Murume ari kurara neHovhorosi Headman Chigodora

Пікірлер: 598

  • @blessedchibaya378
    @blessedchibaya3789 ай бұрын

    This Kangaroo court inofanira kuvharwa zvachose.. Varume varipo apo vanodzwinyirira vanhu...vari rough vanotarisa face vanokonzeresa mhirizhonga vanopesanisa vanhu...vanokonzeresa kuti vanhu varoyane coz of their judgment... Magirazi and that one akasunga tie vanofanira kubviswa vagare kuchaunga vakutotadzisa headman kuita basa ravo

  • @CleverManatsa

    @CleverManatsa

    9 ай бұрын

    I support you 💯%

  • @user-yi9mo8ic1x

    @user-yi9mo8ic1x

    9 ай бұрын

    Haunyepi

  • @user-mf8xv2be6w

    @user-mf8xv2be6w

    8 ай бұрын

    True true baba

  • @faraifatso7801

    @faraifatso7801

    22 күн бұрын

    Dai ari mwana wako achishungudzwa unozva sei varume ava hapana kutsikirira kwavarikuita

  • @getrudesibanda8196
    @getrudesibanda81969 ай бұрын

    Head man ikozvino mane machinda edare chaiwo machinda erwendo keep going Moinda mberi

  • @carofungai
    @carofungai9 ай бұрын

    I love Dare ra headman Chigodora.. Headman vane wisdom , Machinda avo ma keke. I'm learning a lot and I've become more analytical when looking at issues.

  • @priscillarwhite4383

    @priscillarwhite4383

    9 ай бұрын

    But muchinda uyo weguchi cap anoshandisa hasha plus kuroora hakunzi wakapedza here cz chero iye haasati apedza

  • @gloriamarvellousmutindivar5349

    @gloriamarvellousmutindivar5349

    9 ай бұрын

    @@priscillarwhite4383 taura hako vangani vakapedza kuroora

  • @user-ov9tl8dl9l

    @user-ov9tl8dl9l

    9 ай бұрын

    ​@@priscillarwhite4383😊

  • @user-ov9tl8dl9l

    @user-ov9tl8dl9l

    9 ай бұрын

    😊😊😊

  • @CleverManatsa

    @CleverManatsa

    9 ай бұрын

    @@priscillarwhite4383 You are right ✅️. That guy anombodhomoka kkkk

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami12749 ай бұрын

    U guys mawe mashasha wena pakutonga kkkkkkkk ,am proud nemi,makarongeka kupfuura paramende yezim yakazara mazanu,aiwa kudzidza batai vakadzi zvakanaka

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora4269 ай бұрын

    DARE IRI NDOBVUMA VANOGONA CHIGODORA SOKO AND TEAM WORK KEEP GOING GOOD WORK 🎉

  • @DrKays
    @DrKays9 ай бұрын

    Thank you, headman Chigodora 😊👏. Today justice has been served in favour of a vulnerable person, a woman in your court. I wish to continue watching and hopefully this will also be done in issues of inheritance of family property by girl children in the families. Parents work for the benefit of their children, male and female alike. Vekwababamunini have no share in imba yekwababamukuru or vice versa unless there is no more surving child of the deceased parents. Musabire vanasikana share of their inheritance. Vabereki ngatidzidze kusiya tanyora will vanasikana vasazombunyikidzwa.

  • @stanleymuusha2835

    @stanleymuusha2835

    9 ай бұрын

    Well said

  • @margaretmawango4591

    @margaretmawango4591

    9 ай бұрын

    Chokwadi paWill taurai zvenyu

  • @gloriamarvellousmutindivar5349

    @gloriamarvellousmutindivar5349

    9 ай бұрын

    @DrKanyemba well said Thank you, hope he will read this and learn something about a girl child

  • @CleverManatsa

    @CleverManatsa

    9 ай бұрын

    Shanda zvako. Inheritance yechii. Muchauraira vanhu pfuma yenhaka.

