Mbuya VaPiyasoni

Mbuya VaPiyasoni

Artist

Idea Yangu

Idea Yangu

Shoko kuMadzimai 💁‍♀️

Shoko kuMadzimai 💁‍♀️

Ini ndoda Mufundisi

Ini ndoda Mufundisi

Ama2k yandinetsa

Ama2k yandinetsa

Ndovurawa naMandengu

Ndovurawa naMandengu

Ndoredzera mudhishi😂

Ndoredzera mudhishi😂

Vanhu ngavainde kumusha

Vanhu ngavainde kumusha

Wamaramba mukomana

Wamaramba mukomana

Pano hapana Mba

Pano hapana Mba

Tovabika muhari vakomana

Tovabika muhari vakomana

Man U Uchandiuraya

Man U Uchandiuraya

Baba havasvodi ava😅

Baba havasvodi ava😅

Munhu Rongeka

Munhu Rongeka

Ndasvoda veduwe

Ndasvoda veduwe

Dzasai Status Tivone

Dzasai Status Tivone

Ngozi yei @MaiLokie

Ngozi yei @MaiLokie

Пікірлер

  • @rutendomushana3053
    @rutendomushana30537 сағат бұрын

    Mbuya Piya musandidaro 😂😂😂😂 haa muroora siya mbuya vamirire vazukuru

  • @aproniamunjeri5641
    @aproniamunjeri5641Күн бұрын

    Mandebvu bodo 😂😂😂😂

  • @KimberlyMutandadzi
    @KimberlyMutandadziКүн бұрын

    mai loki step iyo😁

  • @blessingvirimai2144
    @blessingvirimai21442 күн бұрын

    kkkkk hanzi physical counseling kk

  • @voltage4046
    @voltage40462 күн бұрын

    These three are amazing

  • @voltage4046
    @voltage40462 күн бұрын

    ❤❤❤I miss Mai Loki

  • @voltage4046
    @voltage40462 күн бұрын

    ❤❤❤I miss Mai Loki

  • @voltage4046
    @voltage40462 күн бұрын

    😂😂Had missed Mandebvu. Thanks Mbuya and Mandebvu for bringing us laughter❤

  • @pammund3495
    @pammund34952 күн бұрын

    Information munayo asi mirai muqueue zvenyu ambuya

  • @fayielisa3137
    @fayielisa31373 күн бұрын

  • @ChennyC-tr8di
    @ChennyC-tr8di4 күн бұрын

    The future is female wonderful

  • @ezrakuzivakwashe8940
    @ezrakuzivakwashe89404 күн бұрын

    Mutendi 😂😂😂

  • @user-yl9dv9ml8y
    @user-yl9dv9ml8y4 күн бұрын

    😂😂😂

  • @user-et7pc2dv4u
    @user-et7pc2dv4u4 күн бұрын

    Ndotsikwa ndikafa for free😂😂😂

  • @yemmung7337
    @yemmung73374 күн бұрын

    ❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @tasunungurwadewah7798
    @tasunungurwadewah77984 күн бұрын

    Benz irikufamba nedofo , hanzi corporate chii😂😂😂

  • @tapiwanashemadamombe7972
    @tapiwanashemadamombe79724 күн бұрын

    kkk ndiMai Madamombe vapi vacho kkkkkkkk

  • @mugabeviola8291
    @mugabeviola82914 күн бұрын

    Ndipeio zviCitrus

  • @afriikani6289
    @afriikani62894 күн бұрын

    dai machingochera maenda nhai

  • @user-zx5op3yk5n
    @user-zx5op3yk5n4 күн бұрын

    😂😂😂information yenyu yakanaka asi mirai muline

  • @kudahbatoni1888
    @kudahbatoni18884 күн бұрын

    Shut out to Martha from ZWRCN

  • @MakahManiki
    @MakahManiki5 күн бұрын

    Mai Duve namai Takawiraka kkkk😂😂😂

  • @ShirleyChingore
    @ShirleyChingore5 күн бұрын

    Combination yacho❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi5 күн бұрын

    Mbuya kungwara nhema mufunge

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi5 күн бұрын

    Ndimbuya vangu ivavo vaudzei😅

  • @RobsonTongogara
    @RobsonTongogara5 күн бұрын

    I love Mai Takawira amana

  • @Fortuematy
    @Fortuematy5 күн бұрын

    😂😂 they did you dirty mbuya, after dishing out info dai vangorega machera, infact dai vatokudhayirai mvura imi mumire henyu

  • @KellyLetters
    @KellyLetters5 күн бұрын

    Chiregai ndichere for me kkkkkk

  • @cynthia2570
    @cynthia25705 күн бұрын

    “The future is female”… ndimbuya’ Piya vadaro 😂😂 handizi rini..

  • @rutendomushana3053
    @rutendomushana30535 күн бұрын

    Asi kana tazogara mbuya vaPiya information vanogara vanayo 😂😂😂😂😂

  • @user-re9no7vy8w
    @user-re9no7vy8w5 күн бұрын

    chokwadi chakanaka

  • @DephineDzadagu
    @DephineDzadagu5 күн бұрын

    Munotsikwa amai

  • @anesumharapara7535
    @anesumharapara75355 күн бұрын

    Mbuya endai henyu ku queue

  • @lovenessmakore6961
    @lovenessmakore69615 күн бұрын

    😍🥰😊

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema49055 күн бұрын

  • @user-ju6pd6ki2h
    @user-ju6pd6ki2h5 күн бұрын

    Gadzirisai mbuya zvinhu zviita

  • @user-rj2er6pn5p
    @user-rj2er6pn5p5 күн бұрын

    yanyaya yezodzi😅😅😅😅😅 haa Nama kuma comic elder😂😂😂

  • @kudakwashesimoyi5217
    @kudakwashesimoyi52175 күн бұрын

    you guys are creative

  • @user-fk1pu7uf3i
    @user-fk1pu7uf3i5 күн бұрын

    Zveshuwa vana vanonakigwa Mbuya Pee 😂😂😂😂❤❤🎉🎉

  • @Spo7017
    @Spo70175 күн бұрын

    Its the laugh yambuya for me😂😂😂😂😂

  • @carold1304
    @carold13046 күн бұрын

    Ndambofunga kuti ndiPatricia kwezvimaminutes zvekutanga izvo

  • @NomatterMpofu-xr4ro
    @NomatterMpofu-xr4ro6 күн бұрын

    Kkkk mazipenzi mkuru chaiwo 😂😂😂😂

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo22166 күн бұрын

    Kkkkk

  • @trishgahani7820
    @trishgahani78206 күн бұрын

    Varaigwai imi mbuya nhai vanonakigwa zveshuwa

  • @clevermsekiwa7989
    @clevermsekiwa79896 күн бұрын

    Dementia yatanga Pana mbuya 😂😂

  • @user-th9gr3uu4s
    @user-th9gr3uu4s6 күн бұрын

    Vanonakigwa chokwadi

  • @-johnchikura
    @-johnchikura6 күн бұрын

    Kkkkk ehe ndakazviona vana vanonakigwa 😂😂

  • @user-ce7mu2fj9e
    @user-ce7mu2fj9e6 күн бұрын

    Ndini ndatanga😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @GLOETV563
    @GLOETV5636 күн бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy.7 күн бұрын

    Combination iyi ummmm 😂

  • @tapiwanashemaswaure1117
    @tapiwanashemaswaure11177 күн бұрын

    Hanzi ndotsikwa ndikafa for free