Headman Chigodora Miti inoera

Пікірлер: 352

  • @victoriatsabasvi4764
    @victoriatsabasvi476410 ай бұрын

    Mazuvano hamuchatonge mavakudzvanyirira vanhu .plus boys 2 idzo ngavadzoke kune chaunga please 👏👏👏

  • @ephiasmutava3842

    @ephiasmutava3842

    10 ай бұрын

    kkk

  • @TM-iz2ku

    @TM-iz2ku

    10 ай бұрын

    Madimba chii nhai

  • @ruel1703

    @ruel1703

    10 ай бұрын

    True

  • @tendaithomasmadiro3894

    @tendaithomasmadiro3894

    10 ай бұрын

    faninge uyo we summer shirt uyo chatova chi gangster chaicho

  • @takawirachimombe9969

    @takawirachimombe9969

    10 ай бұрын

    makanyanya kuvati vagare kumberi. In a family of 50 vanhu chaivo panogona kuita munhu 1 chaiye anoda kuti zvinhu zvifambe. He is representing the father. Dai vagara vati hatidi iwe tinoda baba vako. why vachizoti family iripe mhosva yemunhu anenge afa. He is willing to pay and anelife to lead including own family yake iye. Power is corrupt. I used to respect those 2 guys but marabichi

  • @talentchipika6733
    @talentchipika673310 ай бұрын

    magirazi neumwe wake mmmm vanoda kumbopinda ma lessons akutaura nevanhu zvakanaka

  • @gracegrace4164
    @gracegrace416410 ай бұрын

    I love headman Chigodora. Sabhuku musade kungotsvaga mosva after mhosva shuwa mbudzi dzatova 3 pa one issue yakadero. magirazi na gucci tokudai asi chidzokerai kuchaunga mainatsonakidza muri ikoko kkkkk kumberi ngakudzoke madzimai maviri aye ekunaka nekuzvibata totenda

  • @patriciadengenyera8507

    @patriciadengenyera8507

    10 ай бұрын

    Chokwadi madzimai anodiwawo kumberi

  • @TM-iz2ku

    @TM-iz2ku

    10 ай бұрын

    Madimba chii nhai

  • @tambudzaimuzhuzha6917
    @tambudzaimuzhuzha691710 ай бұрын

    Magirazi naGucci ngavabve kumberiyo baba Taps hazvisati zvichizvo zvavave kuitaizvo

  • @user-ck7qz5zt9e

    @user-ck7qz5zt9e

    10 ай бұрын

    Vakuzviwanza ratovawo dzungu iro

  • @user-fs6cj9jf4z

    @user-fs6cj9jf4z

    10 ай бұрын

    Vakuzvida too much Kuda kutorera Headman basa ravo vakubhowa zvavo hasha too much

  • @user-hd7ur9de5s

    @user-hd7ur9de5s

    10 ай бұрын

    Taurai zvenyu chakubhowa chidare chavoo

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri10 ай бұрын

    Hudyire hwakunyanya padare raheadman chigodora ..ana magirazi hasha itai kumba kwenyu neakadzi enyu kwete padare ..i blame munhu akamuisa mberi ikoko dzokai kwamainga btter pane kushandisira anhu hasha unnecessary.. Headman matotadza kugadzirisa nyaya apa kushandisa chisimba madii kugadzirisa nyaya yasabhuku neuyu .

  • @chipo6031
    @chipo603110 ай бұрын

    Dare iri raakuwanza hasha nekakubatirana so nekuratidzana masimba, mathreats . Ende ka kuitira hasha munhu akateramira hake and asiri kuramba mhosva. Sabhuku haiite sabhuku pasina vanhu kana kuita ishe kuita is he nekuti pane vanhu vanoda ishe. Mutungamiri anoda vanhu vekutangamira, vanhu vanoda wo mutungamiri, togarisana zvakanaka munharaunda❤

  • @salomechipfuwa5550

    @salomechipfuwa5550

    10 ай бұрын

    Uyo wet/shirt yellow anokonzeresa hasha. Paakaiswa pedyo na Headman ndopazvakatanga.

