruramba hake ukumunyepera ei this Chigodora dude anojairira and kushandisa tumapower twakadhakwa
@megatboss8746 Жыл бұрын
Haaa Saranje anozvimiririra 😂😂😂😂
@kelsykellybanda4099 Жыл бұрын
Headman aya imbavha iyi
@talentchimanga7619
Жыл бұрын
Why madaro
@stewartgomwe2039 Жыл бұрын
My favorite headman is very constructive. His judgments are not vindictive. Thanx Baba Taps for the follow-ups.
@tamiranashemupinda6469
Жыл бұрын
Mnnn this guy isthe worst headmsn ever ksnoonererwa and he hss no regard for the law. All his diecisions are set to benefit himself . Bsbs avo varipiswa mbudzi yei? Very cunning man
@tamiranashemupinda6469
Жыл бұрын
Headman Chigodora should learn to be fair and give everyone the right to be heard.he is always wrong and gets upset whn ever he is challenged on a wrong decision..kanobhowa
@stewartgomwe2039
Жыл бұрын
@@tamiranashemupinda6469 Ya but I think he tries to be fair considering the societal dynamics and the endless family feuds we have. To me, he advocates for kugarisana zvakanaka. Yes, he is quick to raise unnecessary spot fines but those are the taxes to run his office. He has a crew to take care of I m sure.
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Thanx for update baTaps ...karangandaaaa❤
@neliamutamera2094 Жыл бұрын
Mamukasei ka saranje kakafanana Na Matutsa
@paulinenjaikira8860 Жыл бұрын
Kutonga makuhwa kunonetsa ,zvisina evedince
@jacobmoore1438 Жыл бұрын
Awa baba awa kutonga kunowanetsa dai ndirini munoenda mberi and mbudzi yacho hauone futi ngawakwane baba awa
@ZisengweChimutsa Жыл бұрын
Mai Ngoni avo pane nyaya, kunonoka kwavaita kusvika padare vangavachimbogeza mushonga. Ndivo the driving force behind the issues. Ndivozve vakanyengera Saranje mainini avo, saka vakatofonera iye mainini uyo kuti arambe pitikoti mudare.
Baba Taps, munogona imi rambai makadaro. Ko Couples connection mati tiite sei? Ndaida kuzivawo baba namai Mwedzi kuti varisei?
@victorgwaunda Жыл бұрын
Mai saranji vakapisa imba avo
@patiencemaunga3679 Жыл бұрын
Bhinya riri kunamatirwa kkkk
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Mambo vakuda kuripwaaaaaa😂😂😂😂
@judithkwenda28419 ай бұрын
Headman varikugona basa shuwa ndinozviyemura misha inonaka dai mamwe madzishe munyika akopawo kune ava zvinhu zvainaka asiwo mmmm kuripisa kwavo kunozonyanya mumaruwa ka umu mari irikunetsa nyika yese even mumaguta ko kumusha vanoiwanepi especially most of them are elderly people kazhinji kacho kumusha nyaya dzemiganhu vabereki vedu vanonetsana if God wishes he should spare the elderly they're vulnerable vanenge vachida help and counselling panyaya dzekugarisana handishori hangu mutongero wavo he is very intelligent nevamwe vavo avo
@mainstaymediapro Жыл бұрын
haayas vanhu vari kushungurudzwa shuwa....what type of court is this. ZLHR you need to look into these isues
@maiyeukai9346
Жыл бұрын
This headman is bonkers. Imbavha chaiyo plus haagone kutonga...haai waste of space
@irenemhembere2548 Жыл бұрын
Kana mbudzi ikabviswa munhu anopisa anozoonekwa here....mbudzi ndeyei
@TrymoreMisongwe Жыл бұрын
Enda munotora mai Ngoni plz....mdhara uya makamutumira mapurisa akamurowa tufiti akadhonha mazino ko mai Ngoni vakosheii
@joinahmukanangana2993 Жыл бұрын
Magirovhusi awo kwakanaka here 😂
@memoryncube8391
Жыл бұрын
Kkkk ndeema karati
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mmmmm mai Ngoni ava andivachenesiwo kutaura kwacho Ther is more
Sarange agona kuzvimirira,herdman ano tyisidzira vanhu,anozviona samwari
@judithkwenda2841
9 ай бұрын
Bullying chaiyo
@politenkomo6626 Жыл бұрын
Mai ngonie havasi bhoo fut
