Those who like Karanganda TV let's gather here and support Baba Taps the crew behind the camera.
@hillarychareka942923 күн бұрын
Varwadziwa nemukomana uyo isayi like
@RoselineNoku-dv6fg24 күн бұрын
Muriko here ndinindatanga pano nhasi ma likes nema love ahoyieee karanganda
@PhildahMumba-fg9zi
24 күн бұрын
Ahoyiiiii 🎉🎉🎉
@Winnetnyashachinyadza
24 күн бұрын
Pamwe waitira kuti ma views awande wawanza mukoma Taps
@primrosemarimirashiry846024 күн бұрын
Ndadonhedza musodzi mukomana uyo achizama kurondedzera Mwari tinzwirei tsitsi😭😭😭 sekuru batsirai mukomana uyu may God continue to bless you
@𝕖𝕝𝕝𝕒𝕚𝕛𝕒𝕙𝕙𝕒𝕥𝕖𝕤𝕦𝟙𝟚𝟛𝟜
20 күн бұрын
zvorwadza izvi
@Sikhule04
20 күн бұрын
Zvakaoma wena ndine hanzvadzi yakadai zvakatanga ari grade 3
@user-bg8pb7jp9y
17 күн бұрын
Saka mukanyatsoona anogona zvinorapika coz hazvisi zvekubarwa nazvo
@josephinechapfimvira193024 күн бұрын
So far hapana wandanzwa achichema chema naMukotsa 🤞🏾🤞🏾ndiye ane chimuti
@daisychirambwi8758
24 күн бұрын
Not dzimwe mbavha dzonwisa vanhu mudzepete kuty vadhakwe votanga kurotomoka
@Hungwe145624 күн бұрын
Team rinofunga kumboendesa dzinza rairo kwaMkotsanjera ririAbroad like my comment tichanosangana🎉❤
@A_JM585
24 күн бұрын
@@Hungwe1456 handei guys handei madhara akatipesanisa aya now as cousins hatitoonane nemhaka dzavakabata vega tisipo ,handei team zvinoripwa ngatiripe ramangwana revana vedu rijeke
Kkkkkkk ndarwadziwa wena ASI sekuru vane moyo wekubatsira not kuda Mari chete
@violamavhatu6434
22 күн бұрын
Babie mushonga kkk kkk
@user-gx5rk3yg3j24 күн бұрын
Baba taps mwaiyapo ere na kuti chuuuuuuuuuuukomborerwai karanganda tv we love you
@tinevimbo875124 күн бұрын
Ini hangu mukotsanjera mwari awedzere zvakanaka chete pauri asi ndiri kuuya chete
@TapiwaChiutsu24 күн бұрын
Mwana uyo mukomana atumwa NaMwari wake chokwadi idzo hama dzakangogara kuti dheshe,zviriko here izvi,uuuum tenzi pindirai ndarwadziwa.
@anniekurewa878
24 күн бұрын
Mwari wapindira
@ApoloniaDamburayi
24 күн бұрын
Agara arikuzvimiririra last time akauya ega kudare kwamambo
@LettyShawty
24 күн бұрын
Hanty ivo hpana chikuvarwadza su, zvakaoma 😢
@margarettakundwa633324 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera chibaba no body guard.kwete zvimwe zvatoona
@nondochirau9664
24 күн бұрын
Zveshow off kkk
@user-qz2wp9do5b
24 күн бұрын
Taura hako Dai dziri dzimwe na'nga vachi gadiwa Kunge mwari
@WinfildaKazetete-ts5xu
24 күн бұрын
Zvema body guard kuna Toka reratowa drama
@graciouschingwena2910
24 күн бұрын
Idrama riya
@user-wi9wk7fy8t
24 күн бұрын
Munhu anenge achinyepa ska ma guard kutya kurohwa
@storyushe971624 күн бұрын
Sekuru Mukotsanyera vanobatasira zvine ma results kutowonawo vanhu vachipupura after 4yrs ❤
@user-bg8pb7jp9y
17 күн бұрын
Taura hako umwe oshaisha kutaura
@elphuselvisnyangombe38324 күн бұрын
Baba taps imbotipayi pese panenge paine gamba regorongozi iri tinorida rinotidzidzisa rinotikomborera misha irikusvatuka
@MoreblessingMisheni24 күн бұрын
Maita basa sekuru ne kubatsira mkomana uyo mwari verugare vakukomborerei❤
@user-he9nz1js3f24 күн бұрын
Thank u so much Sekuru Mukotsanjera for helping this man
@user-gx5rk3yg3j24 күн бұрын
Sekuru mukotsanjera gamba rinorwa nerudo rwokurevesa l love it
@galazalarries611324 күн бұрын
Murume uyu wamunoti mukatsanjera guys this man is something else 🎉🎉
@chikarashumba-cy1pt24 күн бұрын
Mukotsanjera ndomufarira mhani murume uyu❤❤❤❤
@nomoremuriri372623 күн бұрын
Uyo ma one kudarika ma one ndichamuda sekuru one on one pahonde apo mapokana sondiri chimoio mozambiqe ita kuti dhesheee like kuna baba t na kule wanofarira basa rawooo
Ever dutiful humble man Sekuru MK❤. Imagine being held hostage by a 👻 bcz some ppl murdered an innocent person and are refusing to do the right thing. Zvobhowa. Please help this young man😢 nhasi ndachema nenyaya yemkomana uyu.
