Uyu anogona zvake, my best, Macheso anohaya ma professional kustudio kwake kana achiita his own projects, mavocals akadzipwa but instruments akabuda bholato,
@pamhatah5 күн бұрын
Rhythm Master
@obertalpha76085 күн бұрын
Madhiri ekuteedzera zva Dembo zvakadhakwa inga unogona wani y uchida kuzvidzikisira
@tafadzwazakeyo5 күн бұрын
boss makabva kure kbva muchiri pa gcloft pakona muna. hulingburry hamuna kuita give up weldone boss on yo new album tirii kukomborerwa
@michaelmike13145 күн бұрын
Tiripo vepanyamuroro famba homeboy 🔥🔥🔥🔥
@user-lc6eu5tf5g5 күн бұрын
🔥🔥🔥💃💃💃🤗🤗🤗
@papacaleb78276 күн бұрын
This man.❤❤
@tatendapinjisi6 күн бұрын
Thank you so much Soft Sungura family murichidadiso munotipa simba rekuramba tichishanda nesimba...tichaedzawo nepatinogona napo kukupai unique sound and new melodies every year...shungu netarisiro ndedzekuti mufare pamwe nekunzwawo zvitsva zvisiri zvamakambonzwa....God Bless you all.🎉❤❤❤
@jaspernyamatemba32714 күн бұрын
ramba wakabaya zviri kuzipa izvi
@chidhebhelajekese28036 күн бұрын
Chibaaaa
@GodwinMadziro6 күн бұрын
Magetsi aya
@tatendag99216 күн бұрын
Iyi ngoma yakabatwa chaiko, shungu
@jonathankahiya45406 күн бұрын
Bttr pinjisiii
@ranganaijekese20406 күн бұрын
mufana uyu anondinaka hake
@jamesmureyani91076 күн бұрын
So far more than10 repeats since yesterday
@TakaiteiMazarura6 күн бұрын
Mukoma murikumberi music yenyu inondiitira
@davidchipaz43956 күн бұрын
Watondipa shungu iwe 🔥🔥🔥🔥
@leochishowerere42346 күн бұрын
Great album sir... Iyi song apart from the rest is like your previous projects.. A bit too fast... But the rest of the songs ari kukwikwidza ese pa number 1.. I think this is your best project so far since saina.
Пікірлер
Zvichandinetsa kurumurika pana Saina akoma. Otherwise u did great. Brilliant piece of art.
Well done bro
Well done mhanduwe🙏🙏
haaa wangu wangu unorova ngoma
Munokwenya kani🎉
waya waya...mdhara waya idzo
Song of the year mutoriro🔥🔥🔥🔥
T.Pliers(Tatenda Pinjisi) pakagonekwa apo
Pakabatwa wire
Ichi chinogona chakasimbira mubhonzo ❤
Wadzoka nerimwe Patani ka
Mboma!!!chambokochewaya ❤❤❤❤❤
Groooooo all songs got mssge ❤❤❤❤
Great quality mudhara
Mmmmmm pa Fair Mafana unorema heavy kg
Hoyooo
Icho ❤ chopisa
Wasu ndiye wandiunza pano. Wire makabata....
Hommie unopedza
Yes yes all the best my brother . Ndozvako chaizvo wel blessed many thanks deep deep my heart ❤❤❤❤❤
kungopinda mumota kotorira kusvika ndasvika . chipanera chaicho
nice nice. sweet melody
iri kunaka iyi
Ma1 aya
Its a hit 👊🏾
Anogona kudarika noise yatiri kuitirwa mazuva ano
Imba zvinyoronyora uchivadzidzisaiwe . Good work baba
Ndikafarisa ndokupa chigaro chaba Shero; stay level headed zvinoita!
Soft Sungura perfect...Spaner boy the boss
Motiuraya kani mkoma nekunakirwa
Uyu anogona zvake
Producer achikudzidzira but nice song
Uyu anogona zvake, my best, Macheso anohaya ma professional kustudio kwake kana achiita his own projects, mavocals akadzipwa but instruments akabuda bholato,
Rhythm Master
Madhiri ekuteedzera zva Dembo zvakadhakwa inga unogona wani y uchida kuzvidzikisira
boss makabva kure kbva muchiri pa gcloft pakona muna. hulingburry hamuna kuita give up weldone boss on yo new album tirii kukomborerwa
Tiripo vepanyamuroro famba homeboy 🔥🔥🔥🔥
🔥🔥🔥💃💃💃🤗🤗🤗
This man.❤❤
Thank you so much Soft Sungura family murichidadiso munotipa simba rekuramba tichishanda nesimba...tichaedzawo nepatinogona napo kukupai unique sound and new melodies every year...shungu netarisiro ndedzekuti mufare pamwe nekunzwawo zvitsva zvisiri zvamakambonzwa....God Bless you all.🎉❤❤❤
ramba wakabaya zviri kuzipa izvi
Chibaaaa
Magetsi aya
Iyi ngoma yakabatwa chaiko, shungu
Bttr pinjisiii
mufana uyu anondinaka hake
So far more than10 repeats since yesterday
Mukoma murikumberi music yenyu inondiitira
Watondipa shungu iwe 🔥🔥🔥🔥
Great album sir... Iyi song apart from the rest is like your previous projects.. A bit too fast... But the rest of the songs ari kukwikwidza ese pa number 1.. I think this is your best project so far since saina.
one instruments can produce same thing dear wow
Uyu anonzi Pinjisi muhombe. Shungu approved 👌