@wheeler7664 Жыл бұрын
Bhande ne Gudo takazvimirira baba Taps please
@TrymoreMisongwe Жыл бұрын
Saka mai Saranje ngavabve tinzwe
@ruvimbomachokoto7529 Жыл бұрын
Kudare kunonakidza uku kkkkkkk
@memorymagadzire8505 Жыл бұрын
BaTaps how far mbuya wepaWheelchair vaye vakazosungurwa nebhande hre
@reginakere Жыл бұрын
Vanhu vanodherera dare iri
@TrymoreMisongwe Жыл бұрын
Kkk aiwa Saranje orowerwera pamuchinjikwa akatarisa hre carume
@ngonieandy1562 Жыл бұрын
😂😂😂😂 Mbudzi kuna Sabhuku
@MelaniaKaseke Жыл бұрын
Ndikuda kumboenda kwa chigodora pachristmas sabhuku monditambirawo here kunonakidza kana ndauya ndodawo kuona chabodo ,ruru namatutsa
@nancyrimai1224 Жыл бұрын
Ini nyaya ndodzida ini aah😂😂😂😂😂
@rufarosharonborerwe3689
Жыл бұрын
Gare pano ngepako unzwe dzese😂😂
@Chiheratheeland1234
Жыл бұрын
😂😂😂 handisi ndega
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Kwaite matonhorerei nhy mambo😂😂magirovhosi
@mildredjoni208
Жыл бұрын
Mucheno i guess
@muchmuleya9651 Жыл бұрын
This is the course of no jobs no money , if all this people were working coming back home on public holidays or weekends you were not going to see all this instead headmans must pioneer cooperatives and projects for their own community they are busy collecting money to the same poor community, this is bullshit
@patiencemubayiwa1290 Жыл бұрын
Headman ava , vanoenda kurikuenda nemhepo . Vanongobhilivha munhu wese apa opinion, and get convinced. Lol
@tmaktmak146411 ай бұрын
Ishe Matika ndo tsotsi hombe Manicaland yese
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
Ndini first pano
@gracekusikwenyu6253 Жыл бұрын
Mainini vauya yeeee kkkk
@ShillahMabvudzi-vt8qi Жыл бұрын
Gloves for his highness
@nicolemercy
Жыл бұрын
Kkkkk😅
@lovemore50
Жыл бұрын
I always ask myself kuti magloves ndeei.kkkkkkkk. I thot he is a biker
Пікірлер: 296
kzread.info/dash/bejne/mKWJk5WieNnOaZc.html part 1 yenyaya iyi iri pano
@lisanyongoro5547
Жыл бұрын
Ko Gogo verunyoka vakazodii😢
@danimoremusonza9153
Жыл бұрын
Kooo gudo rinouya nemabhinya makazodii apa takangomirira hedu nanhasi Koo gogo werunyoka anty bhande rakauya here zvakazodii
@providekhoza
Жыл бұрын
Ndoda number dzaheadman coz mukadzi uyu akurevererwa Mai ngoni varikuti she is the first ko vanhu wedoro wanga vaendepi
@providekhoza
Жыл бұрын
Sabhuku nevakadzi awa vanezvawanoziva as a way of fixing this woman
@selinalembani9816
Жыл бұрын
BaTaps makutiregerera panyaya yambuya verunyoka, tioneiwo
Kkkk kuita sebhinya ririkunamatirwa. Headman the great man ❤
Headman ndofunga vane purazi rembudzi . Power is sweet unobaya mbudzi daily 😂😂😂😂
@nicolemercy
Жыл бұрын
Vatone purazi nema kwai zvese😂😂
@chikukwachinowawa
Жыл бұрын
Dzekuripisa vanhu kudare hadzichengetwiba,dzinotengeswa kana kutouraya kwakudye nyama
This leaders sometimes they think they are God , they must know kuti vanhu ava varume vakuru nevakadzi vakuru. They must address them with respect also
@jacobmoore1438
Жыл бұрын
Vanotopenga Havana kukwana machinda aya
@shumbahurushumbahuru4894
Жыл бұрын
Ndo dare. Enda ku high court uko. Siya zvevatema
@pellagiamukora426
Жыл бұрын
Sure kuvaita twuvana chaitwo
@tariromelodysahondo743
Жыл бұрын
I will give any example yekuchechi mufundisi akava Mwana mudiki sekuru vako vanotii Baba kuna mufundisi. Same applies here
@perseverance9096
Жыл бұрын
Mambo ndi Mambo chero munhu aka chena musoro ano fanira kungo respect a Mambo
Ndizviziiba😂😂
chaiita kt Mai saranje afonere mainini awa chii ?? nyaya yedoro ndiyo yakapedza nyaya!! kana baba serenje aisiimbonwawo doro ipapo ndopakabva love yevaviri ava !!
ndoosaka mapurisa achizobvunza mbavha one by one ku side.