@user-oe9rw8os6w24 күн бұрын
Masteets anomboita dry zvekt unodzungaira 😂😂
@user-mu5oj2jw5e24 күн бұрын
Sekuru munoziva BSA renyu long life
@fofoemaibvise276824 күн бұрын
Karanganda TV musha wangu, wandinodisisa
@user-wi9wk7fy8t
24 күн бұрын
Unesofa rekugara nenyaya dzinonakidza
@mesiMutepfa24 күн бұрын
Imbwa ye Gorongoza my crush 😂😂...1 munhu wandotemba
@shingimanyame415724 күн бұрын
Jesu Kristu chigwagwa anoda kunamatwa mumweya nemuzvokwadi
@dennydennis884423 күн бұрын
Ha sekuru please batsirai mukomana uyo ha kurara uchidhandiswa hazvisi nyore wena
Пікірлер: 381
IMBWA YEGORONGOZA IYO VANGANI VANOIFARIRA SEZVANDOITA INI AISE LIKE YAKE
@ajinimwita665
24 күн бұрын
Ndandiri kumastreets ndichiitsvaga ndafara chaizvo
@thekisonomsa2826
24 күн бұрын
@Tina Makasa tese dear, how are you ❤❤
@fradrickmapudzi8995
24 күн бұрын
Ini ndiripo
@chikarashumba-cy1pt
24 күн бұрын
Marangwanda uyo ❤❤❤❤
@tinamakasa7493
24 күн бұрын
@@thekisonomsa2826 mushe mushe dear
Those who like Karanganda TV let's gather here and support Baba Taps the crew behind the camera.
Varwadziwa nemukomana uyo isayi like
Muriko here ndinindatanga pano nhasi ma likes nema love ahoyieee karanganda
@PhildahMumba-fg9zi
24 күн бұрын
Ahoyiiiii 🎉🎉🎉
@Winnetnyashachinyadza
24 күн бұрын
Pamwe waitira kuti ma views awande wawanza mukoma Taps
Ndadonhedza musodzi mukomana uyo achizama kurondedzera Mwari tinzwirei tsitsi😭😭😭 sekuru batsirai mukomana uyu may God continue to bless you
@𝕖𝕝𝕝𝕒𝕚𝕛𝕒𝕙𝕙𝕒𝕥𝕖𝕤𝕦𝟙𝟚𝟛𝟜
20 күн бұрын
zvorwadza izvi
@Sikhule04
20 күн бұрын
Zvakaoma wena ndine hanzvadzi yakadai zvakatanga ari grade 3
@user-bg8pb7jp9y
17 күн бұрын
Saka mukanyatsoona anogona zvinorapika coz hazvisi zvekubarwa nazvo
So far hapana wandanzwa achichema chema naMukotsa 🤞🏾🤞🏾ndiye ane chimuti
@daisychirambwi8758
24 күн бұрын
Not dzimwe mbavha dzonwisa vanhu mudzepete kuty vadhakwe votanga kurotomoka
Team rinofunga kumboendesa dzinza rairo kwaMkotsanjera ririAbroad like my comment tichanosangana🎉❤
@A_JM585
24 күн бұрын
@@Hungwe1456 handei guys handei madhara akatipesanisa aya now as cousins hatitoonane nemhaka dzavakabata vega tisipo ,handei team zvinoripwa ngatiripe ramangwana revana vedu rijeke
@nessaakison6599
23 күн бұрын
Tiripo handei 😂😂😂
@elliotmukozhojaravaza7508
23 күн бұрын
I'm on my way kuti tiiende kwamukotsanjera
@A_JM585
23 күн бұрын
@@elliotmukozhojaravaza7508 pamberi nekugadzirisa uye kubatanidza dzimhuri ,ngazviende mberi guys ,zvinoripwa ngatiripe ,tinodzoka zvedu kunonamata tisisina chinotitevera
@queenmomakunike9639
23 күн бұрын
Ini ndofa ndakusvika chete ndikadauya muzim imbwa yegorongoza inouya kuno ndozoti dziii pazim kune vachapona vachida vasingadi
Vanhu voti n'anga dzakashata honai sekuru Mukotsanjera vapa mukomana uyu Mari zvese nekumupa mushonga asi maprofita anozvitadza anoti Mari pamberi
@violamavhatu6434
24 күн бұрын
Maporofita akaoma kudisa mari sekuru tsoka excellent
Baba taps pese panenge paina sekuru mukotsanjera batikaipo mutipe zvinonaka ndatombosiya basa izvezv kuona tsoka.......... watching from Namibia