  • @murondepfungwa2545

    @murondepfungwa2545

    10 ай бұрын

    Inzara anhu ngaatsvake maricho azvichanaki

  • @TheChekas

    @TheChekas

    10 ай бұрын

    Magrade 4 aya ari kuvhundutswa nemacamera neKZread. Too much celebrity

  • @CatherineJarai

    @CatherineJarai

    10 ай бұрын

    ​@@salomechipfuwa5550😅

  • @margarettakundwa6333

    @margarettakundwa6333

    10 ай бұрын

    Very tru .ipapo havachaziva zvavakagarra kumberi uko.takanyanya kuvakuza sterek bfo now vakuona sevanogona

  • @neversoza8795
    @neversoza879510 ай бұрын

    Headman vanhu vamakagara nawo awo varikushatisa dare kumagumo kwazvoo ndini munenge makushorwa ramba muchivasekerera ......muchazoona....nyaya dzenyu dzakubhohwa

  • @user-xl3wn5ih3y
    @user-xl3wn5ih3y10 ай бұрын

    Va dare venyu ava headman vave kurasika vari kuita hasha kwete kutonga dai mava bvisa pamberi apa vave kurasika vaigona vachiri kune vanhu uko ,ndatenda Ishe kana manzwawo maonero angu .

  • @Will94150

    @Will94150

    10 ай бұрын

    Ndakambozvitaurawo last week mucomment section imomu 18:04

  • @givenmapfaza5245

    @givenmapfaza5245

    10 ай бұрын

    Kunyanya rebas iro kkk

  • @user-yi9mo8ic1x
    @user-yi9mo8ic1x10 ай бұрын

    Magirazi anosvodesa. Very rough mudzingei mudare uyo

  • @munyaradzinherera3383

    @munyaradzinherera3383

    10 ай бұрын

    Papi paita rough.

  • @neversoza8795

    @neversoza8795

    10 ай бұрын

    Vana good man here....dare raenda kumawere

  • @selinalembani9816
    @selinalembani981610 ай бұрын

    Magirazi neuyo weGucci vakuporonga dare ngavabvepo kumberi uko vadzokere kumateresi, vano buller vanhu havagone kutonga zvakanaka

  • @user-vk1df7eh3r

    @user-vk1df7eh3r

    10 ай бұрын

    Sure hako vaimbogona vari kuterrace now vakutoporonga. Headman vakasavabvisa kumberi dare ravo rinoinda kumawere. These are just bullies musungwa ane right yekutaura akasununguka

  • @selinalembani9816
    @selinalembani981610 ай бұрын

    Chadhakwa chidare ichi nekuda kwembiti mbiri idzo kurutivi kwaHeadman. Taimbomurumbidza mambo uyu but zvadhakwa

  • @mhamhatquadchikwanda6693
    @mhamhatquadchikwanda669310 ай бұрын

    Uyo namagirazi ngavachubva kumberi ndati ngavadzokere kujekerera

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga10010 ай бұрын

    Baba Taps, ndokumbirawo mundisvitsirewo kuna Headman. Ndaikumbirawo mukomana we Gucci shirt naMagirazi vachiende havo kogara kuChaunga. Headman vanokwanisa kupa mutongo vari vega. Vakomana ava vanotongera utsinye uye havana respect nevanhu. Kutonga havachagoni. Vaigona vari kuChaunga ukoo. Ndapota hangu Karanganda TV. Headman Chigodora is one of the best Headman so far, kudarika kana madzimambo. Asi nevakomana avo vakurasika. Varikuva svipisa zita in disguise.