Kutonga kusina maturo
Magona baba Taps, rambai muchiita follow up on stories dzamunenge matanga. Tirikuda yamai wekuiswa runyoka waye
@dorcasmushango4713
Жыл бұрын
Iwe l heard kuti she is now late l don't know how true it is
@clivejoy479
Жыл бұрын
Wakafa Mai Aya akatowingwa Monday 😢😢😢😢😢😢😢
@dorcassithole4952
Жыл бұрын
@@clivejoy479 😢😢😢😢ah shame
@user-gm2cl3qg1o
Жыл бұрын
Vakazofa mai verunyoka vaye
@dorcasmushango4713
Жыл бұрын
@@user-gm2cl3qg1o eho ndakazwawo kudaro
Bhinya ririkunamatirwa😂😂😂😂
Blazo wema gloves nedaro rake kutonga hawagoni dololo ndewe mabike chete tinebasa mumatare umu
@lawrencewilson7994
Жыл бұрын
Kana iwe uchigona tsvaga wako wekutonga ukutadza kutonga mhuri yako wozoona kutadza kutonga dare kwana
@peacerunnerleesher4065
Жыл бұрын
@@lawrencewilson7994 hagone hagonezve kutonga atorine maadvicer atori better than him
no one is talking about the Headman's gloves
@crayzyb
Жыл бұрын
Gloves in that heat😂😂😂
@tafirenyikashylet4707
Жыл бұрын
Kkkkkkkk
@muchachitiki207
Жыл бұрын
Kkkk headman habvise magloves wena
@mwanawemuporofita5610
Жыл бұрын
He is a Michael Jackson fan 🤣🤣🤣
@ndumiyanakudakwashe6469
Жыл бұрын
Ndakamaonaw neembanda kkk
Kkkkk bhinya ririkunamatirwa rinomboita cy🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Life yekumusha is not fair sure ,so munhu akapisirwa imba anoripa mbudzi yei 😮😮😮 iye achitodawo help
@judithkwenda2841
9 ай бұрын
You can say that again vanhu vachapera kupisirana dzimba kufikisana wapisirwa woripiswa futi mmmm zvakaoma
Tongai nyaya musatonga vanhu..
Headman always feeling cold 😂😂😂😂
Hakusi kutonga kwakanaka. Hamubvunzi muchinyepera vanhu. Iwe mukoma wemunhu kwana. Tsiura mwana w amai vako . .....
Uyu mambo zvese kuripisa aruramba hake ukumunyepera ei this Chigodora dude anojairira and kushandisa tumapower twakadhakwa
Haaa Saranje anozvimiririra 😂😂😂😂
Headman aya imbavha iyi
@talentchimanga7619
Жыл бұрын
Why madaro
My favorite headman is very constructive. His judgments are not vindictive. Thanx Baba Taps for the follow-ups.
@tamiranashemupinda6469
Жыл бұрын
Mnnn this guy isthe worst headmsn ever ksnoonererwa and he hss no regard for the law. All his diecisions are set to benefit himself . Bsbs avo varipiswa mbudzi yei? Very cunning man
@tamiranashemupinda6469
Жыл бұрын
Headman Chigodora should learn to be fair and give everyone the right to be heard.he is always wrong and gets upset whn ever he is challenged on a wrong decision..kanobhowa
@stewartgomwe2039
Жыл бұрын
@@tamiranashemupinda6469 Ya but I think he tries to be fair considering the societal dynamics and the endless family feuds we have. To me, he advocates for kugarisana zvakanaka. Yes, he is quick to raise unnecessary spot fines but those are the taxes to run his office. He has a crew to take care of I m sure.