@A_JM585
24 күн бұрын
Taura hako , watching from kuchando tikuda kutobatanidzawo mhuri dzakaparidzaniswa nemadhara ,we are learning
@phineasmasori3540
24 күн бұрын
Eya karanganda weee
@NhamoMwamuka
23 күн бұрын
U are right ini everyday ndotoramba chatarisa kuti ndione kna pne chakandwa
😢😢😢shame sorry hanzvadzi ummm ndabatikana veduweeee hanzi ndiri panguva yakaoma chokwadi 💔
Mukanzwa panotaurwa zvana Tsoka isai respect vanhu vakuru simboti to the fullest ❤❤❤
Baba Taps naMukotsanjera Maa kutibhowa tokudai every day mhani pasina imimi toendepi
@MemorySamanga-pu6ke
24 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@PatricNyaku
24 күн бұрын
Taura zvako
@tinevimbo8751
24 күн бұрын
😂😂😂
@user-up6uv7hg2n
24 күн бұрын
Takungodzengerera kunge mweya wetsvina haaa kkkkkk
@preciouschipamba932
24 күн бұрын
Tatova nherera nhaimi
Mukotsanjere to the world 🌎 munogona nekamukomana kenyu ako ndiri kuuyako nedzinza rese 👏👏👏👏 zvanyanyawo kwedu mufunge
Sekuru Ava vakaroora her ndokumbirawo mundibvunzurewo he is very handsome ndanzwa nechisinguru ndavada ini
@user-bb4ls5zs3s
21 күн бұрын
😂😂😂😂😂ndafa
@hildamatambanadzo5521
21 күн бұрын
😂😂😂
Sekuru dai vakuchengetai kusvikira machembera zvokut vanhu vanoti dai Mwari vachizorodza mweya wemunhu uyu. Makakosha sekuru ❤ komborerwai kawingaperi
Mwari sunungurai mukomana uyo, his braveness kudeedzera kuti abatsirwe wo atambura 😢, mumadzinza makaoma umo ummm
Tanga takusuwai sekuru Mukotsanjera. Maita zvenyu nekuuya pano .😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉🎉
N'anga ine simple iyi ende ngainake❤❤❤ ndanyura ini🥰🥰
@Sikhule04
20 күн бұрын
Kana ndanyura😂😂❤
Karanganda picture quality and sound muri number 1 ayiwa zvanza ndinotenda ngazviende mberi danko
Kandai at least 2,3 videos per day
AAAA sekuru mukotsanjera maita henyu nemari yamapa mukomana Uyo mwari vakukomborerei mubatsirei hei misodzi yangu yabuda
Tsitsi dza doctor Mukotsanjera ďzakafanana nedzangu. Doctor munhu we vanhu. Ndapa kutenda hangu ini.
Ndarwadziwa nemukomana uyo misodzi yangu yatobuda upenyu hwakaoma veduwe
@user-ei6iq2gx4u
24 күн бұрын
Vanhu ahwana tsitsi hama uuuum
@user-bg8pb7jp9y
17 күн бұрын
Shuwa kuita nhamo mbiri ere weduwe
Gamba redu Dr Mukotsanjera vanopendera matare nekubatsira vakaomeserwa hupenyu murume anorova basa uyuu akatumwa pride of manicaland simboti ❤❤🎉🎉
Babie rinongodiwa veduwe vanganiwo vaona kuti bhudhi avo vazobva pana sekuru Tsoka vazara mufaro ❤😊
@ApoloniaDamburayi
24 күн бұрын
Kkkkkkk ndarwadziwa wena ASI sekuru vane moyo wekubatsira not kuda Mari chete
@violamavhatu6434
22 күн бұрын
Babie mushonga kkk kkk
Baba taps mwaiyapo ere na kuti chuuuuuuuuuuukomborerwai karanganda tv we love you
Ini hangu mukotsanjera mwari awedzere zvakanaka chete pauri asi ndiri kuuya chete
Mwana uyo mukomana atumwa NaMwari wake chokwadi idzo hama dzakangogara kuti dheshe,zviriko here izvi,uuuum tenzi pindirai ndarwadziwa.