  • @DrKays

    @DrKays

    9 ай бұрын

    @@CleverManatsa I for one invest in my children's future, both males and females. Rimwe dinga rotorera vanasikana vangu zvandakavashandira just for being a male, that's nonsense!!!! Kana ndapa mwanasikana imba ndeyake noone has a right to take it from her

  • @tiashempof7014
    @tiashempof70149 ай бұрын

    After all has been said,mukadzi uyo must also dzidza ku discipliner rurimi rwake.Vanatete havasi kudzidzisa vana zvakanaka

  • @DrKays

    @DrKays

    9 ай бұрын

    True. Nokungoisawo kaeffort kekushambidzika soo😊

  • @catietok3996

    @catietok3996

    9 ай бұрын

    I think mainini vari kunyanya kususukidza vana..ngavaise mabreak family planning iriko...kuzvarisa pasina zvikwanisiro hazvibudi mrume wacho anopedzisira akukusema fti

  • @gugundimandenare7969

    @gugundimandenare7969

    3 ай бұрын

    Exactly and Kuendesa vana kubasa kwemurume! Kanubu

  • @zvikorondozai5453
    @zvikorondozai54536 ай бұрын

    Wow!! Headman Chigodora is TRULY a WISE MAN. Zimbabwe 🇿🇼 you are so blessed to have such a wise man✨️Thank you for all you do, Sir. May God continue to use you & bless you & your family. 🙌🙏👏It's always a pleasure watching you from The Republic of Ireland 🇮🇪Mutongo wenyu uzori fair & just shuwa chaiko.

  • @rastendaimacky208
    @rastendaimacky2087 ай бұрын

    This case Headman Chigodora solved & recommended the best way forward

  • @user-eg9dy2ik6v
    @user-eg9dy2ik6v9 ай бұрын

    Watching from England. Headman Chigodora my favourite Headman. Munogona Headman, happy magirazi newe tie vakugara kumberi na Headman

  • @rendanigumbo9879

    @rendanigumbo9879

    9 ай бұрын

    But magirazi uno bhaiza ithink ane ma points ari ku teresi apo paave akungorotomoka

  • @mollenvee9637
    @mollenvee96379 ай бұрын

    We should start a GoFundMe to buy our beloved headman Chigodora mota Toyota Fortuner basa ravari kuita ibasa rakanaka

  • @MrMamata1

    @MrMamata1

    8 ай бұрын

    Hava ISUZU yegvt here?

  • @Beloved5
    @Beloved59 ай бұрын

    Dai mukadzi akasazotenga future zvisingaperi.... Headman, awa wanhu wakarwadzisana awa, musabve matonga nedemoba....3000 yacho inobvepi? Ipapa uchaonawo tezvara aakunyora roora remufirimu😢😢 Wapei nguwa, wachadzokedzana nekudzokererana, wana wadoko purizi

  • @IreneBhasera-qp2ri

    @IreneBhasera-qp2ri

    9 ай бұрын

    Ndizvo chaizvo zvinowanikwa

  • @berthymbidzo350

    @berthymbidzo350

    9 ай бұрын

    dai maona pfungwa ya headman ndeyekuti murume uyu paachatsvaga mari vachadzokerana asi kana asisda mukadzi ngaaomeserwe murume uyu vagona headman Chigodora

  • @rendanigumbo9879

    @rendanigumbo9879

    9 ай бұрын

    Taura hako

  • @lorrainemudhara8140
    @lorrainemudhara81408 ай бұрын

    Headman Chigodora and your team, you are God sent. Ayiwa muri kugonesa. May God continue to give you wisdom.

  • @DrKays
    @DrKays9 ай бұрын

    That husband haachatodi mukadzi. Infact, haana kubvira amuda if you listen to his long boring story. I feel for the wife, mothers lets train and empower our girl children to be self-sustainable. Hanzi kumba hakutorina chikafu, mhomho ikatsinhira😢. Thats so sad

  • @gracemupita1801

    @gracemupita1801

    9 ай бұрын

    Ndinomuxiva patofambavsatan.They are both good ppl inyaya yemari shoma mumba yaakudaro.

  • @nathanmugomeza189
    @nathanmugomeza1899 ай бұрын

    Mudhara uyo ane tie ne white shirt haana respect. Ngaadzidze kutaura nevanhu zvakanaka not kuvhundutsira.

