No video
Complicated issues-Musikana bonde nababa WITHDRAWAL METHOD, nyora kumagaro,Mubobobo, kunyengerana
Complicated issues-Musikana kuita bonde nababa wachishandisa WITHDRAWAL METHOD,Kuvatema nyora kumagaro,Mubobobo, kunyengera vakadzi,Haichamira
Complicated issues-Musikana kuita bonde nababa wachishandisa WITHDRAWAL METHOD,Kuvatema nyora kumagaro,Mubobobo, kunyengera vakadzi,Haichamira
Пікірлер: 282
Thanks for watching-Remember to contacts us @ +263 718 992 800 / +263 771 257 515
@user-bi7xp1oo6q
Ай бұрын
Nyaya kupolice pliz
@vicchawas6886
Ай бұрын
Please batsirawo the girl child. We dont want such fathers inthe society. I dont know how easy it is to make it a criminal case. Zvoda Jeri izvi
@juniortichawona
Ай бұрын
Chief ngavatevere nyaya iyi murume uyu akaromba izvezvi vamwe Vana vanogara navo arikuvabhinya ,Vana Ava vanoda kutorwa vobvunzwa ,madzibaba ishumaeri part 2
@oathofGod410
19 күн бұрын
@manasschibanda please nyaya iyi ngaiende kumapurisa
People should know that kana vanhu vakaziva kuti mwana ava sexually active others would want to try especially ava vatori step father worse. Poor girl, she is a victim of abuse
@aidynkwakwa6768
Ай бұрын
I am glad he was found guilty nganga yekunyepera iyi
Kurara nemwana, chokwadi zvobhadhagwa nemombe, ko vadii kuita police case....aaaaah nooooo
Vakadzi let's protect the girl child. Nyaya iyi yandibata
Panenyaya,mwana akango abuswa hazvipere mweya iwoyo unoramba uri paari chero kwaaenda
Ahoyi mjolo kunyangwe nemadzitateguru edu😂😂😂😂😂
Mwana uyu is a victim. Ngavasungwe step father
Iyi imba iyi yatofa Mai ava handioni murume uyu achizogarisana nemkadxi wake . Zvakare Mai ava nemwana hukama hwavo watoipa . Uyuwo musikana kumba kwake hameno murume wake kana achagara nemunhu waaonoziva kut tezvara vakarara naye . Apa paipa
Ngwenya surrend 🙌 kudya mai nomwana
Collar, hembe iri mukati, magirazi,,, Our own security.... Chief in good firmal
Nyaya iri complicated iyi
Amai imi murimbwa mai benzi chairo mungade murume muchisiya mwana wenyu chete kwanai mhani akashungurudzwa muchiziva maakuda baba ava nekty in'anga here hamuna pfungwa
Zvakaoma hazvo 🙌 ndashaya mashoko mwana kuzonyatsotsanangura hake zvakatsetseka
@prosperplumbers5098
Ай бұрын
Mwana wacho ratove banditi zvaanotaura ndezvemunhu ane nyaya dzakawanda.
Ngwenya aida gogo
Security manje magirazi yoweeeee 🤣🤣🤣🤣
@ROGUE406
Ай бұрын
Ko mupurisa ane magirazi?
@blessingmurozvi6059
Ай бұрын
Kkkkkkk ndapera strong
@ClemenceChadzinya
Ай бұрын
Security Magirazi Mu CIO kkk
@xyz12602
Ай бұрын
@@ClemenceChadzinya Ko collar iyo
@PardonEnerstMakwangudze
Ай бұрын
Officer of the law
❤ mambo ngabvunze mwana kuti akararwa aive nemakore mangani
Gokwe cmb, masakadza, galver, madzivazvido chireya ❤❤❤❤❤❤
@faraiwaya
Ай бұрын
Wasirira Mutimutema
@masciemudumo
27 күн бұрын
@@faraiwayaapo pamutimutema ndakapashanda cargill icha pisa Pa gokwe. Wandifungisa makare kare
@masciemudumo
27 күн бұрын
Pa CMB apo pana runzirwai, mukonowatsauka mupatsi ndakakugara ku CMB
Haaa complicated for sure
Mambo Bushu MUTASA they don't toralate this cases so lightly manje aifanira kuyendeswa kuJeri vese naMai vacho avo
Zvinenge zvitori normal, muzimbabwe girl child not safe… by now murume uyu dai vatomusunga. Mai Ava vakazungaira kusiya murume achirara mwana.. murume uyu atozvijairira and vanasikana in that area are not safe.. he took advantage of this girl.
