Nyangwe mozoita imwe mitambo Sabhuku Vharazipi asi uyo wekugwizi uripamberi nambuya mai John kkkkkkkkk
@tendaichasekwa4316
2 жыл бұрын
Haaaa ambuya munowacha ambuya kkkk
@nomatamanyanga2842
2 жыл бұрын
Taurai hako pagwizi kkkkk mbuya munowacha
@obrieshumba84242 жыл бұрын
Vana Shumba we are talented topindao pakawanda..... just happy nemutupo
@tariromukazi2132
2 жыл бұрын
Yes tisu anhu acho
@davidmazanga44462 жыл бұрын
Masvingo family lets gather here this is great talents in our Province
@zvikomborerokoso7853
Жыл бұрын
Madarirei kida kuzvitsaura nhai nhai,beta to say zimbabwean than to say masvingo only
@Tt-vu8cp
Жыл бұрын
@@zvikomborerokoso7853 3
@tawandamakaure35092 жыл бұрын
VZ anotoitawo kuti hweeee, kuita munhu kwaye. He has a lot of valid points. Educated man.
@monalisakaetano80832 жыл бұрын
Whoever created Drewmas Media it's a blessing.. Tikudzidza zvakawanda zvatasaziva kuti zviri munyika
@mahafrika71162 жыл бұрын
I’m very impressed naVZ. Very eloquent and intelligent. We need to support our home grown talent.
@MrMuponda2 жыл бұрын
Vharazipi and crew must get a proper manager/marketing person instead of trying to do everything on their own. They are talented actors but are very limited in marketing communications and arts management. They could have gone far and wide by now. Working in a vacuum doesn't help, collaborate with others. Acknowledge role of others in your work like David Dzatsunga who wrote VZ 1, he was a mastermind. Don't be political and arrogant in approach, entitlement doesn't pay your rent. The world is a platform. Thanks Andrew for bringing this home.
@lijahmamvura86
2 жыл бұрын
Nemangwariro akaita team racho kkkkkkk anotya kubirwa

@karrenkim
2 жыл бұрын
True and Dzatsunga is a master class
@shokoproper
2 жыл бұрын
You got it right my dear. Akanyora VZ1 akaipa these guys they think they are the ones vakapenga. Lets them swallow their pride and reengage the writer of VZ1
@VictortheVictor440
2 жыл бұрын
You hit the nail on the head, I always feel these guys are supposed to be far just that there is something missing and I could not put a finger on it
@thabangjobeth32022 жыл бұрын
Mr Neshamba takamirira forever missed ya the late System Tazvida
Kugara kwese ndaifunga kuti mbuya mai John mukadzi wa VZ
@johnshunje24752 жыл бұрын
You never gave up guys,i remember meeting you in 1999,Artists Against Poverty under UN,you won in the perfoming arts provincial,i won in visual arts,but i later gave up,but when i see how you doing im proud of you guys,kip going ZIYA
@wekwamazorodze86602 жыл бұрын
Such an intelligent man. Kumusha kwakanaka so many opportunities kana munhu achida
@lagomprojects7715
2 жыл бұрын
Correct
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
@easdommakumire27112 жыл бұрын
Pa Dikwindi NEPA Masvingo secondary ndopandakadzidzawo sabhuku
@forgetjambaya99522 жыл бұрын
Toda kuonawo mkadzi waVz
@shamisomatsvaire5925
2 жыл бұрын
Taurai zvenyu
@pridemsindo95042 жыл бұрын
Sabhuku, chairman nambuya mai john mwari ngavakuitirei zvikurusa mubasa rekudzidzisa ruzhinji rweZimbabwe.Ndinoshuvirawo nyika dai yavandudza kuti pave nepundutso mubasa rema artist nokuti nesuwo tirimunzira kuti zvatakabarwa nazvo anova matarenda atiraramise sezvo pachitorwa nguva kugadzirira kuti vanhu vawane zivo uye kunyevenutswa.Murondatsimba pasi naye .Msindo pride born in Gokwe North under chief chireya wishes u the best. Ndatenda shumba nechikwata chenyu neniwo ndirishumba pachivi apo pamusha kwahlanga ndochaiko kumba pedyo nemashava kwachief chivi. Ini Hlanga ndinoti nyasha dziwande
@deliwenkwena56552 жыл бұрын
I love you Drewmas media. Mukoma Andrew Neshamba thank you so much. Its been years following you. Ndakadzidza zvakawanda kuburikidza nemi. Salute ✌🔥
@africaskeems84612 жыл бұрын
Sabhuku vangu ndirikuuyawo manje manje manje kubasa
@chipomuguti52322 жыл бұрын
Thank you Jehovah God for the man teaching people again🙏🙏🙏👏👏👏❤💯
@amoschauke8926
2 жыл бұрын
VZ ma1
@marjurytsvangira73812 жыл бұрын
Hama yangu Shumba Mwari varambe vachikushandisai
@paulinewandai60122 жыл бұрын
I really appreciate Drewmas media ,tiri kudzidza ,GOD bless you
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
@clevernechakawana7212 жыл бұрын
Drewmas media u are the best...hamusarudzi..keep on fire burning..