  • @pelagiamuguti8693

    @pelagiamuguti8693

    9 ай бұрын

    Anosvota zvisingaite

  • @calistamahachi5947

    @calistamahachi5947

    9 ай бұрын

    @@pelagiamuguti8693 😂😂😂😂

  • @daviddavid9778

    @daviddavid9778

    9 ай бұрын

    (Be carful ) namagirazi nemurume ane tie uyo. Muchaona zvenyu nekufamba kwenguva. Iye mambo woti mari yakabvisa chitangai patsva. Iye akazopa mukadzi back mari yake

  • @tawandazimhindo3663
    @tawandazimhindo36638 ай бұрын

    the headman is a role model, i am learning a lot through these cases....wisdom defined!

  • @sqrd3536
    @sqrd35369 ай бұрын

    Like the legal advisor guy nhasi vakapfeka tie, smart👌👌👌. Good analysis😂❤

  • @spiwebadza6253
    @spiwebadza62539 ай бұрын

    I'm happy to see magirazi kudare nhasi 🎉🎉🎉🎉 baba Taps maswera here ❤❤❤❤

  • @sirclassics_uk
    @sirclassics_uk9 ай бұрын

    Well-done Headman Chigodora for promoting this Magirazi guy.Akutoitisa vanhu mhiko padare😂

  • @chiherachashe4332

    @chiherachashe4332

    9 ай бұрын

    Zvine mari hr

  • @chipomukonde8650

    @chipomukonde8650

    9 ай бұрын

    Aaaaa kkkkk wandinakidza

  • @itaichashamba1675

    @itaichashamba1675

    9 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma

  • @leodhunguza3025

    @leodhunguza3025

    9 ай бұрын

    🤣🤣🤣

  • @tanakachirikure8112

    @tanakachirikure8112

    9 ай бұрын

    Ma 20 awayo...even 5.. Chagara chiri chisi, hakushandwi

  • @user-ht6jq5lg8h
    @user-ht6jq5lg8h9 ай бұрын

    Headman a a vanigona. Batttalllion ta headman also inotaura zvinomwisa mukombe vemvura. Excellent

  • @kevinmhishi7937
    @kevinmhishi79379 ай бұрын

    Uyo akasunga tayi akutoita kunge headman chigodora dzungu rakanyanya

  • @abigailpetro5955

    @abigailpetro5955

    9 ай бұрын

    Sure anedzungu

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    Haana dzungu…ndimi makaporapora.. Dare rinoda serious

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    @@abigailpetro5955 haana dzungu.. ndimi muri slow

  • @kevinmhishi7937

    @kevinmhishi7937

    9 ай бұрын

    Slow chiikowo newewo unatwo

  • @user-zg5ek9ff9t
    @user-zg5ek9ff9t9 ай бұрын

    Hie imi mune tie, regai kuita hasha mudare

  • @lindaanashemazemo65

    @lindaanashemazemo65

    7 ай бұрын

    Nhy zvenyu ko ambotaura zvenhumbu here ,varikungo supporter mukadzi uyoo

  • @netsayikanengoni1677

    @netsayikanengoni1677

    7 ай бұрын

    Haana hasha asi kuti ndiwo matauriro ake iwe weeeeeee!!

  • @nyaraichisuko807
    @nyaraichisuko8079 ай бұрын

    Happy to see my favorite mr Magirazi nhasi aripo

  • @user-zq8zp9ro6q
    @user-zq8zp9ro6q9 ай бұрын

    Headman chigodora you are the best keep it up, komborerwai, I wish mumbosvikawo kwedu nyika izive

  • @alcatelthree
    @alcatelthree9 ай бұрын

    Naidzo mimba munaita vana vamunogona kuchengeta nekuendesa kuchikoro wava kuchema zhara nevana 😢pakaipa

  • @rendanigumbo9879

    @rendanigumbo9879

    9 ай бұрын

    Thats tru munhu asangonakidzwa nemimba

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera33839 ай бұрын

    Kunzi hauna simba hazvirevi kuti hauzvari asi kuti haugutsi mukadzi and that robs a man of his confidence. Kana neni ndingapinda nehovhorosi.

  • @CleverManatsa

    @CleverManatsa

    9 ай бұрын

    Mukadzi akashaishira murume uyu.

