Munhu weMethodist kukwira mumuti achisveta chikwepa

Ойын-сауық

#makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral

Пікірлер: 54

  • @user-ee8gl1uq9f
    @user-ee8gl1uq9fАй бұрын

    Mambo ava vanotonga hapana kana chaunowedzera kana kutapudza ,Mambo Solomon chaiye

  • @sueeland5675

    @sueeland5675

    Ай бұрын

    These are the kind of people who muss Tonga nyika

  • @agrippamukonyora
    @agrippamukonyoraАй бұрын

    Tumadhara tunodairira mambo achitaura twondinakidza. Tunongoteedzera zvataurwa namambo

  • @gidchelseangengeza

    @gidchelseangengeza

    Ай бұрын

    😂😂😂😂

  • @user-ue6ib6zo1v

    @user-ue6ib6zo1v

    Ай бұрын

    Kazhjinji mukaona vanhu vachidai pane anemukadzi anoparadza

  • @demepranselfcatering4093
    @demepranselfcatering4093Ай бұрын

    l don't have comment but am proud of m church #proudly Methodist metholic

  • @princemanyota1768
    @princemanyota1768Ай бұрын

    Tsvimbo haichengeti munhu ba mambo Mwari ndivo muchengeti

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963Ай бұрын

    Ummmmm maonero angu mukoma uyo anenge asina kuchena kuburikidza nematauriro ake.Hange arikuhumana panyaya yetsvimbo.😂😂😂😂😂😮😮😮😮😮😮😮

  • @tendaimunemo897
    @tendaimunemo897Ай бұрын

    Hama inhikiti usazokanga, Hama inhikiti usazokanga. Veduwe chengetedzanai pahukama, gadzirisai mhopoto dziri pakati penyu kwete kuitira imi moga asi navo varikutevera vakatotarisira kwamuri imi vabereki, musauraya misha nekupokana kusina maturo. Nhasi ndadzidza mambo raramai nekusingaperi.

  • @user-yc9ec7yr5x
    @user-yc9ec7yr5xАй бұрын

    Zigo wavakubhowera kuwanza tumaAdverts but quality bho zvekut

  • @SandileHopewellNdlovu

    @SandileHopewellNdlovu

    Ай бұрын

    Ndakambozvitaura izvozvo takuzeza kuvhura platform yake

  • @isaacpinielo

    @isaacpinielo

    Ай бұрын

    We must understand that adverts are a critical part of what keeps the channel running. Without the revenue generated from ads, the channel wouldn't be able to provide the content we all enjoy. So while they might be a minor inconvenience, they are ultimately helping to keep the channel afloat.

  • @user-yc9ec7yr5x

    @user-yc9ec7yr5x

    Ай бұрын

    Handina kuti don't advertise but kana moita seZtv towards election we end up hurting that product

  • @TapiwaChituu
    @TapiwaChituuАй бұрын

    Kkkk Yaa mufundisi Ari kuda kuudzwa😂

  • @gordonnyanhete8542
    @gordonnyanhete8542Ай бұрын

    Chief Mutasa is just wise.

  • @gilbertgumbu8249
    @gilbertgumbu8249Ай бұрын

    Ndinotenda mambo mutasa nerubatsiro kumhuri iyi .nesu tadzidzawo thanks shumba pamwe nemakurukota enyu

  • @leroyg2312
    @leroyg2312Ай бұрын

    Haa mambo vari open-minded ava. Ende vanoyananisa vanhu, kwete vamwe vanongomanikidzira munhu kuti bvuma kuti ndine chikwambo.

  • @vimbaigiovannavingwe7354
    @vimbaigiovannavingwe7354Ай бұрын

    Chigodora must learn from Chief Mutasa

  • @SandileHopewellNdlovu

    @SandileHopewellNdlovu

    Ай бұрын

    Iye achiko hre Chigodora zii yacho ummm

  • @juliasawali39

    @juliasawali39

    15 күн бұрын

    Even chief makoni ngavaonewo zviri kuita amweni kumatare awo

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronziАй бұрын

    Mambo wemadzimambo avo vari kutaura chokwadii chatinoshora kuchechi asi vachitichenjeta

  • @girlyygaming_
    @girlyygaming_17 күн бұрын

    Hama inhikiti usazo kange😊

  • @gidchelseangengeza
    @gidchelseangengezaАй бұрын

    😂😂😂😂after mabva mukufamba

  • @barbaranyaumwe3257
    @barbaranyaumwe3257Ай бұрын

    Kkkkkk Zimunya mu next door vangu

  • @Mashgwese
    @MashgweseАй бұрын

    Zigo kmberi 😂😂😂

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963Ай бұрын

    Ummmmmm Chief Mutasa ndabvuma zvangu kuti (1)Munoziva kutsanangura chivanhu mafambiro achinoitwa.(2)Ichokwadi kuti tsvimbo inopihwa mwanakomana mukuru mumhuri after baba kana vafa. (3)Zvichireva kuti ndiye ane ave baba.(4)Uye kugona kubatanidza mumhuri pachivanhu chedu. (4)Pataura chief Mutasa kuti mukoma uyo akafa.Haavigwe ba muningina wake asipo. Meaning hama yako hama yako. At some point you need to find each other. Sando them Chief Mutasa. ❤❤❤❤😂😂😂😂❤❤❤🎉🎉🎉❤❤❤