@castinechimedza81542 жыл бұрын
Mukoma Andrew Neshamba THANK YOU MY BROTHER handina chokutaura Basa mogona Greatfully Enjoyble Job!
Vharazipi is a great talented man. Anotaura akasununguka ane confidence. Thanks for everything you do.
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
@tineshambambeva35922 жыл бұрын
He is looks very responsible and two different characters .Very organised felt motivated he doesnt rely on acting very well up there .Thumbs Mr Mubaiwa keep focused ..
@tspizemediaservices62542 жыл бұрын
Nough respect Mr David Mubaiwa.. this is emotional ...i love you😃👌💗💕❤
@stellachakufora94152 жыл бұрын
Vz agara haatonzwe but we love him a lot dai vane mari vachibatsirawo team redu iri .kuvapawo good life.but he is so creative nemaprojects .big up sir
@annahmudzengerere60382 жыл бұрын
Iyi team yava Vharazipi inondiitira chokwadi
@brianyotam64892 жыл бұрын
I liked this interview,pamberi Nebasa drewmas media team 💥💥
@primrosempofu97752 жыл бұрын
Thank you nekutisanganisa na sabhuku pamwe ticha mawana mambangwe
Hanzi ndikasara ndiri "Sabhukuless" mapera necorona .....you never disappoint mkoma David #InLoveWithDrewmedia😘🥰😍
@MyZimCalledMe2 жыл бұрын
Talented man. Love him very much
@samaz93662 жыл бұрын
Tokudai zvekudaro VZ my best comedian. ...
@ngonidzashemukunyadze14332 жыл бұрын
Drewmas media taking u to another level 🔥🔥🔥🔥
@melodyziyambi43622 жыл бұрын
Wooo VZ a nemashoko eunjere chokwad thanks Drewmas you are taking us to a hire hire level zveshuwa
@edwardkasu66962 жыл бұрын
We want forever missed CHAMUNORWA NEBETA kana magona
@sadymoremafendo
2 жыл бұрын
True
@thembenincube35682 жыл бұрын
I like you Drewmas....I like you VZ sabhuko vangu....It makes sense now kuti mbuya mai John mudzimai wa Chairman ....Chairman sounds very professional 👌👏..M proud of you team Drewms and team VZ
@memoriegomana5341
2 жыл бұрын
Eeeh mkadzi wa chairman
@lagomprojects7715
2 жыл бұрын
Actually professional. Not only sounding
@shamemuchemwa10142 жыл бұрын
vaVharazipi is a genius and very level headed. keep it up. "kana uri mubiki hausiwe mujaji wezvawabika...".
@simbarashegondongwe6292
2 жыл бұрын
Haaaaa vz vakanyanya vanotombodzikamawo kudai
@mildredkasaila41152 жыл бұрын
Ndafara kuziva kuti mai John mudzimai wa chairman . God bless you team
@tspizemediaservices62542 жыл бұрын
I love the Intro...Sabhuku Vharazipi😂😂😂😂😂😂😂
@commcencommcen1032 жыл бұрын
Forever missed ya Thomas Makion takaimirira uyezve tava papi nenhau yekwa Matavire iye?