  • @chibvumburasamanyikastation263
    @chibvumburasamanyikastation2639 ай бұрын

    Thanks Karanganda tv to bring us new different stories kwaChigodora Mutare

  • @thandiwechinaa5453
    @thandiwechinaa54539 ай бұрын

    Eish I'm crying with her😢😢😢😢

  • @nondochirau9664
    @nondochirau96649 ай бұрын

    Kumba kwedu yakaitika iyi,mukadzi achiudza munhu wese waaiona kuti kudhara takaita bonde nababa mumba.Isu vehukama takazviziva mimba yatovepo iine 5months.Isu tainge tafara kuti kwaakuuya mwana.Mwana # 6.Ndopazonzi neumwe waaiudza kuti haa aiti mumba hamuna moto saka mimba ndeyaani.Takanyarara kuti tione,akazvara sure akagara futi mwana kusvika 4 months.Ndakazoipedza ndini ndikanoikwidza dare raNgezi kuChegutu,nkadzi haana kuramba akabva anongedzera muridzi wayo,sahwira wemurume wake waaihura naye.Saja apa akabva aenda kumba kwavo akazopiwa unwe mwana futi mushure meuye nemumwe murume futi saka this gender so mmmm

  • @Qwinpin

    @Qwinpin

    9 ай бұрын

    mawhan chaizvo

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa63339 ай бұрын

    Saka wochengeteswa mwana asiri wake aaaaaaa.varume avo ngavabve kumberi uko uyo ane tie he is abusing the rights of complaints aaaaa.and shutup let chigodora give his judgment.muri kukara Mari instead of protecting peace yemnhu xaaa maakuzvinyanya manje.

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura99439 ай бұрын

    Bab Taps muzomboiteo day rekutiratidzao pamusha pa headman wedu Chigodora thank you 😊

  • @von2675

    @von2675

    9 ай бұрын

    Kkkkkk😂😂😂 ah iwe usandinakidze

  • @linnetgambura9943

    @linnetgambura9943

    9 ай бұрын

    @@von2675 aah sure kani asi haudeo kupaona 🤷

  • @von2675

    @von2675

    9 ай бұрын

    @@linnetgambura9943 kkkkkk.ndinoda kkkk

  • @linnetgambura9943

    @linnetgambura9943

    9 ай бұрын

    @@von2675 kkk good next week ticharatidzwa 🤣🤣

  • @EnipharChinyamuchiko-dv3bg

    @EnipharChinyamuchiko-dv3bg

    9 ай бұрын

    Ahunyepe

  • @natashalavaya363
    @natashalavaya3639 ай бұрын

    Tiripano Ba Taps keep up the good work 🎉❤

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze86609 ай бұрын

    Mai Mlambo needs to get serious nefamily planning. Kana usiri kuchengetwa with 3 children why keep having more children. Inhumbu yechi 5 iyo eish🙆🏿‍♂️

  • @user-wj9ei4br7x

    @user-wj9ei4br7x

    4 ай бұрын

    Regai zvakadato wari kunakirana kkkkk

  • @bernmubuyayi656
    @bernmubuyayi6569 ай бұрын

    That guy ane tie anovhundutsira vanhu hunhu hwake hunosembura,,,Ari kutopindira nyange headman vachitaura

  • @daviddavid9778

    @daviddavid9778

    9 ай бұрын

    Chokwadi akuenda mberi

  • @user-ky9yz9gh3w
    @user-ky9yz9gh3w9 ай бұрын

    Thank u bataps....ndaiyepo iwe woshora!

  • @gamuchiraigorima
    @gamuchiraigorima5 ай бұрын

    Headman nedare,,,you the one in a million, thank u so much. Chihure chete chababa avo chete

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina52039 ай бұрын

    Mukomana uyu kana ayine nzeve dzekunzwa anzwa. Thank you Headman Chigodora 👏

  • @Mazaieshiri
    @Mazaieshiri9 ай бұрын

    Magirazi I'm happy to see you.unondidakadza.Mambo chigodora makadii henyu ramabai muchibata basa.Karanganda mayipo ere

  • @user-oj6fb1gp3t
    @user-oj6fb1gp3t9 ай бұрын

    Headman bvisai iro dhara rine tie koz rine imwe confusion

  • @EddiDube

    @EddiDube

    9 ай бұрын

    True. Is a thug. Iye na Alan they lake wisdom

  • @cornellianyatito8275

    @cornellianyatito8275

    9 ай бұрын

    Taurai henyu

  • @nicolemercy

    @nicolemercy

    9 ай бұрын

    Uyo ane voice rakazhazhira ruzha anowanza anotikuwadza kana takaisa ma earphones ....inga chigodora anotaura akadzikama wani dzikamisai voice tsano voice rinotaura zvakanka iri

  • @abigailpetro5955

    @abigailpetro5955

    9 ай бұрын

    Akazhangandira weka tie uyo

  • @gugundimandenare7969

    @gugundimandenare7969

    3 ай бұрын

    They also don’t allow people to talk they cut them short and their judgements are made way before! Nonsense!