  • @oldschoolmusicmakwarimba2455

    @oldschoolmusicmakwarimba2455

    10 ай бұрын

    True

  • @percivalbhaira3027

    @percivalbhaira3027

    10 ай бұрын

    Very correct bt naivo headman vachoo vakatodhakwa dai vaifunga vaisa teerera mapenzi ayoo mukazvitarisa parizvino nyaya inenge yaenda kudare aisiriyo inenge yakutongwa

  • @percivalbhaira3027

    @percivalbhaira3027

    10 ай бұрын

    Very correct bt naivo headman vachoo vakatodhakwa dai vaifunga vaisa teerera mapenzi ayoo mukazvitarisa parizvino nyaya inenge yaenda kudare aisiriyo inenge yakutongwa

  • @takawirachimombe9969

    @takawirachimombe9969

    10 ай бұрын

    I second this too. Most of the cases vakuita kunge ndivo varidzi venyika iyi

  • @zvisineisengedzi7061

    @zvisineisengedzi7061

    9 ай бұрын

    And magirazi neuyo umwe ari pedyo gavanotswage mabasa marombe vamwe vachishanda mutaundi ivo vachiramba varipa matare

  • @emilymushanya2077
    @emilymushanya207710 ай бұрын

    Baba taps munaudza headman vapote vachiverenga ma comments Allen na Guchi vakutorasa Dare ra headman .muri vechidiki imi endai motsvage basa siyai headman vatonge ne vamwe vaya vasina rough madzimai vaya varipi

  • @cathrinetetiwa9173
    @cathrinetetiwa917310 ай бұрын

    Allan na Gucci ngavabve kumberi uko vaakumera mapapiro too much

  • @patriciabandura5412

    @patriciabandura5412

    10 ай бұрын

    Vakatomera avo

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa633310 ай бұрын

    Takanyanya kuvapa mbiri isina basa pekutanga.

  • @melndoxie8458

    @melndoxie8458

    10 ай бұрын

    Chokwadi haaaa

  • @ruel1703

    @ruel1703

    10 ай бұрын

    Mapenzi

  • @tarironyirenda5403
    @tarironyirenda540310 ай бұрын

    Vakomana vaviri avo varikushaisha dare raHeadman. Headman is full of wisdom but those two guys are a confusion to our traditional court. Tinozviziva kuti vane pashoma pavanowana saka vavekushandisa hasha kuti vawane cheuviri. Yambiro yangu kwavari endai munotsvage mabasa kana kunoita mahwindi paSakubva zvirinani pane kukanganisa dare

  • @user-wl3jf6dd5q
    @user-wl3jf6dd5q10 ай бұрын

    Chigodora chenjererai machinda ako awo achakusiya uripanguva yakaoma

  • @LuciaShumba
    @LuciaShumba10 ай бұрын

    Dare raheadman chikodora harichanakidzi nekuda kwemachinda mairi awo 🥲

  • @jabulanimutasa4267

    @jabulanimutasa4267

    10 ай бұрын

    Overrated

  • @leahChinyere-ts9eu
    @leahChinyere-ts9eu10 ай бұрын

    Hamugone kutonga imi kuitira favor sabhuku uyo. Tererai mukomana uyo arikunyatdotaura nyayae

  • @paulinechimutsa2677
    @paulinechimutsa267710 ай бұрын

    Chief udzai munhu adyare miti izvo maakuita dare kunge business zvinhu Zviri kushupa muripo unobvepi kuna baba murwere makuita hudyire

  • @hellenmuchafuruka3169
    @hellenmuchafuruka316910 ай бұрын

    Magirazi neumwe wako chibviswai kumberi uko mavakutonga nedemo aaaah ihasha rudzii dzakadaro

  • @emelychataika1084
    @emelychataika108410 ай бұрын

    Headman vachinda enyu nikisi , are power hungry

  • @fortunatepaida2
    @fortunatepaida210 ай бұрын

    Ummmm magirazi atochinja imi ummm vese nezigucci ngavabve kumberi ukoo iyo nzvimbo iyo yakazara nehudzvanyiriri xuwa ummm last time vakadzvanyirira mai vemagetsi vaya😢😢😢😢

