Intro yaMadhuve yega inopedzera vese vanonyepera kuimba nechirungu vaya ummm ine munhu pasi 🔥🔥🔥
@user-zl2rz1io6nСағат бұрын
Zvazvinhu zviri kunaka izvi
@lovemoredliwayo1744Сағат бұрын
Baba Macheso
@user-zl2rz1io6n2 сағат бұрын
Boys rakachena iro kkkkkkkkkk
@user-zl2rz1io6n2 сағат бұрын
Sound iri kunyatsobuda boe kupfuura yemustudio
@user-zl2rz1io6n2 сағат бұрын
Now i understand kut munovengerwa kugona mudhara
@KudskwasheAmbroseZowa2 сағат бұрын
Mdara hatina zera navo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@user-zl2rz1io6n2 сағат бұрын
The king of sungura muri muhombe baba shero
@user-zl2rz1io6n2 сағат бұрын
Kkkkkkkkkkkk pakabatwa basa apa kkkkkkkkk
@KudskwasheAmbroseZowa2 сағат бұрын
Once upon a time there was a music prophet Alick macheso the Maestro who made the blind to see, the deaf to hear and feel the vibration of Extra-Basso ❤❤❤❤
@user-zl2rz1io6n2 сағат бұрын
Tokumbirawo mushandise kunashe studio kurecorder palatest mudhara
@user-zl2rz1io6n2 сағат бұрын
The king of sungura
@EtelvinoabilioLanguitone2 сағат бұрын
Macheso power👌👌💪💪 🇲🇿🇲🇿Mazoe Tete
@stevenruzvidzo55702 сағат бұрын
Cheso power 🎉
@pharaohlomazolo9502 сағат бұрын
camera on use failed to capture the great sound that was coming out kutokundwa ne phone yangu or maybe it's because they recorded using sound from backliners not actual speakers facing the crowd kunobuda actual sound yepashow, zvakangodaro haa show iyi was one of the best in recent times, mudhara vaitoda kutisiya tadonha but police ikaita jealous kuivharisa tisati takuda kuenda kudzimba.
@takudzwajames11562 сағат бұрын
Chokwadi nezvinhu Majuice anotamba ne moyo wese ende he blends very well ne waya, ma fans and ma dance acho kuita kunge ndiyo song yacho😂...chakanaka chakanaka Majuice anopedzera vamwe that's why he is the lead dancer. Respect 👌🏿
@moyowity3 сағат бұрын
Band revanhu
@khonzanincube57894 сағат бұрын
Extra basso
@deemansouljahofficial21924 сағат бұрын
Kana hanga yazogara pfunde mutidaidze tiiwoneweooo ava ndibaba ava
@deemansouljahofficial21924 сағат бұрын
Quality iyi ndeyebasa haaa Zvakachena mhani izviii Mberikwazvooo
@sirwhite625 сағат бұрын
Sound is too good but Camera man should improve a little more, old live shows were always on point and cameras were top notch again. We also want a clear stage, nomore congestion at the stage
@sirwhite625 сағат бұрын
🎉🎉🎉🎉
@carringtonmugara80956 сағат бұрын
Chibaba ichi
@amazinggracem10306 сағат бұрын
❤ macheso knows his tings
@nampoBernard10 сағат бұрын
❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹🚿❤️🩹❤️🩹
@generalemuziq643110 сағат бұрын
Haaa makachi master chi game chacho
@josiahnyanda532612 сағат бұрын
Tikagaragara toyeuchidzana kuti uyu hamuna zera naye. Macheso ari pa level yake oga.❤❤❤❤
@josiahnyanda532612 сағат бұрын
Sound quality is top notch❤❤❤❤😂
@user-up3el7rn4f13 сағат бұрын
Pa 10.02 noel akakanganwa wire😅😅
@user-up3el7rn4f13 сағат бұрын
Thanks for posting quality videos
@MichaellSibanda14 сағат бұрын
Tokumbirao quality panew album please
@user-ye8bw5yx4i14 сағат бұрын
Majuicy ngaaudzwe adzikame plz
@MichaellSibanda14 сағат бұрын
🎉🎉🎉 zvinyowani please
@MichaellSibanda15 сағат бұрын
❤❤❤ komdara sei musingambo rovivana kusekana kwnakamba mwana wamaivangu zvichienda😊
@amazinggracem10306 сағат бұрын
Aaa ndodzogara dzichirohwa
@MichaellSibanda5 сағат бұрын
@@amazinggracem1030 ummm pano neapo
@simonchoruwa684115 сағат бұрын
Haaaah Barna ane maKG mangani chaizvo coz anorema zvake 😂😂😂
Пікірлер
Rambai muchiisa malice shows apa zvinoita kuti basa riende mber uye ma International Events anowanikwa through ma video iwaya
This is the song is the best song for Macheso
I am impressed by sound quality it is so good
Baba ndibaba
😂😂😂 ichi chibaba kana mwazogara😂😂😂
uyu mudhara haana kumira mushe uyu
Vapupuri pupurai ine munhu pasi varume
Good quality sound haa baba shero muri muhombe
The sungura kingpin
Ngakuite vanogona kubatsirana nemukomana Banabas aite zvebackibg chete..