  • @pricillahmunetsi5652
    @pricillahmunetsi56529 ай бұрын

    Karangandaaa yes I'm in for the intro thanks for bringing it back ndotoisa like ndisati ndanzwa nyaya😂

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi53659 ай бұрын

    Iro team raka promotwa rkkaiswa kumberi rinaana magrazi raakuzo nyanya kungoo ndoo rinotonga...noise yanyanya kumberi hakuchina order

  • @Taff45
    @Taff459 ай бұрын

    Kudos to you Headman on this judgement, munhu paagona tinorumbidza. Well done on this one, the guy is stubbon and cruel at the same time, he is just looking for reasons to run hake apo, i feel pity for the woman/wife, she has been in an abusive relationship for long. Hazvifadzi kuona mwana wemumwe munhu achichema worse akazvitakura, it really touched me. Gucci needs to cool down a bit but all the same well done

  • @user-mf8xv2be6w

    @user-mf8xv2be6w

    8 ай бұрын

    No mukdzi ndiye nyakuramba murume murume achiramba musadaro

  • @nelsonmatiza8010
    @nelsonmatiza80109 ай бұрын

    Big up chigodora nedare renyu ❤

  • @CharityMareya-rn5if
    @CharityMareya-rn5if9 ай бұрын

    After all being said and done ka, I want to say thank you to headmen for the great promotion Yama Girazi 😂😂😂😂. 🎉🎉🎉🎉

  • @sylviamhlanga9640

    @sylviamhlanga9640

    9 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @jabulanimutasa4267

    @jabulanimutasa4267

    9 ай бұрын

    Ane moto magirazi

  • @vimbaichakanyuka4830

    @vimbaichakanyuka4830

    9 ай бұрын

  • @tabbiechihuri8434

    @tabbiechihuri8434

    8 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-yy9ly8mz3t
    @user-yy9ly8mz3t5 ай бұрын

    Now am addicted ❤with dare raVachigodora,God bless u

  • @user-tv1ii8qb7u
    @user-tv1ii8qb7u3 ай бұрын

    Head man Chigodora ndinokutendai ,ini ndirimushona uye mundebele asi ndinozwesisisa shona hangu ,kutaura chokwadi ndinotenda nedare henyu uye nehutongo uye nenjere dzenyu ,ndinokutendai nezvamurikuita .Ndaishuvira kudainyika yese yavanematare akadai dzimba nenhunhu hwedu hwaigadzirisika ufunge.Ini ndirikugara kuS.A asi ndinoona matare enyu payoutube .Ndinokutendai rambai makadaro ndatendazvangu.

  • @noelbanga7072
    @noelbanga70729 ай бұрын

    Magrazi atova mupurisa 🎉🎉 congratulations

  • @firstlady2671
    @firstlady26716 ай бұрын

    I am from Gokwe and i wish if we had wise people like ava. When i go to Zim i will go and just shake hands with these people. The whole team is amazing!

  • @vigeniakatena2933
    @vigeniakatena29339 ай бұрын

    Thank u headman & yr team we salute u

  • @aaronchiwamba2037
    @aaronchiwamba20379 ай бұрын

    Bt mkdzi akanyora ppr achiti haachade murume now pavanhu akuti anoda murume now zvakuwandira kumurume

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu85439 ай бұрын

    Uyo mdara arikutaura ku chaunga deserves kuvepo pana Headman to replace Gucci.