@BrillMazvanya2912 жыл бұрын
I'm very proud of you My elder brother Vz Vz makamirira vaera shumba vose❤️❤️
@IsaacZim544 Жыл бұрын
Vharazipi is brilliant
@swemarichardmakonope15322 жыл бұрын
Nice chairman mune mudzimai paacting.mbuya Mai john is your wife I love that
@dennissmith36652 жыл бұрын
THIS GUY IS SOO MUCH FULL OF OF KNOWLEDGE IN THIS INDUSTRY CHAKANYANYA
Disability awareness ndoiwana sei inonakidza but ndakuitsvaga handisi kuona
@malvernwushe86912 жыл бұрын
David Mubaiwa akaoona Sabhuku Vharazipi anotonakirwawo
@chrisjuniormalgas6083
2 жыл бұрын
😂😂😂🤣🤣
@samsonbengesu16102 жыл бұрын
Sabhuku, u are excellent henyu,,,, uuum
@lagomprojects7715
2 жыл бұрын
Correct
@momof39412 жыл бұрын
Patiently waiting for the skhuza episode
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
@Gono882 жыл бұрын
Masvika pamaraini pangu apo patakakurira. Pamotora apo. Magona drewmas media you really took us higher up to another level
@franciscrusher1160
2 жыл бұрын
Chikombrasi
@Gono88
2 жыл бұрын
@@franciscrusher1160 ndini wena. Murisei crusher.
@gailmasinire88562 жыл бұрын
I like him his funny unlike vamwe vanhu vanomanikidzira..he needs support so that anobutitsa maskits everytime.
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
@josphinemuchuva92862 жыл бұрын
Well done Drewmas media
@simbarashetakawira7132 жыл бұрын
VZ is the true epitome of wisdom
@manuelmarozwa1382 жыл бұрын
Andrew vasiya mbuya Mai John sei. Ahhhhhh it's not fare.
@juliehandityi57842 жыл бұрын
Murikutigonera VaNeshamba, rambai makadaro👍
@tnyararai2 жыл бұрын
Kuzodzikama wena kuita semunhu kwaye kkkkkkkk. Long live Shumba.
@roselinbazari38682 жыл бұрын
Ndigosara ndava sabhukuless. But we'll done sabhuku for that reminder.
@SashaRaymondMunyanyi2 жыл бұрын
Indeed a learned cadre. I didn't believe until i watched the full interview. A very talented, unique and responsible active person. Thumbs up to him, wish him greater things.
@lucksonmugombi2 жыл бұрын
sabhuku ndikudawo number dzavo
@douglasdube20892 жыл бұрын
Ndatenda hankue vz haaa kana mani murume uyu takamupuwa namwari
@Brilliant_Sibanda.2 жыл бұрын
Thanks Drewmas pane munh aiti VZ ndiHeadmaster but now ndaakuziva chkwadi👍
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
@blesamblesam9535
2 жыл бұрын
Neniwo ndakambonzwa aidaro
@julietmusweweshiri914
2 жыл бұрын
Ndakambozvinwzawo
@tendaimandaza49022 жыл бұрын
Drewmas taking us to another level
@munyaijanet48932 жыл бұрын
Chairman kufanana naTendai Mtawarira(The Beast)
@stephenmkwera4720 Жыл бұрын
Vharazipi ane wisemind
@missmarthaable12 жыл бұрын
You sound like a good family man Mr VZ
@vivian-ys3fu2 жыл бұрын
Iiiii sabhuku makore awoo kkkkkkkkkkk may God bless you munobata basa chairo nemazvo
@MrBAfrica2 жыл бұрын
Andrew may God bless you and everything you do. You are educating most of our us.
@refreshingdude9730
2 жыл бұрын
but at times iduzvi he forces vulnerable people to interviews,he must learn to be sensitive and respectiful
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
@gozos1552
2 жыл бұрын
@@refreshingdude9730 iwe usatuke vanhu pano
@refreshingdude9730
2 жыл бұрын
@@gozos1552 go and check the vedio he did interviewing a young girl who was sexually abused
@dagmarjandles8875
2 жыл бұрын
@@refreshingdude9730 haurevi nhema...it was so insensitive of him .....
