Muzukuru akutonga tonga mumusha manaSekuru, kupamba minda -Chief Mutasa
Mambo Mutasa Shumba mai wangu ❤
Mbuya vanenharo kkkk❤❤
Mambo ndowafarira weduwee 😂.......mutorwa ngadzikere kwawakabva 😂😂😂😂😂
That lady standing in front of chief must move
Yes zvinekakushaya hunhu soo
Iiih imiwe mouya nenyaya yakare yakare kudaro
👏👏👏
Mazimusana imbwa dzevanhu
Yaaaa khule vapinda neSlogun mudare ramambo kkkkkkk
Generation 30plus chirikuuyawo mapera mutown misha idzi
Ava vatori venhau vanoshandisa mafone kushuta vanozovharidzira nekunyanya kuswedera,uye vanowandisa muground
Why kunonoka nenyaya yaakubuda 2 weeks ago usatiyitise iwee.
Vana vevakuwasha kumusha kwavo
Imi munouya nenyaya dzenyu late ,nyaya takaiona kare kare iyi Zvimwe zvinoda kufambirana nenguwa
Nhai nhai
Hakuna zvakadaro mwana wemu zim otongeswa pekugara vatorwa vachitonga
Gogo sorry masangana na shumba😂 chikakarara chesango chinofunidza pese mabatwa. I believe chief mutasa needs a degree of law given to him by the University of Zimbabwe as honorary. Kutonga hako shumba munoziva ndapa kutenda.
Ukataura chokwadi unopihwa chair kwamambo kwete Chigaro mdhara anakirwa uyo
Tochoona dzana renyu hr imi nekafoni yenyu 🙄🙄 garai pasi toda kuona mambo
nyaya yaane 20 weeks yabuda, nxaa
Oversize suit yakanaka
Ko kutipa nyaya yakudhara moda kudiiko
Zanu yakauraya madzisekuru edu shuwa hona chibhakera mudenga kutya kwese kunoita kudaro
Nhaimi mungatiratidzawo here misana yevanhu varikutora màVideo ndochii ichocho
Honda sahwira urikutanga neChannel yako, usauraya Basa uchangotanga nekuti PA muradzwa.
Haaa uyu zzvichiri kunetsa even camera man wacho akadhakwa ngaambotarira zvinoita baba taps karanganda tv
Ko uyo anovharira mamwe ma journalist towona iye hedu
Dai ainewo sele better
Worst cameraman
Пікірлер: 29

@maipraise
16 күн бұрын
Yes zvinekakushaya hunhu soo
Iiih imiwe mouya nenyaya yakare yakare kudaro
👏👏👏
@user-mt5ic2vk8b
10 күн бұрын
Mazimusana imbwa dzevanhu
Yaaaa khule vapinda neSlogun mudare ramambo kkkkkkk
Generation 30plus chirikuuyawo mapera mutown misha idzi
Ava vatori venhau vanoshandisa mafone kushuta vanozovharidzira nekunyanya kuswedera,uye vanowandisa muground
Why kunonoka nenyaya yaakubuda 2 weeks ago usatiyitise iwee.
Vana vevakuwasha kumusha kwavo
Imi munouya nenyaya dzenyu late ,nyaya takaiona kare kare iyi Zvimwe zvinoda kufambirana nenguwa
@GeorgeFabulous-nh7nf
15 күн бұрын
Nhai nhai
Hakuna zvakadaro mwana wemu zim otongeswa pekugara vatorwa vachitonga
Gogo sorry masangana na shumba😂 chikakarara chesango chinofunidza pese mabatwa. I believe chief mutasa needs a degree of law given to him by the University of Zimbabwe as honorary. Kutonga hako shumba munoziva ndapa kutenda.
Ukataura chokwadi unopihwa chair kwamambo kwete Chigaro mdhara anakirwa uyo
Tochoona dzana renyu hr imi nekafoni yenyu 🙄🙄 garai pasi toda kuona mambo
nyaya yaane 20 weeks yabuda, nxaa
Oversize suit yakanaka
Ko kutipa nyaya yakudhara moda kudiiko
Zanu yakauraya madzisekuru edu shuwa hona chibhakera mudenga kutya kwese kunoita kudaro
Nhaimi mungatiratidzawo here misana yevanhu varikutora màVideo ndochii ichocho
Honda sahwira urikutanga neChannel yako, usauraya Basa uchangotanga nekuti PA muradzwa.
@lovemorechinyadza6603
16 күн бұрын
Haaa uyu zzvichiri kunetsa even camera man wacho akadhakwa ngaambotarira zvinoita baba taps karanganda tv
Ko uyo anovharira mamwe ma journalist towona iye hedu
@bisondollar1015
11 күн бұрын
Dai ainewo sele better
Worst cameraman