  • @hellenmuchafuruka3169
    @hellenmuchafuruka316910 ай бұрын

    Baba taps ratidzai headman ma massage

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo10 ай бұрын

    Headman Chigodora is capable of taking decisions alone. Magirazi & Gucci must go sit with the rest of the villagers. They don't know how to talk to people & they talk like they are the Law. Otherwise Nyaya yafamba mushe good judgement

  • @mdaloloboss4210

    @mdaloloboss4210

    10 ай бұрын

    I agree with you coz team iri raiita kunge rakapenga richiri kunevamwe now vakuonererwa

  • @progressmuhezva2529

    @progressmuhezva2529

    10 ай бұрын

    Haaa sure kani😂😂

  • @petronela7548

    @petronela7548

    10 ай бұрын

    Kkkkkkkk hamusirimi hr makati vaende kunogara kumberi kuna headman 😂😂

  • @memoryncube8391

    @memoryncube8391

    10 ай бұрын

    Sure vakuzvita kunge headman

  • @memoryncube8391

    @memoryncube8391

    10 ай бұрын

    Sure vakuzvita kunge headman

  • @andrewsimaila1556
    @andrewsimaila155610 ай бұрын

    Heardman u now loosing your grip, dare renyu since u introduce vana magirazi and team their advices are too commanding, kutyisidzira vanhu, Heard an matonga kudarika mamwe madzimambo bt now dare renyu ravakureruka, Titanic is sinking

  • @Owenkuwenyi
    @Owenkuwenyi10 ай бұрын

    Team ra headman ngarinotsvaga mabasa vakuporonga dare varume ava takatarisa

  • @maxwellmapuranga5543
    @maxwellmapuranga554310 ай бұрын

    Awa vakomana awa vakuvhiringidza dare vanofanirwa kubviswa.dare racho kuda mari too much.

  • @kennytawars2464
    @kennytawars246410 ай бұрын

    2 boys irooo rakufarisaa mnjeee

  • @delightchinosengwa1431

    @delightchinosengwa1431

    10 ай бұрын

    😂😂😂😂 Fungai ndiyee ega so far akavanyararidzaa coz aisatambira zvisina basa

  • @user-cv8ys8mw9u
    @user-cv8ys8mw9u10 ай бұрын

    Musungwa chaiye anotenderwa vani kutaura zvaasina kufarira kubva kumunhu amusungisa 😢😢😢😢 dare iri harisisina order

  • @websterdhlakama8209
    @websterdhlakama820910 ай бұрын

    Vakomana avo vadiyi vasiyana nazvo headman vaite basa ravo vega because they're bringing confusion.

  • @PoliteMuzenda-de8lv

    @PoliteMuzenda-de8lv

    10 ай бұрын

    Dare renyu rave kubhowa vaChigodora mava kudzvanyirira kodzero dzevanhu

  • @user-zz7vt5no2u
    @user-zz7vt5no2u10 ай бұрын

    Sviheadman isvi svava kutotibhowa zvedu, umbavha kuramwa nhema nekutyityidzira vanhu kumberi kupi kwakatiorera, ava vakomana vaviri kuda kuonererwa imbwa dzevanhu

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga175510 ай бұрын

    headma Chigods,talk to Gucci namanglazi pl ,vasavhundusire vanhu,ivo havachadi anhu arikutaura from the crowd

  • @energykaseke8002
    @energykaseke800210 ай бұрын

    Chigodora bvisa vanhu 2avo usare nasecretary wodzosa vakadzi vako

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa426710 ай бұрын

    But Allan na Gucci guy dzorai hasha dzenyu guys you’re overdoing it. Secretary has been good to me from day one since achiri muma terraces.