@anniekurewa878
24 күн бұрын
Mwari wapindira
@ApoloniaDamburayi
24 күн бұрын
Agara arikuzvimiririra last time akauya ega kudare kwamambo
@LettyShawty
24 күн бұрын
Hanty ivo hpana chikuvarwadza su, zvakaoma 😢
Sekuru Mukotsanjera chibaba no body guard.kwete zvimwe zvatoona
@nondochirau9664
24 күн бұрын
Zveshow off kkk
@user-qz2wp9do5b
24 күн бұрын
Taura hako Dai dziri dzimwe na'nga vachi gadiwa Kunge mwari
@WinfildaKazetete-ts5xu
24 күн бұрын
Zvema body guard kuna Toka reratowa drama
@graciouschingwena2910
24 күн бұрын
Idrama riya
@user-wi9wk7fy8t
24 күн бұрын
Munhu anenge achinyepa ska ma guard kutya kurohwa
Sekuru Mukotsanyera vanobatasira zvine ma results kutowonawo vanhu vachipupura after 4yrs ❤
@user-bg8pb7jp9y
17 күн бұрын
Taura hako umwe oshaisha kutaura
Baba taps imbotipayi pese panenge paine gamba regorongozi iri tinorida rinotidzidzisa rinotikomborera misha irikusvatuka
Maita basa sekuru ne kubatsira mkomana uyo mwari verugare vakukomborerei❤
Thank u so much Sekuru Mukotsanjera for helping this man
Sekuru mukotsanjera gamba rinorwa nerudo rwokurevesa l love it
Murume uyu wamunoti mukatsanjera guys this man is something else 🎉🎉
Mukotsanjera ndomufarira mhani murume uyu❤❤❤❤
Uyo ma one kudarika ma one ndichamuda sekuru one on one pahonde apo mapokana sondiri chimoio mozambiqe ita kuti dhesheee like kuna baba t na kule wanofarira basa rawooo
Kabhero kakangoti ngende tinozwa kutekenyedzwa nemufaro ... mukotsanjera extra ordinary 🎉
My best traditional healer
Mukotsanjera my best traditional healer❤
Tangwena mutupo wangu dzinza rinemoyo wakanaka komborerwai naMwari wenyu Tsoka much ❤
186 000 subscribers and still counting. Thanks ba Taps
Haaaa ini moyo wangu unoshaya zvekuita ne team inondigonera ❤❤especially pakuziva chivanhu
BaTaps na Kotsa my favorite ndimi mune chimuti❤
Sekuru Mukotsanjera mwari akuropafadzeyi nekukuchengetayi mukomborerwe murarame nguva refu nemakomborero mazhinji
Sir Mangere wapa testimony sekuru mukotsanjera big up.
Vanhu itai serious nenhamo dzenyu.anonoiziva here mishonga iyo mukomana uyo mabrothers seems they dnt care why
Maiwe maiwe sekuru i handsome pfacha chaiyo.
Sekuru muri chikara ❤
😅😅 karanganda inondiitira even deno ndanga ndiri down ndinoita bho ndakangoona notification thanx baba Taps especially takazoona sekuru avo haaaaaa ndinonzwa manyuku nyuku
Zvanhasi zvaitaa regai ndimanyeee kunotsvagee humombe hwangu
Batsirai mwana VA mukotsanjena please mwari akuwedzerei simba
Afarawo ❤❤❤❤ achawanawo wake
Aah shame Zorodzai zvake zvaita let's hope achagona kushandisa mushonga wacho.
