Saka munoda kuti murume uyo atsamwe here ,zviri boe zvaanoita bcz akarega anoita ita stress ndiye anofa ne stress
@mrsmunaksАй бұрын
Murume arikungozhinya zvisina art Ndosaka achidyirwa mukadzi. Iro bvudzi ne ndebvu kuita kunge benzi.
@TanyaMuridzo
Ай бұрын
Hezvoooo 😂😂
@irvinemurombedzi9628
Ай бұрын
Taurai zvenyu. Pane peku gumbuka kuti mukadzi akamuhurira arikuto fara kuti chapupu chake chiriku budirira pa ma facts. After all mukadzi uyu is not his type. Achepa. Ndosaka aitsvaga vamwe varume.
Muface anorwara hake mazhinyiro ake but Mai avo zigevha riri kutora advantage yekusakwana kwake. Big up baba Tunga witness manyama apa yakadya vharamuromo
@SharonMoyana
Ай бұрын
Munoti haana kudyiswa here murume uyo kupusa kuri kwega here ikoko
@JerryMagwaya
Ай бұрын
YakaNyura hapana akatiza😂😂😂😂
@CarolineMupambwi
Ай бұрын
Kkkkkk vakadya vharamuromo kwakuzvirewa ft
@JerryMagwaya
Ай бұрын
Ndiyo tinoti kunzungu nekunyimo ....kikikiki
@modistamaraidza1346Ай бұрын
Trade mark yema bhishu nowadays chidhuku chichena 😂😂😂😂
@ChristopherChimhaka
Ай бұрын
😂😂😂 vashupa here
@user-fn4sk7me7u
Ай бұрын
Haa havasi vese
@ssam1430Ай бұрын
Yakanyura ende hapana akatiza 😢 Mjolo, Zimbabwe's most abundant natural resource 😢
@manasschibanda
Ай бұрын
Ndyp hama
@user-xx6do2rc1hАй бұрын
Watching from Brakpan,Johannesburg❤
@KingEddie2ndАй бұрын
Mambo wema bhishu
@user-co6hf2us7s
Ай бұрын
Witness uyo akadhakwa dai akapiwa 150 yaaida aisatotaura nyaya yake ska haisi shamwari anongaoda mari chete
@tafadzwangamurani3468Ай бұрын
Inzvimbo yemari Shamva ndeye Gold saka vane mari ndovarikunyanya kurova zvipunu zvebota kwevasina
mining makorokoza its just like pa beightbridge mahure hobhooo bcoz pa beswana pe mari, ma trucks etc and same like mu jozi cbd besanwa vanhu kutsvaga mari and chihure hobhoooo
@NyashaMashumba-hu9rj
Ай бұрын
Ndazvi tadzawo
@EvidenceKunongaАй бұрын
Masekero arikuita muridzi wemukadzi andipedza simba ini kkkkkkk
Пікірлер: 484
Wittiness manyama deni akaitwa mukadzi aida kutitambudza😅😅😅
This guy is hiding his pain mukuzhinya
Saka munoda kuti murume uyo atsamwe here ,zviri boe zvaanoita bcz akarega anoita ita stress ndiye anofa ne stress
Murume arikungozhinya zvisina art Ndosaka achidyirwa mukadzi. Iro bvudzi ne ndebvu kuita kunge benzi.
@TanyaMuridzo
Ай бұрын
Hezvoooo 😂😂
@irvinemurombedzi9628
Ай бұрын
Taurai zvenyu. Pane peku gumbuka kuti mukadzi akamuhurira arikuto fara kuti chapupu chake chiriku budirira pa ma facts. After all mukadzi uyu is not his type. Achepa. Ndosaka aitsvaga vamwe varume.
@loreenmujuru7692
Ай бұрын
Ukanyatsonzwisisa chihure chemkadzi wako unoguma wakusekerera
@Maphosa718
Ай бұрын
😂😂😂😂
@martinmusira7990
Ай бұрын
Saka ukagera musoro nendebvu mkadzi hadyiwe here, chero akava benzi haisi enough reason yekti mkadzi anyengwe
Ndanzwa tsitsi, baba avo vanenge vasiri mentally stable, hakuna murume angasekerere mkadzi wake achinyengwa nemumwe murume
@user-km4lx9mq6y
Ай бұрын
Zvandaonawo murume kuzhinya kudaro iye atadzirwa
@craig9687
Ай бұрын
Ndidzo mhondi manje idzodzi
@nyaradzomarozva5715
Ай бұрын
Yah ndazvionawo cz hazvisekese izvi ndosaka mkadz akutora advantage yekunyengesa muraini ,baba waAgrippa wanoda kutobatsirwa
@user-ei6iq2gx4u
Ай бұрын
Nhai hako iwe
@shingiraitrevormboto2105
Ай бұрын
@@craig9687unoziva iwewe.