  • @jr2011f
    @jr2011f9 ай бұрын

    Maglass unotopengawo hako bsa raheadman kuyananisa vanhu ..haukodzeri kutonga iwe

  • @ednamirriamburawa
    @ednamirriamburawa9 ай бұрын

    Mukadzi ngaazive mashoko ekutaura ape murume wake respect uyu akachenama uyu

  • @daviddavid9778

    @daviddavid9778

    9 ай бұрын

    Yes respect hana

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    Mukadzi ati chii chisina respect? She never said anything wrong paDare apa

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    @@daviddavid9778what did she say?

  • @mainanyambara5219
    @mainanyambara52198 ай бұрын

    I salute you chief you're justice . I like the way you solve this problem

  • @judithkwenda2841
    @judithkwenda28419 ай бұрын

    Uyu murume ane tie mmmmm ngaasadaro vanhu anobva aita hasha chaidzo

  • @gibsontawabarira7394

    @gibsontawabarira7394

    9 ай бұрын

    Dare haridi soft.

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    Ari right.. hatidi maFunnies paDare redu

  • @CuthbertNyamapfeni
    @CuthbertNyamapfeni9 ай бұрын

    baba vane tie ngavadzidze kutaura nevanhu zvakanaka ahhh

  • @user-qi8cx5og5p

    @user-qi8cx5og5p

    9 ай бұрын

    Vakutozviita headman ivo

  • @bernmubuyayi656

    @bernmubuyayi656

    9 ай бұрын

    Oh yes he's very rough

  • @muzezuru

    @muzezuru

    9 ай бұрын

    Yes bt dzimwewo ndururani dzinoda vanhu vakaita sana baba ve tie kt munhu adzikame huye ataure chokwadi.🙈🙈🙈🙈

  • @patriciabandura5412

    @patriciabandura5412

    9 ай бұрын

    Vanoonererwa vakuda kubviswa ipapo

  • @daviddavid9778

    @daviddavid9778

    9 ай бұрын

    Sure ngavadidze kutaura zvakanaka nevanhu. Iye mambowo wacho akungotendera zvisina basa

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert9 ай бұрын

    On my 3 kids I have with my husband I was like a yo-yo. My first son I didn't want to see him only when he was not around I would miss him. My second is a daughter and my husband didn't want to see me and my 3rd he was even worse. I didn't want to sleep with him and I stopped to have bonde naye when I 6 months pregnant. He was smelling like a male goat and I would throw up every time I finish having bonde. The day I gave birth all disappeared in all of the kids. It's the hormones men have to understand that

  • @elliotronald1884

    @elliotronald1884

    9 ай бұрын

    Kuita chigotora here Baba 😂😂😂

  • @NotJuliaHerbert

    @NotJuliaHerbert

    9 ай бұрын

    @@elliotronald1884 vana vechikomana vakaoma

  • @FanuelSamhungu-fu2tg

    @FanuelSamhungu-fu2tg

    9 ай бұрын

    Ko kungonyora neshona kana zvanetsa

  • @NotJuliaHerbert

    @NotJuliaHerbert

    9 ай бұрын

    @@FanuelSamhungu-fu2tg if you can not get it why not jog on

  • @pokellokingz
    @pokellokingz9 ай бұрын

    Vana venaxuva Ano Havana chavanoziva ukaona bamukuru murume watete akufonera unofanira kuratidza respect unoenda munonzwisisana nekuti chero padambudziko bamukuru ndovaunotanga kubata

  • @elliotronald1884

    @elliotronald1884

    9 ай бұрын

    Iye mkadzi anombo buda mumba here 00:00 chokwadi here

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb9 ай бұрын

    Namber One Mambo dare renyu rinofadza every day amutori dibi motoga nyaya sezwaire murume uyu Doti dotiiiii yemurume kugwarisa nema uyu wure remurume kushugurudza mwana wevanhu

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu85439 ай бұрын

    Baba Taps handidi nemi,Love from Kwekwe

  • @thulanimutonga7415
    @thulanimutonga74159 ай бұрын

    Magirazi nemkomana wetie uyo. I am happy for the leadership positions dzavakapiwa.