Thanx for update baTaps ...karangandaaaa❤
Mamukasei ka saranje kakafanana Na Matutsa
Kutonga makuhwa kunonetsa ,zvisina evedince
Awa baba awa kutonga kunowanetsa dai ndirini munoenda mberi and mbudzi yacho hauone futi ngawakwane baba awa
Mai Ngoni avo pane nyaya, kunonoka kwavaita kusvika padare vangavachimbogeza mushonga. Ndivo the driving force behind the issues. Ndivozve vakanyengera Saranje mainini avo, saka vakatofonera iye mainini uyo kuti arambe pitikoti mudare.
Thanx baTaps nekutevedza nyaya kusvika yapera, rambai muchidaro
Zviro zvacho hayii dai mangosiyana nazvo imba yakasotsva kare kare
Mai Ngoni havana kumira mushe vatopumha mai avo uroyi uye vati varikufirwa asi pachokwadi vanotaurisa zvekuti dhuu
Munin'ina anodana asi anotya mukadzi wemuridzi. Baba avo vaizoda fon number dzeshamwari kuhure sei achitadza kubvumza mukadzi wacho sei. Panenyaya
Chigodora haazivi nyaya mai Ngoni ndivo vakapisa imba
Nyaya iripo apo!! Munin’ina ati mukadzi waBba avo aimufonera accusing her of loving her husband!! Why vaimufonera😢?
Ķkkkk kuita kunge binya rinonamatirwa ngeyi😊😊😊😊😊😊
Ummm mambo you are not fair,you want to be respected but you do not respect others.
Mukadzi uyo akuronga bhomba manje zvanzi ndoda kuzvitsvagira munhu akapisa imba yangu pakuzoroiwa munhu apa
Is it that cold for gloves
Kkkkk handiziye ini 😮😮😮😮😮
Ko avo vakadzi vatvuku avo ndovanaaniko 😂😅😂😂😂😂😂Translate to English
@cmusarurwa6309
Жыл бұрын
Kayellow bone kechiduku ako ndakada
@muchmuleya9651
Жыл бұрын
They scratch headman back
@DorothyMwafisheni-di6bc
Жыл бұрын
Masecretary aheadman 😂
@constancemlambo7349
Жыл бұрын
Madzitete emuthunhu
@lisamuz1790
Жыл бұрын
Ma secretary manyama😂😂😂
Garepo kuti chuu !!!!kunga bhinya ririkunamatirwa😂😂😂😂
@gracemt8539
Жыл бұрын
Ndaseka kubuda misodzi
Baba Taps, munogona imi rambai makadaro. Ko Couples connection mati tiite sei? Ndaida kuzivawo baba namai Mwedzi kuti varisei?
Mai saranji vakapisa imba avo
Bhinya riri kunamatirwa kkkk
Mambo vakuda kuripwaaaaaa😂😂😂😂
Headman varikugona basa shuwa ndinozviyemura misha inonaka dai mamwe madzishe munyika akopawo kune ava zvinhu zvainaka asiwo mmmm kuripisa kwavo kunozonyanya mumaruwa ka umu mari irikunetsa nyika yese even mumaguta ko kumusha vanoiwanepi especially most of them are elderly people kazhinji kacho kumusha nyaya dzemiganhu vabereki vedu vanonetsana if God wishes he should spare the elderly they're vulnerable vanenge vachida help and counselling panyaya dzekugarisana handishori hangu mutongero wavo he is very intelligent nevamwe vavo avo
haayas vanhu vari kushungurudzwa shuwa....what type of court is this. ZLHR you need to look into these isues
@maiyeukai9346
Жыл бұрын
This headman is bonkers. Imbavha chaiyo plus haagone kutonga...haai waste of space
Kana mbudzi ikabviswa munhu anopisa anozoonekwa here....mbudzi ndeyei
Enda munotora mai Ngoni plz....mdhara uya makamutumira mapurisa akamurowa tufiti akadhonha mazino ko mai Ngoni vakosheii
Magirovhusi awo kwakanaka here 😂
@memoryncube8391
Жыл бұрын
Kkkk ndeema karati
Mmmmm mai Ngoni ava andivachenesiwo kutaura kwacho Ther is more
Hakuna kugadzirisa nyaya kwakadaro musikana aramba moda kudyira munhu mari zvirizvekunyepa
Sarange agona kuzvimirira,herdman ano tyisidzira vanhu,anozviona samwari
@judithkwenda2841
9 ай бұрын
