It's the family life for me🥳❤❤
😂😂😂😂😂😂😂😂 chisiyanai na Abraham 😂😂😂😂😂😂 ko kutozo wedzera mnekunamatira chikafu 😂😂😂😂😂😂
Haha ha pamutsanyo muchidya. Imi Ka ..😂😂😂 tibvirei apa❤️Mama Vee for the world
Amuziye mudzii wembambaira amhuhuzeve Mai vhayi😂😂😂
Kkkkk combination yako na chihwa ma😂
Prizzz thumb up👍 🎉❤😂
Mama vee kaaa uri pamutsanyo waguta hre😂😂😂😂, kuzodya after wanzi zvichabetserei😂😂😂😂
Mai vhayiii kaimi kkk monakidza priz
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mhamha vee kaa nekundinya kwese kwawanga uchiita aaaaa😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk anhuwoye zvakaoma ndiripamutsanyo Mwari wangu 😅😅😅😅😅
Muri pamutsanyo maguta😂😂😂😂😂😂😂😂
Kana mudzi wembambaira handimbouzive baaa 😂😂😂😂 mamavee
Combination iyi kaaaaa ummmmm yakaita murisei vana homie wanguuuuuu❤❤❤
Unodzipwa mama vee😂😂😂😂😂Mai Chau matodya zvee mupengo mama vee
Siyai Tsikamutanda auye murikutyei mama Vee, kuhwanda nekunamata tiri kukuzivai kkk
😂😂😂😂 u always on point
Mai Vee kaa 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂Mama Vee chisiyanai na Abraham ma cup 2ne 5slices hapachina mutsanyo 🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
Mwari wangu😂 siyanai na Abraham kkk muchadzipwa mama vee idyai zvakanaka
Chihwa siyanai naAbraham team mupengo
😂😂 chisiyanai naAbraham 😂😂
😂😂 saka wakuda kudiiii kkkkkkkkkkkk pindura 😅😅😅
Guys l love this combination you guys you are the best ❤❤❤🎉
Mai Chihwa vakachena kkkkkk mutsanyo waenda nepamwe Mai Vhayika
😂😂😂😂😂imika kkk mutsanyo werudzii wadya madyiro iyayo
😂😂 mutsanyo nemadyiro amaita iwaya ko kuzoisa muchinjiko motatu
Mama vee vari patafura kkkkk tipeiwo tea guys mondipedza hngu
Yah surrender 😂😂
😂😂😂😂😂😂 mutsanyo rudzii wekuty munotanga madya 😂😂😂😂
Thank you for reminding people that Nyanga is one the best producers of high quality potatoes
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Mai Vhayi mausingazive here kuti muripamutsanyo
🤣🤣🤣🤣🤣 anhu woyee ndiripamutsanyo
😅😅mama Vee your are too much🤣
😂😂😂😂 continue nefast yenyu kkkkk
😂😂😂😂😂😂Surrender wooo mutsanyo 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 hanz ndri pamutsanyo😂😂😂
😂😂😂😂😂yoweeeeee chinekeeeeweeeee😂😂😂lol iyoooo Abraham arimunhamo
Abrahqma unode kushande papiko mainini chitopedzisai
😂😂😂😂😂😂😂😂motibaya vanhu imiii
Ndnenge ndaenda kutaundi kuana kkkkkk handidi kukumanidza
😂😂😂😂😂 Mai Vhai
😂😂😂 mutsanyo iye munhu atoguta kare
😂😂😂😂😂😂 ASI Mai vee
😂😂😂😂😂Hanzi siyanai naAbraham
Midzi yembambaira handizive, kana mujumbuyu.
Mwakatanga riini kusaziye midzi mai Vhayi
Mama Vee never disappoints
Kkkkkkkk hanzi ndiripamutsanyo kkkkk
Kkkkkkkk zvino pamutsanyo iyo ndiro yapera kkkkk
Handiti mudzi wembambaira ndiyo mbambaira yacho 😂😂
😂😂😂😂😂munotiuraya veduwe
😂😂😂😂😂motiuraya nekuseka
Mati amuzive chii mai Vhai😂😂😂😂
This combination ❤❤❤
Ndokudya kwemunhu aripamutsanyo uko here zvamarangarira dai machirega kudya ka 😂😂😂😂😂😂
Mapotatoes ekuNyanga kwedu❤❤
Ehunde potato rekwedu rinoita anhu woyee....😂😂 had missed that statement anhu woyee
Kkkkkk team makanyanya hai rambai mwakadaro kubatanakwo
Shwada ramai Vee😂😂😂
😅😅😅😅😅😅ndaseka nhasi mutsanyo wazvimbirwa
😅😅😅😅 hanzi chisiyanai na Abraham
Luv you 😂😂😂😂 mamma veeee
This combination yacho yakanyanya ❤❤
Love you guys❤
Mainini hamuzivi mudzi wembambaira 🤭🤭🤭
Mama Vee makanyanya 😅😅😅😅
Mama vee munopenga imika
Kkkkkk ndanakidzwa zvangu
Ko kuzotaura chikafu chirimukanwa kkkkki
😂😂😂😂tirirpamutsanyo
Saka wakuda kudii in chihwa voice😂😂
mama vee 🤣🤣
Muripamutsanyo 😂😂😂
Mama vee usandisetsa kani hama mubocha iweeeee
Hahahaha ndaseka
❤❤❤❤❤❤vanodanana vanhu Ava family things
😂😂😂😂😂hino we werofeya wacho wari kusvikawo ere kweduyo seri kwe nyarurwe kwa Mushunje anhuwee 😂😂😂😂
Kkkkk taurai zvenyu. Tisu vana Mushunje vacho🎉
@@SarudzaiMushunje-et2td 🤣🤣🤣🤣
Number 1
😂😂😂pamutsanyo
Kkkkkk bhutsu yavhai
Bhutsu 😂😂
Hiiiiiiiiii 😂Mwari
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 pamutsanyo
Kkkkkk haaaa ndanga ndaakuda kusubcriber futi kkkk
😂😂😂 zvakaoma
😂😂😂😂😂😂ndripamutsanyo
Maikuru kufitwa ngedress hai
Kkkkkkkkk mama Vee
Kikiki ndaseka
Denzeru😂😂
Kkkkk gracious God
Mai vhai ka
Fish, brown bread, white bread, nhanga, bodzi, mazai, tea, drink
Mutsanyo ❤❤❤❤❤🎉🎉😅😅😅😅
Veduwe tipei mananga puriz veduwe😢
Ndaseeeka
Haaa vuye bodooo😂😂😂
Vanhu 2 imi mune chipo
Cameraman anodya nguvai
Bhezero ndiyo Bezzel Bridge here mai Sauti?
Chingopedzesa
Пікірлер: 138

@beatricekayiya9270
Ай бұрын

@SarudzaiMushunje-et2td
Ай бұрын
Kkkkk taurai zvenyu. Tisu vana Mushunje vacho🎉
@josphiwemudede4140