  • @margarettakundwa6333
    @margarettakundwa633310 ай бұрын

    Team iri rakubhowa iri since rakagara nxt to headman.ati azvinzwq ndipei judgement

  • @precioustafirei7394
    @precioustafirei739410 ай бұрын

    Gucci naMagirazi chidzokerai henyu kuchaunga maakumera mapapiro

  • @VongaiMaparadze
    @VongaiMaparadze10 ай бұрын

    Headman maimbotonga bt now makufarira kuzeevezerwa munzeve murimudare ngei varime avo 2 pls musakanganisa headman

  • @dzidzaisibanda7069
    @dzidzaisibanda706910 ай бұрын

    Chidare ichi chakubhowa ichi makuita hudzvanyiriri imi

  • @user-qr4by8zs9t

    @user-qr4by8zs9t

    10 ай бұрын

    Point

  • @tmantinashe4711
    @tmantinashe471110 ай бұрын

    Magirazi naGucci are both lacking public relations skills and the right approach when interfering with accomplices, rough too much.. Dzosai henyu vakadzi vaya then these 2 guys vodzokera havo muchaunga

  • @tawandanyakabau3822
    @tawandanyakabau382210 ай бұрын

    Ba Taps udzanayi headman Chigodora vadzose secretary mubhebhi uye kumberi uko

  • @WalterMtengambiri-lm2kw
    @WalterMtengambiri-lm2kw10 ай бұрын

    Magirazi ne mumwe wake waakagara naye vanekautsotsi kavainako seyi varikuvhika vhika Kuti munhu ataure daka rake na sabhuku pane kakusachena karipo between sabhuku ne avo vakacheka miti

  • @Olcool

    @Olcool

    10 ай бұрын

    Aunza nyaya ndi sabhuku. Nenyaya yemiti Kana iye ane nyaya ye grudge ngaauye apinde separate court session. Chero kwa magistrate, you cannot introduce a new case on top of another running/on going case. Simple principles.

  • @Owenkuwenyi
    @Owenkuwenyi10 ай бұрын

    Baba taps pliz chisiyana na headman chigodora ava vaigona kutonga vasati vakomberedzwa nembavha idzi pliz chimbomirai kuti ratidza mbavha idzi

  • @EdithNyandoro
    @EdithNyandoro10 ай бұрын

    Vana magirazi ngavabve varikuitira vanhu hasha

  • @BeeSimz06
    @BeeSimz0610 ай бұрын

    Varume two avo ngavadzokere vakadzi vadzoke nekuti makutonga chitoriro

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara517610 ай бұрын

    Allan wave mambo here,he’s even arrogated himself the rank of Kings

  • @user-hx1st2fr6j

    @user-hx1st2fr6j

    10 ай бұрын

    Kwai hautiudze zvekuita tisu tinokuonga umm ari rough

  • @gracemupita1801
    @gracemupita180110 ай бұрын

    Anhu ekwa Chigodora akaoma soro anotoda Mabhimbo na Gucci na Headman. Hamuvaziviba anhuiwawawo maiiiiiiiiiii

  • @ruwadzanomugwenhi5427
    @ruwadzanomugwenhi542710 ай бұрын

    Saka achadya mbudzi ndiyani???

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi665410 ай бұрын

    Dzimwe nyaya ndedzekumama chaiko😅😅😅

  • @makonidanies7851

    @makonidanies7851

    10 ай бұрын

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @beauty2727

    @beauty2727

    10 ай бұрын

    Ndedzekumakana

  • @nyashahodzi6030

    @nyashahodzi6030

    10 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂ende futi

  • @delightchinosengwa1431

    @delightchinosengwa1431

    10 ай бұрын

    Sure kudongorera huni dziri pamoto 😂😂😂😂😂 kusarohwaa ukooo

  • @takawirachimombe9969

    @takawirachimombe9969

    10 ай бұрын

    tresspassing chaiyo. kudongorera mumba memunhu nekuti uri sabhuku. ? ko dai mumba dai mune munhu asina kupfeka or kugara mushe@@delightchinosengwa1431

  • @MosesMatotote
    @MosesMatotote10 ай бұрын

    Ndibatsireyivo mafollowers ekaranganda . Chigodora ndisadunhu kanakuti ndiVashe bcz ummm panezvandakuona pakuyitika kwanyaya dzavarikutonga

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga10010 ай бұрын

    Akomana airi awo akushaishe dare. Ngaaende kogara kune maudience. Anoshaisha kutaura.