  • @CarlosMusapenya
    @CarlosMusapenyaАй бұрын

    Maudverts ako anotitadzisa kuona zvkanka. Isa maadverts ako kunoperera nyaya plz

  • @user-yn6wv1yh2y
    @user-yn6wv1yh2yАй бұрын

    Tatinavo kwedu vaihwanda neChurch...fambai mudzosere abatwa abatwa

  • @gordonnyanhete8542
    @gordonnyanhete8542Ай бұрын

    Uyo MUBVUWI shld choose one way of living nayo

  • @faithmaguwu5460
    @faithmaguwu5460Ай бұрын

    Nyaya iyi kuti dwaaaa kufanana neye imwe mhuri yandinoziwa

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878Ай бұрын

    Ihama yangu iyo vamurambatsvina kķk

  • @muchapiwamazarura2330
    @muchapiwamazarura2330Ай бұрын

    Wamutasa ndokutendai

  • @user-um2up1su5r
    @user-um2up1su5rАй бұрын

    😂😂 tichataurira mufundisi

  • @mutsamhandu
    @mutsamhanduАй бұрын

    Dai akaramba fodya aibva anzi ndiwe muroyi futi... Abvuma fut akunzi imhosva . sometimes people are not fair

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878Ай бұрын

    SaZimunya wamurambatsvina hama dzangu

  • @user-gw1qe7cd3x
    @user-gw1qe7cd3xАй бұрын

    Vana vangu vane high IQ level maIngeneer manyama

  • @KingBrito428
    @KingBrito428Ай бұрын

    Hoyooo

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565Ай бұрын

    MaHwisirii Manyama kkkkkk

  • @sarudzaitahwa1224
    @sarudzaitahwa1224Ай бұрын

    Double standards shuwa. I am a United Methodist member pidigu bate machira netsvimbo muroyi chaiye kuhwanda nechechi. Mambo Mutasa should be training all Mambos in Zim. Well done 🎉👏🏽👏🏽👏🏽

  • @stellamunyuki3356
    @stellamunyuki3356Ай бұрын

    Zviri mumhuri zvakawoma

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801Ай бұрын

    Ahhh

  • @juliamhurirotapera1322
    @juliamhurirotapera1322Ай бұрын

    how old is Chief Mutasa

  • @levysibenke7316
    @levysibenke7316Ай бұрын

    Chief Mutanda has always gives wise judgements but here he lost it. He had advised well initially to say if you want to do Christianity then be consistent and the same for traditional practices but do not mix BUT towards the end he changes advises the brother to mix Christianity and tradition now contradicting himself . That was disappointing each person must be allowed to pursue a religion of their choice as enshrined In the constitution of ZIMBABWE

  • @godfreychanza3275
    @godfreychanza3275Ай бұрын

    Mapere ndozowanda muamba yamwari

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436Ай бұрын

    Tiri kudzidza

  • @Tachiesreen5717
    @Tachiesreen5717Ай бұрын

    Mambo mandigonera apa manyatsoinzanisa mhuri iyi

  • @SimbarasheMakwara
    @SimbarasheMakwaraАй бұрын

    Zigo manyama

  • @princemanyota1768
    @princemanyota1768Ай бұрын

    Haaa musamanikidze munhu kugara ne tsvimbo yechivanhu iye asiri kuda zvechi vanhu zvacho

  • @PaloSant

    @PaloSant

    Ай бұрын

    Ko ngaaende anovaka Kwake ka. Tsvimbo idzi dzaingogara pamba pevabereki and it had been agreed wani kuti dzigare mu kitchen maAmai vacho vakashaya. Haana right yekurasa tsvimbo dzemusha.

  • @PaloSant

    @PaloSant

    Ай бұрын

    Iye wani ari kuti anoda dzake iye tsvimbo haasi kungoda dzababa vake. So munhu anoti anoda dzake ega tingati amanikidzirwa chivanhu here

  • @JairoTowers-op4ug
    @JairoTowers-op4ugАй бұрын

    kuno kuUk yasvika.😂😂😂😂😂Tsvimbo rasai idzo getaway. Zvirombo zvevakuru vekare izvo rasai imi.

  • @tendaimichaelsakarombe6100

    @tendaimichaelsakarombe6100

    Ай бұрын

    Kugara mundowe hazvirewi kt urimombe ukadziirwa kwanhingi woti ndawa weko wanoita maceremony warungu awa ndakagara muzvinyika izvi zvakawanda tisanyeperane

  • @user-ij9rp7yu2g

    @user-ij9rp7yu2g

    Ай бұрын

    Chivanhu khule chiriko church dseshuwa mazuvano vakutokurudzira even kutorova makuva ne family yako wodzoka ku church vokugeza

  • @nothandomahachi6467
    @nothandomahachi6467Ай бұрын

    These people have fits and you are delaying treatment

Келесі