Interview yaitwa kare muroora girosa rese rakuziikanwa
@beatricekayiya9270
Ай бұрын
Imagine. Ndozvawakaisira mwana ipapo kuti asoziwa. Ko kurererwa murusero sechingwa
@tmatungamireАй бұрын
Deuteronomy 22:5 ESV"A woman shall not wear a man 's garment, nor shall a man put on a woman 's cloak, for whoever does these things is an abomination to the Lord your God.
Пікірлер: 99
Maikuru Mai Chihwa ndiye munhu one chete anogona kunyararidza Mai vhayorence
Chiri kwaSave ndochiri kwaOdzi 😂😂😂😂ndabva ndafungawo mhaiyo wangu
Mukadzi wese muroora 😂😂😂😂 munogonesa team
Pese pese noma bheke mai Vee namaikuru mai chihwa😂😂😂😂😂
@mugabeviola8291
Ай бұрын
Urikumusha kungoti kwatete wotora purse
@user-ly2yg1pb7t
Ай бұрын
Kkkkkkkk
Zveprimicha zvakupinda papi😂😂😂😂😂❤
@Amarie077
Ай бұрын
I know right 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂maihweeee I love this combination 🔥🔥💯
Mama vee …..,Love you always ❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂 even I don’t understand most of the words
Kkkkk mzukuru akatodza mbuya mai vee
"Ndati nyararai ndichinyatsomu explenera."😂😂😂 Wasu to the fullest!@Mai Chihwa
Mama Vee munondiitisa mabayo nekulachuka😂😂😂😂😂
Iyo hand bag nemukitchen uripamba imborinei nhy chihwa chewakabva nacho Gonzoni kwamutambara😊
😂😂😂😂😂😂Combination iyi inopisa 🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
Well done mai Vee
Chiriporipocho mato aplieyer😂😂😂
Mai sauti munogona ko serious ndeyei manje kkkk
@beatricekayiya9270
Ай бұрын
Hanzi ndiri muno, ndinotukirweikowo pano
Maikuru mai chihwa woye kkkkk
Mukurungai I didn’t see Maikuru coming 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ummmmm this combination fire chaiyo
😂😂😂😂😂mirirai kabada racho
Combination iyi kaa 😂😂😂
😂😂😂Ko nyadzi dzacho manje
Veduwee anhu kusvotesa Mama Vee.. muchinyanya wo amwene😂😂😂
😂😂😂kuzobata musana kahandsbag👜 paside
Kkķkkk mma.weee makanyanya
Mai vee to the fullest ❤
Kkkk combination manyama munogona mhani
😂😂😂😂handichamiri ba
Kkkkkk ndabva ndafunga Gogo vanhu kwaChecheche
😂😂😂😂😂😂 andichamiri baaa
Nhasi mwadzikamiswa Mai Vhai ❤❤❤😂😂😂
Mazizi achirira 😂😂😂
Saka zvehu pirimicha zvikupinda papi ❤😂😂
Maveee munogona❤❤❤❤
Chiri kwasave ndochiri kwa odzi
❤❤❤❤😂😂😂😂 Mai nemukorore❤
Rega tivabate isu varimi thanks Ko matemba Aya amakandipa😂
Mhamha vee 😂😂😂😂😂
My best love you Mama vee 💕🌹👌
❤❤❤❤ morning my darling 💕💕 l love you all the way from Reggae City Kaapstap
Mama Vee you are the best ❤❤❤
Mhamha Veee 😂😂😂😂
Bad company 😂😂😂😂😂
Makadiiko amukurungayi 🤣🤣🤣🤣
@beatricekayiya9270
Ай бұрын
Munatsonze marewo masvika paumba deanhu
Wazviwana ngwarati vaudzwa kaa mama vee naChihwa
😂😂😂😂hamuchamiri ngeyi zve mama Vee
Kkkkkkkkkk kkkkkkk
😂😂😂😂handichamiribaa mama veee❤❤❤❤love you guys
😂😂😂you are a star❤❤
Skirt yamama Vee yakanakisa ummmm
Kkkk mai Vhai soo iyo dressing
❤mama vee
Mama vee kkkkk
Kkkkkkkkkk ende soo
Sugar Pere, salt Pere kkkkk, kkkkkkiest zvese perere
Anhuwoye ka 😅😅😅😅 mazwika ka
Nhasi mawatsvata mai Vhayi
😂😂😂😂vakuda kuoneka mama Vee
Mai Chihwa Handina bag please 🥺
😂😂😂😂😂😂😂 haaa zvakaoma hazvo
Pasakubva apo 😂😂😂
😂😂😂😂 hanz aiva premicha😂😂😂
Tese tirivaroora gud
Mama Vee kuzotiya kani kkk
Muroora naamwene😂😂😂😂
Ko mahandbag mai Chihwa hanziiko
U shld always act together
Kkkkkk kwane premature ye9 month herr mai veee
❤😂😂😂pere 😅😅
1st 😂😂😂😂😂😂
To us tinotanga nelike tisati taona coz we know mama vee never disappoint
❤
Lav u mama vee
Kkkkkk
Hevo ngenge
ChirikwaSave ndoochirrikwaOdzi
😂😂😂
😂😂😂 hiiii
mai vee murisei
😂😂😂😂😂
😂😂🎉
Yekunzi mari yemwana wangu wandakayamwisa amwene vefriend yangu vanotobvisa hembe vokurakidza paakabuda napo pacho chero zamu racho vanoribuditsa hanz hamusi kundichengeta veduwe kunze uku kwakaoma
Premature ye 9 mnths
Team Manyama
Hoyoo
Premature ye9 months 😂😂😂😂😂😂
Interview yaitwa kare muroora girosa rese rakuziikanwa
@beatricekayiya9270
Ай бұрын
Imagine. Ndozvawakaisira mwana ipapo kuti asoziwa. Ko kurererwa murusero sechingwa
Deuteronomy 22:5 ESV"A woman shall not wear a man 's garment, nor shall a man put on a woman 's cloak, for whoever does these things is an abomination to the Lord your God.
Kkkkkk
😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