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb9 ай бұрын

    Magona Mambo chigondora machigonera Dankie Dankie dankoooooo Mambo

  • @user-qm4ut2fe6q
    @user-qm4ut2fe6q9 ай бұрын

    Well done headman chigodora kwedu kuchivhu havazvigoni izvi

  • @saunyamazvepasi5119
    @saunyamazvepasi51199 ай бұрын

    Imwe mibvunzo yamurikupa murume uyo inoratidza kutotora side. Sei musina kutarisawo manyepo ese aiita mukadzi uyu? Plus harisi basa renyu kuudza murume kuti haasi kuchengeta mukadzi wake? Ndosaka vanhu vachizoita domestic violence nekuti mamwe matongero ematare haana zvinonzwisisika.

  • @irenemudzingwa299

    @irenemudzingwa299

    9 ай бұрын

    Murume ari wrong

  • @CleverManatsa

    @CleverManatsa

    9 ай бұрын

    Hapana chavagadzirisa apa. The guy has condemned the whole process, he just signed and left. Mukadzi uyo ane problem wo futi. Everyone was blasting that guy.

  • @Simonmarikomo-sw5hu
    @Simonmarikomo-sw5hu9 ай бұрын

    Magirazi man of the match 😅

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe1689 ай бұрын

    Anoda rumamiso murume zvakamboitwa nabamukuru murume wasisi wangu akauya achiti kuna baba wangu handichada mwana wenyu apa sis vaine nhumbu akanxi na baba mwana wangu ndomuda asi ndipe asina mimba mazamu ake ange akamira akamboramba akati zii baba vakadeedzera mupini ndiye akatanga kusimuka achinhonga suitcase kutiza sisi vangu vari mumashu gore iroro handiri kanganwe apa vaingomhanya pasina arikuvatandanisa zvaikonzerwa nehama dzvo futi asi varivese vatochembera

  • @lettydiamente5211

    @lettydiamente5211

    9 ай бұрын

    I second that 💯

  • @SassyQBs
    @SassyQBs9 ай бұрын

    Usasoshooraba,Mr Magirazi welcome back

  • @bpondobhasikitipondo6377
    @bpondobhasikitipondo63779 ай бұрын

    Ndaivepo, thank you baba taps

  • @muterogoodwill265
    @muterogoodwill2659 ай бұрын

    Chiitai muchigadzira shade irinane, kukanaya munoitaseiko

  • @ProsperityTshikhovhela
    @ProsperityTshikhovhela9 ай бұрын

    But iyi nyaya matonga makatarisa one side

  • @user-sh1lq5bt3e
    @user-sh1lq5bt3e8 ай бұрын

    I am happy guys keep it up 💪🏿 headman 😂😅😂❤

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai93469 ай бұрын

    So educative....

  • @iyletdzokurasa-xf5ti
    @iyletdzokurasa-xf5ti8 ай бұрын

    Head man chigodora na chief Nyamaropa u are the best pakutonga

  • @placxedissami3792
    @placxedissami37929 ай бұрын

    Mukadzi uyo.mudzidzisei.hunhu

  • @EddiDube
    @EddiDube9 ай бұрын

    Ma thugs aChigodora ngaasavhundutsira dare. Nhasi voda DNA but pana Prince vairamba DNA vachiti ndeye fake. Dare must have precedent not kutongwa nyaya nemakuhwa. Be fair and don't take sides but be fair. I think Chigodora way he advised them is good but anokanganiswa nema assessors anenge anotanga apiwa mari before. Murume anoshusha asi mukadziwo anoshusha and Chigodora azviona. Vanatezvara ngavasapinda nyaya dzevana kunze vachivaka. But dare ngarisatonga nyaya nemakuhwa

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    MaThugs api auri kutaura iwewe? Prince vabereki vake vese vakafa..saka vanaTete vaya vekwaNjerere havana konzero yekutoresa DNA dzenherera.. but uyu murume uyu kana achiti nhumbu haisi yake, ane konzero yekuenda kuDNA

  • @Chamu73
    @Chamu739 ай бұрын

    Headman vakomona avo vamakazoisa kumberi uko , haa , zvikakera chaizvo. Vanobata nyaya senyaya. Very fair judgement headman.maibata zviri very fair nyaya iyi

  • @sonenigwenelo2076
    @sonenigwenelo20769 ай бұрын

    Welcome back Mangirazi❤❤❤❤

  • @gbvproject5795
    @gbvproject57959 ай бұрын

    Blaz dze tie dzibvisei dzinotyityidzira hadzigoni kutonga

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    No ari right… leave him alone ..