@dinomanyara2 жыл бұрын
VA Neshamba tinotenda ne basa renyu Aiwa tiri kudzidza chokwadi ne zvose zvamunotipakurira,, well done job
@veezienhamoruhwande992 жыл бұрын
We love you VZ...our very own..I'm proud to be a Karanga❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@lamecknicodemusmawelankomo2724
2 жыл бұрын
Kalanga not Karanga let's correct our History. Even Masvingo is wrongly written the correct spelling is Maswingo in Kalanga meaning MADZIRO in ZEZURU
@veezienhamoruhwande99
2 жыл бұрын
@@lamecknicodemusmawelankomo2724 KARANGA not Kalanga, that's another language
@lamecknicodemusmawelankomo2724
2 жыл бұрын
@@veezienhamoruhwande99 I don't blame you my sister. But I blame the ones who came before you because they died before correct the mistake. it's Kalanga not Karanga
@lamecknicodemusmawelankomo2724
2 жыл бұрын
@@veezienhamoruhwande99 Kalanga are the real Zimbabweans. Colonizers spoils everything that's why people like you my sister are still lost in the wilderness
Пікірлер: 343
Nyangwe mozoita imwe mitambo Sabhuku Vharazipi asi uyo wekugwizi uripamberi nambuya mai John kkkkkkkkk
@tendaichasekwa4316
2 жыл бұрын
Haaaa ambuya munowacha ambuya kkkk
@nomatamanyanga2842
2 жыл бұрын
Taurai hako pagwizi kkkkk mbuya munowacha
Vana Shumba we are talented topindao pakawanda..... just happy nemutupo
@tariromukazi2132
2 жыл бұрын
Yes tisu anhu acho
Masvingo family lets gather here this is great talents in our Province
@zvikomborerokoso7853
Жыл бұрын
Madarirei kida kuzvitsaura nhai nhai,beta to say zimbabwean than to say masvingo only
@Tt-vu8cp
Жыл бұрын
@@zvikomborerokoso7853 3
VZ anotoitawo kuti hweeee, kuita munhu kwaye. He has a lot of valid points. Educated man.
Whoever created Drewmas Media it's a blessing.. Tikudzidza zvakawanda zvatasaziva kuti zviri munyika
I’m very impressed naVZ. Very eloquent and intelligent. We need to support our home grown talent.
Vharazipi and crew must get a proper manager/marketing person instead of trying to do everything on their own. They are talented actors but are very limited in marketing communications and arts management. They could have gone far and wide by now. Working in a vacuum doesn't help, collaborate with others. Acknowledge role of others in your work like David Dzatsunga who wrote VZ 1, he was a mastermind. Don't be political and arrogant in approach, entitlement doesn't pay your rent. The world is a platform. Thanks Andrew for bringing this home.
@lijahmamvura86
2 жыл бұрын
Nemangwariro akaita team racho kkkkkkk anotya kubirwa
@lijahmamvura86
2 жыл бұрын
Nemangwariro akaita team racho kkkkkkk anotya kubirwa
@karrenkim
2 жыл бұрын
True and Dzatsunga is a master class
@shokoproper
2 жыл бұрын
You got it right my dear. Akanyora VZ1 akaipa these guys they think they are the ones vakapenga. Lets them swallow their pride and reengage the writer of VZ1
@VictortheVictor440
2 жыл бұрын
You hit the nail on the head, I always feel these guys are supposed to be far just that there is something missing and I could not put a finger on it
Mr Neshamba takamirira forever missed ya the late System Tazvida
@Dalailama3674
2 жыл бұрын
Yakaita kare, tsvaga maold interviews ake uchaiwana Sane
@thabangjobeth3202
2 жыл бұрын
@@Dalailama3674 tried to check with no luck
VZ he's so talented my hommie. He needs support. Thank you Mr Neshamba
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
Tokumbirawo mutipe for ever missed ya the late System Tazvida
Thumbs up Sabhuku Vharazipi. Waneta woda kuzorora uchiseka his Comedies are the best and educates a lot.
