Headman Chigodora _Tumadoro doro

Пікірлер: 290

  • @maiteechirangamapenzi329
    @maiteechirangamapenzi3299 ай бұрын

    Vakachena headman...tanga tavasuwa ❤

  • @user-jt4xx7mo1z
    @user-jt4xx7mo1z9 ай бұрын

    Headman chii chikuitika 7 communite yenyu makadzinga here vakomana zvavava pabasa that group yakanga iri mature uye respacatable

  • @user-ie2nu8ru8d
    @user-ie2nu8ru8d9 ай бұрын

    Ndoda kutaura chokwadi pamberi pedare raheadman Chigodora ❤❤

  • @munodaanimancube7755

    @munodaanimancube7755

    9 ай бұрын

    Kwete manyepo 😅😂🤣🤣 garai henyu pasi, mutaure nyaya yenyu 😅

  • @wesleyzaranyika5516

    @wesleyzaranyika5516

    9 ай бұрын

    😂😂😂😂 teramirai

  • @gwishiripatiepatie3904
    @gwishiripatiepatie39049 ай бұрын

    Welcome back headman Chigodora ❤❤🎉

  • @FrpKing-tx5ph
    @FrpKing-tx5ph9 ай бұрын

    Mis you so much vachigodora ndaitotaura ndega kuti were are you ndafara zvikuru💕💔💖💔💔💔💔

  • @Dube20

    @Dube20

    9 ай бұрын

    ,😂😂😂😂ipopo kkkkkk

  • @DRRZOE
    @DRRZOE9 ай бұрын

    I miss you heardman Chigodora

  • @blessingmucheri9827
    @blessingmucheri98279 ай бұрын

    Back to normal🎉🎉 manga matikanganwa mazuva apera ayo

  • @nokuthulatsotsonga4691
    @nokuthulatsotsonga46919 ай бұрын

    Varume varikutongwa ma comedians Kani 😂😂😂😂

  • @mikevhunani7079
    @mikevhunani70799 ай бұрын

    Kkkkkkkkkkkkkkk heard man munemabasa but thanks munodavanhuvenyu hamuvarasirikure uye hauna side big up Mwari vakuchengetei

  • @Mamoyooo
    @Mamoyooo9 ай бұрын

    Headman musapote muchirova 😂😂😂😂😂😂we can't survive without watching you

  • @user-do3bw5mf8v
    @user-do3bw5mf8v9 ай бұрын

    Happy to see you headman

  • @TM-iz2ku

    @TM-iz2ku

    9 ай бұрын

    Chigodora haagoni kutonga kambonodzidziswa namambo Mutasa Chaanogona kungoripisa chete apo inumber 1 hapana anomukunda

  • @tigermaps9909

    @tigermaps9909

    9 ай бұрын

    ​@@TM-iz2kuMaonero Ako but Chigodora chivanhu anochiziva hake

  • @tapiwamanyengura7113

    @tapiwamanyengura7113

    9 ай бұрын

    ​@@TM-iz2kukkkkkkkkk u need fridge to cool u

  • @user-pz4sp1bv1d
    @user-pz4sp1bv1d9 ай бұрын

    Zvakanaka kuva pano😂 masweracy Karanganda family headman to the people ❤❤❤

  • @morenmanhombori4800
    @morenmanhombori48009 ай бұрын

    Eho matsamba ndinawo ekurapa nditorineamwe ekutopawo amweni anoda , Headman unobudirwa ere muchinda aiwa inini zvangu ndinoite zvekurota😂😂😂😂😂😂😂purisa rasabhuku nyaya yenyu aina chironzo akomana imwimwi ,them boys inechironzo😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @innocentkaruma5869