  • @loreenmujuru7692
    @loreenmujuru769210 ай бұрын

    Hanzi ngavapiwe summon ummm makurukota enyu hardman vakukuvhiringai

  • @TM-iz2ku

    @TM-iz2ku

    10 ай бұрын

    Vanowana mari nedare saka vanhu vakasauya no money which is bad Madimba chii nhai

  • @gracemambazo
    @gracemambazo10 ай бұрын

    Avo varume two avo vakubhowa zvekuti mazuvano ....avo vakagara kudivi kwaheadman

  • @user-lj7bh9iv7w

    @user-lj7bh9iv7w

    10 ай бұрын

    Vaneudyire 😢vanoda kuita sevari correct nguva dzose ivo vachikanganisa

  • @jabulanimutasa4267

    @jabulanimutasa4267

    10 ай бұрын

    Especially magirazi, tuma examples twake 🙄

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga55510 ай бұрын

    Takamboti 2 boys dzinogona manje dzakuwanza hasha manje kkkkkk

  • @takawirachimombe9969

    @takawirachimombe9969

    10 ай бұрын

    power is corrupt. Havana brain vakomana avo

  • @CarolineMuzavazi-sz7yf
    @CarolineMuzavazi-sz7yf10 ай бұрын

    Makuita huyere manje hamunyari kutorera vanhu zvinhu zvawo apa munhu vacho arikurwara sabhuku ngatsvage basa anehutsinye

  • @blessedchibaya378
    @blessedchibaya37810 ай бұрын

    Machinda achigodora vanotonga sezanu pf.. They must not sit there ngavagare kune vamwe especially magirazi neumwe wake vanoporonga otherwise headman alone is capable of doing it..

  • @stellahmvurume3273
    @stellahmvurume327310 ай бұрын

    Makurukota aa Headman makuzvinyanya murikudya nazvo baTapi,s muite muite muchiverengera headman macomment

  • @user-lg7cq7ii1l

    @user-lg7cq7ii1l

    10 ай бұрын

    Chokwani vave kuita zvechisimba .

  • @mhamhatquadchikwanda6693

    @mhamhatquadchikwanda6693

    10 ай бұрын

    Ana magirazi chidzokerai kujekerera

  • @dennisgift81
    @dennisgift8110 ай бұрын

    Head ngadzose madzimai aye mberi uko vakomana vari right varimuvanhu

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga175510 ай бұрын

    imimo mangirazi na Gucci,regai vanhu vatsure sezvamaiita,makuvharira vanhu kutaura sei,tiitireyi mushe apo

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog878410 ай бұрын

    Masabhuku are vestiges of the colonial system.Nothing traditional.Wakanyarirei iwe urikuona kuti akanganisa.Why wait?Kutsvaga kudzinyirira vanhu.These people are greed and exploitative.

  • @energykaseke8002
    @energykaseke800210 ай бұрын

    Vanhu varikumberi makutongera chitororo makubhowa makushandisa masimba paasingadiwe headman muchenjere kurariswa namagirazi naviscose

  • @jabulanimutasa4267

    @jabulanimutasa4267

    10 ай бұрын

    Vane dzungu rekubuda pa tv.

  • @takawirachimombe9969

    @takawirachimombe9969

    10 ай бұрын

    vari kupiwa chioko muhomwe ava nekuti zvimwe zvavari kuita sooooka

  • @amandafish3022
    @amandafish302210 ай бұрын

    Inzara here chiiko nhai🇿🇼😂 Muti wacho unenge wekurombesa 🏃🏃🏃

  • @hanahgade

    @hanahgade

    10 ай бұрын

    😂😂😂😂

  • @beauty2727

    @beauty2727

    10 ай бұрын

    😂😂😂

  • @vanessachimanga4657

    @vanessachimanga4657

    8 ай бұрын

    Ndo kudya kwavo madzishe

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze866010 ай бұрын

    Headman Chigodora vanhu 2 vari kurudyi kwenyu ngavadzokere kuPovho. Uuummmm havana maturity zvachose. Vakatosiyana na brother secretary varikuLeft ava havana speed vakadzikama

