No video
Келесі
- 28:01
- 136 М.
- 32:55
- 9 М.
- 00:33
- 28 МЛН
- 6 күн бұрын
- 01:00
- 9 МЛН
- 9 күн бұрын
- 00:51
- 3,4 МЛН
- 7 күн бұрын
- 00:14
- 18 МЛН
- 24 күн бұрын
- 44:48
- 147 М.
- 36:55
- 105 М.
- 1:07:15
- 158 М.
- 1:07:08
- 116 М.
- 39:07
- 208 М.
- 48:06
- 138 М.
- 00:33
- 28 МЛН
- 6 күн бұрын
Пікірлер: 802
Paunoti yako nhamo yakanyanya,wozonzwa dzakadai mmmmm zvopa tsitsi😢
I like vana vakamira pamwe nasisi wavo weldone macomrades
@irenetawira4654
7 ай бұрын
Vagona sure
@TsitsiMakaya
9 күн бұрын
Chokwadi vana ava varwadziwa zvinorwadza sure Baba ava vakaoma chose
@TsitsiMakaya
9 күн бұрын
Ngavasunungure vana muroi haatendi
@TsitsiMakaya
9 күн бұрын
Vanozviziva kani ngavasunungure vana avo
Beautiful young lady, wanirwa nyasha mwanasikana. Mangwana uchazomuka wava mumukaka wabuda mudambudziko iri. Shinga chisikana changu
Kwa Chigodora kwakaoma. Chakafukidza dzimba matenga Tadzidza zvakawanda pano. Thanks Baba Taps❤
Karanganda munotigonera tinotenda❤❤❤...chidhara ichi chinonzwisa hasha...kakuseka kacho kekudgerera kuti hapana zvamunondiita nxaaa ..benzi redhara...Vachigodora and team munogona🤝👏
I got teared up mukomana aripaside nababa achichema veduwe, Baba ava vanofana kungofa vana vazorore
@martinamukanya1200
6 ай бұрын
Vakafa zvisina kugadzirwa zvinhu zvavo zvinosara zvichinetsa vana.Shuwa kutambudza vana iye akwegura 😢
@user-dj8iz2dq1f
3 ай бұрын
Schema kuti mkadzi wake akati anoona kachembere pameso pemurume 😂
Tichipedza gore tichipe kutenda kune Karanganda na Headman Chigododra ne machinda ake. Well done guys Mwari vakuwedzerei makomborero
Am following you headman Chigodora, and thanks to baba Taps
Classic Headman Chigodora show am loving it .
Tikaita madzishe aqaita sa headman chigodora zvinhu zvese zvinofamba well done baTaps
Ana soko let's gather here 😅😅😅
@RachielMupandira
3 ай бұрын
😅
Yoweee baba ava mwari ave naye chokwadi.Sorry Nana😢😢😢
Hapana munhu anoromba kunge mupostori ndabvuma hangu.
@EvelynTsitsiSatumba
7 ай бұрын
Vanenge vasingazodi kufamba kubatsirwa Vana vane tunhu twawo
@veronicamanda5070
7 ай бұрын
Kunge vekwaMarange ndatenda hangu
@mitchelchingayi8031
7 ай бұрын
😂😂😂😂
@preciousnyaraihandireki8122
7 ай бұрын
Varikuromba vanhu ivava and vanotozivana muma church imomo
@praisemavunduke4240
7 ай бұрын
😂😂dakukurova kazeni
" ndoda kutaura chokwadi pamberi pedare ra Headman Chigodora, zvese zvandichataura chichave chokwadi, Mwari ngaandibatsire" i wonder why do many stumble to say that statement 😂😂
@user-jj6le6xq7o
6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 chokwadi chonetsa kutaura straight straight wotombotsenga mukanwa 😂
Ndazorwadziwa nhasi vabereki vakaoma sure kutambudza mwana vako kudaro 😢😢
Headman Chigodora should be made the Head of Heads of Headmen..and be allowed to rule across the country..we lack such leadership where we stay.
@rolandmoyo-yy3ok
7 ай бұрын
You can say that again and again hama, Headman Chigodora chibabest.