    @innocentkaruma5869

    9 ай бұрын

    🤣🤣🤣🤣

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise27689 ай бұрын

    Yeeeeee welcome back kwachigodora Tanga tazwa ngechirungu kwamutasa uko

  • @oniassithole9335

    @oniassithole9335

    9 ай бұрын

    Taura hako ndaunge ndirikowo haaaa Mutasa akadzidza plus n'anga yavo iya ma1

  • @atinetimhlanga4585

    @atinetimhlanga4585

    9 ай бұрын

    😂😂Haaa chingezi vanoita okubvarura

  • @fofoemaibvise2768

    @fofoemaibvise2768

    9 ай бұрын

    @@atinetimhlanga4585 mufundi chaiye

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana29939 ай бұрын

    Hedhimeni garai zvine respect .aaaa kuita kunge hameno hameno .muri kuit intimidating nemagariro awo .

  • @wha-ajr92
    @wha-ajr929 ай бұрын

    I wish kumbosangana na Headman Chigodora

  • @joylinemakate5888
    @joylinemakate58889 ай бұрын

    Been missing chief chigodora, s eousodes...thanks baTaps

  • @tatendakadiki5828
    @tatendakadiki58289 ай бұрын

    Long time bambo headman, we missd you

  • @memorynjerere1122
    @memorynjerere11229 ай бұрын

    Sabuku chigodora nhasi vatonga ndururani chaidzo 😂😂😂😂😂😂 waiyepo here 😂😂😂

  • @JosephMatende-fh2ip

    @JosephMatende-fh2ip

    9 ай бұрын

    Ha apa vatonga mbangu

  • @user-sy5dv6nh8c
    @user-sy5dv6nh8c9 ай бұрын

    Vachigodora nyaya dzimwe munodzigona asi jinda renyu reshati chena makamupa masimba akawandi ndaape vanhu mukana wekutaura ngaarege kuitasekunge ndiye ave mambo

  • @sharon3601
    @sharon36019 ай бұрын

    I’m happy to see that elder vane suit ne hat, he is just calm but firm.

  • @user-xl3wn5ih3y

    @user-xl3wn5ih3y

    9 ай бұрын

    That one is very calm ,firm and full of wisdom .

  • @chiherachashe4332
    @chiherachashe43329 ай бұрын

    Pane tsvimbo yaheadman

  • @advancematoweadttocksmatto9213

    @advancematoweadttocksmatto9213

    9 ай бұрын

    😂😂

  • @mundaadmire5467
    @mundaadmire54679 ай бұрын

    Long time no see hardman,thanks ba taps nekutipa nyaya

  • @thandiwechinaa5453
    @thandiwechinaa54539 ай бұрын

    Haaaa chigodora kanonyanyaewo kuzvinzwa aka wona gariro rakakaita

  • @user-bb3zd8uz8w
    @user-bb3zd8uz8w9 ай бұрын

    ❤ Glad to have you back headman Chigodora

  • @patriciaday8117

    @patriciaday8117

    9 ай бұрын

    Well done Headman

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise27689 ай бұрын

    Headman makachenesa

  • @lainahmusariri5111
    @lainahmusariri51119 ай бұрын

    Well come back Headman Chigodora

  • @perpetualmarimbire176
    @perpetualmarimbire1769 ай бұрын

    Baba Taps titende ayewa ndabhoo manje !!

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga45859 ай бұрын

    I miss u headman Chigods

  • @takudzwachihuri662
    @takudzwachihuri6629 ай бұрын

    Yooo headman chigodora haaa vavarova

  • @wadzanaimukize9510
    @wadzanaimukize95109 ай бұрын

    Missed you so much dare pliz Karanganda piwai marecordings kana musingakwanise kuendako muchitiposterawo i love this dare

  • @margaretkatsenga7091
    @margaretkatsenga70918 ай бұрын

    Headman Chigodora ndimi makaenda kuchikoro chemazvirokwazvo chehu Headman,Murikugona basa renyu headman, Mwari vakuwedzerei mazuva akawanda panyik

  • @Will94150
    @Will941509 ай бұрын

    welcome back chidare chekutsikirira vasungwa ichi

  • @victoriatsabasvi4764
    @victoriatsabasvi47649 ай бұрын

    Hie headman long time ❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @oniassithole9335