Shumba dzasangana......ini hanzvadzi yenyu Shumbakadzi ndiripo pakukutsigirai
Ini ndini nyanduri ane mukurumbira kudarika vamwe vese 🤣🤣 murudo
@Zimrootstv
2 жыл бұрын
sabhuku nanyanduri zvakafanana here
@memorymadzimai6494
2 жыл бұрын
Munemagonero enyu Sabhuku vane avo Munogona mese
@lucaspetermapale2383
2 жыл бұрын
munogona
@bonmash259
2 жыл бұрын
Mazita evana venyu nanhasi tiri kukakama kkkkkkkl VaMudhesve honzeri Murudo
@lagomprojects7715
2 жыл бұрын
Rudo.
Mr Neshamba murikugona nyika maibata pamasvika pese vangu vanofara nedzidziso yamunosiya.pamberi nebasa.
Kugara kwese ndaifunga kuti mbuya mai John mukadzi wa VZ
You never gave up guys,i remember meeting you in 1999,Artists Against Poverty under UN,you won in the perfoming arts provincial,i won in visual arts,but i later gave up,but when i see how you doing im proud of you guys,kip going ZIYA
Such an intelligent man. Kumusha kwakanaka so many opportunities kana munhu achida
@lagomprojects7715
2 жыл бұрын
Correct
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
Pa Dikwindi NEPA Masvingo secondary ndopandakadzidzawo sabhuku
Toda kuonawo mkadzi waVz
@shamisomatsvaire5925
2 жыл бұрын
Taurai zvenyu
Sabhuku, chairman nambuya mai john mwari ngavakuitirei zvikurusa mubasa rekudzidzisa ruzhinji rweZimbabwe.Ndinoshuvirawo nyika dai yavandudza kuti pave nepundutso mubasa rema artist nokuti nesuwo tirimunzira kuti zvatakabarwa nazvo anova matarenda atiraramise sezvo pachitorwa nguva kugadzirira kuti vanhu vawane zivo uye kunyevenutswa.Murondatsimba pasi naye .Msindo pride born in Gokwe North under chief chireya wishes u the best. Ndatenda shumba nechikwata chenyu neniwo ndirishumba pachivi apo pamusha kwahlanga ndochaiko kumba pedyo nemashava kwachief chivi. Ini Hlanga ndinoti nyasha dziwande
I love you Drewmas media. Mukoma Andrew Neshamba thank you so much. Its been years following you. Ndakadzidza zvakawanda kuburikidza nemi. Salute ✌🔥
Sabhuku vangu ndirikuuyawo manje manje manje kubasa
Thank you Jehovah God for the man teaching people again🙏🙏🙏👏👏👏❤💯
@amoschauke8926
2 жыл бұрын
VZ ma1
Hama yangu Shumba Mwari varambe vachikushandisai
I really appreciate Drewmas media ,tiri kudzidza ,GOD bless you
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
Drewmas media u are the best...hamusarudzi..keep on fire burning..
Mukoma Andrew Neshamba THANK YOU MY BROTHER handina chokutaura Basa mogona Greatfully Enjoyble Job!
Sabhuku ndakufarirayi, munetunhu twenyu hamufi nenzara, mvura yenyu magetsi enyu makangona kufunga manje munemagutsa
God bless you muri kwedu chayiko zvokwadi ❤❤❤
I love this tichimboonawo maviews ekudzimwe nzvimbo also kuziya more about vamwe thank you Drewmas media
Takadzidza pachikoro chimwe vavharazipi pachristian .mhorozve homie.
Vharazipi is a great talented man. Anotaura akasununguka ane confidence. Thanks for everything you do.
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
He is looks very responsible and two different characters .Very organised felt motivated he doesnt rely on acting very well up there .Thumbs Mr Mubaiwa keep focused ..