@tinashegwasira1854
7 ай бұрын
Nah he's a bully including his the other two dudes who sit next to him.Last week thye wer bullying an old dude
@chingombedaries
7 ай бұрын
He is an abusers anojarira vanhu
@ruemazuru223
7 ай бұрын
Abuser kudii hamudi vanhu vanotaura chokwadi .dai maiziwwa kuti nyaya dzinozosara dzosvika mudare vachiziwa urombwa hwese hwevanhu.saka munorewa here kuti baba awa vakawengwa nevana
@chingombedaries
7 ай бұрын
@@ruemazuru223 hapana kuromba apa maporofita ariku misleads vanhu family
Zvarwadza hazvo ukaona munhu wemurume wochema upenyu hwarwadza shemu💔💔
@user-wg8mb4ql8y
7 ай бұрын
Chokwadi zvorwadza sure
@francismuchemwa4141
6 ай бұрын
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Headman of the year
@faraigatya
7 ай бұрын
🎉
@truthhurts4100
7 ай бұрын
You are comparing him to which other headmen
Dare Ramambo chigodora rinotonga zvamandiro kwadi mambo vanofanira kupihwa dzimwe nyembe nhatu pamusoro pedzavainadzo 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Best of the best, headman chigodora
Good work chief continue to counsel the people
Why vabereki vashata kupfuura mutorwa, God help us Headman chigodora ❤ 🎤🎤🎙🎙,thank you Baba
@Olcool
7 ай бұрын
Imagine. Muchikuziva kamudhara kaya kekunetsana nevana kachinzi kane ruva rinodiridzirwa nemwsna wamai nini kaya. Pakaoma zvapo
@treddahkatsadzura9323
7 ай бұрын
@Olcool yes I still remember Yakazoperasei Plus yekwa Mureyani yaiva nemukadzi aibudirwa
@lovemorechikwanda
7 ай бұрын
😭😭😭
@conniejam5575
7 ай бұрын
Mdara wona unode mushwapu
@conniejam5575
7 ай бұрын
Kamdhara aka kanoda Sekuru Tasvu kana Sekuru Kanengo or Sekuru Nyangatayani kane dzungu aaa
The Chigodora show is unparalleled; you embody the epitome of traditional courts. I hope other kings take notes from your example.
@shivaayrudra2988
7 ай бұрын
inhema watengwa - sounds like magirazi or versace faking it here😅. Chigodora is too talkative & abusive, with those two guys its a danger to community
@archiekushinga2721
7 ай бұрын
But they are using facts to urge those
@barbaranyakocha8627
6 ай бұрын
Ichokwadi@@shivaayrudra2988
My only problem with these guys is that if someone accuses the other of kuromba the traditional court sides with the complaint. The disrespectful way of cross examining the accused person eats me. The funny thing is if the accused refuses "kufamba" all he'll breaks loose. In Zimbabwe if you have siblings and you are doing better due to honest hard work you are a suspect.Nobody really examines the siblings to see how they spent their time
@user-ks8cr1wv6d
4 ай бұрын
Asi unoti vanhu Havana kuromba here ndosaka munyika muno muine zinata
@ClarisNdoroRealEstate
2 ай бұрын
I don't agree and Very sad
@EthelUshe
2 ай бұрын
Vanhu vakaromba vanohwanda mu church APA vachipedza mhuri hausati wazviitirwa varoyi ava
Ndadzoka. Mungati happy new yr ku team vaChigodora
Yes issue of respecting the accussed human rights n dignity by the Headman's assistants is very important. If these guys improve, this will be an excellent court..
Head man of the year baba awo dai vari vangu hazvaipera mushe ooooo
this headman is quick to condemn the accused, I don't trust his n'anga Tasvu, they use intimidation.
@WilsonNdlovu-b2u
Ай бұрын
The old man must tell his children the true .
Powerful headman .U are great
Vabvuma vaMurahwa kwaSekuru Tasvu. Chigora to the fullest. 🎉🎉
Weldone headman taneta nababa vemhando iyo
Another Kagurabadza in the house
Kamdara kanozithemba aka, indzo mhinduro always ready 😂😂
The best headman.I watch this show all the time
Marwadzo 💔💔💔Mwari pindirai mwana sikana abatsirwe😭😭
Karanganda tv murisei...happy festives... Ko nyaya ye mwana uye aiita sababa vakafa yakazopera sei
Mudhara ari soo sweet.Good munhu
Excellent Headman Chigodora send Mr Murahwa to sekuru Tasvu finish
Baba vangwarire boys rakatsikitsira iro uuuum pakaipa
Hezvo fire ..my sister..justice for yu
Cross examination at it's best, harahwa yapererwa.
Chigodora i love you well done
Asi sei vabereki tichidaro???my heart bleeds for this young girl
@preciousmutasa8619
7 ай бұрын
😢😢zvinorwadza
Uhhhmm vakomana makaita zvakanaka kumira na sisi varipa nguva yakawoma Mwari vakurwirei mumguva yakawoma kudai
Keeping up with Headmaster Chigodora😂😂😂😂😂 Waiyepo here
Gucci can cross examine, i love his intelligence
@kudzaimakora5068
7 ай бұрын
He is very intelligent, I love him
@ruemazuru223
7 ай бұрын
Anogona zvokuti
@user-dl4he8vd2b
7 ай бұрын
Chigodora junior King solomon❤
@willchimms1591
7 ай бұрын
Good analysis Taku. That guy akabata dare
@rolandmoyo-yy3ok
7 ай бұрын
Yep, that's very true. I think he's educated. Dayi nyika yedu yanga ichiri yakanaka angadayi ari Lawyer or prosecutor.