Bullying chaiyo
Mai ngonie havasi bhoo fut
Bhande ne Gudo takazvimirira baba Taps please
Saka mai Saranje ngavabve tinzwe
Kudare kunonakidza uku kkkkkkk
BaTaps how far mbuya wepaWheelchair vaye vakazosungurwa nebhande hre
Vanhu vanodherera dare iri
Kkk aiwa Saranje orowerwera pamuchinjikwa akatarisa hre carume
😂😂😂😂 Mbudzi kuna Sabhuku
Ndikuda kumboenda kwa chigodora pachristmas sabhuku monditambirawo here kunonakidza kana ndauya ndodawo kuona chabodo ,ruru namatutsa
Ini nyaya ndodzida ini aah😂😂😂😂😂
@rufarosharonborerwe3689
Жыл бұрын
Gare pano ngepako unzwe dzese😂😂
@Chiheratheeland1234
Жыл бұрын
😂😂😂 handisi ndega
Kwaite matonhorerei nhy mambo😂😂magirovhosi
@mildredjoni208
Жыл бұрын
Mucheno i guess
This is the course of no jobs no money , if all this people were working coming back home on public holidays or weekends you were not going to see all this instead headmans must pioneer cooperatives and projects for their own community they are busy collecting money to the same poor community, this is bullshit
Headman ava , vanoenda kurikuenda nemhepo . Vanongobhilivha munhu wese apa opinion, and get convinced. Lol
Ishe Matika ndo tsotsi hombe Manicaland yese
Ndini first pano
Mainini vauya yeeee kkkk
Gloves for his highness
@nicolemercy
Жыл бұрын
Kkkkk😅
@lovemore50
Жыл бұрын
I always ask myself kuti magloves ndeei.kkkkkkkk. I thot he is a biker
Karanganda maivepo here munotonga mambo
Head akarongeka mwari vakukomboreteo❤
😂😂😂😂😂😂😂mambo varikuda mbudziii 😂😂😂😂😂😂😂
@Natty-ou3gs
Жыл бұрын
Nhai zvao
@Natty-ou3gs
Жыл бұрын
Mambo ava vanondibhohwa shame vanehudyire
Binya ririkunamatirwa rinoitasei nhasi 😂😂😂😂😂😂😂
@beatricegkwenda7457
Жыл бұрын
🤣
Mai ngoni nhubu 😂😂😂😂
Binya ririkunamatirwa kkkkkkkk
Musadzinge chidhakwa icho chinoziva nyaya dzese 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@pacienciamatchinga100
Жыл бұрын
😂😂😂😂
Totenda mai Ngoni vauuya
Ndadzokererazve ndadzokererazve parikunzi atityisidzirwe nemunhu ane mazino ane mbishwe ekuti akatiruma anoguka 😂😂😂😂😂😂😂😂zviro zvcho
Dunhu rekwa chief Chigodora kune nhubu chaidzo
20 dollars yedare yakawanda. Vanhu vari kushupika.
😂😂😂😂bhinya racho rinenge richiita sei vachigodora
Ko sabhuku haasati asvika hre?
Mai Ngoni handivachenese kana
Iweee usadaro mwana wamai vako
Garai muriko KwaChigodora from Joza kuti Chuuu tiri kudzidzao
Ba Taps muri sei...ndiri kuda kupinda kuma live msg
Ko nhai Baba vaTaps, nyaya yegudo yakazopera sei?
Kuthi shuuu baba taps
Yuwiii mbudzi kuti waramba kuti handizviziwi chete vakomana chibhanditi chaiyo.Mbudzi nenhamo ine vanhu panyaya isina basa.
@user-lr8xs3px3o
23 күн бұрын
Hausimuki padare usinakuudzwa-that’s rude
Mai ngoni ndavafarira vanotaura chokwadi
Nyaya dzacho ere
Mai avo vemurume uyo vanototambudzwa nemurume wavo nekuda kwechifambi muviri wavo ummmm
Hanzi kuita kunge bhinya ririkunamatirwa
Mazino ane mbishwe kkkkk
@tinotendamuchemwa8077
Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mai Ngoni mune maprevoius
Nhy sabhuku airipisirei munhu akatsvirwa aah zvekwanamambo ngezve hundyire
Please send this case for police investigation
@talentchimanga7619
Жыл бұрын
Police haishandi apa
Karangandawooo usasooshora
headman vaCharger nhasi, vanhu ngavataure zvokwadi
NdiJohn Saranje ere uyo?? Iiii my classmate😳😳😳. Matare anochembedza vanhu yeeeei
Totenda headman