Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Karanganda TV" in Zimbabwe could be a fascinating channel offering a blend of community news and offbeat stories from around the country. It could delve into the rich cultural tapestry of Zimbabwe, highlighting unique customs, lesser-known events, and fascinating individuals who make up the diverse communities across the nation. With a focus on celebrating Zimbabwean culture while also exploring the unexpected and quirky aspects of daily life, Karanganda TV could offer viewers an engaging and entertaining viewing experience.
Пікірлер
Vanhu vanoda kugadzikwa pamwechete bcz It's his words against his words
Babamdiki vane kakubhowa zvekuti, I felt jealousy from him towards his elder brother
Ndati shavi rendege yerrrrrrrr pakashata
Varume vakuru amunyari neiko. Munotaura kunge zvinodadisa. Madzimai ari kubatsira kuti varume vasawirirane, mapenzi evanhu nxaaa
Wese hpn akachena apa😢
Ko mainini maimborqmba hama sei pa1st video😮
Baba mukuru makachena here imi
Nyaya iyi ichaita yaSimba nababamukuru Charles
Vanhu ava ndoona sekunge pavaiwirirana pane zvavakabata vose mumwe akazono wedzera zvake zvakukurira vzemumwe nokuti vose hapana wandikuchenesa
Babamdiki in grey clothes iiiii face yakarema, ????. You can’t hate your own blood.
Upenyu wemunhu mutema so
Murume uyo abudirwa arikunyepa aaaaaa akuna zvakadaro
Tiendesei Kuna Sekuru Tsoka plizzzzz
Ivo vkdzi vkuru vnoita prophet we23years😅😅😅😅
Batai munhu
Bamunini uyo anotyisa
Kude wakadzi wewanhu prophet ayo
Anonyepa Mai ayo karanganda
Sis vaneblack vakaroorwa here ava
Kkkki bvondooo
Simboti ndirikuyako muri hama yangu..sekuru
Musaendesa vanhu avo kwamukotsanjera kunongotaurwa zvengozi chete hakuna rudzi rusina ngozi
Bamunini tendai zvishoma zvamakaitirwa namukoma vakadzi batananidzai mhuri kwete kuparadzanisa mhuri
Iwewe Munin'ina utori nedambudziko rokuti wakaita recruit Hama dzose kuvenga Mukoma wako and Ndiwe wakatobata zvihombe uchida kuita Headmaster wakatouraya Headmaster hauna kuchena Iwe now kunemunhu waurikuti Prophet arikutaura nezveku Mozambique kuti Muuraye Mukoma wako
Baba Taps basa ngariende
Kana mose makachena Sanganai Kwa Chief now Padaidzwe Tsikamutanda Iwewe Munin'ina ndiwe Problem I can see
Best ever
Izvi ndezvekumama , ukuvhara vanhu vacho zimkosho taps
Buritsa zvisvinhu iwe taps
Zvakaoma baTaps dzifambirei munzwe musoro wayo
I like babamunini, he is humorous 😂
Pama piritsi apa hapana kumira zvakanaka dai mhamha vamwa havo mapiritsi vachienda havo kuchurch
Mukotsanjera ngavambouya Kuno kumasvingo
Babamunini he is wiser than brother kushata hake but hapana chinhu
Kuti chuuuu Bomba spoti
I think mumafamily garai kure nakure to avoid noise cz kugara padhuze nepadhuze munogara muchidongorerana end up makuroyana
Am not judging hangu asi munin'ina is evil, shuwa kuseka nhamo yamkoma 😢
Nhy hko chinosekesa chyi ipapa baba ytokura inoseka zvinhu zvkdro kushata kumeso nemoyo
Kutaura chokwadi pane akabata mushonga zvinova zvinoita kuti vavavane pashaikwe chinonzi dare .muri mhuri imwe vana baba batanai mufambe .yava charamba charamba hatizivi kwachichaenda.
Tete ava pane nyaya
Dai ndaiva nemari mhuri yedu ndozvairikuda izvi idi
I know that guy profet
Mafuta aya emaraki avekupanduka hay vakanganwa vose vanoti vakachena inihandioni Kuchena kwavo vese
The young brother ataura zvakanaka.Babamukuru uyu mighty have a problem ngaataure nebro yake zvinogadzirisa.
Hakuna man of God anoda kuenda kuN'yanga
Takanzwa nhau haana Hanna mureyai please baba taps we can’t wait for the outcome. Sekuru Mukotsanjera vauya ava please vana vacho dai vaonawo sekuru
There's no smoke without fire.
Ko Mai avo asi vakudanana naprophet vacho hre Dai vakarohwa vese vari 3
pakutaura amai ava vane respect
Handisi kuti chiii kana chiii but honestly mfana uyo akarombera chiporofita. Imagine kuzungaira kwaakaita but managing to convince madzimai ese ayo nekuchangamuka kwaakaita mkadzi uya wabamnini 😂
Blaz vanotoresa mhiko awo varisei