Vabereki ava ngavaende kujeri mhani mambo wangu
Ngwenya inyasire
Tirikuno ku America Madeline Soto akaurawa nastep father vairara naye.This man is evil.ngaasungwe
Mai nababa ngadzichene,vanaMayaya veGokwe
Ngwenya ngavaende kujeri
Nyaya iyi inoda Nyamaropa
Yaah complicated issues
Kumupa masimba ekutonga ekutonga musha mwanasikana asitori wako umboo ukuru hwekuti mai rara nemwanasikana uyu
"mwanasikana akasshungurudzwa Tete Tilda tokumbira mubatsire mwanasikana uyu ndimi munoziva nzira dze counseling
Nyaya
Hoo ndesaka vada kusungisa avo vanga vajaira kukwira mwana i jeri iro ngavaende ku jeri ahitongwe namambo mai vacho ndorombe mai avonodawo shamhu benzi nzou ahiremerwi nenyanga dzayo
Ko baba ava havagone kudzikma here zvavari kuita kunge vari kunyararidza mwana kkk
@sitokodzilechewura5567
Ай бұрын
Nhai nhai ndiwo mubobobo
@von2675
Ай бұрын
Mubobobo
Mataura gogo
Mambo musapedza nguva nezvisina basa so murume uyu nyoora hurombwa urwo it's clear airara mwana uyo plus Mai vake imhata chaiyo nxaaa ndozvavakarambirwa duzvi raMai
@kelvinmarongwe2844
Ай бұрын
Chikwadi ngwenya anehurombwa muroi wemunhu pamwe namai vemusikana muninyadzisa manje chimba chacho chaparara ngwenya kujeri nonsense
Uuuuuu hatina kwatiri kuenda senyika iri kurema
Ngwenya akudzokera kumashure
Jeri straight step father ane hustinye
Mambo chief baba namai ava vanoda shamhu uye vanoda kuenda kuseri kwechuru cz vairotwa nagogo vachiita mubobobo vane mushonga chaiwo ende inhubu
Mambo is so logical
Ayewa mambo yemwana uyo siyai mwana uyo inhubu.
Ngwenya nemkadzibwake matsotsi naidzowo chembere idzi hadzinyari here kupinda mudare nenyaya dzakadai nezera ravo vese zvavo
Chero varume varimujeri nenyaya dzekurara nemwana uyu vakawande seyi baba munekodzero dzekutevera kujeri any time
mishonga iyi
Yaaaa its painful, mwanangu yababa ava zvodzimba moyo
Chero aitambura achiitwa zvakaipa otora advantage yedambudziko rake onyenga mwana inhubu baba namai ava vakaromba chete
Ngavasiye mwana
@FaithKamutsungira
Ай бұрын
Ngwenya musoro watenderera haachagoni kumira mushe
Mambo matadza kutonga nyaya apa zvachose murume uyu maifanira kumuisa kumapurisa avharirwe . Kana uri muripo wamaisa mudiki chaiwo apana zvamaita apa . Dunhu iri mambo tsvagai zivo rekutonga zvakare tarirai matongero emamwe madzimambo
Mambo munhu ngaavharirwe
kkkk mwana kutemera baba nyora kumagaro
Ngwenya akatofita kuva ane zabomha chairo
Step father took advantage of past background.