    @oniassithole9335

    9 ай бұрын

    Vanga vaendepi

  • @Gonawapotera1

    @Gonawapotera1

    9 ай бұрын

    Vanga vanotenga trousers 👖😂

  • @MollinNdonya-zg3zr

    @MollinNdonya-zg3zr

    9 ай бұрын

    K😂😂😂😂😂

  • @rue-hz2qk
    @rue-hz2qk9 ай бұрын

    Manga mwachona headman chigodora ❤❤❤❤❤❤munotamba yere

  • @FainaTatira

    @FainaTatira

    9 ай бұрын

    Mange marova headman ...ko magada aripiko mumuudze kuti ndamusuwa plz auye mudaro

  • @user-fo6md4pk6s
    @user-fo6md4pk6s9 ай бұрын

    Welcome back headman chigodora

  • @tapiwamanyengura7113
    @tapiwamanyengura71139 ай бұрын

    I come again that guy uyo ari kuright kwaheadman haandiititire zvakanaka

  • @winniemunemo5790
    @winniemunemo57909 ай бұрын

    Tange takusuwai headman Chigodora ndange ndanzwa nekukutsvagai

  • @roseramsey2250
    @roseramsey22509 ай бұрын

    Well come back Headman Chigodora 😊 Long time 😊

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi31529 ай бұрын

    Headman vanomborovawo ivava... Karanganda irikuenzera pabasa

  • @eunicechimbadzo5958
    @eunicechimbadzo59589 ай бұрын

    Ndoda kutaura chokwadii pamberii 😂😂😂😂😂😂

  • @olindamachiya7812
    @olindamachiya78129 ай бұрын

    Long time headman chigodora

  • @mariandube-nq5hn
    @mariandube-nq5hn9 ай бұрын

    Kkk Kkk hanzi tanga tanzwa nechirungu kwamutasa

  • @brucemutayiwa
    @brucemutayiwa9 ай бұрын

    Uyo akutorwara pfungwa headman

  • @RutendoMutukwa
    @RutendoMutukwa9 ай бұрын

    Magarire ahead man bhoo hr 😂😂😅😅 ahhhh

  • @TakondwaChilombo
    @TakondwaChilombo9 ай бұрын

    Welcome headman chigodora ndafara hangu kwamutasa chiungu chega chega

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga45859 ай бұрын

    Musakaraidza murume mukuru Kani anhuweee munhu wese akut garai pasi garai pasi.

  • @kennytawars2464
    @kennytawars24649 ай бұрын

    Long time headman mangaa manotenga fashion kubhero kwamutare er

  • @IreneBhasera-qp2ri

    @IreneBhasera-qp2ri

    9 ай бұрын

    😂😂

  • @josephbwititi8194

    @josephbwititi8194

    9 ай бұрын

    😂😂😂😂😂

  • @tendaimichaelsakarombe6100

    @tendaimichaelsakarombe6100

    9 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂munhu sooka anombofunga sei uye zvinombenge zvauya sei kuti munhu afunge chopu chopu kudaro zvakasiyana newamwe😂😂😂😂😂

  • @kennytawars2464

    @kennytawars2464

    9 ай бұрын

    @@tendaimichaelsakarombe6100 kkkkk kushaya mabaaasa

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka9 ай бұрын

    Mushonga wemapete headman haa ndokufarirai

  • @patiencemawunga596
    @patiencemawunga5969 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂hanz pamusoro headman pane patakambosangana ere kkkk