Muface anorwara hake mazhinyiro ake but Mai avo zigevha riri kutora advantage yekusakwana kwake. Big up baba Tunga witness manyama apa yakadya vharamuromo
@SharonMoyana
Ай бұрын
Munoti haana kudyiswa here murume uyo kupusa kuri kwega here ikoko
@JerryMagwaya
Ай бұрын
YakaNyura hapana akatiza😂😂😂😂
@CarolineMupambwi
Ай бұрын
Kkkkkk vakadya vharamuromo kwakuzvirewa ft
@JerryMagwaya
Ай бұрын
Ndiyo tinoti kunzungu nekunyimo ....kikikiki
Trade mark yema bhishu nowadays chidhuku chichena 😂😂😂😂
@ChristopherChimhaka
Ай бұрын
😂😂😂 vashupa here
@user-fn4sk7me7u
Ай бұрын
Haa havasi vese
Yakanyura ende hapana akatiza 😢 Mjolo, Zimbabwe's most abundant natural resource 😢
@manasschibanda
Ай бұрын
Ndyp hama
Watching from Brakpan,Johannesburg❤
Mambo wema bhishu
@user-co6hf2us7s
Ай бұрын
Witness uyo akadhakwa dai akapiwa 150 yaaida aisatotaura nyaya yake ska haisi shamwari anongaoda mari chete
Inzvimbo yemari Shamva ndeye Gold saka vane mari ndovarikunyanya kurova zvipunu zvebota kwevasina
zigo urikunyanya kufambafamba mudare😄
@nyaradzomarozva5715
Ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkkkk kunge munhu anwiswa mudzepete
Mkuwasha wangu Mapuranga bhooooo hre mudare
This one should be on Netflix
@munamatomapondera8599
Ай бұрын
taurai henyu
Zvinorwadza kuona vanhu vachitora advantage yekushaya kwevamwe vanhu seizvi!
Murume is enjoying the way nyaya is proceeding. Kuzhinyura kudaro semunhu ari kufarira mombe dzaachapihwa. Chakabikwa chinhu ichi
@user-cv2dg2ql9d
Ай бұрын
Dzakadambuka
@cleofay9346
Ай бұрын
Kubikwa hachina kkkk ndovaziva,asi baba dzinenge dzisimo
@shingiraitrevormboto2105
Ай бұрын
Kana mazogara vanhu vakadai are very dangerous achi smiler zvake kudai.
@cleofay9346
Ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 chokwadi ichocho
@matie2476
10 күн бұрын
Baba dzakarasika regai atorerwe mukadzi
Chikomba chiri kuita advantage bcz murume wemukadzi murombo haasi kugona kuchengeta mkdzi, and mkdzi akanaka murume wake haasi kuratidzika pane mkdzi
@fadzaitaderera3929
Ай бұрын
hapana advantage irikutorwa.mudzimai inzenza chete
@user-zo2hf6qk6p
Ай бұрын
😂😂 yaa inzenza iyo.uko.kutoenda akapfeka chimini kumba kune murume ega vaitoziva nyaya yacho plus kushaya respect hanzi chibaba cheapo
@mnn440
Ай бұрын
Hubby arikuti akapa point oti pwati zvake kuseka
This was lit😂 the best so far 😂😂😂
Kkkkkkkkk kkkkkkk hàaàaaaa magona zvekuti Mambo bota rakadyiwaa apaaa kkkkkkkkk
😮why nzvimbo iyi yakazara mahure veduweee
@washingtonsandi4404
Ай бұрын
Kwakazara makorokoza. Nzvimbo yese inoitwa zve gold 90% yevakadzi variko mahure
@proactiveafrica323
Ай бұрын
mining makorokoza its just like pa beightbridge mahure hobhooo bcoz pa beswana pe mari, ma trucks etc and same like mu jozi cbd besanwa vanhu kutsvaga mari and chihure hobhoooo
@NyashaMashumba-hu9rj
Ай бұрын
Ndazvi tadzawo
Masekero arikuita muridzi wemukadzi andipedza simba ini kkkkkkk
It's the witness for me respect
Tudhuku tuchena tukupisa toitaseyi netudhuku tuchena😂😂😂🎉
@tariromagwaza
Ай бұрын
😂😂😂😂 once wangotwuona mudare ziva kuti mune nyaya ikupisa
@SharonMoyana
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 turi kuvhura hombe kani tudhuku.tuchena utwo