Mambo mbuya iyo yavakunyepa pachokwadi ,eeeh vakanyengwa but zvana mubobobo avamanyepo
Baba ava kana vakanzwa nyaya dzemwana dzakwababa vake vakazvipa mukana nemwana nemwana uyu
Security my crush 😜I'm in love with his glasses 🥰😂
@PaidamoyoChidoMadikwa
Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
Mai ibenzi ava kuda varume here mwana achibhinywa kudero nxii
Apa mwana wavanoti anogona chikoro Mai vacho voti pfungwa dzake hadzisi mushe iduzvi raMai iro
Dare reGokwe nderechihure chete here nouroi
gegegegegeeeeeee
Ngwenya in'anga iyo ndomuziva uyo
Hmmm msikana uyo sei achingo rapewa nevarume , kunevanhu varimujere vasina mhoswa,anonyeba ,akuda kufadza ma inlaws ake
The whistle manje ndopanoti “GOKWE”
@xyz12602
Ай бұрын
kkk panoti Gokwe pahombe
Ngwenya itsotsi
Ngwenya anoda jeri
Tarisai zvinoita Chigodora na mambo Mutasa avaswereri panyaya dzakadai idzi
Baba ve bhachi vanofanira kuenda ku Jeri.
mai ava na baba ngavasungwe imhondi
Kkkkk sure machemvere aya akapata nyaya dzakadai kungodziramba ka1 wonyarara.zvinonyadzisa kuti ndimi mazera ekuchengetedza vana asi muri kutofumuka.
Hun'anga ihoho hune huronbwa saka mairara nemwana ivo mai ndivo benzi chairo
Sawirangwanda ku bus stop kwangu ndichienda kwa Mutengu
Kuuya kuzozvisungirira chokwadi kkkkkkkk yooooooo chai
Mambo baba ava ngavaende kujeri vakarepa mwana
Vangwenya pane bsa ndiyani wavari kuchonya
Ngainde kunamambo nyamaropa kana mutasa nyaya iyi mambo hamugoni kutonga
Baba ava itsotsi mwana akaziva sei nyora dzekumagaro
😂😂😂😂😂mdara wazvioarira nekuenda kwamambo kwawaita kkkkkk . Zvimwe tangai mafunga musati maita think b4 you act . Wazviisa danda muhuro wega
@user-gr5fe6kx1w
Ай бұрын
Mambo uzoitai hasa mune mapurisa arikuseka murume uyu ane black jacket arikuseka Aida kubva arohwa ipapa inhubu iyi
Gokweeeee hiyooooo
According to my own understanding it's en complicated issue inoda proper investigation mwana uyo anogona achinyepa futi nyora it can be bcz she knows kuti baba nyora vanadzo l stand to be corrected....
Nyaya iyi haitongwe kwa mombe, ngaiite police case mambo ngavazive pavanogumira
Masingle mazvinzwira kuroorwa une mwanasikana kwakanaka chokwadi ndichafira pahusingle
Vanhu muripano hamusi right ...mungati imi munhu anoita chihure nekuda kwemariyepenjeni nxaaaaa mukadzi kutovhara nyaya achivharidzira murume let us be fair ..
Baba Ava vanemoyo wakaipa wakarara nemwana wemukadzi ini andichaoni imba yemwana uyu ichamira
Complicated indeed
VaNgwenya kujeri nemkadzi wavo
Mai benzi vanorerera murume achibhinya mwana
Mbuya ne mudhara vanonyeba and mudhara uyu angaseka mudare sepwere nhau inotsamwisa kudaro havakuri
Uuuuum zvakaoma chokwadi
Mai Ngwenya vanorwara ava vese nemurume wavo
Vana baba vana baba vana baba
MaShona nyaya dzese ndedzekuhura chete. Ko nguva yokurima munoishaya sei yokuhura munayo? MaChief dai mabhadharisa varume vanohura minimum yemombe 5. Nokuti chihure chawandisa..
Mwana akatobviswa humhandara ne saskum
Gokwe yakaoma ndabvuma hangu kkkkk
Nyora dzekumagaro akadziona sei mwana? Zviripachena izvi
Haa pakaoma
Mambo chireya wandinyadzisa. Tarisai zvinoita mamwe madzimambo. Munhu uyu ngaende kujere not kuswera muchiita zvamurikuita
Pfutseke zibenzi rastep father. Ndairidira mbama.
VaNgwenya varikutamba Tamba chiiko
😂😂😂😂 machende angu arikurwadza mambo
Zvoda police pa Mwana.
Mai ava vasati vabvunzwa zvakawanda vaakutoroverera mwana ah shame
Musa tsvakire mwana ngozi mudare zvababa namai vana havakwani pliz ingozi iyo