  • @precioustafirei7394

    @precioustafirei7394

    10 ай бұрын

    True

  • @tarirochinyama6407
    @tarirochinyama640710 ай бұрын

    Kane hasha akooo

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari869910 ай бұрын

    Vadare avo vanoda kuwomesa zvinhu. Sabhuku vataura kuti vakazopedzerana pambudzi imwe chete. Zvembudzi nhatu zvanga zvatuarwa pakutanga-tanga hazvisisina basa.

  • @tendayimusemwa5436
    @tendayimusemwa543610 ай бұрын

    Tipeiwo # dzamagirazi nagucci tivafonere hedu isu vamwe

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe16810 ай бұрын

    Sabhuku uyo nana magirazi ngavaende vanotsvaga mabasa kwete kuswera vachifudza masango

  • @user-fn3cp9hu5v
    @user-fn3cp9hu5v10 ай бұрын

    Murume mukuru ungasungise murwere pamwe anenge achida kudziya haah ngatiregi kudaro ndezve pano pasi tiri kungoisiya miti iyi haah

  • @shumbahurushumbahuru4894

    @shumbahurushumbahuru4894

    10 ай бұрын

    Mutemo mutemo.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga458510 ай бұрын

    Apana kana nyaya apa, kungoda kudyira vanhu mari dzavo

  • @cyrilmangwana9713
    @cyrilmangwana971310 ай бұрын

    Magirazi nemachinda two awo ngavadzokere kogara kumbombera coz kutaura shuwa ndasuwa kuona dread uya uya aigara paSide na headman achinyora nyora ummmm raiwe getsi mutosvo😊😊😊😊

  • @progressgwenzi1083

    @progressgwenzi1083

    10 ай бұрын

    Haaa yas toendepi senyika kkķkk. Haa vakadzi vaya vakanaka zvavo

  • @cyrilmangwana9713

    @cyrilmangwana9713

    10 ай бұрын

    @@progressgwenzi1083 😂😂😂😂😂😂😂

  • @irkytichaona-ld8fg
    @irkytichaona-ld8fg10 ай бұрын

    Ana magirazi vakuonererwa nekugara kumberi ngavadzokere kwavaisumudza maoko uko vakuita kuti dare risvote

  • @cynthiagumbonzvanda1749
    @cynthiagumbonzvanda174910 ай бұрын

    Haaaa team iyo yakutobhohwa

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri10 ай бұрын

    Kuda kumupa summon kt abude ft imwe mari ..hudyire makunyaya

  • @user-wg4ez2gk6i
    @user-wg4ez2gk6i10 ай бұрын

    Gucci ibva Kuna headman enda kuchaunga uko coz wakutoita kunge ndiwe headman munhu akada kutaura womuti mira ibva mberi uko

  • @nyashahodzi6030
    @nyashahodzi603010 ай бұрын

    Gucci cap i love the way you raise your points but now adays you're being hash too much teremirai guys

  • @mataxyjoe6082
    @mataxyjoe608210 ай бұрын

    Allan ndemuchinda ari pedyo na headman varikuwanza hasha

  • @siziweshiri3656
    @siziweshiri365610 ай бұрын

    Vachigodora vazorasiswa nevadare vavo

  • @clemencemandipa7441
    @clemencemandipa74419 ай бұрын

    Hdmn Chigodora unotonga zvakanaka, zvakadzidza asi avo vaviri vatookukanganisa dare. Hdmn Chigodora itai action avo vave kukanganisa zvachose. Havazii kutonga zvachose kngotaura chinozikanwa dololo

  • @jimmymuzenda2541
    @jimmymuzenda254110 ай бұрын

    Its now a KANGAROO COURT, hamuchatongi zvakanaka mazuvano. CHENYU MAAKUDA MARI sepfambi.