@dorothychiweshe5531
Ай бұрын
Comment yandanga ndichitsvaga ndaiona😂😂😂
Uku kumuzinda wemahure
Ko murume anozhinyei 😂😂 ndosaka akadheererwa kunge dzisimo kudaro😂
@LindaKaringa-uk2bi
Ай бұрын
Kuzhinyira kupiwa mombe dzekunyengerwa mkadzi nxaaa
@constantinechachoka5491
Ай бұрын
Ko anga asinazve asi dzakadambuka
@reasonmunatsi
Ай бұрын
Kkk😂😂dzakadambuka
@user-cv2dg2ql9d
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@FaithKamutsungira
Ай бұрын
Njapisi dzakawandisa chinorwadza ndechekuti vakadzi vakaroorwa ndivo vari pamberi pechihure. Panoda tsvakiridzo kuti chii zvanyanyisa
😂😂😂witness manyama
Ichi chakaipa ichi. Hati uyu tomu griller🤣🤣🤣
Muridzi wemkadzi akuvharq pain nekuzhinya but chokwadi he is in pain. Akurwadziwa murume uyu but kutosekq uku ihasha chaidzo
Abva ati nemo nemo 😂😂😂 . Witnesses manyama 😅😅😅. Couple iyi manyama 😅😅😅 shem kuti bvuuu zvake nenzwi riri pamusoro hake . Ndanakirwa😅😅😅
Chief Bushu chihure chanetsa kunyika yenyu mombe shanu kwete zvemafanisi
Gen'a retumadhuku tuchena. Ayi sarenda!! Kkkk
Murume wemukadzi akangwara but unogona kugaya kuti izobha akanga aonera mukadzi wake kare
Eyewitness ndomawani manje 😂
@faraitrevorzaba7898
Ай бұрын
Vari kuti nemo nemo vane shap memory
@Weddlyweddy
Ай бұрын
Kkkkk
@user-yg9bp3oh1n
Ай бұрын
😂😂😂😂😅
@dennisjon9340
Ай бұрын
Vaktoziva speed yaikoiriswa mkadzi we munhu
Yakanyura ende hapana akanditiza kkkkkkkk
@artwellmatimbe7899
Ай бұрын
Mmm uyo murume dzinenge dzakadaro
Kkkk mari yekudzura binzi😅
Witness witness witness order mhani😂😂😂narrating and body action kkkkkkkkkkk witness manyama🤣
@Mobby838
Ай бұрын
😂😂😂
Hmmm there is something wrong with this justice system
besides nyaya dzemjolo mambo dare renyu ringatovharwa kaaa, tongai nedemo zvekunyengana zvinopera izvo
😂😂😂😂😂Yakanyura and hapana akatiza pasi pemuchekeche🤣🤣🤣
Witness witness witness😂😂😂😂
Witness kuseri awo😂😂😂huya ndikupe mari yeDrink
Mukadz wacho akanaka so that why arikudiwa muline😂
Kkkk witness is the best dai iri summary aiwana 20 / 20
Muridzi wemukadzi uyu boe here amana 😂😂😂
Mmmmm hakusi kuda kubira munhu mombe dzake here. Hazvina humboo hwakakwana izvi
@user-vz2br3hz8i
Ай бұрын
Ko skin tyt yegrey
Witness anorondedzera zvake uyu haaa ndaseka
Haah witness mameat 😂😂😂😂😂🙌🙌
Murume wacho bho here..Dzinenge dzisina kunatsa kuti gedye gedye
It's very funny how can murume ahurirwa smile padare zvakadai hz nt serious at all kusekerera chihure cha madam vake
Mambo murihuchi❤
Vese varikuti muridzi wemukadzi akapusa hamuone chinhu ingori tsvina nehurombo chete,..Akatozviona kare kuti munhu wake arikudyiwa
Macameraman pfekai zviri presentable kudara uko pane wandaona akapfeka jean rekubhero ne chovharombe kutsoka uko be serious nebasa renyu pliz
Mambo Bishu vemabishu
Muridzi wemukadzi anenge asiri right papfungwa
😂😂😂😂 vakadzi vane chimuti 😅😅😅 makutinyadzisa imi . Amusi kuguta hre imi vakadzi . Itai mushe imi vakadzi
Ummm witness bhoo here guys🙌
Saka murume wemkadzi kufarira Mombe here kuzhinya kudaro
@t.m1222
Ай бұрын
Warume awa wanofanirwa kunyara kuti Iwo hawasi warume kwawo saka wakadzi waakutsvaka kumwe.