Sekuru tsoka tsitsi dzenyu dzandishamisa mazviita❤
Mwari tibatsireyiwo uuuuum nyika yakatakura kurema veduwee
APA KABBY KACHOOO KANOITA AKOO MUKOTSANJERE IHERO 💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪
Sekuru Mukotsanjera sadzo dzenyu 🎉
Sekuru Mukotsanjera maita basa nekubatsira mukomana uyo haa ndanzwa tsitsi
Maita henyu sekuru batsirai mkomana uyu Mwari vawedzere sekuru mubatsirei zviite
Sekuru basa mogona and handsome munayo futi😅😅😅😅
@PreciousChikwede
24 күн бұрын
Ichokwadi sekuru vanemoyo wakanaka, plus ndaitya kutaura kuti handsome. Ichokwadi 😅 kkkkk
@mesiMutepfa
24 күн бұрын
Handsome usadedzesaba😂😂😂
@mesiMutepfa
24 күн бұрын
@@PreciousChikwede😂😂😂😂😂😂😂
@gertrudemasuka3449
21 күн бұрын
😂kule isvusvura ndadya zvee
Ever dutiful humble man Sekuru MK❤. Imagine being held hostage by a 👻 bcz some ppl murdered an innocent person and are refusing to do the right thing. Zvobhowa. Please help this young man😢 nhasi ndachema nenyaya yemkomana uyu.
Masteets anomboita dry zvekt unodzungaira 😂😂
Sekuru munoziva BSA renyu long life
Karanganda TV musha wangu, wandinodisisa
@user-wi9wk7fy8t
24 күн бұрын
Unesofa rekugara nenyaya dzinonakidza
Imbwa ye Gorongoza my crush 😂😂...1 munhu wandotemba
Jesu Kristu chigwagwa anoda kunamatwa mumweya nemuzvokwadi
Ha sekuru please batsirai mukomana uyo ha kurara uchidhandiswa hazvisi nyore wena
Mmmmm idzo handsome dzacho chete
Best tv ever two days missing u I am happy now
I like this guy mukotsanjera ❤
Mukomana andirwadza uyo veduwee nhai vanhu munoiteiko
Mashoko makukutu sekuru Mkotsajere, ane nzewe dzekunzwa anzwa
😢thank you chiremba nedzidziso yamuri kutaura kuti makorokoto ndeedu tese😢😢😢😢
From joza igweeee indai uko kkkkk
Ìiìii mufesi uyu saka anogara ega ere akomana mmmm hanzi ndiripanguwa yakaoma mmmmm
Ndikunzwei makazenzi muchikuza go back to sender imi
ndanzwa misodzi yangu mhai😢😭
Kkkkkkkk ummmmmm vanhu musadaro sekuru vedu Mukotsanjera kubva mavati. Imbwa ye Gorongoza imika. Ityayi Mwari. 😂😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉❤❤❤😂😂🎉
@nondochirau9664
24 күн бұрын
Vakazvipa vega 😂😂😂😂
@tracychifamba1554
24 күн бұрын
kkkk... manickname avo ekuzvipa ayo.asi hamuteerere kahi
Ko Vaya vebhechu bhechu havasat vadzoka here
Baba taps mutipeo update ya tete vaya ve kurova bhechu bheju na Mukotsanjera
@israelchikotera3129
24 күн бұрын
Yakaperera kupi bhechu bhechu
Mukotsanjera and karanganda to the world 🌎
Last part ye go back to sender baba Taps magonera vakawanda kubvunza koz number yakawanda tanga tiri murima sekuru vapatsanura tanzwisisa siyabonga
Thanks you so much sekuru mukosanjera ❤❤❤❤❤❤
Baba Taps basa sebasa ...Sekuru Mukatsanjera chenesai nyika vana taremedzwa mumadzinza umu fambai navo
Dai mwari wakazomurangarira murume uyo
😢😢😢 Mwari uyu, mwana andinzwisa tsitsi,woti urema woshandiswa futi 😢😢😢😢
Nyika ino rema hama wee😭😭😭😭
Sekuru Mukotsanjere munogona basa
😢 ndarwadziwa nemukomana uyo ....sekuru mukotsanjera batsirai henyu mwana uyo ...mwari anokurangarirai 😢😢
Sekuru Mkotsanjera for the people He is got people at heart ❤
Bhora mberi sekuru
Mukomana andirwadza uyo,misodzi yangu yayerera... Mwari nevadzimu ngavamurangarire vamusunungure
Number 2 ,kuti dhessheee mandigonera ndangandamusuwa bhechuu
Plz sekuru batsirai mukomana uyo
Unonzi John ndiani😂😂😂😂¹
Tinokutendai VA Mukotsanjera
i wish kty mukotsanjera ambouyawo kuharare
Kule Mukotsanjera ,,, munotidadisa pa Manicaland ,, ndotenda hangu,
Mukotsanjera sununguraiwo rudzi rwangu zvatavakufa tisinawo kana chiro kana misha iiiiiiiii