Nough respect Mr David Mubaiwa.. this is emotional ...i love you😃👌💗💕❤
Vz agara haatonzwe but we love him a lot dai vane mari vachibatsirawo team redu iri .kuvapawo good life.but he is so creative nemaprojects .big up sir
Iyi team yava Vharazipi inondiitira chokwadi
I liked this interview,pamberi Nebasa drewmas media team 💥💥
Thank you nekutisanganisa na sabhuku pamwe ticha mawana mambangwe
vanhu imi munodadisa hamuite zvoita rudhende ruzhinji kusvero tukana munoita zvakanaka mose well done
🔥🔥 Drewmas take us to another level
Hanzi ndikasara ndiri "Sabhukuless" mapera necorona .....you never disappoint mkoma David #InLoveWithDrewmedia😘🥰😍
Talented man. Love him very much
Tokudai zvekudaro VZ my best comedian. ...
Drewmas media taking u to another level 🔥🔥🔥🔥
Wooo VZ a nemashoko eunjere chokwad thanks Drewmas you are taking us to a hire hire level zveshuwa
We want forever missed CHAMUNORWA NEBETA kana magona
@sadymoremafendo
2 жыл бұрын
True
I like you Drewmas....I like you VZ sabhuko vangu....It makes sense now kuti mbuya mai John mudzimai wa Chairman ....Chairman sounds very professional 👌👏..M proud of you team Drewms and team VZ
@memoriegomana5341
2 жыл бұрын
Eeeh mkadzi wa chairman
@lagomprojects7715
2 жыл бұрын
Actually professional. Not only sounding
vaVharazipi is a genius and very level headed. keep it up. "kana uri mubiki hausiwe mujaji wezvawabika...".
@simbarashegondongwe6292
2 жыл бұрын
Haaaaa vz vakanyanya vanotombodzikamawo kudai
Ndafara kuziva kuti mai John mudzimai wa chairman . God bless you team
I love the Intro...Sabhuku Vharazipi😂😂😂😂😂😂😂
Forever missed ya Thomas Makion takaimirira uyezve tava papi nenhau yekwa Matavire iye?
I'm very proud of you My elder brother Vz Vz makamirira vaera shumba vose❤️❤️
Vharazipi is brilliant
Nice chairman mune mudzimai paacting.mbuya Mai john is your wife I love that
THIS GUY IS SOO MUCH FULL OF OF KNOWLEDGE IN THIS INDUSTRY CHAKANYANYA
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
Its the chair ya, Sabhuku for me 🎉💖💖
@munyaijanet4893
2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣Seat ragrey hound
@babrampotaringa8374
2 жыл бұрын
Kunga seat yemubus ra eagleliner
Chairman. Ambuya Amai Amai John
Maiweee shumba dzangu bhora mberiii tisu anhu acho
Makanyana sabhuku,Chairman naMbuya maiJohn
Shumba l respect you, tokudai chaizvo toda more upcoming Artists like you, ini ndoda kutombovaona sabhuku
Best skit yangu ndeyaVharazipi achitaura zvemamess up, eye shadow, mastilleto nemaAlakati neOlo😂😂, akandigonera ipapo nambuya mai John
@tariromukazi2132
2 жыл бұрын
Kkkkkkk taura hko
Teacher vako Dzatsunga identified you. You are talented.
Well the man is wise , VZ you are a star✅
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
Apa mandigonera manji , another level
Kkkk vharazipi dziripaseat remota musango. I like this guy
Welldone Drewmas .magonesa kutiunzira vz ava
It's Tapiwanashe for me ❤️
Sabhukuless 😀😀😀😀🤣🤣😅 ska mutupo wedu ndoo unechimuti ma celebrities mazhinji anoera shumba
Masvingo hoyeeeee 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mkoma Andrew I respect you. Big up to you and your team👊 Team VZ monunakidza zviri effortless, legends keep up the great work 👏
good project Sabhuku, Chairman and Mbuya MaiJohn
Well done Drewmans 👏🏾
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
Sabhuku makapedza chikoro ndiri grade 1 🤣🤣🤣🤣🤣nice
@gladysmakirimira3855
2 жыл бұрын
Kkkkk ini ndanga ndisati ndatozvarwa
Vharazipi is intelligent 👏....
@lagomprojects7715
2 жыл бұрын
Correct
Saka imi mkoma Andrew makanyoresa here mabagwe pamakasangana na sabhuku....