  • @tepimunsaka2695
    @tepimunsaka26959 ай бұрын

    welcome back my favorite head man chigodora much love

  • @afronews7034
    @afronews70349 ай бұрын

    Head man akachaya fashion nhasi

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga17559 ай бұрын

    oh yah my smart elder welcome back

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche17839 ай бұрын

    Andisini ndakasvika doro muninina ndoaka bika doro kkkkkk

  • @mateusfernandomuchangamuchanga
    @mateusfernandomuchangamuchanga9 ай бұрын

    Ndanga ndasuwa headman chigodora thanks bba taps

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube21109 ай бұрын

    Hradman long time sengihleke strong

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika37769 ай бұрын

    Baba Taps makugona manje everyday mokanda tichivarairwa hedu 🤗

  • @ConniekholiyMpansi

    @ConniekholiyMpansi

    9 ай бұрын

    Tikudzidza, panorairwa mwana waaMambo, isu toterera kuitira tisazopindawo mutsekwende dzakadaro

  • @washas2802
    @washas28029 ай бұрын

    Majama mbanje modziwanza plus hwahwa kkkkkk

  • @esnathconstancemoyo3674
    @esnathconstancemoyo36745 ай бұрын

    I have dreadlocks for life but that dreadma n us the top one jah raster frrrr.kkkkkkkkkkkkkkk

  • @sonenigwenelo2076
    @sonenigwenelo20769 ай бұрын

    Headman longtime ❤❤❤

  • @funwellmatowe1336
    @funwellmatowe13369 ай бұрын

    Well come Chief Chigodora asi mwiri yaidzimba here kuti zzzzz

  • @deliwemuteerwa6874
    @deliwemuteerwa68749 ай бұрын

    Headman munotamba ere ❤❤❤

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga17559 ай бұрын

    oh my goodnesss😂😂😂😂😂those guys,,job plus half

  • @user-yx8em7zb6j
    @user-yx8em7zb6j9 ай бұрын

    Welcome back Chigodora

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati87829 ай бұрын

    Muponi here uyo headman😂😂😂😂

  • @user-tq1il5rn2m
    @user-tq1il5rn2m9 ай бұрын

    Mamarova vanhu havachasi kupara mhosva here

  • @user-zn3on6jf5v
    @user-zn3on6jf5v9 ай бұрын

    Well come back maive maendepiko vachigodora

  • @admasumesele2935
    @admasumesele29359 ай бұрын

    Welcome headman Chigodora Soko yanyu...isu hatitongwi asi tinotonga

  • @kudzaichipunza7652
    @kudzaichipunza76529 ай бұрын

    Welcome back headman 🕺🕺🕺🕺💯

  • @FutureGeorge-zw6sq
    @FutureGeorge-zw6sq9 ай бұрын

    Heardman Chigodora❤❤❤

  • @ronaldpfumbidzai7479
    @ronaldpfumbidzai74799 ай бұрын

    Chigodora chozikanwa hapana

  • @user-dg9ew6zy1t
    @user-dg9ew6zy1t9 ай бұрын

    Hanzii Horaiti ndanyarara ,, hanzi tongai anopenga kind yacho 😂😂😂😂😂

  • @TafadzwaNyamazha-xk9hx
    @TafadzwaNyamazha-xk9hx9 ай бұрын

    Munyika munevanhu kkkkkkk ndanakirwa ini lm so proud to be Wasu kkkk

  • @grammymakore1495
    @grammymakore14959 ай бұрын

    Welcome back heardman

  • @tarirochinyama6407
    @tarirochinyama64079 ай бұрын

    Looking good headman... Long time mehlo amadhala❤

  • @pulengmpopo6665

    @pulengmpopo6665

    9 ай бұрын

    It's mehlo madala

  • @tadiswashylet1474
    @tadiswashylet14749 ай бұрын

    Mukuru uyo ane izwi rakashoshoma ane kamwe ka rough plus anokanganisa munhu kuti atsanangure zvakakwana