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga17559 ай бұрын

    these guys mangirazi na Gucci vanotaurisa ywo

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa54539 ай бұрын

    Proud being a wasu😂❤i love my accent

  • @ruvimbomadhawu1660
    @ruvimbomadhawu16609 ай бұрын

    Well come back mrMagirazi

  • @thulanimutonga7415
    @thulanimutonga74159 ай бұрын

    I like the guy with the tie.

  • @trevormugototv1165
    @trevormugototv11659 ай бұрын

    To be honest apa matadza ktonga nyaya mambo tarisawo hr side remurume uyu. Please nyaya ngaibatwe sezvairi sezvamagara muchiita

  • @user-tf6qq2pj5j
    @user-tf6qq2pj5j9 ай бұрын

    😂😂😂😂atichamupi floor muri veeery dangerous to the society,wangu muzaya Chinyamunzore wapedza

  • @cathrinechenyama2160
    @cathrinechenyama21609 ай бұрын

    Chero mukati gucci hee gucci heee magirazi weldone hanzvadzi dzangu vakwasha vanodzikamiswa

  • @user-lb7vr1gt2q
    @user-lb7vr1gt2q9 ай бұрын

    Well done dare na headman sando ndedzenyu

  • @user-ij1su5xv2o
    @user-ij1su5xv2o7 ай бұрын

    Mr chinyaunzore i appreciate hw u always be neutral kip up brooo

  • @patiencemunyuki7508
    @patiencemunyuki75087 ай бұрын

    Baba Tapshaa murume anogona hake uyu rambai makadaro headmn munotigonera

  • @lovemoremutenda6816
    @lovemoremutenda68169 ай бұрын

    Headman pls kana munhu auya kudare auya kuzobetserwa kwete kutukwa, ma advisers enyu anongotuka chete

  • @nicolemercy

    @nicolemercy

    9 ай бұрын

    Esp ane voice reruzha uyo mmmm

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    Atukwa kunzii?

  • @bsmazzy6304
    @bsmazzy63049 ай бұрын

    Well done mamugona murume uyo imboko yemunhu

  • @mambaraqed
    @mambaraqed9 ай бұрын

    Allen wenyu uyu ndewe ruzha chete. Hapana chozikanwa

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    Hater

  • @mambaraqed

    @mambaraqed

    9 ай бұрын

    @@munodaanimancube7755 ane ruzha chete. Kutonga nedemo

  • @chapslove6516
    @chapslove65169 ай бұрын

    Thank you for promoting vamagirazi

  • @barbraguichiri6848
    @barbraguichiri68489 ай бұрын

    🔥 🔥 mumba hamuna moto 🙌 zvakaoma

  • @miriamchiwarakata368
    @miriamchiwarakata3688 ай бұрын

    😂😂😂😂 Zta ndi Allen 😂😂 ngaapiwe seatnwakashandira aizvida nekugona nyaya anopisa padare😂😂😂😂

  • @princessmamthe
    @princessmamthe9 ай бұрын

    Allen is back 🤣🤣🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉💃💃💃💃💃

  • @dailyshowtelevisiondstv5585
    @dailyshowtelevisiondstv55859 ай бұрын

    Mutongo wa headman ndewekuti tora sinhi rako uende ko gara naro😂😂😂

  • @ruramaichemere

    @ruramaichemere

    9 ай бұрын

    😂😂😂😂

  • @rendanigumbo9879
    @rendanigumbo98799 ай бұрын

    Allen piz akukanganisa zviro this message headman chigodora iwoneii tarisaiwo mamwe madzi mambo matongero awo ana allen avo allen haasikugon kutonga

  • @tinomutenda7658
    @tinomutenda76589 ай бұрын

    Well done headman matonga zvakaringana

  • @muchakubvurabeauty7229
    @muchakubvurabeauty72299 ай бұрын

    Sometimes it's not necessary to force vanhu kugara vese. Yes you hv set the consequences this guy will face incase something happens. But what if he fight the woman and injure her to death, what if he kill the woman and kill himself also.There is need for good preventative measures not izvi

  • @ProsperityTshikhovhela
    @ProsperityTshikhovhela9 ай бұрын

    Ndoshuvira kumboshanya kwachief ndimbononzwa vachitonga nyaya dzinonakidza