First
@philliphove1090
2 жыл бұрын
Wezhira wezhara wezheve wemhazha🤣🤣🤣 ndo sabhuku vangu kkk
Disability awareness ndoiwana sei inonakidza but ndakuitsvaga handisi kuona
David Mubaiwa akaoona Sabhuku Vharazipi anotonakirwawo
@chrisjuniormalgas6083
2 жыл бұрын
😂😂😂🤣🤣
Sabhuku, u are excellent henyu,,,, uuum
@lagomprojects7715
2 жыл бұрын
Correct
Patiently waiting for the skhuza episode
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
Masvika pamaraini pangu apo patakakurira. Pamotora apo. Magona drewmas media you really took us higher up to another level
@franciscrusher1160
2 жыл бұрын
Chikombrasi
@Gono88
2 жыл бұрын
@@franciscrusher1160 ndini wena. Murisei crusher.
I like him his funny unlike vamwe vanhu vanomanikidzira..he needs support so that anobutitsa maskits everytime.
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
Well done Drewmas media
VZ is the true epitome of wisdom
Andrew vasiya mbuya Mai John sei. Ahhhhhh it's not fare.
Murikutigonera VaNeshamba, rambai makadaro👍
Kuzodzikama wena kuita semunhu kwaye kkkkkkkk. Long live Shumba.
Ndigosara ndava sabhukuless. But we'll done sabhuku for that reminder.
Indeed a learned cadre. I didn't believe until i watched the full interview. A very talented, unique and responsible active person. Thumbs up to him, wish him greater things.
sabhuku ndikudawo number dzavo
Ndatenda hankue vz haaa kana mani murume uyu takamupuwa namwari
Thanks Drewmas pane munh aiti VZ ndiHeadmaster but now ndaakuziva chkwadi👍
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
@blesamblesam9535
2 жыл бұрын
Neniwo ndakambonzwa aidaro
@julietmusweweshiri914
2 жыл бұрын
Ndakambozvinwzawo
Drewmas taking us to another level
Chairman kufanana naTendai Mtawarira(The Beast)
Vharazipi ane wisemind
You sound like a good family man Mr VZ
Iiiii sabhuku makore awoo kkkkkkkkkkk may God bless you munobata basa chairo nemazvo
Andrew may God bless you and everything you do. You are educating most of our us.
@refreshingdude9730
2 жыл бұрын
but at times iduzvi he forces vulnerable people to interviews,he must learn to be sensitive and respectiful
@stressfree3256
2 жыл бұрын
kzread.info/dash/bejne/hnph08OTl5nZY9o.html
@gozos1552
2 жыл бұрын
@@refreshingdude9730 iwe usatuke vanhu pano
@refreshingdude9730
2 жыл бұрын
@@gozos1552 go and check the vedio he did interviewing a young girl who was sexually abused
@dagmarjandles8875
2 жыл бұрын
@@refreshingdude9730 haurevi nhema...it was so insensitive of him .....
VA Neshamba tinotenda ne basa renyu Aiwa tiri kudzidza chokwadi ne zvose zvamunotipakurira,, well done job
We love you VZ...our very own..I'm proud to be a Karanga❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@lamecknicodemusmawelankomo2724
2 жыл бұрын
Kalanga not Karanga let's correct our History. Even Masvingo is wrongly written the correct spelling is Maswingo in Kalanga meaning MADZIRO in ZEZURU
@veezienhamoruhwande99
2 жыл бұрын
@@lamecknicodemusmawelankomo2724 KARANGA not Kalanga, that's another language
@lamecknicodemusmawelankomo2724
2 жыл бұрын
@@veezienhamoruhwande99 I don't blame you my sister. But I blame the ones who came before you because they died before correct the mistake. it's Kalanga not Karanga
@lamecknicodemusmawelankomo2724
2 жыл бұрын
@@veezienhamoruhwande99 Kalanga are the real Zimbabweans. Colonizers spoils everything that's why people like you my sister are still lost in the wilderness
@wellingtonmazivisa6116
2 жыл бұрын
Maggie mukaranga not kalanga