  • @grammymakore1495
    @grammymakore14959 ай бұрын

    Nhasi sabhuka vatonga ndururani bvaa kana usina mbudzi kudunhu iri unochiona

  • @user-yz1wh5tj8g
    @user-yz1wh5tj8g9 ай бұрын

    Kkkkk yhoo pari kunakidza pano

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa74939 ай бұрын

    Vana baba avo vanenge mabhinya 😅😅😅😅

  • @fortunatepaida2
    @fortunatepaida29 ай бұрын

    Plus varume avo vamakaisa mberi ngavabve avoo imbwa dzevanhu

  • @advancematoweadttocksmatto9213

    @advancematoweadttocksmatto9213

    9 ай бұрын

    True

  • @user-yi9mo8ic1x

    @user-yi9mo8ic1x

    9 ай бұрын

    Vakusvotesa

  • @raynomutete4022
    @raynomutete40229 ай бұрын

    Baba Taps taurira Headman kutii uyo Muface akagara ku ryt ngabve padare

  • @shepherdmutsvangwa
    @shepherdmutsvangwa8 ай бұрын

    Ndokumbirao vatori venhau vaite vachinyora ngechirungu kuitira amweni anoerenga nekuterera chiron chirongwa chedu azvisise

  • @TatendaMuchenu
    @TatendaMuchenu9 ай бұрын

    Uyo mukomana we gucci uyo anodherera vanhu matare achigodora akutondibhowa kubva paakaisa vakomana vatsva kumusoro

  • @user-rt2hw2dw1f
    @user-rt2hw2dw1f9 ай бұрын

    Family iyi inogona ku actor sure 😂😂😂😂😂😂😂 sando kunana Dread

  • @FortunateKasiyandima-ss1mq
    @FortunateKasiyandima-ss1mq9 ай бұрын

    Iri ibasa chairo headman mapinda busy

  • @tendaizulu7352
    @tendaizulu73529 ай бұрын

    Ndanga ndasuwa headman

  • @tariromagwaza
    @tariromagwaza9 ай бұрын

    welcome back HEADMAN

  • @Grainger0123456789
    @Grainger01234567899 ай бұрын

    Ana Dreadman vaSparka dare ,zvanzwika ,ndaseka zvangu😅😂

  • @rebeccatsungai6120
    @rebeccatsungai61209 ай бұрын

    Headman mamarova sure❤❤❤

  • @user-qy9xe1vl8e
    @user-qy9xe1vl8e9 ай бұрын

    Welcome haedman chigodora

  • @dzivasambiriable
    @dzivasambiriable9 ай бұрын

    Avo blaz vanofanira kunyarara vanovharira munhu

  • @busisiwecorneliamsipha4463
    @busisiwecorneliamsipha44639 ай бұрын

    Headman Chigodora my crush

  • @taperatapera669
    @taperatapera6699 ай бұрын

    Happy to see tis dare but panzvimbo apa pakuda kuvandudzwa vakaiwo structure inotio kana mvura yonaya munowana pekuvanda vanhu vari kubhadhara mari dzekupinda mudare

  • @SimbarasheSithole-pl9is
    @SimbarasheSithole-pl9is3 ай бұрын

    Headman vadare venyu ngavape arikutongwa nguva yekutaura

  • @bsmazzy6304
    @bsmazzy63049 ай бұрын

    It's good to see you herdman Chigodora neteam

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga17559 ай бұрын

    mhmmm,Gucci,amheno hanguanovhaŕidzira vanhu

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura99439 ай бұрын

    Inga week rino manga makaipirwa chose BabTaps muri kudzifambira chaiko thank you 🙏🏻

  • @PoliteMuzenda-de8lv

    @PoliteMuzenda-de8lv

    9 ай бұрын

    Welcome headman long tym

  • @PoliteMuzenda-de8lv

    @PoliteMuzenda-de8lv

    9 ай бұрын

    But kamugarire kenyu headman ndeke chifinhu aka kkkk smart Makarova wena thanks Kuna mai Chigodora ne ironing

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro25829 ай бұрын

    Ayiiiii these 2😅😅😅

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi19199 ай бұрын

    I was missing headman Chigodora

  • @victorvicsolutions2716
    @victorvicsolutions27169 ай бұрын

    Long time indeed