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna943410 ай бұрын

    Chief munogona zvenyu but those two boys vanovhundisira mataurire avo

  • @VioletMagutakurima-sw4xc

    @VioletMagutakurima-sw4xc

    9 ай бұрын

    But ndokutonga kwachoka

  • @user-or9xi9wg2o
    @user-or9xi9wg2o10 ай бұрын

    Kwahi ndee ndeee ndee ndeee wanike mitanda yatwarwa😂😂😂😂😂

  • @melndoxie8458
    @melndoxie845810 ай бұрын

    Mazuva ano chigodora neteam rake fokofu chaidza kushungurudza vanhu too much nxaaaaaa

  • @wendytarusenga8694
    @wendytarusenga869410 ай бұрын

    Yes magirazi na gucci vakuvhiringa dare raheadman ngavabve

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana299310 ай бұрын

    Mukaripirwa mbudzi nhatu muchadzidii uye muchasima here miti dai muchiti watema muti ngaasime mita kana ten hayo .kuripirwa hakudzosi miti .simai miti vanheweee

  • @ganyaz
    @ganyaz10 ай бұрын

    hanzi namagirazi iwe hautitauriri zvekuita isu tisutingatokuudza zvekuita,nhasi iwe magirazi wakaridzidzirepi basa racho ??

  • @libertychipere7498
    @libertychipere749810 ай бұрын

    Haaaaa nhasi dare ratonga nhema iri chigodora warasika

  • @stellahmvurume3273
    @stellahmvurume327310 ай бұрын

    Haiwa headman chigodora makutadza manje ,maimboita kwazvo now ,zvakubhowa

  • @TM-iz2ku

    @TM-iz2ku

    10 ай бұрын

    Ngaende kuna mambo Mutasa the intelligent anodzidziswa kutongwa

  • @mhamhatquadchikwanda6693
    @mhamhatquadchikwanda669310 ай бұрын

    Varume two avo ngavachibva kumberi , dare ravekubhowa manji

  • @TrymoreMisongwe
    @TrymoreMisongwe10 ай бұрын

    Sabhuku lady she is complaining this dae😂😂😂

  • @tsennyb
    @tsennyb10 ай бұрын

    Magirazi chimubvisai kumberi akusvota uyo

  • @esabelkarimagako7020
    @esabelkarimagako702010 ай бұрын

    Uyu wechi viscose shirt

  • @tenboymapuka8292
    @tenboymapuka829210 ай бұрын

    ❤❤ kuti chuu garepo ngepakooo padongo pamai Barbara 😅

  • @FungaiKafurandi-sb5vi
    @FungaiKafurandi-sb5vi10 ай бұрын

    Kudai ndriini muchinda uyo ndaibva ndanyarara

  • @sifundilemhlanga1755
    @sifundilemhlanga175510 ай бұрын

    the other guy,secretsry sribho,anerespect,but Hucci na mangirazi,kubvirs pavakapihwa front seat,no more respect,mhmmm,they were good varikunevamwe,secretary bho

  • @tafadzwachimbarara9650
    @tafadzwachimbarara965010 ай бұрын

    Mumhorese Rizen muruzakwese😂😂😂 ko njuzu zita iroro yakapiwa nani haaaa zvakaoma

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert10 ай бұрын

    Hasha dzacho he is displaying them even mudare imomo

  • @user-ei6ic1mi1f
    @user-ei6ic1mi1f10 ай бұрын

    Hakuna kwazvisiri yooo! Baba vangu vakambogadzirisa dombo redendemaro ,akanosungiswa kudare kwamambo

  • @pokellokingz
    @pokellokingz10 ай бұрын

    EMA ngaitibatsire kusunga Hazviperi uyo idofo iro

  • @user-rb8kq6yt8x
    @user-rb8kq6yt8x10 ай бұрын

    Sabhuku kanaachifunga kuti achatora mbudzi dzose apa parikunzi musiwa 29 anotosiya imwe kuna headman