Favourite song yangu iyi. Kutadzirana
Makachena chose
Intro yaMadhuve yega inopedzera vese vanonyepera kuimba nechirungu vaya ummm ine munhu pasi 🔥🔥🔥
Zvazvinhu zviri kunaka izvi
Baba Macheso
Boys rakachena iro kkkkkkkkkk
Sound iri kunyatsobuda boe kupfuura yemustudio
Now i understand kut munovengerwa kugona mudhara
Mdara hatina zera navo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
The king of sungura muri muhombe baba shero
Kkkkkkkkkkkk pakabatwa basa apa kkkkkkkkk
Once upon a time there was a music prophet Alick macheso the Maestro who made the blind to see, the deaf to hear and feel the vibration of Extra-Basso ❤❤❤❤
Tokumbirawo mushandise kunashe studio kurecorder palatest mudhara
The king of sungura
Macheso power👌👌💪💪 🇲🇿🇲🇿Mazoe Tete
Cheso power 🎉
camera on use failed to capture the great sound that was coming out kutokundwa ne phone yangu or maybe it's because they recorded using sound from backliners not actual speakers facing the crowd kunobuda actual sound yepashow, zvakangodaro haa show iyi was one of the best in recent times, mudhara vaitoda kutisiya tadonha but police ikaita jealous kuivharisa tisati takuda kuenda kudzimba.
Chokwadi nezvinhu Majuice anotamba ne moyo wese ende he blends very well ne waya, ma fans and ma dance acho kuita kunge ndiyo song yacho😂...chakanaka chakanaka Majuice anopedzera vamwe that's why he is the lead dancer. Respect 👌🏿
Band revanhu
Extra basso
Kana hanga yazogara pfunde mutidaidze tiiwoneweooo ava ndibaba ava
Quality iyi ndeyebasa haaa Zvakachena mhani izviii Mberikwazvooo
Sound is too good but Camera man should improve a little more, old live shows were always on point and cameras were top notch again. We also want a clear stage, nomore congestion at the stage
🎉🎉🎉🎉
Chibaba ichi
❤ macheso knows his tings
❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹❤️🩹🚿❤️🩹❤️🩹
Haaa makachi master chi game chacho
Tikagaragara toyeuchidzana kuti uyu hamuna zera naye. Macheso ari pa level yake oga.❤❤❤❤
Sound quality is top notch❤❤❤❤😂
Pa 10.02 noel akakanganwa wire😅😅
Thanks for posting quality videos
Tokumbirao quality panew album please
Majuicy ngaaudzwe adzikame plz
🎉🎉🎉 zvinyowani please
❤❤❤ komdara sei musingambo rovivana kusekana kwnakamba mwana wamaivangu zvichienda😊
Aaa ndodzogara dzichirohwa
@@amazinggracem1030 ummm pano neapo
Haaaah Barna ane maKG mangani chaizvo coz anorema zvake 😂😂😂
Noel and Cheso are just too talented
Yes yes yes ❤❤❤❤❤ndobva ndafunga kuAqautic Complex
❤❤❤