Murume wacho zvaanenge akatodzingaira anozhinyeiko
Zvekuseka zviriko especially when 1 is in great pain. Anogona kutouraya munhu
Tarisai kuzhinya kukuita baba vane tie yered
Musatukisa madhuku chihure makunyanya 😂😂😂😅😅😅
kuzhinya, kupererwa. Havadi havo murume muroora. nyika yazara pfambi nembavha
😂😂😂😂😂 haa pakaipa apo umm
Witness manyama😂😂😂😂
Uyo akasvirirwa mukadzi anenge dzenga
Mmmmm vemadhuku machena varikuzviwanza
Haaa babaTunga vakaoma vakati ini ndotaura chokwadi and chandakavadira chero kumudzimai wavo vaisanyepa vaimupa every updateyevharamuromo inengeyaitwa😂
@manasschibanda
Ай бұрын
Kkk ndaseka hangu
Muridzi wemukadzi mentality yake haisi kwesere 😢😢 .Mwari ngavamupe chiedza
Hanzi mboro yakanyura😂😂😂😂😂
Yakanyura kutu nyuu . Ende hapana akatiza😅😅😅
Nemo Nemo 😂😂😂😂😂 kuisa nyorovita ,mukati* irimo 😅😅😅😂 ndachema zvangu but chokwadi Dunhu iro rine chihure chisingaite almost 85% yenyaya dzeuku chihure chete chete 😂😂😂😂
Yakatonyura😂😂😂
Uuuum witness Ma1 yakabvondora zvese😂😂
Murume wacho I half saka chaari kuseka ipapa chii Mukadzi siyana nebenzi iro chitoenda zvako naboss
😂😂😂😂 pakaipa chose
Murume.uyu ane passion java
Ummm handizivi kuti Ari right here murume wangu
Mrume wacho anongozhinya yowee😂😂
😂😂😂😂😂😂 aikaka 🙌🤣🤣🤣🤣🙌🤣🙌
Shem arikutota advantage yekuti murume wake aana kunyatsokwana shem 😢 💔
Anenge asina kukwana murume wekudyirwa mkadzi ,akungozhinyura zvisina direction
Murume wekunyengerwa mukadzi ummmmm pfungwa dzinoda kuongororwa 😢
Yakanyura! Pakaipa baba, paidyiwa bota! Apa mukadzi wacho mutsvene tsvene!
Kkkk hanzi yakanyuraaaaaa
Witness uuuuum ine makuhwa iyi
Aizve. Vairima mbanje futi. Ndanga ndichiti tobacco. Ndanga ndatoshaya kuti ko makorokoza ava nema auction floors futi
matongero emhosva dzemumatare ekunana mambo aya doesn't do justice in my opinion😢, and the fines are too hefty.
Murume wachoo 😂😂
Kkkkkkkk haaaa ndoona muridzi wemukadzi inenge ndege why kungozhinya apa wakanyengerwa mukadzi
But kuno kujoni tinofamba takapfeka ma skin tight😂😂
Kkkkkkkk witness manyamistoo haaisi soya means manyama chaiwo😂😂😂😂
Haaa i think kunema hure akawanda koda kumbo svikwa haa nyaya yese iri pachena kkk 😂😂
Witness ndachema zvangu 😢😅😂
MKADZI IPFAMBI UYU
Muridzi wemukadzi arikunKidzwa nei apa
Mai ihure remakoko ava .Apa vaita kupusa ..voice harichabuda
Biys dzema suit idzo dzakuda kunyengawo mukadzi uyo.....smaiiri idzo ndedzekudawo kuvabvisa bhurugww
mukadzi uyo akacompare murume wake neweHre,kwakutomuda kwakudanana naye nekurara naye..vaida kumbonzwawozve yeHre yakatsvukira semunhu wayo,ndozvaifunga ava mapostori ohurisa akomana,unenge uchitoti munhu mutsvene izvo kupi
Mface wemukadzi anenge akatorohwa nembanje Arikuita kufara ,mukomana ari happy😂 Asi zvinonzwisa tsitsi dzakatodambuka
uyo nganyarare haazive here kuti skin tight dzimwe dzakareba dzinopfuura mabvi