Baba taps part two ngaiuye plz ndapota hangu coz baba ava varikuzvitemba hei kkkkkkkkkk😅😅😅😅😅😅😅
Headman Chigodoro basa ravo vanoziva kudarika any other headmans keep it up with your team you always conquer the mischievous
@albertmaronga2610
7 ай бұрын
Just because ndovega vaunoziva ka😅,,,
@shivaayrudra2988
7 ай бұрын
inhema chimudzvanyiriri chidhara ichi😅
Haaaa Murahwa takakura tichindonzwa....Tendai mhoro classmate yangu
@MagretMuranda-ho6dc
7 ай бұрын
Maone next door
@normamunyama
7 ай бұрын
😂😂😂 isu tiri vazukuru vacho same father na baba vamai vangu....ndaingonzwa kut sekuru Joromiya vanoroyq
And my mother just confirmed ndivo ava vanonzi Joromiya(Jeremiah) Murahwa..... Vanga ramba zvavo. ...inini growing up ndaingonzwa nazvavo hangu. My mom always say tina bamnn edu anoroya zvisingaite....vane vakadzi hobhoo nevana hobho thats why maona panzi mune vana vevasikana vangani vati vakawanda fo sure vakawanda zvisingaiti. Number yevanhu vafa mainzwa 30. Iiiii zvekut havaroyi kunyepa hawo
@TafadzwaGono-cv8vc
7 ай бұрын
Iwee Rega kufumura hapwa pavanhu
@normamunyama
7 ай бұрын
@@TafadzwaGono-cv8vc murikutaura makamira saani zviya. Kana vachiroya vanoroya zve. Kana vana vavo vavafumura who am i not to. Musiyane neni. Pfutsek
@TafadzwaGono-cv8vc
7 ай бұрын
@@normamunyama makafumuka kumhuri kwenyu matadzs kugadzirisa zvinhu zvenyu private
@normamunyama
7 ай бұрын
@@TafadzwaGono-cv8vc zvakubata papi nhai...siyai vanhu vekufumuka kwavo. You are not in the shoes of that lady...so sit down. Let them handle their matters the best way possible fo them to get help. Nyararq hapana zvaunoziva
Agona amubatira ipppo nguva yakwana aruudeerera ane zveari kutemba atsikwa konzi konziiii good
Chigodora ndafara nhasi,karanganda tv ,yoo munonaka hama , chigodora i number 1
@FariraisheHove
6 ай бұрын
Chigodora huchi baba
Machinda edare manyama kkkk baba vadzisunga vakaarairwa weldone vakomana
Keep it up Chigodora team
Uyu arwadzirwa red t-shirt zvakaoma and zvinorwadza
@nondochirau9664
7 ай бұрын
Achema sure,handisati ndanzwa zvaari kuchemera hangu hope haasi kuside kwababa.
@cathytawax2800
7 ай бұрын
@@nondochirau9664 mukadzi anoti anoona chidhara chine ndebvu paari
Headman chigodora to the world ❤
@ElvisTashayawedu
7 ай бұрын
❤headman chigodora
Karanganda woyeeeeee🎉
Chigodora anobvira 🔥 🔥 🔥 🔥
Uuum zvinorwadza 😢😢 musadaro baba avo, vana kudzai baba namai venyu kuti makore enyu awedzerwe panyika. Nyaya dzemweya ngadzipedzwe pamweya. Ma prophets kana maona zvinhu pamweya ngazvipedzwe pamweya. Pamwe baba havatozive chinhu imhepo chete. Vana musazvipe shamhu nokudaro mubereki
Powerful headman .U are great🎉
Two guys in red varwadziwa, shame😢
I respect the Headman for wisdom and respecting the human rights of even those who are accused and might appear guilty. I can't say the same for his two untamed guard dogs who are younger and foolish. I question their level of education and doubt even if they have a first university degree. They should be less pompous, and realize they are not as smart as they believe. Let's learn to accord all people some basic human rights and dignity......the guilty and the innocent. We want to hear people being allowed to speak in their defense without being hushed and spoken over in the middle of their sentences. We need a presumption of innocence. We all hate varoyi nevarombi, mabhinya nemhondi.....but not everyone accused is necessarily guilty. Thank you.
Waiting for part 2 please tinzwe kuti vakabatwa hre 😅
Heartless father,so heart broken
@rolandmoyo-yy3ok
7 ай бұрын
Kane hutsinye, dayi vakakayita back to sender kambonzwawo kurwadza kwazvo.
Thank you Headman Chigodora for your wisdom.
Hats shld be off during Court sessions. Not removing them is being disrespectful to the Court.
@norahkudambo7870
Ай бұрын
Use your common senses... this Kangaroos court is outside in the open and the sun is out. Do you want the people to get sun stroke..???
Karanganda woyeee ❤❤❤
Gosto do vosso programa, pamberi karanganda
@rolandmoyo-yy3ok
7 ай бұрын
Chirudziiko chawanyora apo?.
@santosmodesto3480
7 ай бұрын
Certo!mas a um pouco de confusão ao resolver casos como esses deve existir ordem,deichar a pessoa falar para saber os pontos reais .
Tezvara mukunda wenyu kkk 😂 azobatwa nhasi kwa sekuru Tasvu kuti muroyi ndanzwa kukunyarirayi hangu musazonunurira musati mavata chokwadi nhasi ndezvipi
@user-fl1by7qk7d
6 ай бұрын
Ndavanyarira neni😮
Waiting for part 2
Headman Chigodora you're the best ever heartless father ...its very painful to be used with father..
Ndanzwa tsitsi veduwe mwanasikana wangu achirondedzera nyaya inonzwisa tsitsi. Murume wachema aripedo nababa ava wachema zvandisiririsa. May God set these kids free
Ihhh baba ava..vana vese here chokwadi
Ahhhhh ndagwadziwa hangu yuuuu vana vakutambura Ava ahhhhh Baba Ava vanoda kurohwa good size
It's touching 😭😭😭😭💔💔
Tinozikumbirawo maperero enyaya iyi baba tps please😂😂😂
Chigodora ❤
@user-jj6le6xq7o
6 ай бұрын
❤❤
Soko handibaaatweee💔😂😂
Mudhara uyooo ma1 ,zvinofadza here kana mhuri dzichitambura
This was an emotional episode 😢. Anhu arikubatabata vanouya padare iri vane maroots from Mozambique. Dai vachirambidzwa kuroora vakadzi vekwedu and vasapiwe minda vagarire Mozambique kwavo. Sure ungatambudze vana vako zvakadai all in the name of pleasuring yourself. This is pure witchcraft and kutozvitemba kuti handibatwe, nxmmmm
@chelseamasangah5988
7 ай бұрын
Tichatamga operation dubula vadzokere kwavo
@pilaninkomozepi2961
7 ай бұрын
You need to understand that Manicaland and Manica Province yaive nzvimbo imwe. Vanhu ava Havana kubva ku Mozambique Asi varungu vaka separator nzvimbo one ikave in two countries. Most people in Manicaland have relatives on the other side.
mushonga wakabatwa chokwadi, zviriko izvi kune imwe mhuri kutaura kudai tsikombi yatova ne43 years isina murume vakomana vacho vanzwa ngekuramba vakadzi vakafamba kuri kunzi baba vavo vakaromba zviriko izvi pachokwadi mudzimhuri muri kubatwa batwa umu
Mudhara murahwa akabatwa kwaTasvu kkkkkk apa wairamba kuti handina chinhu
Kutoshaya anopedzisa chiziso chakasara icho thnk God havasi baba vangu çoz ndaipedzesa ndega kutyora tyora chaiko
@user-jj6le6xq7o
6 ай бұрын
😂😂😂😂
@user-ps9fr9dj6q
6 ай бұрын
Whiri whiri whiri 😂😂😂😂😂😂😂
So sad 😭😭 Batsirai hadzvadzii iyoo
The best headman ever
Kkkkk baba magirazi muporofita here
Mukwasha in the red jersey is really hurt 😢
@user-ps9fr9dj6q
6 ай бұрын
True ukaona murume akuchema arwadziwa
Chero chief wacho is prejudiced. He jas already arrived at a determination. Everyhing else being done is moot.
Ehee vaishanda pa tanganda mutown wani driver vari munhu Muskingum yoooo kava kadhara kudai watching from naiger
@normamunyama
7 ай бұрын
Vanonzi ani frst name ?
Mudhara uyo is being unfairly treated IMO. Kupomedzerwa mhosva handi kunzi unemhosva, the chief and all these people are just siding with the accusers and barely give Mdhara Murahwa a chance to respond, they keep gaslighting him.
Waiyepo ere.muzotipa result vabva kun'anga baTaps
Headman to the fullest
Sakubva zvakaoma zvinorwadza so sad. 😢hugs
Ndarwadziwa veduweeee😢😢baba ava vasadaro plz😭😭😭😭😭😭😭y kutambudza vana vako
"Ndoda kumbo Remember baba vangu"😂
@godenechipani
7 ай бұрын
Kkkkkkk 😂 ndapanzwa wo.
😂😂😂 Handimbobatwe ndaseka
Chigodora ndibo maaabooo😮
Murahwaaa to the world😂
Ko kubata nzeve 😂
Ndabudisa musodzi ndiri munhu we wechurume ndarwadziwa wena chii chaizvo